Manga magara muri hure mainini,mangoneta zvenyu nacho chihure. The choice is yours. Murume wako arikuzviziva,ita a matter of time. Ane small house yakeo,haana kupusa. Wakaita basa wakamuunza. Enderera mbefi nehunzenza wako.Chisi hachiere musi wacharimwa.
To the first Confession:umm m Pfutseke e-ee vako iwe Chimukadzi iwe ,usatipe Hasha iwewe , Mweya ve Nzvimbo kudiiko kwacho Dement Hama dzacho dziri kukanga Wire zvadzo ,ukati vakazvara iwewe ?.😭
Zvinoitirweiko kuti iwe ndiweimkadz unofanirwa kuitirwa izvi nemurume iwe otoda kuzviita semurume unazvowo macelebrity ano mbodananwa nawo here ivo mature zvawo ayo
1# Confession paiva nema Red Flags u didn't see..Ukaona munhu achiramba achi demand mari apa asina kana chaanokuitira even if ari celebrity it's a red flag..I think it's best u move on; start afresh n focus on bringing your husband to UK..You may say to your husband basa rauri kuita is not paying much; ukutsvaga kumwe basa..Mayb after some yrs unozowana closest person wekuudza kuti zvibude mumoyo chete
Ho zvinoda muri imi ma married women murume akaita small house muno uraya small house.hapana kuti mweya wezvimbo apa une nge wagara zvako usina hunhu chete.ko celebrate wayikwidza ndenge nekuipa mari dze ku recorder ko iyo yanga isina mari yayo here,ko handiti kunzi uri celebrate unenge une twunhu twako here?
Why is munhu wese anouya kuUK vanotanga kuita zvechihure. Do you think UK kunongoitwa zvese zvese. Ivo vanhu vakauya ne visa iri vaita zvinorova nenguva diki diki apa they get peanuts from their jobs.
First confession...hehehe...kutoti ndakaimbirwa nzimbo dzakaita mukurumbira. Sweetheart, you really think you were the only one? He sang that same song for maybe 3 other ones achiti the same song is deficated to them too, ende achivadyawo futi. He does the same and the minute you say ahuchisina mari, he moves on to two other new ones. Chokwadi wakadyiwa wakavhura maziso se matemba. Kana zvirikukudya myoyo mazuva ese, tell your hubby for you to have some peace and hoping he forgives you. Kana zvirikukudya myoyo mazuva ese uye oregera kutaura zvichazokupinza mu depression. Ita zviri mu myoyo wako sezvo isu tizingazive kuti murume wako munhu akaita sei hunhu hwake. Waita zvako wangwarisa vamwewo kuti vasazozviita zvakadaro. Ma celebriti enyu aya, esp vasati varoora, rega nditi vakawanda vacho ndozvavanoita sezvo wo vanenge vasingadi kushandisa mari dzavo vowana ma "victims" like you willing to give them money and buy them gifts. They will promise you heaven and earth and tell you what they know you want to hear. Now you know better, you will do better.
Makatodyiwa and that's all blesser wemuimbi
Mainini veku UK saka mukuda kuudza murume nyaya inosemesa kudaro mazuvano varume vakagarwa nemweya wekuuraya garai nenyaya yenyu iyoyo
I remember mumwe muimbi pafacebook achiratidza iphone
@MonicaChimombe ndiani .quonfuzed
Mweya wenzvimbo kudiiko. Imweya wekuti muri vatsva vetsambo. Vana vemuno kuUK havahure vanoenda kubhawa but kunonakidzwa chete not kutsvaga varume.
Isu takauya kuma late 90s handina kumbobvira ndakaita hunhu hwakasunama kudayi. Handina kusiya hunhu hwangu paAirport vazhinji mazimba vakasiya hunhu hwavo paAirport. Vakuru vakati natsa kwaunobva kwaunoenda husiku.
You're a golden queen , the heavens belongs to you🎉
Makanaka here?
@@mekong7529 Kunaka kune pakawanda, saka taura nyaya yako iwewe. Kunaka pachiso, pahunhu, ganda, moyo, tsika, kana mubhurugwa
Uri kutaura chokwadi. Ava hunhu hwacho. Vanoti humbavha mbavha vogoti izvozvo vogoti mishonga.
