Asihamusikuzvigonha here asekuru PINDAII iiiii ndirikutya KOMUKATANGA NDOTEERA KUMASHURE 😂 Dzarova marata 😂😂 nhasi ndabvuma kuti muroi anototyawoo ashaika panzvimbo nyakubata wachoo . This should be a huge lesson kune vano Bata Bata . Ingawani Mwari vakatipa maoko maviri ekuti tizvi shandire . Word of advice there's nothing for 🆓 kutadza kuita Lula Lula for 2 years nekuda Mari yehurombwaa munhu munhu akanaka akarara but old man vaisarara ka avo vainzi vairara panze deep number
@@zamamatsotso4274 chakafukudza dzimba matenga King 👑. Mahwambi. I would rather Kufira pakati se bread roll Sandwich 🌭 but Old man haizimhosva yavo sezvataurwa na Sekuru.
Hapa mirike apo even muridzi arova touch 😆 🤣 😂 😹 but I don't get kuti munhu anenge akano tora zvinhu zvako ozo zvitiza futi nyika yedu yaka takura shuwa and 2 years no bonde ma1
Ndivo vanhu vanenge vasingade zvekuroya ava vanobvuma hukanganisi hwavo,vamwe vanotoda kuiswa chain kt vanobvisirwa ana thokoloshi vavo,rambai makadaro sekuru 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽SMtv thank you soo much 🙏🏼🙏🏼 Pasi ra rema 😩😩🙆♀️
A big thank you to Slymedia crew, Sandon kwamuri, many families are going through these challenges in life nehurombwa, now I understand and I'm sure as a nation we are learning from these real lives stories, and repent because we now know kuti the end yakadhakwa 👏🏿👏🏿👏🏿
My mom she ran away from her home cuz of that, now she is refusing to go back home to Zimbabwe she is saying she is seeing snakes and hearing voices and my dad is all alone since November last year 2021 me my brothers and sisters we are all suffering hope one day we will be free.
I want to thank you momz for yr wisdom 2 yrs no Lula Lula and still have patient, musha ibonde hama kkkkk, thanks sly media for sharing news and some updates to us.
This thing is alive🤯🤯🤯🏃♂️🏃♂️🏃♂️ Kuromba kwakaipa zvinouraya. Hanzi ko mukapinda imimi ini ndotevera hiiiii😨😨 kutla?? I have seen what I used to hear. These lucky charms are very dangerous usually bringing abject poverty and destruction of lives for generations. This is the bondage ppl are under. Mozambica yakaipa. This Sekuru is brave, this is heavy duty magic. I respect the dad's honesty and apology.
Thank you Slymedia murikugonera nyika so far 3 vana sekuru vanogona kubvisa or kuparadza hurombwa, sekuru Nyangatani,Sekuru Kanengo, Tasvu. Tinotenda zvikuru.
It's very clear that our own leaders are also leaders in witchcraft. How can they say there's no witchcraft while they have ZINATHA and they believe that spirits exists
SEKURU NYANGATANI is very humble!! Vamwe vese vanenge vachingodzokorodza kuti heee wabvuma here heee ndini mukuru,....But this sekuru is so humble
Ko mukatanga ndotevera kumashure🤣🤣
Asika Zvakaoma
Imagine
I like the way ya akumbira ruregerero chinhu chakakosha vamwe nyaya dzakadai vanopedzisira vapara mhosva kutemana nematemo
MuZimbabwe mune n'anga dzakawanda dzinogona kudai ,ngavarape nyika yedu inakewo
Kana kungonongedzera kuna livingstone chete
Apa ndeimwe level apa.
