A Zimbabwean man gets in trouble after seeing a Sangoma #kurombazimbabwe #zimbabwestories #hurombwa #storytime #Shonastories#zimbabwefacebookconfessions
Of all the stories dzandakanzwa, iyi yandibata. Ndarwadziwa shuwa kuurayiswa ne murume wako, unenge uchiti tiripamwechete izvo wavakutosiya vana vava nherera😢
Its so painful mastories akawanda vanhu end up vakubata mushonga azvishamisi makatoroyiwa nemaibatsira ipapo kuti zvinhu zviome I think munhu wese should know kuti ma business mabasa zvese zvinoda kunamata nekuti ukamira usina zvawakavimba you will end up waromba avasi vese vakaromba nekuda evryone ane business asati aromba ngatinamatei nguva ichiripo nekuti satan anotokuomesera kuti uuye kwaari My brother tsvagai jesu nguva ichiripo im sorry you faced all this This also happened to my parents helping mhuri yese but vakaroiwa nevavaibatsira and she went to zero avana havo kubata mushonga but it pained me zvekudaro what she went thru kusvika vaurayiwa futi kuvashandisa But kudenga kuna mwari uko Ndichauya hangu nayo testmony
Of all the stories dzandakanzwa, iyi yandibata. Ndarwadziwa shuwa kuurayiswa ne murume wako, unenge uchiti tiripamwechete izvo wavakutosiya vana vava nherera😢
💔💔💔😭
Eish painful story.ndifarirq naira yqmoverenga nayo inobva yaita sense yenyi nyaya yacho mogona kuverenga muri emotional.
Thank you for sharing
The devil comes to kill steal and destroy and is a liar.
Repent before your children start to die.
All that glitters is not gold
Akuna nhamo inouraya munhu kudai yaiuraya tese tingadai takapera kufa, zvimwe zvinhu tinenge iri sarudzo yenyu mukoma, plus mu life zvinoda kunamata
Maswerasei tete ❤❤
Its so painful mastories akawanda vanhu end up vakubata mushonga azvishamisi makatoroyiwa nemaibatsira ipapo kuti zvinhu zviome
I think munhu wese should know kuti ma business mabasa zvese zvinoda kunamata nekuti ukamira usina zvawakavimba you will end up waromba avasi vese vakaromba nekuda evryone ane business asati aromba ngatinamatei nguva ichiripo nekuti satan anotokuomesera kuti uuye kwaari
My brother tsvagai jesu nguva ichiripo im sorry you faced all this
This also happened to my parents helping mhuri yese but vakaroiwa nevavaibatsira and she went to zero avana havo kubata mushonga but it pained me zvekudaro what she went thru kusvika vaurayiwa futi kuvashandisa
But kudenga kuna mwari uko
Ndichauya hangu nayo testmony
Nhamo haiurayi zvino imba yacho ichanakidza ere
Run to church whose foundation is Jesus Christ
Confess Jesus Christ is Lord and seek deliverance
Isaiah chapter 1:18
Sorry zvako but God loves you!
Sad as you sound ,its not a reason to sacrifice your wife.no matter how you put it across ,you knew what you were doing .
@@tayengwatawonangwere 💔
😢😢😢 Simbimbino weee😭
Siya imba iyo its a cursed house, start afresh, move on with what yu are left with
Waidzokera kumusha nemhuri yako chete..zvaiko zvino. Pfugama udaidze Jesu.reurura urevese.ndiye achakuudza zvekuita .
Bvuma kusekwa zvako hazviurayi zvawakazoita izvo ndizvo zvinouraya manje. Gehena rakakumumirira dear uchatambura forever. Zvirinani to face hasha dzevanhu than dzaMwari. Ini ndaitova ne secret yemakore ndakaitaura zvakatopfuura wani.
My boss just commented on your voice aunty❤ hanzi you have a beautiful voice.
@@PrimroseSiankobo ncawwwwww thank u our leadership 🥰🥰🥰🥰
Run to Jesus coz it's not over the devil is coming after your Children
Ummmm kuromba hapana zvakunobatsira ,inonzi chavagona hapana
Help you do what
Asi tete manga makuchema
@@mercymupondiwa9426 kkk voice