NdiKiller T akaona bharanzi rekurova bhanzi. Team uK rimwe racho rinedzungu too much.
Tamuziva artist iyeye anoita izvozvo
Nhai mkunda mava kuchema Mari yenyu ndizvo zvinoita kudyiwa nerudo hamuna kusungirirwa kuburitsa Mari apa maihura mune murume UK yenyu iyi .
Anodyiwa hataure manyepo . Anozoziva chete kana achinge azorambwaaa 😂
Sister vekudyiwa mari nyatoteerei song yaSystem Tazvida. Maakutiudzirei.ndomabatiro aMwari
Ummm iwr ndi stunna 😂 ah ndiye anogara yukeyi for months
Kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂
Killer T, ndamufungawo
Handina kumboona kupata kwakadaii chii chaukuita nhy nhy celeb ringaswera mirira iwewe vanopera ere vaanosanga navo vakadzi woke up!!
Anodyiwa haataure!!!
Anodyiwa haataure kkk
Uyu arikutaurwa apa ndiKiller T chete iyu😂😂hakuna umwe ndaporofita
Yha taura hako ndowandafungavo
kkkk ndiye akamboposta iphone zveshuwa
Neniwo ndiye wandafunga kkkkk
Zvakaoma kudyiwa wakasvinura sematemba
Ngwere YeMlonyeniiiiiii... 😂😂😂😂
Hoo ndiwe wakaimbirwa kana ndanyura, 😂😂😂😂😂😂😂 anodyiwa haataure mainini
Morning mukomana thank you ne program yenyu inondiwaraidza .🙏
Manga magara muri hure mainini,mangoneta zvenyu nacho chihure. The choice is yours. Murume wako arikuzviziva,ita a matter of time. Ane small house yakeo,haana kupusa. Wakaita basa wakamuunza. Enderera mbefi nehunzenza wako.Chisi hachiere musi wacharimwa.
Aah uyu ndifreeman anoti chimhamha 😂😂😂😂
😂😂😂 ndikufunga quonfuzed
Tell you mother plz what happened to now before it's to late girl
1# Confession Ndikuona song dza System Tazvida ndiwe wakazvikanyira wega; anodyiwa haatauri🤣🤣🤣
😂😂😂 'ukangobhabhadziwa have pint after pint i we uchifeeda baby '😂😂😂
Marriage iwe uri mukadzi wemunhu.vakadzi pamwe pacho makapusa.unobvuma kufurirwa
Wandoziva akavhaira neIphone 15 ndikiller tee
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhai imi ka 😅😅😅😅😅
Saka mukuda help yei nhai amai imi decision yamukuda kuita ndeyei... ma prayers emu rume wenyu ndoakaita muutwe rough maida kutosiya murume wenyu shua
Zim Facebook Secrets And Confessions, cool video dude
Thank you very much.
I looked at your videos they cool
Second confession better tell yr mom cz hazvibatsiri kunyarara
Killer T uyo tamuziva 😂😂 iPhone yacho takaiona pastage 😂😂
Yes pataurwa nyaya ye iPhone I knew straight away that it was him🤣video re iphone takariona😅
mainini ve iphone chiregai ktaura zvenyu chingonyararai henyu
First to comment,goodmorning mukomba Nash thank you nechirongwa chenyu
Mamuka sei
2# wakarara nemuroi akaromba uri kutoshandiswa. Udza mai famba mumaporofita
VekuUk makadzidza lesson Kuda kuzviputsira imba nekuda kwemunhu waurikuchengeta iwe makambosvionepi
Amainini vekuhura .muri hurw hapana mweya wenzvimbo.isu takauya kuno tiri vasikana hatina kumboita hunhu hwakadai
To the first Confession:umm m Pfutseke e-ee vako iwe Chimukadzi iwe ,usatipe Hasha iwewe , Mweya ve Nzvimbo kudiiko kwacho Dement Hama dzacho dziri kukanga Wire zvadzo ,ukati vakazvara iwewe ?.😭
Iye Ari busy ku sponsor ma celebrate.ne kukanganwa munhu aka mubatsira kuti azive UK.