The same nangas give zvikwambo
Asihamusikuzvigonha here asekuru PINDAII iiiii ndirikutya KOMUKATANGA NDOTEERA KUMASHURE 😂 Dzarova marata 😂😂 nhasi ndabvuma kuti muroi anototyawoo ashaika panzvimbo nyakubata wachoo . This should be a huge lesson kune vano Bata Bata . Ingawani Mwari vakatipa maoko maviri ekuti tizvi shandire . Word of advice there's nothing for 🆓 kutadza kuita Lula Lula for 2 years nekuda Mari yehurombwaa munhu munhu akanaka akarara but old man vaisarara ka avo vainzi vairara panze deep number
Kutadza sitonyeni ngekuromba kkkkkk
@Girlie Kapfidze Kkkk speedy yacho kkkkk
@@zamamatsotso4274 chakafukudza dzimba matenga King 👑. Mahwambi. I would rather
Kufira pakati se bread roll Sandwich 🌭 but Old man haizimhosva yavo sezvataurwa na Sekuru.
@Girlie Kapfidze wavahwela here vachitiza 🏃🏃😂
@@memoryncube8391 @ Girlie Kapfidze 🏃🏃 CAN'T GET MUNHU
Pavasvika pachikwambo pachatanga kuchema munhu wese including camera man atiza kunze kwasekuru chete ndovaramba vakamira
Hapa mirike apo even muridzi arova touch 😆 🤣 😂 😹 but I don't get kuti munhu anenge akano tora zvinhu zvako ozo zvitiza futi nyika yedu yaka takura shuwa and 2 years no bonde ma1
Mudzimhuri umuka mmmm zvakaoma vabereki musatidaro
Ndazvionawo
Ko ini ndakanda foni pasi
@@ShortCircuit05445 Kuda gauro wangu mahwambi
💔💔 I Cried watching this .our dad could have done the same for us but noooo ..wishing the family all the best ...
Sori
Sorry wena akuna dzinza risina zvaro one day God will take control
If he is still alive there is hope. Impossible is nothing
@@chicaldochico7838 baby boy decided to eliminate himself from existence 🤦🏻
@@kattieNcube am sorry to hear that. Still you can be helped regardless, there are people who have been helped on this platform. Don't give up
Baba asked for forgiveness 🙏. Thank you Amai for your wisdom and maturity.
Ndivo vanhu vanenge vasingade zvekuroya ava vanobvuma hukanganisi hwavo,vamwe vanotoda kuiswa chain kt vanobvisirwa ana thokoloshi vavo,rambai makadaro sekuru 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽SMtv thank you soo much 🙏🏼🙏🏼
Pasi ra rema 😩😩🙆♀️
vamwe vanotozvida mfunge pride stereki munhu anenge akigaya kuti achasara nei haachatyise haachisina chaainacho
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 , ( Pinda) ..... Ndipinde inini ? Ko mukatanga imi ini nditevera kumashure kwenyu 🤣🤣🤣🤣🤣3
😂😂vavhunduka chikwambo chavoo
Kkkkk ndawoma mbabvu nekuseka ...Judith Gumbo
@@bridgetbee5024 kkkkkkkkkk kkkkkkkkk zvinhu zvacho so unoseka usingadi
@@pipiro3469 nhasi ndazoseka chaiko, chechapanduka . Aaaaaah nhasi ndazobvuma kut zveshuwa vanhu vanoshereketa
🤣🤣🤣🤣 akutya zvinhu zvake
I know this man ahhhhh ndakashanda navo 4 good months every single day guys unbelievable
Hoo kk so is this real
@@faraimasuka1275 I heard so
A big thank you to Slymedia crew, Sandon kwamuri, many families are going through these challenges in life nehurombwa, now I understand and I'm sure as a nation we are learning from these real lives stories, and repent because we now know kuti the end yakadhakwa 👏🏿👏🏿👏🏿
Ndaisambozvitenda kti zvinhu izvi zviriko.Ndazobvuma manje.Thnk u Sly
Hausati waroiwa chete ukaroiwa uchabvuma
chaita utende chii apa nhaiwe? Nhema dzoga dzoga dzirikuitwa ne Slymedia idzi
I don't understand kuti why vanhu vachiromba Kuda hupfumi APA situation yepamba pacho💔
So sad apa nhamo yakatsvuka seropa zvobatsirei sure
Ingori shuroo zvayo. Kungotambudza mhuri mahara nxaaa
My mom she ran away from her home cuz of that, now she is refusing to go back home to Zimbabwe she is saying she is seeing snakes and hearing voices and my dad is all alone since November last year 2021 me my brothers and sisters we are all suffering hope one day we will be free.
