Huyai Munzwe NyayaYa Maid Akadyisa Madam Boss Datya
Вставка
- Опубліковано 29 чер 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
1st confession tsvaga n'anga iri strong kupfuura yake 😂. 2nd confession hakuna n'anga inoisa inverted cross mudare mu satanist pastor lover wako uyo and he's grooming you to be his next sacrifice dai wasiyana naye zvekuti kubva nezuro 14yr hazvina basa izvo waidii kuita zvechikoro and left zvemjolo for adults. Its your choice mwanasikana pastor uyo haana kuchena goodluck
True ndi Mwari werudzii anotendera kuuraya
Ndakamboda kubvunza hangu kuti mkoma Nashey muri safe here nezvimwe zvamunitumirwa. May God protect you all the time 🙏
Morning mkoma Nash and to you All ♥️
Shuwa hre Axana Datya chairo🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️
Hayas
Pastor vapi ipapa munhu akaromba zvichida ndiye akauraisa mukadzi. UChauraiwa
Zvakaoma hazvo veduwee
Apa maive matoti ndimi mune yese amainini maid izvo itsika yavo boss kuvata nema maids
I think vanhu vanoitira hutsinye ma maids mazvinzwira.
Kkkk😂😂 datya sure puuuu
Uchatanda botso hanzvadzi kupfeka masaga chaiwo mai nyakukubereka
Pastor haisi n'anga pastor vakatorombawo zvavo pamwe ropa rawakaona nderemkadzi wake waakauraya hakuna n'anga ino operator husiku kwese even inverted cross iyo itori satanism.Varambe pastor ava otherwise you are next
These confessions dzinoda kunamata otherwise mweya inoshandisa vanhu ava ends up yava kukuAttacker.
Uyo akasunga murmure wemukadzi waanodana naye nyengetedza mukadzi uyu musunungure murmure wake akwanise kuita ponde nemukadzi wake kana mamusunungura wozoramba mukadzi iyeye
Last Confession Maid bata hana yako katatu uti ndiri muroyi Satan chaiye..Ko kusiya basa kana zvanetsa
Pastor my foot wega kungoonawo chinhu or Zvinhu zvakutyisa why don't you run with your life
Urikuramba Uri ipapo why 😮
2nd confession ungavhunza kuti zvinoita here kuti n’anga inoita pastor here usingavhunzi kuti zvinoita here kuti pastor vanga rara nemwana ane 14 yrs😳
Last confession maid ndiwe wakatoshandiswa kurara naboss otherwise datya, dzetse zvinodyiwa azvisi poisonous in some restaurants it’s one of the expensive dishes. Madhumbe ita basa rako chete otherwise ukaita chakaipa wazviitira
Mkoma wekusunga nhengo yemurume we girlfriend, I have a feeling kuti ndimi mukoma makatosungwa that woman is clever chimbozamayi mukoma kurara ne umwe mukadzi muone kuti zvinoita here, akuna munhu anosunga murume wake kuti asarara naye amusi kuzviona here kuti maka vharwa
Kunana China or Japan vanodya matatya kanawo ranga risina Poison yakavauraya wakawana chii pazviri
Mwanangu idya mari wakanyarara kana pastor vasina kutomba chete no problem. 14yrs wanga wakutorara ne murume kare ukaita abortion futi
Tanga vatsvaga mukadzi vekuzvara Naye otanga atokubarira usati varamba uyo coz anodzokera kunokugadzira kunyanga obvisa nhumbu dzacho or pamwe vakatoiswa lock yekuti ukahura unonamira
Mwana ane 14yrs kutanga kuhura namfundisi?? I've no doubt yr mother is a prayer warrior ipapo😮. Murume uyo akarombera church STOP fooling yrself. Ndiye akauraya mukadzi wake and you are next dear. Nezvawakaona you are now a threat and your life is in danger!!
Be careful kwaPastor uko, you might be the next sacrifice
That Pastor is not a man of God and hakuna mashave anoita saizvozvo apana hazvisi zvewunganga its close to satanism..21 you are still too young run with your life there is sane man out there if you ask the true God he will give you😊