Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Please don't forget to like share and subscribe
Zvinorwadza izvi vanhu vagara havafariri chakanaka especially weukama ndohunhu hwawo RIP
Izvi zvinorwadza chokwadi, vanhu avafanire chakanaka chokwadi,,ungauraye mwana nenyaya yegodo chokwadi ndiho hunonzi hutsinye, chokwadi,Mwari vanoona uye vanoziva, rest in peace beautiful
😢😢 zvinorwadza sure, ndanzwa kumerera, muku urwe Hondo dzako mwanasikana, jealous godo ndopanotangira hiroyi
Like the way you do content even the language usage is delightful. Keep up with good work. Your way of communicating is,💯⭐
Wow, thank you
Mhuri yezimbabwe irikubatsirwa ndeip
Anzi namarshall munhumumwe ane mari ndiye mukuru
Vanhu havasisina ganda kumeso. Sei tichizvideredza kudaro. (Ubuntu)
Amai plse tsvagai mubatsiri munhu wacho amukirwe taurai na Bhozhongora akupei mubatsiri Amai musarare ne Zamu mukanwa
Amai vacho vakatoshaikawo avo kuswera zuro
@@PriscaDzowa iiiiii
@@PriscaDzowa😢😢😢
Amai vake vakatoshayawo the same day 😢 zvinorwadza
Kubatsira mhuri ipi
Mmmmm ane mari.ndiye mukuru chokwadi.Va Muyambo mungati baba kuna Wicknel. Mwari ngavasangane nezvishuwo zvemoyo wenyu va Muyambo
Rest in peace Renia, zvinorwadza zvinodzimba moyo asi Mwari vanoona
Dashara nyaya
Zvinorwadza hei
Hanzi chichemo changu baba 🤣🤣🤣🤣🤣apa ndiye baba
Anemari ndiye mukuru zvedi ukaona zera ririkuti baba so🤔so sad rest in peace reniya umm vanhu vakaoma veduwe
Iwe mdara kwana iwe rega kunamata mbavha iyo ungati baba kuchimwana chanezuro icho.
Kkkkk vamwe vachanzi ndikutsikei musana vakabvuma
Madness at it's best Baba kumwana nokuti anemari mukuru atikwanire
💔💔💔 Zvakaoma veduwe nematambudziko kune vabereki vamwana ne kumu kwasha really sorry 😭😭😭
Manje haadi zvekukumbirwa Manje
Iii sorry mama mwari ngavaku batsirei 😢😢😢
Musadana hama pakuroorera baba namai idare rakakwana . sorry vabereki nezvakiwa navavengi Azviyita mwari aveye😭😭😭
Nyaya yaRenia ndanzwa kurwadziwa mukoma Hatirare...May her soul rest in peace 😢
Zvinorwadza 😢😢
Oooh yes chibodoro I remember his with Mukadota
😢😢😢😢 ndarwadziwa nemwanasikana uyoo uuum
Mwari vanoziva havo,Rip Renia
Zvakaoma mazuvaano zvekuunganidzana ne vanhu izvii kwete vanhu vashata especially vanhu vehukama ..ndivo vane godo
Akazvikumbirira ega uyu kare
Amai vake vakatozofawo futi zvinorwadza shuwa
Havangatadze ngavachidya nyama yevanhu eish ende fty ndarwadziwa ndonzwa kubitirirwa inini ngavaite chimbi chimbi imbwa dzibatwe idzo
Are you serious. Ko vakaonei futi. Hey!
Zvinorwadza
Shame why would people poison her shuwa this is sad
Yowee inga zvarwadza ko zvaari we Z CC ko mweya vanga usina kuvhenenga here kuti musikana kana mukomana pakunoroora musikana vako achaisirwa muchetura muchikafu sure mweya mutsvene chibatsirai mai kuvanyaradza
Zvakawoma veduwe mmmtvsagai mubatsiri back to sender is the way
saka mface akadzoserwa mari yake here or zvinenge zvakato vharana......?
Veukama ndoma1 rip renia
Vanhu tizisai hamudi
Ndokwatasvika here kt baba kuzera remuzukuru wako it's sad veduwe
❤
Rip reny
Rest in peace mwanangu 😢😢😢
Kkkkkk monakurwa vanhu ve Zimbabwe mudhara mkuru anoombera ndumure iyo
Ndarwadziwa shem
Chibhodhoro kwana enda unotengesa madomasi uko
Mudhara kwana iwe wakura mushe wani
Zvinorwadza RlP Reniya Gwarumba
Mhuri yeZimvabwe ipiko yabatsirwa naWicknero zvipatara zvisina mishonga. Mutikwanire kumbirai kwazvo kwete kutaura rabishi, hatinei nemari yekuba isu vamwe.