Fonerao sekuru
Shame
@@darlingtonnzombe2695 hkk
Sorry
Get help
Munhu anechikwambo apa mumba macho murikutonhuwa nhamo zvamo😀😀😀😀😀😀😀😀Mwari ivai nenyasha panezvakadai
Wanted to say the same thing unotoshaya kuti what was the reason yekuromba.
Sekuru is very humble,Slymedia has got an army of godombori's
Ana sekuru ava ngavabatsirewo Livingstone veduwe
taura hako naTapiwa Makore futi nyaya iye yakandirwadxa
I want to thank you momz for yr wisdom 2 yrs no Lula Lula and still have patient, musha ibonde hama kkkkk, thanks sly media for sharing news and some updates to us.
😂🙌
I've learnt
Tovabata kupi vatibisirewo kwedu
This thing is alive🤯🤯🤯🏃♂️🏃♂️🏃♂️ Kuromba kwakaipa zvinouraya. Hanzi ko mukapinda imimi ini ndotevera hiiiii😨😨 kutla?? I have seen what I used to hear. These lucky charms are very dangerous usually bringing abject poverty and destruction of lives for generations. This is the bondage ppl are under. Mozambica yakaipa. This Sekuru is brave, this is heavy duty magic. I respect the dad's honesty and apology.
Kkkkkkkkk
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌vanhu vanoroya veduwe ummmm tikuchengetwa nenyasha
Nenhamo yese irikuoneka mumba umu, makatoreri mushonga uyu..Shame, God have mercy
Say that again
Imagine
Uyu atorinani pane wekwa Tilda uye mkoma wekurombera kuda hukuru pafarm kkkk
@@gladysmakirimira3855 people are getting crazy these days mani
@@celiandlovu4545 true dear zvakaoma kani
what was the point of having a bat in the house!! They look like they are living in poverty!
I also wonder 🤭
I'm wondering the same thing 🤔 😕 😅
Sekuru ngavapise zvinhu zvose vanhu vachiona zvikazodzoka tozivasei slymidia
Vanototambura
I'm also wondering the same😳😳 kuti kupfuma kwacho ndekupi zvino manje coz mumba macho ongori hungwanda ngwanda wezvinhu 😩😩🙆🙆🙌🙌🙌🙌
kkkkkkkkk mkoma Sly munodziwana kupi nyaya idzi. munodzifambira zvemashuwa
It takes a gentleman to say im sorry regererai baba.
n'anga idzi ndodzopa vanhu zvikwambo zvacho dzobvisazve its a business
I'm watching from Mhondoro Ngezi Turf
Kurisei ku turf
Ohh.dai wati watching frm Europe waundurwa big size .pano
Kkkk ndasuwa kuTurf amana nzvimbo inondiitira zvayo iyoyo. In Bots now
Waiting to see. Havasi gogo weCity council here vekumboramba.
Nooo
Kkkk shuwa here . Ini ndikufungira mai wevana 11 vaye
Havasi vaye vane nharo zveeee
Avasi mai iya yayiti ahidi zvibude pamhepo takatovamirira
@@machuma9192 send link please missed that one
Camera man munehushingi ini handimgazvigoni
Thank you Slymedia murikugonera nyika so far 3 vana sekuru vanogona kubvisa or kuparadza hurombwa, sekuru Nyangatani,Sekuru Kanengo, Tasvu. Tinotenda zvikuru.
