Last confession I think chipoko and anenge akazonoz viuraya next time garai ne vanhu vaunozivawo shamwari or hama or any anoziva connection yake, apa unobvunza kuti uzive kt mupenyu here 😂😂😂😂😂😂 haaa fyt
You were used na baba and mainini to poison mai vakio mese munofanora ju repenta Mwari vakuregererei if they dont want iwewe look for a true pastor confess everything be baptized tanga kurarama upenyu hwekutya Mwari nekunamata uchiverenga bible
Iyi ndiyo inonzi ngozi yechichawa chaiyo iyi... heyi!
Zvino wakauraya mai vako
Iyo ndiyo inonzi ngozi
Zvino chipoko chekumalawi ungachigona😢
Ndoosaka ndisingade kutenga imba yakavakwa kare
Kuuraya Mai ngozi yacho ichati youya zvayo
Last confession I think chipoko and anenge akazonoz
viuraya next time garai ne vanhu vaunozivawo shamwari or hama or any anoziva connection yake, apa unobvunza kuti uzive kt mupenyu here 😂😂😂😂😂😂 haaa fyt
Ini ndoona sekuti mukadzi uyo akafa ini asi pane zvaanoda kukuudza
Yowe urimukadzi kwakuuraya mai vako iwe ucha urayiwawo nemwana wako muroyi
Chipoko akatofa zvakaoma veduwe taura chokwadi chawakaitq
Taurai chokwadi mukoma mubetsereke
Nhaiwe wakauraya amai saka ukubvunza kuti woitasei , ukada kuitasei?so u believe Rudo rwemunhu akauraya maivako nyangwe vaive benzi ndiwe Mwari? Kutozoti mainini vanogona kushandisa mari, yako here? If u could see kuti baba vako vaive vakadyiswa namai vako ndomadyisirwowo awakaitwa namainini
You were used na baba and mainini to poison mai vakio mese munofanora ju repenta Mwari vakuregererei if they dont want iwewe look for a true pastor confess everything be baptized tanga kurarama upenyu hwekutya Mwari nekunamata uchiverenga bible