Ndonzwa kubatika melfort ndinoiziva nzvimbo ndimo mune hama dzamai vangu parizvino ko kana zvichidai tototya kana kushanyipo hre nevana, ndiri muzukuru waDhaka pasouth Africa
Saka vana madzibaba vanenge vachiyeresa chii, asi vasingaoni kwa enda mwana, saka zviporofita zhenhema chete, Kuya kokunzi kubikwe Doro how far Mwana akawNikwa here
Tateguru Tasvu vanopedza masports mwana anobuda.
Song haina kumira fine iyo. Pure talent. Anonzani Nyanduri
Ndiri kumutsvagawo
Ndmunanagwa ankonzera zveseisvi vote them out from US .. good luck anowanika
ED apinda papi apa mabhinya nevanhu wanodamari
@@TinasheChingwende kkkkk
Shumba muri mhondoro itai zvenyu zviya chaizvo mwana abude uyo, watching from Cape Town ndirikubatikana weduwe vanhu musadaro chokwadi😢😢
I can’t wait for tomorrow sekuru Tasvu vanopedza bhora
Sekuru tasvu the one mwana tomuwana I trust him
Hapa shaikwe vana Mai Lessy vaipi ipapa
Ndonzwa kubatika melfort ndinoiziva nzvimbo ndimo mune hama dzamai vangu parizvino ko kana zvichidai tototya kana kushanyipo hre nevana, ndiri muzukuru waDhaka pasouth Africa
Vmongoti tasvu kanengo Hakuna here vaporofita.
Makandiwa
Magaya
Michel sello
Miracle poul
ETc ❤
Nhau idzi havadzigone
Tirikuda mwana dead or alive pls tirikuda mwana uyu 😢😢
Drewmas u are doing your best. Vanambwa ava varikungotaura kwavasina kuswera avo ignore them drewmas. Zvinorwadza kushaiwa 😢mwana
Sahwira gara muberere, Mhiripiri nyoro kuvava, what a combination jiti riri pamberi tiri paMash West apo
Kana ari Tasvu musamuona kunonoka anga achiuya hake.the best godobori ever.
Taura hako iwe
Shuwa Tasvu kunonoka asati asvika mwana unobuda hake 🙏
Tozopembedza mwana awanikwa
Volume very good mukoma Andrew munonyatsonzikwa
Drewmas memedia taking you to another level ❤ Shumba please batanidzai ma songs aya mutipa akabatana timbodzora ndangariro dzekuma misha
Police haishande apa kuwester time zvoda vanaka sekuru kanengo
Vaporofita vepa church iyi vanoda kubatwa chizvo vataure kune mwana church inoenda musango makadero hazviko izvi in'anga idzi
Ngavaende kwaTasvu mheni vsnongopedza nguva zvisina basa nxaa
Me in love with music 🎶🎧🎼💃💃💃💃
Anamadzibaba ava ndivo vanemwana masatanist anamadzibaba ava varikushandisa mwana uyu dzokerai kwasekuru tasvu mwana anobuda uyu sei anamadzibaba vasisade Kuti vadzokere kwasekuru tasvu ndivo vanemwana anamadzibaba
m in love with the song,drewmas taking us to another level
I love you this song
Good good kwaTasvu ka1
Thanks Shumba. Goromonzi is my home. Thanks for covering the story. Mwana ngaabude
Ma youth batai vanhu pa kirawa yema funnies ipapo.
So much in love with all the songs
Tasvu all the way
Drewmas media taking us to another level...thanx u VANESHAMBA nebasa ramotibatira❤❤
Varume mukutamba nenguva itaikuti Sekuru Tasvu vasvike please please
I love this songs iyo ndoiwana kupi
Masongs munobura henyu❤
Drewmas media taking us to another level, I like the son
Kachoro mhiripiri inovava
Mwana to the pipo
Andrew to the world , good job my guy ,bhora mberi
Also ndofunga kuti mapositori aya vanoziva kune mwana, ngwarirayi vanhu ava vanochekeresa kuti basa ravo rifambe.
