This is sad. Mataurire emurume kumuchinda uyu futi "wakaita hako kurara nemukadzi wangu" anoratidza kuti isyndicate. Vari kutozvitira bhizinmisi - kutsvaka mari nechihure chine mushonga mukati. This is an evil couple.
@@tsanochimsy9748 apana munhu angadanana nemkdzi wemunhu asingazivi even mkdzi akakuudza kuti andina murume apangashaiki chinhu chinoratidza kuti she's married but unenge uchida kuzviita ninja wobva wanyura. I support that man 100%
Mmmm i think this couple it's their habit . She does it deliberately murume achiziva just to get wealth from people. Mai mufundisi said Rumours media lol perfect name
Drewmas media l hv run out of words with the great work & assistance you giving to people. Yu are indeed earth angels. May the good Lord bless you tremendously
I agree with you Dea bba ava vrkutoita mari nemukdzi wake bt vchasangana nazvo mchazvinzwa henyu hkuna kuroya kunodarika uku vnoroya bba zvse nmukdzi wavo
Nhai Koo kana vanhu vanenge vakadai vanenge vanyepa kuti vari single zvaziikanwa kuti akanyepa ende munhu akagadzira awanika akaramba hazviite here kuti avharirwe mujeri
Lets hope akaroora zvese kunana tezvara akuda mombe nhatu plus kana mukadz akat handina roorwa mhosva yemurume ingava pap iyi imhosva inofanirwa Kut asungiswe KO kana apuhwa mombe chinhu chichanaka here
anDREWMAS please tiudzeiwo kuti MAS yakamirira chii ... cz ndirikuona zita iri rakaumbiwa nezita rekuti ANDREW ...please Mr Neshamba chimbotsanangurai apa please take us to the next level
Exactly. This is what some people now do in ZW. If you take a close look, both husband and wife are in on this witchcraft. She knew what her husband put on her and she goes around looking to sleep with unsuspecting men. That's how they have chosen to make a living. It is very sad.
Murume uyu mukaongorora nyaya iyi i game ramari nemukadzi wake ihure rake raanoziva kuti ipfambi yekuita nayo mari.Kana mukatavera nyaya iyi iye murume uyu ahaana kumuroora mukadzi uyu kana nekumusha kwe mukadzi uyu haazivikanwe nevabereki ve mukadzi
Drew mas svikai muone vabereki ve mukadzi uyo munonzwa kuti munhu uyo arikuti ndiye muridzi we mukadzi haazivikanwe kunobva mukadzi uyo ari kuita mari ne hure rake achiti mukadzi wake riri game re mari
Husband & wife are working together to make money. The young man is an innocent victim. If the husband wanted to prove her wife's prostitution why such a heavy punishment on a man who lives hundreds of kms away who would not have known about the lady's marital status? Yes, he could demand something from the boy but not something that heavy. If it was someone from their neighbourhood who knew that the woman was married then .....
Veduwe zvinorwadza izvi mkomana haana mhosva please zvakungoda kt abetserwe mkadzi uyu ndiye anemhoswa Mwari pindirai panyaya yemwana uyu ndarwadziwa zvangu 😭😭😭
Ndoona senge mukadzi uyu nemurume wanoziva pamadhiri avo vari kutopfuma naizvozvo
Mukadzi ndiye aifanira kugadzirwa nekuti akanyepa nxaaaa
Mmmmm mukadzi uyu nemurume wake vanozivana ndobasa ravo
That's true ndoo basa ravo mapurisa dai achiti akanzwa nyaya dzakadai ndava vharire vanhu vakadai ava
thank you Drewmas nebatsira mkoma uyu Jehovah akuwanzirei nyasha
This is sad. Mataurire emurume kumuchinda uyu futi "wakaita hako kurara nemukadzi wangu" anoratidza kuti isyndicate. Vari kutozvitira bhizinmisi - kutsvaka mari nechihure chine mushonga mukati. This is an evil couple.
You don't know anything about these things. Saka waida kuti ati kudii
Mai ava vakaoma havo. Kuita pretend to that extent
Ritori business iri. Zvinorwadza to fall in that trap.
