Ndaka Rar@ Nenyoka Yemu Nigeria Akandiroora
Вставка
- Опубліковано 5 жов 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
First to like😂
matangirwa kkk
Yoweeee kurarama hupenyu hwekutamburira kuri nani pane kuda zvekuromba nehurombwa shem.
2nd confession une hutsinye hwakafanana ne muroi
Vakadzi zvivindi makazviwanepi chokwadi mmmmm 🙌🙌
mukoma vekupa mwana wevanhu edzi mwari ngakutongei shuwa kupa munhu edzi muchiziva
Sorry is dangerous look for god
A woman in love is dangerous
Umm Sisi wemu Nigerian makaoma zvenyu kushinga kuraya mwna nekuda kwemurume hre zvino rangarira Kuti hazvina kuguma ipapo uchapedza dzidza rese.😢
Sister one day, u will regret this man will leave u with nothing and goes to his home country mark my words
Ummm kuita rudo rwakawanda kumurume kupfura mwana wako 😢😢😢😢
Mukadzi unyu urimuroyi tsinye yemukadzi satan chaiye nekuda murume urimbwa yemunhu
All tht becoz of a man anogonha kumuka akakutizai sisi u will regret this all the rest of yo lyf and wat if tht guy akaenda kunyika kwake imi motiziwa wat a u going to du s
Haiboo kunzima
A sure unenge usina kuroeva zvemhando chaizvo chaizvo 😡
Umm vakadzi vakaoma kuuraya mwana nekuda Mari ,Uri devil chaiye
Ehheee variko vakadzi vakadaro. Vamwe vanotoda anenge akagara mu jeri coz of vicious violence chete chete.
@@harutizwemushavatu7215 hongu e.g. for example 😂 dr nandipha magudumana
Shame