Ndiri Kudanana Nemurume Wemunhu Ndafunga Kuuraya Mukadzi Wake
Вставка
- Опубліковано 15 жов 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Kkkkk sorry hàko i can't help it.
On line dating at times it's a big no no😂 advice don't ever cheat on your wife this is embarrassing 😅
Kuurayira munhu murume wake imi mugozogara naye zvitsene her .ukaziva Mwari uchatya kuita chivi
Mukoma namataiyi mweya yehungochani ubude pamuri .be prayerful
Uyo ngaudze munhu chokwadi Kuti arimuchirongwa
Ini ndaseka ndisati ndateerera confession iyi. Mukoma you are married what else are you looking for pama social media??? Muchapindana nadzo boys to girls 😂😂😂😂😂
Vanhu siyai zvivi ..munofunga kuti mukareurura pano waregererwa .chengeta mitemo inegumi
Ndopaunoona kuti satan aripabasa shuwa maenda ku church vacation makunoita chihure manje zvinhu zva satan zvine mubairo haana chemahara ufunge pakadai ungachemera mwari here
Hurayi stereki hokoyoyi na gogo Mamoyo 😂😂😂
Vanhu vanotorera vamwe varume vavo Moyo wenyu uripai chaizvo chaizvo..
Havana mwoyo
Mujolo yepa Social Media yapedza vanhu..It's no go zone
Mrng mkoma Nashy.first to comment 🎉
Mamuka sei
Kunyura pamurume anemkdzi wke hakuite zvako
Sissy ve vechigwere ava handiti makapa murume wenyu chigwere. kudhara dai mamuvudza kuti anotoravo mapiritsi ake. Munemoyo wakawoma vasikana
1st confession:it serves you right😊why uchida kucheater mkadzi wako.l hope hauna kupiwa STI /HIV because its much quicker kubata zvirwere zvepabonde neku sim 2 and l highly doubt pakaseenzeswa protection
Last con : tsvaga murume wako wega plus usazoisa mukadzi wake pana'nga .zvemishonga usazvita God is faithful
In future vana vedu vakuda kuroora tototanga tabvunza kwatinobva muroora kt ichokwadi here kt mukadzi or aimbova murume nekuti mm nyika yanemazino
But medication makazotanga pave paye ka muchimboita henyu pasina protection. Mukurudzire muno testwa mese
2nd confession kana uchimwa mushonga nemazvo haumbo spreader diziz kuudza murume hwakangooma just pray for him asazobatirawo I feel fo u cuz but zviriko izvi
Uchinyanya Mjolo munhu ane mukadzi kna kusanyara
My advice ku hure reku church iro nderekuti aka usingade kuudza murume dai wamuramba nekuti kana akazobatwa chirwere achada kuziva kuti imi munacho here kana akangwara seni ndoda kuziva kuti iwe chako wakachibatwa rinhi ende ipapo ma doctors haanyebi anobva ataura chokwadi kuti imi ma records enyu akuti pamakarwara makabatwa chirwere so tichibva ipapo usazvika neni kumba nekuti unenge wakatofa kare ndendichifunga kuti ndechipi chandichanokuuraya nacho
Mkunda wekutora murume wemunhu hongu rubatsiro tinokupai siyana nemurume wemunhu utsvake wako zvine ngozi zvawava kuda kuita izvi .
Chokwadi moenda kune zvechrch vacation imi makutohura chokwadi here.saka moda kuti murume akazorwara moti iye ndiye auya nechirwere.zvakaoma.taifunga kuti kuchrch kuno taura naMwari izvo bodo yatove nzira yechihure
Hallo Mkoma Nash nevamwe vedare
Mamuka sei
Muchinyanya chihure😂😂😂😂
Umm my sister taurirai murume chokwadi and wakarara naye usati watora ma pills and zvoguma kupi uchaurayisa murume ukasara uchidemba
Uyo we HlV ngaatsake anayowo
Mahure akaroorwa seiko muchiita chihure chakapusa kudaro.Udzai murume wenyu sei muine moyo wakaipa.kudaro.Munoenderei henyu kuchurch veduwe muchiita hunhu hwakadai
tsvaga wako iwe kunyura chiiko ,nyika izere nevarume vasina vakadzi
After God fear women
Munoenda kuchurch kuno tsvaga chihure kwete kuno namata mwari ukaona mumwe arwara muri married couple endai munotesitwa because wakuuraya an innocent victim pawakazo batwa chirwere hati waito rara naye usiri kunwa mapiritsi? Zimhondi nxaaa.
Uri benzi kana ukamuuraya iwe haupgare muroyi mutakati
Kana tozogara vanhukadzi totyisa, chokwadi wotoinda kuchurch wodzoka nechirwere and still have the nerve to not disclose your status to your partner, madzimai musadero 😢😢
Last conf dai waregedza kubata mushonga. N'anga dzashata kunze uko unopiwa mushonga une poison mukati. N'anga ichida ropa murume panofa ngozi inotarisana newe. Find someone else.
Sisi vekuhura kuchurch tell your husband the truth kana asiriye akakubvisa humhanda I'm sure he will understand because anenge asiri murume wekutanga kusangana naye .because pamwe iye anachiyo .muudze kuti ndozviripo .asi siyai kuchiva varume vevanhu zvinouraisa asikana.
Ayewa mwana sikana ayewa ko kurara kwawakaita naye usati watanga kutora mushonga pilz acharwara munhu uyu iwe zvowoita chitonyepera kurwara udzokere kuchipatara wobva wapinza ye test kuti anwewo mushoonga asati arara pasi
Chokwad vakadz votyisa
Sisi vekuhura nechurch mate ko imagine your husband oita a sudden illness obva afa bcz of aids.
Mkunda wekunotora chirwere pamainda ku Tour ko manje munonamata chii chihure hre ,udzai murume plus mkadzi wemurume akakupa chirwere umusungise .
I always tell all blacks who are pretending to be christians none are heaven bound most sinners God has ever created .
Mubairo we cheating
Married women uku chihure muma church, what exactly do you want in life. Udza murume iwe muroyi already you have infected him uri iwe wakahura!! Zve google hazvishandi izvo do the right thing and stop fooling yrself
kuchurch kwakubva aids?zvoshamisa udzai murume okurambai moenda mustreet ndomenyu u dont deserve kugara mumba,muchiita zvinosemesa izvo.