@@tsanochimsy9748 apana munhu angadanana nemkdzi wemunhu asingazivi even mkdzi akakuudza kuti andina murume apangashaiki chinhu chinoratidza kuti she's married but unenge uchida kuzviita ninja wobva wanyura. I support that man 100%
Haurevi nhema zvakaoma shuwa
Mukadzi uyu nemurume wake vanozivana the way get money imm yakashata asi mwari
Mukadzi iyeye mwari tongai mega zvese nevarumwe vari kunyepera 😭😭😭😭😭😭
Amen
Zvakaoma mufunge
Mukadzi uyo inyasire ..ndamutsamwira chose
Rumours media yakanyanya, rumours media yakanyanya.... kkkk ndi mai Mufundisi vati Rumours media😆😆😆
I thought ndabhaiza kunzwa🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣
Hanzi tabva tadedza ve Rumors Media kkkkkk 😀😀 sory hake mukomana
kkkkkkkk i thought im the only one had that
Perfect name
Loving the song ,more volume please !!!!
Ndatobvunza kuti yakaimbwa nani
Iye akati mukangobvumana makutorara mese ndiani even kwaitogara mukadzi wacho wanga usingatokuzive ....hauna kumroora akati itai bonde nevanhu vamusina kuroora ndiani as youth we're going to suffer till tadzokera pama God's principles ....dzidzai veduwee
Mmmm i think this couple it's their habit . She does it deliberately murume achiziva just to get wealth from people. Mai mufundisi said Rumours media lol perfect name
Eeh coz why achigara nemunhu akadaro chigame
Mmmh mkadzi uyuka mwari avenaye
Nhau dzinozvigadzira dzega, maswerasei Drewmas media crew 🤝
Mkoma Andrew ka kunze uku kwaipa sure 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Haaa nyaya yemukomana iyi inorwadza zvikuru, mukadzi uyu ndiye ane mhosva akaita cheupombwe iye ane murume wake
Uku murume anoisa runyoka anenge asina kumbobvisira rora
🤣 🤣 🤣 🤣 Mbavha inoisawo trekker pa Mota yayo shaa
Handifarire vanhu vanoita zvechihure uye handizvikurudzire asi kuzoisa trekker kuziva kuti mota iyi vanhu vazhinji vanoida ko kungosiyana nazvo
Drewmas media l hv run out of words with the great work & assistance you giving to people. Yu are indeed earth angels. May the good Lord bless you tremendously
Vamhukadzi vane varume musadaro kuita chivi muchiziva Kuti mune varume kudzimba honai motikuwadzira vana nkuda kwechihure chenyu 💔💔😪
Vanhu ngatigutsikanei nezvatinazvo mudzimba mkadzi uyuka uuuuuuum chihure sooka aaaaah
Uyu wekukuvadza munhu anotodya nazvo izvozvo ndosaka asingakuvadze mukadzi pfambi
I agree with you Dea bba ava vrkutoita mari nemukdzi wake bt vchasangana nazvo mchazvinzwa henyu hkuna kuroya kunodarika uku vnoroya bba zvse nmukdzi wavo
This couple is evil vatodya mari dzevanhu nehuipi wakadaro
Yaa ndoo chokwadi chaicho imbavha uye irinyope arikutidya nemukadzi wake achitora pfuma yevanhu vasina mhosva ne joki rake iroro katorika business kavakato ronga kumba kwavo ikoko semhuri kudya zvevapfupi nekureba mapurisa get busy mhani panyaya dzakadai vanhu vakadai kana vachinge vawanikwa.akadii kugadzira mukadzi wake kana ranga risiri business akadii kugadzira kuti anoda kurara nemukadzi wake anowana pari paruware kana angaasingade kudya zvinhu zvevanhu
Inga varume pfambi havasi kukuvadzwa nevakadzi mudzimba umo wani
Can't wait kusvika apora zvkaoma
And haabatwe mukadzii zvedi
song yakanyanya yakaimbwa nan haaa haaa Andrew murimudhara
Vanoshinhwa Baba Ava vanoda kupfuma nekushandisa mkadzi nxaa
Nhai Koo kana vanhu vanenge vakadai vanenge vanyepa kuti vari single zvaziikanwa kuti akanyepa ende munhu akagadzira awanika akaramba hazviite here kuti avharirwe mujeri
Lets hope akaroora zvese kunana tezvara akuda mombe nhatu plus kana mukadz akat handina roorwa mhosva yemurume ingava pap iyi imhosva inofanirwa Kut asungiswe KO kana apuhwa mombe chinhu chichanaka here
anDREWMAS please tiudzeiwo kuti MAS yakamirira chii ... cz ndirikuona zita iri rakaumbiwa nezita rekuti ANDREW ...please Mr Neshamba chimbotsanangurai apa please take us to the next level
Nhy Mwari
Asika huroi ka uyu munhu akafa watoita ngozi nxaa
Mwari pindirai mwana apore
Thanks mkoma neshamba ngazviyende mberi
Sekuona kwangu muridzi wemukadzi kuzosvika pakuisa rukawo/runyoka kumukadzi wake aitoziwa kuti akaroora pfambi
Who else suspects the husband seems to enjoy asking for a ransom through his wife's mischief. 🙋
That's what l thought. It's business and l think the wife is in too. They are evil.
