We hear these stories…. And when someone dies omuka akuda kuripkwa oti I want 15 mombe then n’ganga yoti dzikisa wanyanya ….. ah no! These people have no heart, 0 humanity saka y should they be treated with humanity???? pay 15 momber or an eye for an eye because we can’t say this was a mistake 😡
Sekuru chisamba gadzirai vanhu size inovakwana mungaitiswe zvee
Uuuuum zvinorwadza shame kushungurudza vakweguri vakadayi
It's shameful to harass the elderly
Pane ari kuda huSabhuku ndiye akatuma mabhinya akasiya atema SABHUKU na Mai SABHUKU chisamba
Your picture quality has drastically improved!! Zvakuonekawo manje
Ummm mwari pindirai
Nyika yashata maiweeee,but ndinooña sekuti vana vemunharaunda imomo cz dzimwe nguva masabhuku anonyima vanhu zvinhu so vamwe vanhu vanogumbuka then chimwe chinhu pakutonga nyaya dzevanhu paya pane vamwe vasingagudzikane so zvinogona kudaro mafungiro anguwo zvangu
Rarai muine mapfumo, nemisewe chaiyo. Kuda kuuraya vanhu, asi varikurira nengozi havasikuvaonawo hezvo. So sad
Iwe tich unoti mapurisa emuno anokubata as if varikuita basa. Police yekuzim yave useless usanyeba kupembedza nhema. Police yakungoda madhiri not zvebasa
Hiii mwari zvadiiko weduwee.chembere idzodzi
Zakaoma nyika yedu yaipa
Zvakaoma nhai
Endai nehembe dzawo Kuna sekuru Nyakatayani vanodzoka
Hatichaoni nyaya. Dzisina comment section,why you turned off dare re that young chief
Nzara yanyanya munyika ndimi munoti vanhu vhotai zvino makutemwa zvakaoma hazvo
😂😂😂😂😂😂😂
We hear these stories…. And when someone dies omuka akuda kuripkwa oti I want 15 mombe then n’ganga yoti dzikisa wanyanya ….. ah no! These people have no heart, 0 humanity saka y should they be treated with humanity???? pay 15 momber or an eye for an eye because we can’t say this was a mistake 😡
Mavambo EMA civil war mwari pindirai chokwadi
Dai pakaita mwana 1 akangobuda paikikiritsana vanhu akamhanyanya achideedzera hapashaye aibuda kani ,ndarwadziwa ini asi gogo makaita basa
Zvakaoma mufunge ndaradziwa kuda kuurayira munhu zvisina basa😢
Zimbabwe yayipa
Eeeeeh 🤥
Ummm shame zvakaoma better masiwa mur vapenyu
These are not Tsotsis but hired people revenging the injustice done by the Sabhuku.
I guess so
Shame sorry ASI zvakaoma kupondao sekuru nambuya shuwa
Kusa tyamwari this kaold lady fighting her no respect atall zim yaora😮
It was a tip off. This is happening a lot even in Mhondoro arikuwanda macases aya
Asi dei makaridzavo mhere pese apo paishayavo vayiuya hre vakakukomberedzai hatina kumbonzwa pamati makaridza mhere kutsvaka rubatsiro
Ndiri wekuDora nyaya idzodzo dzirikuitika chaizvo kuDora,haparidzike mhere kana vakusvikira
@Idah-p9s saka pakatoipa nhy imi
Pakadai munhu haasvike coz anenge achitozvityirawo
Vati vakaridza.asi Vati yaisaenda kure mhere,coz vaiva mumba .pakujambai
Vaigona kuzosiwa vafa
Sekuru zvavari nekutemwa kahobho azvisi kupindirana
Shame very sorry