Tasvu ndi conman
@@mbizi4573 KKK serious here
@@mbizi4573 🙄
Sekuru vaida kuseka pakanzi ko mukataanga ndotera mumashure 🤣🤣🤣, thanks to Sekuru vakabatsira murume uyu nemhuri yake and muridzi wazvo ayitozvibvuma kwete kumanikidzwa kubvuma,
Thanks Slymedia
How did the Witchcraft asupression Act disappear in Zimbabwe?
Ciurtesey of zana
It's very clear that our own leaders are also leaders in witchcraft. How can they say there's no witchcraft while they have ZINATHA and they believe that spirits exists
Thanks kule mabata basa
apa hapana chamuinacho vatamburi zvavo vekutanga shame god hv mercy
Enepamuromo iwe kkkkkkk wandiuraya kkkkk
@@everestsimau4950 chokwadi dear tarisa uwone pamba pacho pano nhuwa nhamo yega yega ...kana iye muroora angarege kutiza nxaa tsvina yekusaita smart mumba
Ummmm pakuzoenda nazvo apooo ko kungopisira zvinhu zvacho ipapo munhu wese achiona
n'anga dzirikuita mari chikwambo icho chichazotengeserwa mumwe achada kuromba
Hnty mukuona kuti n'anga dzacho ndedzekumozambique kwakatorwazvinhu i think vanenge vatera kuzotora zvinhu zvavo vanhu ava yhoo
myb ndovatouya nazvo vakazvikanda mubhatyi kkkk
Mukaona part one yacho yenyaya iyi akataura ega mudhara uyu kuti ane unogara mubhachi mushonga
Wat was the use of kuromba coz amgongozvitburira,imba kuita panze
That’s Why takazoona vamwe vabereki vachimamiswa nemwana mu vhidhiyo
😞
hanzi chimbomira ndakuda kudhota kkk
@@tatendarossmumera7596 kkkkk zvakaoma
🤣🤣🤣 Wakutyeyii futiii
😂😂huh dzatizaa wenaa 😂😂
Kkkkkkk kugona kuuchira now.... ASI ndiwe unenge wabatata
😂😂😂😂😂 chikwambo chachema kunga kitsi.Huroyi huriko chokwadi
Nhasi ndazobvuma wena
Mutipewo yamai vekukanzuru Mkoma sly
I respect baba ava
vakatorera chikwambo kuti vatambudzike kuti vaite lucky remunyama
Nyika ino yakatakura kurema Abraham tiyerese tinamate. ndikuimba zvangu.
Amen
Ameeen
Chachema chikwambo uku mumba kudayi
Zvakaoma vanhu munorombeswa imi muchitambura kudaro vanezvokwambo vanemari
Kkkkk ndiye murume anombera sevakadzi uyu haagone kurova gusvi kkkkk
Kkkk ndazviona woo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mkoma Sly nemiwo matiza🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Aaaaahhhh chachema wena hanzi mhweee mhweeemhweeee🤣🤣🤣🤣🤣🤣vanhu siyaii zveku bata izvi
Mhwee mhwee mhwee, i got so scared also🙄🙄🙄🤣🤣🤣🤣
Kkkkk zvakaoma
Kkkkkkkk iweka sound ndomanyorere acho
😅😅🤣
Kkkkkkkkk kkkkkkkk
Mumba macho mevanhu vakaromba unotozvishaya kuti mishonga yacho haishandei
Dzimwe n'anga dzorasira zvinhu zvavo kunevanu.