Yeah, I thought as much.It seems a scheme the hubby and Wify are running
Exactly. This is what some people now do in ZW. If you take a close look, both husband and wife are in on this witchcraft. She knew what her husband put on her and she goes around looking to sleep with unsuspecting men. That's how they have chosen to make a living. It is very sad.
Zviripachena kuti murume uyu aripabusiness
Precisely that! Pachinongobvondoka mukadzi otiza. Onoudza murume kuti tabata jackpot! Pathetic!
Mukoma neShamba torai mukomana uyu muyende naye kunevechivanhu vamobudisa vaye vamubatsire please nekuti haana mhosva mukadzi uyu ndiyo nzenza nxa murume avakuda kutowaniravi ipapo kuda akange asina kutoroora vo pfambi iyo
Mishonga iri munyika yedu dai ichikwanisa kugadzirisa nyika tingadai tapane imwe level yekugarika hahaha
Taura hako
Murume uyu mukaongorora nyaya iyi i game ramari nemukadzi wake ihure rake raanoziva kuti ipfambi yekuita nayo mari.Kana mukatavera nyaya iyi iye murume uyu ahaana kumuroora mukadzi uyu kana nekumusha kwe mukadzi uyu haazivikanwe nevabereki ve mukadzi
Murume nemukadzi varikuita business rekutorera vanhu mombe
Ndochokwadi ibusiness rehuroi
Vanofanira kusungwa coz iye aifanira kugadzira imbwa yake . yemukadzi.
Mm mm veduwee mukadzi uyo akaita hutsinye munhu kana wakaroorwa dzikama haaaaaaa ndarwadziwa
Murume nemukadzi avo vanozivana matsotsi vanotuma mukadzi korara nevanhu kuti vaite pfuma asi mwari ndewemnhu wese zvichavawanawo havo varoi vevanhu
Vakomana ava vanenge vakuzonyepa kusiririsa but kana vachitaura vanenge vachiseka vachiti "mazuvano pane chimukadzi chabharanzi chandiri kuridza"
😱😱😱😱😱😱😱vanhu kunyangwe mukatadzirwa izvi zvekuisa rukawo siyai please
Hey zvakaoma tenzi
So sad watching from Los Angeles
Zvakaoma veduwe
Yowe ndorinonzi dambudziko iro. Mmm
Zvakaoma shuwa
Mkomana kubatsirwa kwake ngaite zvemombe zvinopera chinhu chake chiripo chinodzoka ngaite zvemombe zvaakaudzwa
Hello Drewmas crew
Muchafira pakati pemakumbo sengoma ekezvino hauchina chinhu uchatasei
Kkkkkk pamwe akaripa inodzoserwa
Yototyisa kushandisa chero akaipiwa kkkkkkkkk
Thank you drewmas Mwari vakuitirei nyasha
This man his a wicked Mwari ndiye mutsivi
Ummmm zvakaoma
Vakadzi Ve vanhu musadaro, taurirai vanhu kuti Maka roorwa please
Boys racho Rinemuskanzwa vanototi hazvina basa wakaudzwa kuti munhu akaroora, vanhu ngaadzidze kuroora 1st kwete kungoti munhu waisingaziwire hama dzake kata kata haisi michero yemusango iyi.
