Even us as weman tine zvatinoshuvirawo but unoona kuti umwe wako haadi kukudzwa newe anoona sekuti waakumutonga but ndizvo zvinenge zvichikufadzawo, saka tinobva tangosiya zvakadaro
There’s no reason to cheat sure … its a choice… going to cheat just because mukadzi anenharo or anorwamwa or kuty mu bedroom hamuskunakidza will never change how she is unless you come together to solve the problem
Imagine, and murume uyu ari kunyepa kuti i will do anything, murume uyu ano cheater zvekuti and zvekuti akamira handifungi kuti ichokwadi, my sister dont trust him.
Mukadzi wekutanga akapusa uyu ukuitiswa iwe kunyeberwa nemurume wako uko don't trust him hasi mwana wamai wako ukangoona murume achingoratidza kuti anocheater usapusiswe iwe
Aaaa Mai avo murume haasikuda vana uye kuzotora mari yaari kuziva kuti Yoda kuzobatsira vana mmmm Mai ngwrirai ini hangu handidi vana vanoshungurudzwa Musashungurudzirwe vana nekuda kuwanikwa
Pastor wooo powerful teaching
Hie pstr natete makachena sure tete🤸🤸🤸
I like your teachings munhu was mwari
Even us as weman tine zvatinoshuvirawo but unoona kuti umwe wako haadi kukudzwa newe anoona sekuti waakumutonga but ndizvo zvinenge zvichikufadzawo, saka tinobva tangosiya zvakadaro
Powerful
Why isu vakadzi tisingabude kunze kana tisiri kupihwa zvakakwana?
So when he cheats we blame the one who has been cheated...mmmmmm imika
Imagine nxaa
Actually these men ALWAYS say its your fault
There’s no reason to cheat sure … its a choice… going to cheat just because mukadzi anenharo or anorwamwa or kuty mu bedroom hamuskunakidza will never change how she is unless you come together to solve the problem
Someone who loves you will make everything workout with you so you can be their 1 in a million
Imagine, and murume uyu ari kunyepa kuti i will do anything, murume uyu ano cheater zvekuti and zvekuti akamira handifungi kuti ichokwadi, my sister dont trust him.
First caller ma tin tin kaa akurehwa. 😂😂 akazonzwa kunaka kwawo kuna amufriend.
Saka kugara hako uri single mother kuri nani pane kuzo chichinjirwa zvamunenge mawirirana
You have to talk to your children in case he can sexually abuse the your children please. Keep an eye on your children. It happens a lot.
Aah first cheating husband is still cheating zvekuti ...he is a liar w
Mukadzi wekutanga akapusa uyu ukuitiswa iwe kunyeberwa nemurume wako uko don't trust him hasi mwana wamai wako ukangoona murume achingoratidza kuti anocheater usapusiswe iwe
Uyu murume aifanira kutsvaga rubatsiro asati aenda kunohura kunze if he is a good man
What time does this programme airs nhai
Thurs kuzvimid morning kufb but nezuro yakaitwa kuma to 2
Baba ava mmmm something is fishy
Aaaa Mai avo murume haasikuda vana uye kuzotora mari yaari kuziva kuti Yoda kuzobatsira vana mmmm Mai ngwrirai ini hangu handidi vana vanoshungurudzwa
Musashungurudzirwe vana nekuda kuwanikwa
vanhu mukaroorwa ingoitai zverudo not kuita vana musatambudze vana plz budai mudzimba kana zvichinetsa amai vmurume veku sa siyai muchengetw vana
Hallo aunty and paster
Pastor Munopedza basa pekurangaridza varume Vaunenge wakadanana navo pamwana Yaaaah true
Good evening auntie & Pastor
1st today