Kkkjkk
Well done drewmas. Bhora mberi munogona
Apa panenya apa aienda kunobatsirwa ndaiamai here kanakuti mwana
Usansione kunonoka ndange ndichiuya ❤❤❤❤❤❤ ndokafarira kanmber aka 😂😂😂😂😂 mwana ngaabude anhuweee
Musaite kunge Neshamba ndiye atora mwana wenyu arikutodao kukubatsirai
Haa kwasekuru tasvu mwana anouya
Drewmas iri kuti kubatsira i wani nhai povho muri kupengeiko
Mwari pindiraiwo nyika yangu yaipa Vana vkungoshaika todiiko ISU tisingagare nemhuri tirikure kutsvaga mushando vakwanese kudzidza
Drewmas Media taking you to another level
Sekuru tasvu vanopedza masport chokwadi chinobuda
Kwasekuru Tasvu ndizvo tizive kuti mwana aripai 😢
Skr Tasvu varamba kushanda nesu sedrewmas
Vanhu ava ngavasiye zvekunamatira musango hakuna zvikoro here zvekukumbira kunamatira
❤❤❤❤ mangwana 🎉
I like that song hwenje
Drewmas kabbie kamakaunza this time chamboko kamutepe
Zvakaoma maybe king akatorwa nezvikara zvesango 😢
Kachoro mhiripiri inovava my favorite song
Nhai kanowanikwepi kasong aka 😅
kasong bhoo here
I can't wait to c tateguru tasvu doning his job
But ahhh mwana nanhasi ndabatikana veduwe akuna marwizi here
Kana VaTasvu vakapedza nyaya iyi vatora menduru. Tiri pachirongwa.. All the best
Tnks you shumba betserai mhuri iyo kuti mwana abude zvinorwadza veduvee kushaya mwana wako
Song iri parefu iyo, lyric well articulated hahahahhha ndafunga paruzevha
Musatambe na Tasvu imi vanhu arikuuya hake kunyange akanonoka rambai makagara muberere ,Drewmass media nhasi rave rimwe zuva
nhasi rava rimwe zuva Take us to another level Drewmas plz
😢😢 Iii pangotaurwa zvemhuka hana yangu yarova
Nhasi chatove China from Sunday its too much veduweee😢
Tiri musango hwenje uuuuu Mmmm aka kanonaka
Kangoma akoo❤
Mwana ndaabude pane anga afunga kuchekeresa mwana.
Muimbi unonditsva parimwe level ndatenda hangu
Ndasvodera baba we wool hat kudot tr mayouth nxaaaa kusasvoda
Mukuda mwana kunani murimi makatadza kuita care nemwana
Mapostori komaiunganawo muchisiya mwana achibuda sei zim zim ngatitye mwari nemidzimu munhu akatora mwana uchadzoka ega achitaura
❤❤❤for the song
Tasvu anowandirwa
Pamusic muri kuseri henyu❤
Thanks ma kuenda kwasekuru tasvu
Waiting
Musikana uye ndiye anoziva zvakaitika kumwana
Kasong keJiti manyama nekangoma kacho. Big up mushauri. Kakaipa shumba.
mapurisa anokubvunza ukataura wega usina kurohwa..vanoziva basa ravo vanhu ivava unoita order
Ini hangu ndirikuti vanhu 3 vakarohwa apa mwana anobida
1/ Mai muporofita
2/ mwana wemupurisa
3/ chidhakwa
Vanhu ivava kuvarova mwana anobuda
The song Shumba tiri musango hwenje
Sekuru Tasvu vakafanana ne Real Madrid vanopedza masports
Mwana unenge wakatorwa nemotoanotovakure kwawakamuuraira
Nziyo dzavanondisa dzakaimbwa nani uye dzowanikwa kupi 😊
ma songs e drewmas media ano spaka mwana ngabude thank you Vaneshamba nekumira pachiitiko ichi
Song ma1
Zvirinani mukuru wechurch yenyu aite sekuru Tasvu bcoz maporofita enyu hamuvimbe navo kkkk
Ska kumasowe vatadza kuwona kune mwana here nhai madzibaba
Matsotsizve, havana chavaanoona
Vapiko avo chavanoona chiga cherufu pavanhu ,nonsense
Thanx Shumba mwana anobuda
Drewmas haaa patumasongs murikumberi ndofa nekutamba kunge ndichabudirwa kkk
Tumbwa tunonwiva zvokudaro mmm pakaipa sham ndatenda zvangu drewmas murikuedza
Tiripakutsvaga mwana asi ngatimboturai nezvetuma songs twamukurodza mazuvano ayiwa vaneshamba munotigonera
Handiti chero mapurisa anga asiri kuuya
I love the jiti song
Saka mapositori mweya wakaendeipi matadza kutaura kunemwana
Mapositori akachekeresa mwana
Song manyama iyo ummmm
Police yeZimbabwe basa haichada zvachose mwana akashaikwa sunday ivo vozouya chitatu haaa Zvakawoma nyika yedu yadhakwa
Haaa taura hako cuz zvakaoma hazvo
Vari kusweraka vachishandiswa kurova vanhu kuma rally
Anemwana dai anzwa ngoni
Saka vana madzibaba vanenge vachiyeresa chii, asi vasingaoni kwa enda mwana, saka zviporofita zhenhema chete, Kuya kokunzi kubikwe Doro how far Mwana akawNikwa here
Imo musango makadai vanhu vemasowe ngava bhaniwe kunamatira mudondo ngavashandise midhuri.zvinorwadza izvi mwana kungo disappear just like that😢
Ndiwe aniko iwe unorambidza vanhu zvavakanzi naMwari vaite? Vana havasi kushaika pamba chaipo pamhene?
😂😂😂😂😂hokoyo nevemasowe kazeni.
@@maiyeukai9346 Haiwawo nyanya zhinji dzakawanda dzinoitika ikoko.vamwe kufira mumvura chaiko vachiita babtism sei mweya wacho usingaoni.isa muono wako for me thats my opinion zvinobhowa mhani
We. Pray mwana awanikwe veduwe ndiri kurwadziwa veduwe
Dai zvaibvira masowe ese avharwa muzimbabwe vanhu vapedza dzinza ivavs