Am surprised at times vanhu havadi kuona kuipa kweyavo hama but blame the wife of husband.munhu ukaona achiita zvinhu naye anenge akashatawo kwete kuti mukadzi wacho or murume ndiye amuudza zvekuita.a
Chinonetsa Vechivanhu hazvibude pachena zvese zvoita kunge makaromba.Also,too many complications honestly.plus vana tete vamwe vanonetsa and are up to no good.ukaona wosiiwa pamarooro unewo problem also.tete ava wants everyone to go back kuchivanhu vatonge as tete wemusha.vada kunamata ngavavasiye vanamata anenge ane reason konamata
Saka kana vavharirwa how is it going to be solved yatete iyo? Apo chief Van zvenga nyaya yauirwa coz haitogadzirisikezve.zvafambirwa tsvee.kkkkk.zvakaoma.division dzotowandisa worse mumhuri hapana chobuda apa.tete problem muchingorinayo coz rape it's 10 yrs+ in jail.
Am addicted to Dare ra chief mutasa
Chief Mutasa is full of wisdom.
L RESPECT YOU MY CHIEF ❤
Pp
P
P
P
P
P
Pp
Ppp
P
Haaa dakuona kwainoperera
Ko mwana akuona here uyo sekuru vakati ndogadzirisa kuti aone
Ichokwadi hama hameno kuti zvakazomira sei
Mwana akuona here
My king never dispoint especially nyaya dzakadai
Nyaya yakabva kuna sekuru mukotsanjera iyi
Ndinokutembai mambo Mutasa panyaya dzakadai , mambo Mutasa shumba mai wangu chikara
Ndozvandinomudira Mutasa,nyangwe hake dzimweguva achindibhohwa.
Anombodhomoka uyu
One thing l learned in life you can never force vanhu kuwirirana.nyangwe mukauya pamperi pamambo vadzokera hapana kunatsowirirana kunozoitika.
coach saGurure marwadzisa
😂😂😂😂😂 asika munhu kwakutovharirwa uku
Ko mwana uyu akazorapwa here
Mambo mutasa chibaba chezvibaba zvese
Am surprised at times vanhu havadi kuona kuipa kweyavo hama but blame the wife of husband.munhu ukaona achiita zvinhu naye anenge akashatawo kwete kuti mukadzi wacho or murume ndiye amuudza zvekuita.a
Mwanauyu anonyeba at her edge vanavanevachikugezeswa zvingadai zvakaonekwa patarisei zvakanaka ipapo
Chinonetsa Vechivanhu hazvibude pachena zvese zvoita kunge makaromba.Also,too many complications honestly.plus vana tete vamwe vanonetsa and are up to no good.ukaona wosiiwa pamarooro unewo problem also.tete ava wants everyone to go back kuchivanhu vatonge as tete wemusha.vada kunamata ngavavasiye vanamata anenge ane reason konamata
Mwana akuona hr
Tete chiwara 😮 vnhu vekwachiwara vakawanda shme
Vakomana ve security varipi
Mambo mutasa sando dzenyu...dai mamwe madzimambo achidzidza kubva kwamuri .....amunonoke munhu.mukati
Tete vakadzoka kumurume achinzi Ane ziytete RiRi paari regai agadzirise mhuri
Uyo we ku visa humhandara ngaaurayiwe
Babamukuru vakaromba avo. Kurara nemukadzi we munin'ina uye mwana wake zvinoitawo here?
BigUp kuneMface wamambo arova imbwa asina kuviga mpini
Nyaya yemusikana uyu inorwadza😢😢
haaa vagona zvavo bmkur vkaoma ava
Mutasa haatani kutsamwa. Wotoenda kuMahindra hako unodzokera mberi. Dai ari Nyamaropa obva angoti Dhemeti
Dhemeti fokofu😂😂😂😂
Dhemeti, fokofu😂😂
Saka kana vavharirwa how is it going to be solved yatete iyo? Apo chief Van zvenga nyaya yauirwa coz haitogadzirisikezve.zvafambirwa tsvee.kkkkk.zvakaoma.division dzotowandisa worse mumhuri hapana chobuda apa.tete problem muchingorinayo coz rape it's 10 yrs+ in jail.
Yaaa zvakawoma vakuru vakati chakafukidza dzimba matenga asi kune tsamba mubaiberi Luka 8 vs 17. Inoti hakuna chinonzi chakavanzika chisingazibude chena nhasi zvabuda bvuu pachena
Behind bars kkkkkkkkkkkk Mutasa muhombe
Wagona murume dakuona kupera kwayo nyaya iyi bba
Mwana uyu akatoita trauma
Zvakaoma yoh
Mahindra ngaitakure babamukuru benzi rababa
Ko mukotsanjera akazotadza here kuti mwana aone inga mwana atambura nhai.
Mbijana mbijana Tete. Zvakaitwa zvakakura so undoing it is a process
One of the step ye process
Apo paresveka family iyi tete itsotsi iri.
Tete havasi tsotsi vatori nerudo rwakaperera.
@@nomsanyika151Amen vatorine rudo avo nekubatikana nemzkuru wavo💔
Munhu mukati
Tete vane rudo
Tete ne number 12 vnotaura zvinonzwikwa avo varikunzi bamukuru vanotoonekwa kuty muridzi wematanda panoda sekuru Tasvu apa
Tete vakudarikira muko avo ,tete ndovakutonga musha avo vakupfekedza vana samusha nduwe
Ivo vanasamusha ngavaitewo sevarume
Maibatira pamusoro. Dzokai kumashure muchainzwisisa
They deserve the humiliation especially that rapist brother anotorera muningina Bota rekutanga wedding ring here guys 😂😂😂
Tete wari right munhu uyu anonzi charlse ari wrong dai waksteera from first
Haa iyi mukabva nayo kwaMukotsanjera munoinzwisisa.moyo waTete wakanakisa mufunge