Inotaurika here iyi haitaurike mdikani
Haiwa ndavataure murume awane mukadzi kwaye kkkk
Inini hangu ndikuda kunzwa kungoti Killer T ndiye anoganza ne i phone
Ndiye wandatangawo kufunga wo zvangu
Me too
Ndiye aigadza.
iphone yasina kotenga futi yooo
killa T ndiye akaita video paFacebook achivhaira ne Iphone 15
Sure
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk
😂😂😂ini ndaionawo hangu kungoti hanzi tisataure mazita
@@PaulineMuzanenhamo manje ndazvidura😆
Tell your mom wakakanganisa yes but kana zvadai you need help taurira mama vako
😂😂😂😂😂😂makapukutwa bag cousin
Zvinoitirweiko kuti iwe ndiweimkadz unofanirwa kuitirwa izvi nemurume iwe otoda kuzviita semurume unazvowo macelebrity ano mbodananwa nawo here ivo mature zvawo ayo
Huuum yoweee mwari
Celeb iroo i can guess it's Killer t or Freeman ndivo vanoda vakadzi
Vakunyepera kuti mweya yenzvimbo wagara uri hure , waibvumireyi iwe uri married
Nhai zvaako
Killer T. iPhone 15 nyaya iyo😂
Baby ra Killer nyarara hako nesecret yako. Ahitauriki
😂😂😂😂😂 hoooo ndikumbonatse kufunga kuti ndiyani
Nhai iwe Hidey ko unodirei kungoudza murume zvese zvese ivo varume ava zvavanoita zvingani usaudze murume iwe ndezvako izvozvo iwe Hidey ukada kuita Nice Girl unorambwa nemurume Siyanai nazvo izvi vakadzi zvekuti ukangoita Chinhu wakuda kuudza murume hazviitwe izvozvo Vakadzi Chinozove Chituko kwauri mangwana nemurume wako ummmmmmmmmmm Usaudze murume Marriage yako futi Becaful Sister
Imi ve UK mati murikutya kutaura name yemuimbi otherwise moparadza marriage asi murikuda kuudza murume mashura amakaita.dzakakwana
Sista kutotenga blombi kudharo kkkkk inga makanga mapengesea nayo .just keep the secret to yourself inga atori pimp celebrate
Please don't tell you husband her will divorce you Please keep secrets or you can tell you sister but you learn a big lesson never do that in life
Manje ukasaudza amai vako unobatsirika sei.saka kulodge usina pant ropa raisa yerera here iwe waiva kuma periods
Ndi confused uyu😊
I wonder ndianiko muimbi uyu kwaaaaaa
Tikaziva kuti hatina zera be mjolo tinobatsirika mainini😂
Haa ndiKiller T uyu
Kana ndanyura, maihwe kana ndanyura!!!😂
1st confession makanyuraka😂
Ndozvinoita chihure ndikoko wakanzwa butter😂
Manni veUK makanzwa mushe maihurira murume akaita kuti muende ikoko nxaa shavi renhamo
Urikuchema mari instead of being ashamed wakahura 😢
1# Confession paiva nema Red Flags u didn't see..Ukaona munhu achiramba achi demand mari apa asina kana chaanokuitira even if ari celebrity it's a red flag..I think it's best u move on; start afresh n focus on bringing your husband to UK..You may say to your husband basa rauri kuita is not paying much; ukutsvaga kumwe basa..Mayb after some yrs unozowana closest person wekuudza kuti zvibude mumoyo chete
Dakupindura mainini avo vekudyiwa sikarudziii
Mainini ndosaka vanhu vachinzi musangorare rare nemurume wese vamwe varume vanorara newe not because vakuda bonde but vachitorora lucky rako vokuzadza jambwa
Anywhere am sorry 😊
Sisi veku UK makanzwa butter nxaa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 just for first confession
Wekudyiwa ropa udza Mai vako ufambirwe pachipedo
Klller T chete kana ndanyura
I have a feeling kuti its confuzed😂😂
Killer t uyo akakurowa mari tamuziwa
😂😂😂😂😂😂
Gegege thought ndini ndega ndafungqwo kudaro
Kkkkkkkkk
Ho zvinoda muri imi ma married women murume akaita small house muno uraya small house.hapana kuti mweya wezvimbo apa une nge wagara zvako usina hunhu chete.ko celebrate wayikwidza ndenge nekuipa mari dze ku recorder ko iyo yanga isina mari yayo here,ko handiti kunzi uri celebrate unenge une twunhu twako here?