Apa mari hauna ma1
Great thanks to Sly and sekuru neteam
Thnx kule masunungura mhuri iyi
😂😂😂😂😂😂😂vamhanya wena kkkkk munhu ahadiii kufaa
Haaaaaa usazodero hako
Ndokumbira number ya bhudi Robert 👏
Sly media murikuita basa rakanaka chokwadi. Munhu wese anoona izvi achaziva kuti mishonga yemaraki inopanduka kusvika pakupedza mhuri. Kuromba kwakaipa
kkkkkkkkkkkkk pwaaaaaaaaa koo kuzotiza huku dzenyu nhai
n'anga ichitungamirwa na journalist pakuita basa rayo kkkkkk zvakaoma zve Sly media
😭😭😭😭😭😭😭😭😭mukanya hanzi ndakurara mumba mangu shame haaaa vadzidza shuwa
varikuty madii kupisa hazvipiswe zvinotonhodzwa zvoyeredzwa chete
😂❤ Nelson 💃🌹🤲 lreeln
Nyika yakatakura iyi
Type idzi kana nduwe haana kufamba akashama.vanoshungurudza vamwe unoona munhu achioma musoro apo kutsvaga nhamo dzoga dzoga
iiiih ndirikutya haaa pinda ko mukatanga ndotevera kumashure kkkk kuromba hakuna kunaka bcz it will end in tears for the family
Nelson chitsiko 💃🌹❤ lreeln
Ndosaka generation yedu inema challenges atiri kufesa these days, kwaka batwabatwa shame....they are still poor nezwinhu zwacho ....
Difference yacho....vekudara vayi uraya hama neku kuvadza hama,
Muridzi kutiza.....ma¹
Ain't we all suffering through varoyi vemumusha
🤣 I almost throw my phone 🏃
ndavhunduka
🤠🤠🤠🤠🤠
@@rukaigodfrey573 🤣🤣🤣🤣🤣me too yoooh
@@celiandlovu4545 vanhu vakashinga veduwe iii
@@rukaigodfrey573 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk baba vakamhanya chikwambo chachema
I like this man.....shame baba may God have mercy on you.....These witchdoctors ma¹
Poverty is written all over, whats the use yekuromba kwacho .... he testified kuti ndiri tsuro saka unozvidiniko?
Arikuda kupfumawozve. Ndiye adiniko hake? But chinonzi mhiko icho
Iraki reyi raanoda ,achizvitamburira .Zvakawoma!!
Hanzi kare aive nemari
Mari yekuromba kana yopera zvese zvawakatenga nemari iyoyo zvino fader nenguva diki zviri rafu zvinhu izvi
ko n'anga idzi dziooose dzinotaura chirudziiiii
Tangai ndotevera kumashure kkkk .ko kuzotiza
Sly Media chimuti ndechenyu , rambai makadaro. Izvozvo zvinoita kuti ruzhinji rwe Zimbabwe rudzidze kuti kuromba kwakaipa .Musada mari nenzira yakashata vana ve Zimbabwe
Im here
Thanks sekuru
Ko vadii kutibatsira kusunugura nyika🙏🏾🙏🏾😬😬
Kkkk handina ndiri tsuro yemubhuku
kanawangu ngaauye sekuru
🙄🙄🙄iiii ndipinde inini?komukatanga imimi inini ndozoteera kumashure?🤣🤣🤣
Hanzi ndiri tsuro yemubook handina😂ndabatikana tho
Mukoma sly tipeiwo #dzasekuru avo
Well done slymedia
Smtv murikuita kuenda Nana sekuru Mazuva ano murikugona nyika ngainake
horror movie chaiyo amana chinhu icho chachichifema kkkk
Makaisirwa soup yeFish mudhara vachida kuona kuti munoitasei ,,,heezvo ndosaka zvakashanduka
Vanamai ngatitsvaireio dzimba dzedu hungwangwanda rashaiwo wee
Manga musingarariki,
Unobva washaya kuti chikwambo ndecheyi munhu achitambura kudaro
Kkkk kuzotya kufa kani
I couldn't believe kut zvinhu izvi zviriko but ndagutsikana people they romba shuwa
Iyi imhuri iye yekurova baba here
ndangofarira hangu kutaura ifi kwavo mkanya kuzvisvora kwavo
Riches from God have no sorrow. Look at the place what was the use of using this evil thing? Suffering more. Seek God & repent.
MuridZi wezvinhu ndiye atotanga kutiza
Ndahunduka yoh kkkkk
Kkkkkkkkkk munhu zvikwambo zvake
Apa mumba macho nhamo yega yega unobva watoshaya kuti zvinofamba sei🤔🤔