My son once told me that mum that prophet you think he is a prophet he isn't what people think he is. My son is a prophet since he was a small boy and it manifested as he was growing. All the prophets have to register
Hunhu hapana pana Kanengo. Haaone zvinoita Motsanjera here?. Basa anorova Kanengo asi hunhu hapana. Kumirizika pamberi pa Mambo plus kuganhira . Mambo havamiswe kana vacitaura.
Aiwa hamuna kuteeera nyaya mushe inga maporofita aripoo wani. Mambo vakati wese akaenderwa na Ekedhi ngaauye ataure nekuti iye naa Innocent vaiti ingozi. Saka kuuya kwavo kwanga kuri kwekuti mambo vanzwe kuti vese vari kutaura chimwechete here
Ngozi yacho iripa speed dial 😂😂😂
Kudo's to the Chief ❤ he seems to be the man of no nonsense
Watching from capetwn tanyara isu😮😮😮
I like his commanding voice
The chief is absolutely brilliant 👏 ndiri mumiriri wasatan 😂😂😂chief is amazing
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Ngaanoparidze ku Jeri Ekhedy uyo,hapana zrp here apo sekuru Ekhedy ngaabvise bhutsu aende mukati uyo
Ndosaka ndisingafarire mapositori kutsvanga mbiri neropa revanhu keep going sekuru kanengo ndorikuona ndiri kucapetown rovai basa nyika igadzirike
Tinotenda the great Chief Matope of the Makombe clan nasekuru Kanengo vafamba nedonzvo rekugadzirisa nyika.
Ekedhi anyiswa
Sekuru Kanengo 10 Ekedhi 0
Welldone Sekuru Kanengo❤👏👏👏
kkkkkkk
Unonaka
Makope the great chief we love more chief like you in this world
@@CarolineNdamba mambo ava mambo mutasa gud job
Unzai in time nyaya dzenyu veduwee taakuoneswa poor stuff nana PahashaTv
Handina kuzopedza ndava kutsvaga ZimNews Beat aah imi. Thank you. Kurumidzai kuisa nyaya. PaHasha yandibhowa zvisingaite. Hameno kuti azviita sei zviri kubhohwa
Then ndazoona iyi Sekuru Kanengo tv ...... that's great
@@CarolineBerekiya vakaganhira fani ana Pahasha ava kuita kunge ndivo vari kufamba nenyeya nhai
Nezuro takaoneswa chidimbu
Pahasha irikutsvaga mari nenyaya iyi 😂😂😂😂
A true king is born mambo chaivo a lion
Just imagine vana be Ekedhi vakateerera unoita seuchati havasi baba vangu😢😢 Zvinonyadzisa
😂😂😂😂 vanongoramba vari baba
Pamwe vari kutoshanda na Baba vacho meaning kuroya
@kitty9595 true that vanoziyana coz ndiye aiva driver vana vacho
Ini ndingatobvapo padare pcho kana vari bba vngu
Haa Ekedhi mudzimu wasatan chaiwo mufunge
Yaa magon mambo ngaataure kuti urimumiriri wasatan kkk kkk
Mambo vatsamwa pengai mambo makazodzwa imi mwari anemi pabasa renyu chengetwai murambe muchitonga
Matakatanure musununguri, batai basa sekuru Kanengo
Hanzi mvura ngainaye ivo vanhu vachichekwa magaro
Kkkkkiiii😅😅😅😅
😂 😂😂😂😂
😂😂😂😂arg
Tiri kufamba nenyaya yaEkedi from the beginning muroi ngaaone moto ,connecting from SA
Mhepo inepower hainonoke kusvika ,powerfull dai vakafa vachidai varoi kusisina
Taurai henyu haaaa mufi uyi anenharo kwete zvekunyina zviye.
