Ndakavharwa mombe 4 ne mbudzi 14 na Chief Jiri ku Gokwe mwana wavo andiramba tagara 5 months chete

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 23

  • @martintemwenjele9752
    @martintemwenjele9752 День тому +6

    but on the otherside mdara uyu ngaadzidze kuti kudanana nevavana vadiki you will pay the price,danana nevezera rako

  • @GivemoreMuza
    @GivemoreMuza День тому +2

    Zimbabweans let's unite, stop corruption and noone is above the Law that chief must be arrested lo

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 11 годин тому

    Messenger of court is the only way to zvinhu recover from the chief

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 День тому +2

    Ma chief are getting too big for their Zanu boots

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 День тому +1

    Chimboendai kwasekuru Chapola or Tasvu

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 17 годин тому

    😂😂😂😂😂😂 sekuru makatonyuraa chamekuita ichoo kutoramba muchiruzaaa chete kkkkkkkkk zvamakaita makatambiwa 10-0 malume kkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂
    Kwa Jiri hakuitwe zvakapusa izvoo zvamurikuita kkkkkkkkk kwaaaa

  • @ThomasMutenure
    @ThomasMutenure День тому

    Mambo awo wsnofanirwa kusungwa. Wanofanirwa kubhadhara

  • @ThomasMutenure
    @ThomasMutenure День тому

    Mambo awo mupambepfumi

  • @dennydennis8844
    @dennydennis8844 2 години тому

    Zvino isu vapfana kana tichinzi dzidziswai zvehupenyu nevanhu vakuru,ndivo here varikutaurwa ava ?😢. Mdara pawakakanya kudhonza sanzu nemashizha aro richikupa mutemo. Zera rako munotsvaga wezera renyu wekuchembedzana kwete kuswero mhanyisana nevana vari young enough to be your own daughters honai mavharwa zvipfuyo namambo nxa

  • @elizabethmabandi9304
    @elizabethmabandi9304 День тому

    Endai ku Harare kwa miracle Paul unit L chitungwiza

  • @rosewitatamanikwa4649
    @rosewitatamanikwa4649 День тому

    Ma chief musadaro kubira munhu uku musanyadzisa kudaro

  • @AnnaniasNyoni-u1h
    @AnnaniasNyoni-u1h День тому

    Zera harina basa uyu idhiri nababa vake ravanoita iri vachiziva kuti ndivo vene hapana mutemo unovabata

  • @richardmaposa5876
    @richardmaposa5876 День тому

    Tsvaka vanhu uvabhadhare upise zvidzimba zvese zvevakazotora mombe vese

  • @ConradChaitezvi
    @ConradChaitezvi День тому

    Ngaadzifambire vakajaidzwa

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 22 години тому

    Iye Jiri uyu ndimambo here or headman

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama 17 годин тому

      Hauna kunzwa kanzi Mupurisa akati atingasunge Chief nekuti tinofumura Nyika wavekubvunza futi kuti Jiri ndi Mambo or Headman mubvunzo rudzii iwoyoo kkkkkkkkk 😂😂😂😂

    • @movenmakumbe6093
      @movenmakumbe6093 14 годин тому

      Kune dzimwe nzvimbo headman vanomuti mambo for example kumutorashanga

  • @DarlingtonMutasa
    @DarlingtonMutasa День тому

    Regai zvimamirane zvi zanu zvose

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf 22 години тому

    Mdhara unoparadza pfuma nembo.......ro yako..vana vadiki vaurikuda ava uchafa urirombe...56 years tsvaga mbuya yako muchengetane makamirira kufa ....ukudzoka kudare manje manje ne 29 years wawakatora futi iyeyu...iwe waiti unotata mwana wemuridzi mahara .hapana nyaya apo otherwise uchabhadhara ku turnisher mambo futi

  • @JKZ908
    @JKZ908 День тому +1

    Dananai nevezera blaz plus you are acting like a young man why rushing to get into relationships?get to know these ladies better before marriage

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 23 години тому

    Chibaba ichi soooo 😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂 mupfidze kuda vana vadiki kusiyana ne 25 yars dzose