Zvakaoma veduwe eish
Veduwee ka...
hadzi unofanirwa kudzidza kubvara zipi here veduve vanhu vasa daro veduve mukoma mwari ngaaku komborerei mupore
Ndaona ndakubuda musodzi mheno kuti ndiri kuchemei😭
Uuuum zvakaoma nyika yaipa iyi vakadzi chiiko iwe une murume
Shiri yakabvuta rekeni, chimweya chirimunana baba vanohura vaye ndicho chimwe chapinda munanamai.
I think its business. Akatiza nekuti she knew zvatanga akonzeresa.
Zvinorwadza izvi
Pamwe mukadz akatouraisa vakawanda
Thank you Andrew
Haa chararame cz akabvisa mombe idzodzo obva afa ndoo mhiko yacho
Ndozvinoita vana achimwene
Zvakaoma zvirikuitika munyika umu
This evil couple vanoda kusungiswa guys semaonero angu it seems like they are in evil business thanks mukoma Neshamba pa another level
Zvakaoma
Zvinosiririsa but vanhu dzidzai coz life inoraramwa ka1
Yoooooo
This is painful ndarwadziwa hangu
Ndaende kuna sekuru tasvu kan sekru kanengo vanobatira ahana mhosvauyu veduwe
Ummmm vakadzi tigutsikanei nevarume Vedu now akushungurudzisa munhu asina nhaka
@list nhasi hamuna kunyanya kutaurisa mamhanyao strait to the program
Mukadzi uyo haasi ryt
Varikutoita business murume ne mukadzi avo. Vanhu ngavasungwe.
Ukabatsira next time anotora mukadzi wako so never
Chifambi haisi mhosha
Murume wemunhu haabatwee😉
Andrew song yenyu iyo yakaimbwa Nani Maggie mukaranga
Endai kuPolice ndiyo inga pedza zvose kwete zvekuda kutsvaga mari imhosva iyoyo.
Drew mas svikai muone vabereki ve mukadzi uyo munonzwa kuti munhu uyo arikuti ndiye muridzi we mukadzi haazivikanwe kunobva mukadzi uyo ari kuita mari ne hure rake achiti mukadzi wake riri game re mari
Yowe yowe kupedza nyaya kuita zvataurwa nemuridzi wemukadzi
But haisi too late here
Tsuro kurara manhede kutemba speed
Mkadzi iyeye anofanira kusungwa ,pamwe anotoziwana nemurume wacho wakutoita business
Mrume uyu anotodya nemukadzi wake why asina kumuroyawo muroyi mrume uyu mombe kufamba yega
Ichagadzirika hre nhengo iyo zvakaoma wakadzi ngatiudze munhu kt ndine murume
But mostly hamutaure chokwadi, to be honest🤔🤔
@@shingynavs8235 kkkkk sure wamwe wanenge wagara iri pfambi
Vakadzi vanotengesa ava ka, kazhinji kacho vanouya kumakorokoza chavanenge vafambira ndiyo mari saka vanotohura chete, mahure aya
Umm asi i business remukadzi nemurume here
Zvakaoma vedu but hutsinye vakadzi ka itaimushe
Aaaa zvinosiririsa endai kwasekuru Tasvu
Mutorei muende naye kwasekuru Tasvu anobatsirwa
Ndozvavanoita vapfana ava kana zvaoma oda kunyepa kut anga angazive kut mkdzi wemunhu
Zvakaoma apa mwana mudiki veduwee
Idai vakadzi venyu chaivo ivo
ndiikutoda number yemuridzi wemukadzi andiratidze nyanga iyoyo nditi yhanks
Mufundisi havana hana
zvinorwadza sure vakadzi tisadaroo
In this case, whose fault is it? A man or a woman. The man didn't know the woman was married or it's the woman should have been loyal to her husband?
Husband & wife are working together to make money. The young man is an innocent victim. If the husband wanted to prove her wife's prostitution why such a heavy punishment on a man who lives hundreds of kms away who would not have known about the lady's marital status? Yes, he could demand something from the boy but not something that heavy. If it was someone from their neighbourhood who knew that the woman was married then .....
Rumors media🤣
Lol hahaha 😅
Murume uyo arikuita system yekushandisa mukadzi wake kuti aende kunorara nevanhu kuti awane pfuma nyope yemurume isinganyari nxaa munhu mukati mhani