Kunze kune mapenzi shuwa kudyiwa kudaro here😅😅😅 nyaya yako usawudze kana ani inosemesa
Saka wakapuwei nemuGhana
Akatiratidza fon ndi killer t
And vanhu vemaCOS weduweeka😂😂😂
😂😂😂😂
Tomuziva ndi killer T
Freeman
Why is munhu wese anouya kuUK vanotanga kuita zvechihure. Do you think UK kunongoitwa zvese zvese. Ivo vanhu vakauya ne visa iri vaita zvinorova nenguva diki diki apa they get peanuts from their jobs.
Nemashifts unotoshaya kuti simba racho vanoriwana kupi sies
Nhai zvakutoita kunge vaakadzi vese ku UK mahure.
@@GwynnethMutsata zvako iwe, when we came taishanda but ava imwewo type. She is not the first one I heard.
Mujolo muchaurega henyu
Uri kuda kuita decision yei? Ungatenga IPhone inoenderana Nepay yako.
Haa akatora necomtract and achabhadhara chikwereti chacho for 2 yrs. Chichagara chichimuyeuchidza
@@clararity zvako nhai
Second person today
Thank you
Yoweee
NdiKiller t uyo tamuziwa
Ndi freeman
Ndopaya killer T paakauya achivhaira new iPhone 15 makamama Sisi ndokuti mupepuke munonyanya kufunga nebeche brat shits tsvina
Ndamuziva hangu muimbi uyu😂😂😂😂
Ndian tiudzeiwo tichenjere😂😂😂
NdiCheso power chete wakadya bota .
@@michaelmaziya2930 hanzi muimbi wedancehall
Chii chinonzi mweya wenzwimbo?? Urihure hako and don't even blame the singer, wakazvibvuma sei uri mukadzi wemunhu?? Nonsense!!
Hakuna mukadzi we munhu ,munhu ndewa Mari kkkkk handiti ndozvavano taura
Kkkkk pakaipa
Zimbabweans Zimbabweans Zimbabweans
Hw many times did i call😅
Kudanana nevarume veku West Africa muchadzidza henyu and muchazvirega! Now uchisemwa nevarume iye he is making money out of you!!
Mujolo muchaurega chigoramba wakanyaya
Killert ngaasadaro wena
I think uyo Murume wekudya Ropa rekumwedzi mu Satanic 🤔 kana Akaromba plus udza Amai vako Hidey Suwanee anokubatsirai
1st:con kkkkkkkkkkkk
First confession...hehehe...kutoti ndakaimbirwa nzimbo dzakaita mukurumbira. Sweetheart, you really think you were the only one? He sang that same song for maybe 3 other ones achiti the same song is deficated to them too, ende achivadyawo futi. He does the same and the minute you say ahuchisina mari, he moves on to two other new ones. Chokwadi wakadyiwa wakavhura maziso se matemba. Kana zvirikukudya myoyo mazuva ese, tell your hubby for you to have some peace and hoping he forgives you. Kana zvirikukudya myoyo mazuva ese uye oregera kutaura zvichazokupinza mu depression. Ita zviri mu myoyo wako sezvo isu tizingazive kuti murume wako munhu akaita sei hunhu hwake. Waita zvako wangwarisa vamwewo kuti vasazozviita zvakadaro. Ma celebriti enyu aya, esp vasati varoora, rega nditi vakawanda vacho ndozvavanoita sezvo wo vanenge vasingadi kushandisa mari dzavo vowana ma "victims" like you willing to give them money and buy them gifts. They will promise you heaven and earth and tell you what they know you want to hear.
Now you know better, you will do better.
NdiKiller t uyo tamuziwa