Congratulations Chief Mutasa for being elected to the parliament. Zimbabwe people will benefit a lot from your wisdom. All the best my mambo. I won't mind seeing you as a minister or a president of the country
Hamunyepi ipapo, Chief Mutasa idenhe reruzivo, dai mukave Principal in Chiefs training school, you can be co principals with Chief Nyamaropa, deputy Principal Chief Chireya, Chairperson Chief Dotito vamwe vachiteverawo
We are proud of you shumba ,mambo asina udyire , lead by example kune mamwe madzishe anotora umambo sekuunganidza pfuma achitorera vaanotonga , imi makaratidza nyika yese utongi hwegutsaruzhinji, mambo anoyananisa vanhu vese zvinofadza kwete kuona vanhu vapara mhosva sandiyo nzira yekuzviunganidzira fuma ,keep on shining cheif mutasa, muchaenda mberi tinodada neni
Congratulations CHIEF SAMUTASA the pride of Manicaland. Makorokoto amhlophe induna yenkulu mambo asina zvipomerwa or hurombwa. Now Zimbabwe will benefit as a whole kuti nyika inovakwasei . Wamanyika woye tarangarirwa
Mwari wemasimba ose tokumbira mutichengetere Mambo vedu mambo Mutasa,wedenga wanezvikuru nemi,muritsime mugwenga mambo. Ini ndinobva kuMash East Muri mambo wangu basi,muchidya musigadi mambo🙈🇿🇼🇿🇼🇿🇼💎
😂😂😂😂chief Mutasa havaoneswe zvenhema vanhu dzidzai.Chief Mutasa is a very wife and educated chief.Enda Kwa chief Mutasa uchitaura chokwadi iye uchiziva hauna mhosva.Avo ndimambo Solomon 😂😂😂😂
Foni hairase nguwa ere, i thought time yephone is updated based on network. Kumamisha uko network inomborasa. I doubt sabhuku will present fake evidence
Haana kurambidzwa but dates and time hazvifambirane remember he said munda wakadyiwa past one musi was 31 asi fone is saying musi wa30 around 9 so the judgement is fair
Congratulations Chief Mutasa for being elected to the parliament. Zimbabwe people will benefit a lot from your wisdom. All the best my mambo. I won't mind seeing you as a minister or a president of the country
Wow!🎉 thats good news.well deserving
Saka so far vave 2 anamambo muParliament Nyamaropa naMutasa
Hamunyepi ipapo, Chief Mutasa idenhe reruzivo, dai mukave Principal in Chiefs training school, you can be co principals with Chief Nyamaropa, deputy Principal Chief Chireya, Chairperson Chief Dotito vamwe vachiteverawo
@@FaithKamutsungira gogo
Haaaa vanhu vacho vakamuka havo
Ruzivo rurwi tiiii
Makorokoto nezvatiri kunzwa izvooo
🎉🎉🎉🎉
Congratulations Chief Mutasa for being elected to the parliament of the Republic of Zimbabwe show them what you are made of.
We are proud of you shumba ,mambo asina udyire , lead by example kune mamwe madzishe anotora umambo sekuunganidza pfuma achitorera vaanotonga , imi makaratidza nyika yese utongi hwegutsaruzhinji, mambo anoyananisa vanhu vese zvinofadza kwete kuona vanhu vapara mhosva sandiyo nzira yekuzviunganidzira fuma ,keep on shining cheif mutasa, muchaenda mberi tinodada neni
Congratulations CHIEF SAMUTASA the pride of Manicaland. Makorokoto amhlophe induna yenkulu mambo asina zvipomerwa or hurombwa.
Now Zimbabwe will benefit as a whole kuti nyika inovakwasei . Wamanyika woye tarangarirwa
Mambo Mutasa your judgements and counseling is excellent. Aaa munogona henyu
Kana chirichokwadi ummmm ngaakudzwe Mambo Mutasa huchi tirikudzidza almost everyday handidi kukushayai baba . Be blessed mamboooo
Mwari wemasimba ose tokumbira mutichengetere Mambo vedu mambo Mutasa,wedenga wanezvikuru nemi,muritsime mugwenga mambo.
Ini ndinobva kuMash East Muri mambo wangu basi,muchidya musigadi mambo🙈🇿🇼🇿🇼🇿🇼💎
Congrats Chief Mutasa,zvingori pachena izvi kuti baba ndimi
Congrats chief Mutasa ....
Chief vavakupinda mupalairment?
😂😂😂😂chief Mutasa havaoneswe zvenhema vanhu dzidzai.Chief Mutasa is a very wife and educated chief.Enda Kwa chief Mutasa uchitaura chokwadi iye uchiziva hauna mhosva.Avo ndimambo Solomon 😂😂😂😂
Chief Mutsa is very wife
😂😂😂@@hazel4463
Y@@hazel4463 😂😂😂wise
Mambo hamuna hudyire sevamwe venyu unongonzwa heee Mari ye dare chatongwa chacho hapana
Thnx mambo for judgement
Saka ana Ishe ava havatotongi nyaya kana munhu asina kuuya nemari? Saka madzishe arikuita mari
Nyangwe vakasarudzwa kuenda kuParliament uko pfungwa dzavo uko hadzidiwi kunoshanda dzawo kana mazogara
Mambo Dhavhidhiii yenguva ino❤❤❤❤
Chief mutasa
Chief reminds me of my dad
Mambo mogona too much!
Mambo Mutasa you are smart.
Chief Mutasa pisai vanhu nemibvunzo. 😂😂😂😂😂😂😂
Mumunda makadyiwa nemombe kakawanda.
Congrats Chief
Pane mumwe akamboti kwamambo Bushu nesame issue iyoyi yekudyirwa mumunda hanzi ndaifanirwa kukohwa 3hactres haaa mambo vakaseka apa kunze hakuna kunaya haaa Bushu akajamuka muridzi wemunda akati ndakunogadzira ivhu mumunda mangu haa😅zvikanzi ibva watama mudunhu mangu handigare nevaroyi ivhu nderamambo.
😂😂😂😂😂that's funny. Inonzi chii video yacho?
👏👏👏
nhai madzimambo ane mapayslip here? kana vainawo ndokumbirawo anonyora payslip yaChief Mutasa awedzere zero kumberi. Mukuru vanogona kutonga ava.
Magwere haamo mufoni kkkkk
Chief Mutasa for the people
Mambo ndi mambo
Foni hairase nguwa ere, i thought time yephone is updated based on network. Kumamisha uko network inomborasa. I doubt sabhuku will present fake evidence
😂😂😂😂😂😂😂magonamambo ruvenge badzi
Panoda evidence from the Headman who was called
by owner of cattle 🤷🏾♀️
Ko kutsvagawo zvako nhy unotionesa zvakaoma sei
Munhu anorambidzwa kutora pic kumunda kwake here..doesn't make sense
Waterera nyaya here
Inga parikutaurwa shona wani!!
Haana kurambidzwa but dates and time hazvifambirane remember he said munda wakadyiwa past one musi was 31 asi fone is saying musi wa30 around 9 so the judgement is fair