Shame ndarwadziwa rest in peace sis
Mmmmm May her dear soul rest in eternal peace.
Ummm zvakangooma hazvo zvinorwadza ko kungonamatirawo kuti mwari itaiwo kuti vana vangu varoorwe zvakanaka pane kuitira mumwe mumhu jelous nhai
Aibika chikafu ndiani ndiye akauraya
Rest in peace ✌️ dear
Zvinorwadza Mwari waAngnes Samuel NaDoct Nehemia ngaazviradze
Ngaarwise imi musadaro hamusati masngana nazvo Ngaarwise rwisa muvengi wako azikanwe kuti ndiyani akakuuraya
Paita nhubu dzechikama apa hakuna zvakadaro never
Ummm pakaipa wena
MHSRIP🙏
Uyo mdra uyo anoda kupisa ne moto ,,,sure nezera rake oti bata kuna wicknell here ,
Haaa deserve anything uyu ibenzi pNe Kuti atimwanangu akuti baba
Vanodawo Mota avo 😅😅😅
Chokwadi kukura hubva munjodzi,zera irori kutoti baba Kuna wikinero😢
So sad Rip 😢
Wakaona muzera wakadai wakut baba Kuna chivhayo zvotoreva kut muzimbabwe hamuchina varume
Rwisa mhunhu renhiya asi zwinorwadza veduwe rip
Zorora murugare musvohwani wedu zvarwadza izvi
Kumuka kupiko iwe kwaunoziva Mwari vachatonga havo
Shame it maybe wehukama or someone aidanana nemurume akaroora Renia
Rest in peace Renia.
So sadness
Haaaa Uyo ati handisikut Mota zvang but ndoyaarkuda
Ummm people are evil😢
Inga first born ya Tsambarafuta yatochembera
Musati baba kumwana nekuti anemari
Muroyi imhandu yakaipa
😢RIP
Haaaaa zvinorwadza chokwadi
Uuummm veduwe chiiko kuuraya munhu nhai lm sorry.... My condolences to the family
Maiweee musvovani wedu so sad
Shame rest in peace dear munhu mutema akaoma ndarwadziwa shame why Vanhu vachidaro
Dai ivavo vazviita mwari akavatora
Kukura kwese iwe jonh waivepi nxaaaa
Uuuuuuh ava ngavanyimwe vachembera vamwe vachitenga mota vaive kupi
Une moyo we hutsine haufariwo kuti wari kubatsira wana wawa remangwana rakanaka haufariwo ere
Shame rip gal
If I may ask aimbozikanwa nembiri yechiko mwana sikana uyu coz ndirikumuona everywhere. So sad RIP mwana sikana
May her soul rest in peace,God will fight for her😢😢😢
Vamwe vacharohwa shure nekuda zvemahara. Unoti baba kumuzukuru wako kkkk
Endayi kuna Mukotsanjera mubatsirwe amuke arwise
Anonzi chivhayo
Musvohwani wedu rip
Ummmm. Rest in peace my Daughter
Endai kunganga mudzosere kunevakaisa poison
Very sorry pamwana skana uyu
It's painfull shame
May her soul rest in peace
Rest in peace 😢
Iiii mufunge ndarwadziwa veduweeee ko chiiko vanhu vatema kuisira mwana poisona anga aenda kunokumbirwa mufunge vanhu ndavatya in8 ummmmm mufunge ndapera petrol chaiko kuita Godo hre pakazara vanhu vanhu ngavamutse mwana asati avigwa arwe hondo dzake ega hayaaa hakunq kurara dzoka usote vanhu vakakaidzwa
Rest in peace dear
😭😭😭😭😭😭😭😭
Akaurayirwa grocery bcz mai vake ndivo vakaenda ne grocery step mother vake akavarota vachiti uchafira grocery rawakapa mai vako..... baba vake na step mother ndivo varikuziva zvavakaita mwana bcz last day step mother ndivo vakatomupa plate yesadza nekty aitove be cerevita yake yaaidya asingadye zvinhu zvipamba pastep mother
And baba vake vakazosara vachipenga after avigwa
😢😢
Musatikubatsira nekuti varikupa vakapfumakare nekuti munodarubatsiro

Musadana hama pakuroorera baba namai idare rakakwana . sorry vabereki nezvakiwa navavengi
Azviyita mwari aveye😭😭😭