❤❤
Mukunonoka kuunza nyaya dzenyu takuoneswa poor stuff nana Pahashatv
Sadaro iwe hanty vanga vasati vauya
ini ndinongovhura Zim beat news neKanengo tv chete panyaya dzakadai
Zvitori nani kuimbira n'anga kanaa kuridza hosho mudzimu ubude pane kutiitira manenji mumasowe, n'anga ndidzo dzaane moyo wechiKristu, madzibaba ekwaRumbi, madzimai Magadaline, nhas Ekedi
NaAdmire
Ndogara ndichizvireva ndikaona tudhuku tuchena mumusoro,nxaah kuviga huroyi beta kuombera midzimu yangu
Job went well, thank you Sekuru Kanengo and team
Matakanure hoyo hoyo Kanengo❤❤
My son once told me that mum that prophet you think he is a prophet he isn't what people think he is. My son is a prophet since he was a small boy and it manifested as he was growing. All the prophets have to register
A
Not all are registered, point of correction. Because some are still children but have a calling .
Registered or not registered that's not the issue nyaya ndeyekuti vanhu vanozviti ma prophets ngavarege kuromba
Mawanza chirungu ,isu vekuchivanhu hapana zvatanzwa 😅😅😅
Jokes
when
Sekuru kanengo well done makabata basa guru tinotenda murambe makadaro God bless you th
Mambo manyama
Zvinokudzwa izvi keep it up. Watching from Mozambique ❤
Sekuru Kanengo maratidza hubhuru hwatinoziva. Magona basa rovayi ndima gadzirisayi musha nyika ichene
😅kuseka nhamo aerugare dai zvai gona vanhu madzokera kuchivanhu nekuti kunamata vanhu vatema hatigon😢😢😢
REGA NDITI AMEN AND AMEN❤
Good job sekuru kanengo
Madzishe akazodzwa naJehovha Mwari zvomene. Tinotenda sekuru Kanengo zvakare
Makadya isinga dyiwe ,this time momama arume
Yaa mame mame vanopfidza😅
😂😂😂😂
Mumomama in Mukotsanjera's voice😂
Vaye vaiti sekuru Kanengo vakutya sei vakuda zvaMambo muripi ini ndikapindura kuti vanenge vatoratidzwa kuti vakasadaro zvichazovaremera tarirai manje kuti zvakuzvimbira mapostori
Mmmmmm haaa zvinonyadzisa izvi i can imagine varibaba vangu mmmmm ndainyarira kupi,,,unofamba sei muroad
First time kuona mambo wakatsamwa kudai ,koo amai waya wavanombo tonga nawo nhasi waripi
Nyaya yacho inogumbura worse kuzoita vanhu vakuru mapenzi uchipedzera vanhu nguva
sekuru kanengo magonesa gweshe chiweshe iiii varoyi vakawandisa inini ndakarohwa nemuroyi ndangotaura chete kuti handei kwa sekuru Kanengo rubatsiro sekuru kwandiri ini
Waiva nayo here mari yekuendako
Job welldone sekuru Matakanure❤ vanowukura kuti heee ma drama vaya ngavabate hana dzavo katatu vachiti atina kukwana. Ndozvakaita drama izvozvi. ? Girazi renyu harina kumira mushe? Muhwezva wese waifambwa na Ekhedhi maiuona achinanga kumachira matema nehusiku😂. Haaa makanyanya. Apa mudare wekumasowe ndiye anototurika chanza kune vanenge vatendeuka ivo vaine maoko matema tema kudaro.
Thanx mkanya my brother nekutipa nyaya iyi stage by stage
Am watching from harare borrowdale
Zvakaiwana ngwarati yaa nguva yakwana
Ini zvepostori ndazvirega azvipatsire
😂😂 pane chimwe chechokwadi chipostori
Ndakarega neniwo
Kunyadziswa kwakadai kunonyadzisa murume mukuru kunyadzisa kutambudza mhuri
Chief Mutàsa vanokubvisa bhutsu ipapo ipapo ..mabhinya arikuenda kuJeri kwaHonde uko
My favourite chief chief mtasa
Haa honde mabhinya ma1
Real chief I like the way yamutonga nayo
Izvi ndozvaidiwa ku Canaan kwa Ishmael,Mambo ve that side ndianiko
Tawura zvako mapositori anetss
Chief vanogona ava ndapa kutenda. Kunyadzisa kwazvinoita murume mukuru apa akunzwisa tsitsi. Sekuru Kanengo never disappoints pabatwa basa apa. Masowe ngaavharwe kwese maybe nyika ingasungunuke
Hanzi ndrimumiriri wasatan hndifungi achaita zveuroyi zvakare asangana nazvo
Akundisisirisa neniwo Ekedi vaduwee.hapana chakavanzika pasi pezuwa😊
😂😂😂 Ichokwadi... Team iri rine hutsinye@@RosemaryFombe
@@mesiMutepfaAna mbwa ava vanotitambudza Kani vanotishayisa mfaro
@@freechipom chokwadi havana tsitsi varoyi ava unotoshaiwa Kuti moyo yavo vanenge vaisakupi
Hunhu hapana pana Kanengo. Haaone zvinoita Motsanjera here?. Basa anorova Kanengo asi hunhu hapana. Kumirizika pamberi pa Mambo plus kuganhira . Mambo havamiswe kana vacitaura.
Chakakosha ndechekuti varoyi vanobata havo zvakawanda ratove drama 😂😂
Maikairi ngaachiuya taneta isu achirikuteiko kudenga ikoko😅😅😅😅😅😅😅 watching from Johannesburg S.A
😂😂😂😂usekuru kanengo uyaphapha shame 😂😂😂😂😂😂😂
Uuum usadaro nematare aya dear
😂😂😂 watching from Capetown Ekedhi ma1
Katsika kemachief sooo kuita kukoka dzese n'anga kuti dzirakidzane masimba
Kkkkkkkkkk
Aiwa hamuna kuteeera nyaya mushe inga maporofita aripoo wani. Mambo vakati wese akaenderwa na Ekedhi ngaauye ataure nekuti iye naa Innocent vaiti ingozi. Saka kuuya kwavo kwanga kuri kwekuti mambo vanzwe kuti vese vari kutaura chimwechete here
Madzibaba vekupedzesera hamuna gemenzi munofuga curtain😂
Vharisai Mambo kwaMicho ikoko first Ekedhi kujeri
Uko havakukwanise
@@chingombedaries Kuti kwakaita sei hanty vari pamwe here
@@Mamoyo-d8b do u know that church or urikuinzwira pano Ekedi ndiye wavangatokwanisa
@@chingombedarieskwakaitaseiko inonzichii church yacho timbotsvaga nezvayo
@@A_JM585 nyenyedzi nhomwe apostolic church
Kanengo Kanengo woyeeeeeeeeeeeee❤❤❤❤
Mumiririri waSatan😅😅 Ekedhi
Sekuru kanengo basa makabata zvenyu sekuru kanengo ndinezvinondinetsa asi pekutangira handina asi nekuda kwamwari muchandibatsira
Makadya asingaduiwi varume .... Ngozi ma1 ndatiii ummmm
Ekhedhi, ekhedhi haaa wanetsa. Ko varipi vekwa president vakauya kuzomumiririra 😂😂😂😂.
😂😂😂😂😂😂
Mambo itofonerai mapurisa muchipedza oenda kucamp
ndanyara ini nechiitiko chakadai chirikuitika kumusha kwedu
Pamusoro paizvo zvose panaivo Mwari, musika vanhu.
You can now rest in peace Evans. Devil has been exposed.
Amen😢
ekedhi Ekhedi repent ,nguva yakwana siya mabasa akashata ,mira pachokwadi
Chief avo vakagadzwa nekuziva basa ravo number one chaiyo. Ekeddy kujeri.
Basa sebasa sunungurai nyika tirarame
Chief sando dzenyu,even voice renyu ririkunyatsobuda
😂😂 mumiriri wasatani ,ngatinamatei mumweya nemuzvokwadi
Pakachekwa Munhu magaro akange aapo hazvina kutsanangurwa zvakanaka. Physically akasvika pa ground here
Paground straight hamuna kuiona here payakatangira
@@mollineshato8442ndakaionera kwa robert mayb handina kunzwisisa regai ndizodzokere futi!
Sekuru Kanengo press on ❤Ndiri kuuyawo ne family yangu kudare kwenyu. Zvazvino pfuma ndoisipo
Saka totemba sei masowe kwakatanga Admire,tevere ava veCanaan yavo nhasi hoyu Ekeddy 😂😂😂zvakaoma.
Basa ngaribatwe tateguru
Ekedhi zvoonzwisa tsitsi veduwe iiiiiiii
Iwo masowe sei vachingomutsa mutsa zvikwata,ndozvokonzeresa kuromba neropa revanhu saka vavanobatsira ndevapi ivo vachopedza vanhu vacho. Kuda mbiri yechii kunaani nekuti chinoverengwa mabasa akanaka kudenga.
Pihwayi mari yenyu sekuru kanengo
Wataura chokwadi mukuru wevaporofita iwewe nyenyedzi nomwe haivharwe asi iyo yekucheshumba jgaivharwe
Agoniwa kadhara kamuroi
Kanengo havazive mitemo yepadare 😂😂
😂😂😂😂😂mumiririri wasatan kkkkkk sekuru kanengo handina zvangu Mari but maimbodiwa kusowe rinoenda Mai vangu nebro yangu nekuti zvakaoma 😢😢😢
Chinzwaaa voice raEkedhi achiimbaa😂
Saka Kwa Micho makuchekeresa 😢😢😢
Morning sekuru mukunonoka kubudisa yamuka yatoza kune Mamie ma media...vanhu ngavarambidzwe ma fon nekuti mukuxoposter vanhu varna kare
Vanhu ngavaramnidzwe kutora nyaya dzisiri dzavo
Sure makes ma media anedzungu
Very true
Matare ane vanhu vavo vanocover nyaya dzavo nyaya iyi yakazvitanga yoga Haina kutangwa nasekuru saka havana simba rokurambidza vanhu padare vanorambidza kana vari kumatare avo
Kana mazogara munhu haaurawi😢😢😢😢
Chokwadi chinenge chakuzviratidza apa
Varoyi ava vave kutishaishira masowe vazhinji vese varikuroya vomhanyira mumasowe
kanengo ishash zvechokwadi pliz ndacha hangu
Watching from Domboshava Gutsa
Waiting
Chief Matope haaaa munotonga apa matonga zvandada ndoda kutouya kuzotsvaga pekugara mudunhu renyu chief
Chief MAKOPE
😂😂😂😂😂😂😂mhepo yacho iri paauto yooooh
Ekedhi hokoyo unogona kupinda mujeri
Ngatopinda kamba iyi
Waching from America ndanzwa kutya nekunyara pasi rapinduka
Ekedhii akadya asingadyiweee
Kkkkkkkkk veduwe zvonyadzisa izvi murume mukuru...😅😅hanzi ndri mumiriri waSatan veduwe ndavanyarira baba ava
Ekedi anogona kuimba veduweee kkkkk
Sekuru Kanengo vhurai church imi muchiparidza muchishandisa mushonga tiuye ikoko, vhurai church kani Sekuru, mandifadza nhas pakumusunungura Ekedi nyangwe ari mutadzi, ndiwo moyo wekunamata❤️
😂
❤❤kutonzi Prophet Matakanure 😂
Ngaende kupolice
Representative of Lucifer
Ngaende kuPrison after this. Murder case.
Vaporofita vamazuvano vofamba nemamonya,kare vadzidzi vajeso vaifamba. Vasina bakatwa,pfumo nemuseve
Anenge asina mweya chaiwo chaiwo unomurwira
Voice of the Chief is full of pain
Ma video munofanira kuisa fast bcz mamwe ma socal media akaisa ma video zuro
Maporofita pa zim vakuda mari , apa simba raMwari its free, pakuda mari ndiko kuromba kutsvanga simba.
Havakunde varikuno ku Joni shamwar panhau dzekuda mari idzi
@@MaslineNyakujara-i3e 😂 vakutoromba vanhu vacho nekuda mbiri