He was complaining that mandisunga zvinigwadza. who puts hand cuffs zvinosunga ropa. these guys are dangerous criminals. and the state if it sanctioned these courts it has to provide them with trained people to help the community leader to administer justice. As of late, iri dare mahumbgwe aya mainly because the people around the Headman are not just incompetent but criminal in nature. The headman is drifting fast further away from wisdom. In simple terms tiri kuti Mambo Chigodora lacks the spirit of excellence in his discharge of justice, He literally needs help to save his people not this cheerleading that he is enjoying. It's sad
As of today welldone Magirazi and Gucci for good hosting and presentation. Nhasi wisdom yese maiburitsa no ukasha kupa machembere nguva yekutaurawo side ravo. Well done keep on keeping on.
Nonsense. Can you not see he is abusing and bullying those poor ladies kuti wabvume kuzi waroi. All those people gathering kuteerera matakanyanya iwawa. Chigodora is actually promoting which hunting which was long abolished. Anozi muroyi ndimai wanhingi kwete wake iye. Wese warikuti hawaziwi but pressured kuti wabvume. How very silly kuti mwana akafa adyiwa namai wake. Very insensitive of this Chigodora and his henchmen. Kusvipusa dunhu rese nenyaya dzake dzehuroyi. All he is doing kupromoter n,anga dzinopa wanhu mushonga then dzozi chibvisai futi.
As much as we’re getting our daily fix from Headman Chigodora, it important that we objectively and critically analyse with open minds. Anambuya 2 avo vaunzwa mudare becoz of zvakataurwa nemunhu akange anwiswa mudzepete na Tasvu. Everything that she said pavakange vakadhakiswa is now being viewed as true facts. Vataura vega kuti ndakange ndakadhakiswa, now she cant take what she said back from an induced confession. Headman Chigodora’s over reliance on Tasvu will end up damaging his reputation in future becoz Tasvu is confirming what people want to hear. The other two gogos should have been sent to a different n’anga for a second opinion and then conclude. Ukaona dare rine same view on such an issue pasina ane different view then munouraisa nevasina mhosva. All the questions asked by the panel were meant to confirm their biases to achieve result irikudiwa.
Thanks for saying that, I saw a video of that granny kwaTasvu vachinzi gomerai kwakuzonzi nyoka iyi yabuda mamuri ,she was clearly scammed. Kuroya kwaari kubvuma ndekwekuita zvekuudzwa kuti munoroya. This is abuse going on while the whole community is cheering ,sad 😢
I like the way head man does dare ravo vane imbwa dzavo mbiri dzinotanga dzabvurungudza munhu nemubvunzo ivo vakanyarara zvavo kunge vasipo ,Boyz mbiri idzo dzinogona avo ndomachinda amambo chaiwo, well done Head man and yr two boyz
I'm one of people addicted to this Dare I can't go bed without watching an episode 😅😅 .va Chigodora DARE iri is so interesting and I'm learning more about life in general
Jesu hana kumbo bhadharisa kurapa....n'anga idzi dzikuda mari yakawanda kudai....musamanikidze kuti vanhu varoyi...dare racho riri rough kuvanhu.....zvinoputsanisa izvi...Namatai musiye zve nweya ye tsvina....LORD HAVE MERCY ON US!!
Dare raHeadman Chigodora it's becoming more & more powerful. I'm addicted to this Dare but mapurisa edare they must try to put more order on the audience it's now confusing the good Court.
Witchcraft is bad but i feel imwe mivhunzo yamuri kupa varoyi ava haaaa ma1. nyaya yewakazvimba ruoko anogona akatadza kubhalanza... Mamozambican spitting cobra s are more common in Manicaland saka musangobatanidza
Chief Chigodora to the world, the witch, wizard goblin buster. May Jehovah God through Jesus Christ protect him as ever before. The true man of great justice. Today's Wise King Solomon 🔥
I think there is a genuine bias against older folks in our societies - if you are old, either wakaromba, une chikwambo, unoroya, you murdered someone, une ngozi or all of the above. Sad!
@@shupikaicharlesmwashusha6471 dzimwe its mental illness yevanhu vari accused - its not easy being paraded in front of such a huge crowd. Unoita panic, otobvuma mhosva kuti zvipere - these are rural people. Even ma voting patterns avo are different from urbanites for a reason
Did you miss something hapana apumhiwa apo vakutaura vega and one of them akanobatwa uyo ndoazvitaurira ega so am not sure kuti bias here you mean what exactly?
I'm very happy about this dare raHeadmam Chigodora,those who talk about elderly who use witchcraft shame to you all of you what about those people they killed
Hapana muroyi abvuma apo, vamanikidzwa kubvuma , huroyi hwekuitwa zvekumanikidzwa muridzi wacho asingazive. Why the intimidation , headman ndiye atopamberi kudairira kuti anoroya. Even avo vakaenda kwaTasvu vakatoitwa zvekuudzwa kuti munoroya, its not like vakatsvaga uroyi or vanoroya vari 3 zvavanotoziva but n'anga ndiyo yakadaro. I watched a video mbuya avo vari kwaTasvu chikwambo ichi chabuda muskirt menyu it was clearly fake. Hongu huroyi huriko but kupomera munhu uroyi nenzira dzakadai hazvisi fair padare. Chief Zimunya havasi kuonawo here zviri kuitwa naHeadman wavo , this is so wrong. This court has been turned into a drama center thats why pakuzara kudai, its now more of drama than justice. Sad😢
UA-cam yaakunakidza kudarika Facebook nekuda kwedare raHeadman Chigodora ❤❤❤
Chokwadi
Chokwadi ndaiti ndini ndega😂
Taura hako.fcbk atove madramm
Chokwadi.panonakidza pano and tikudziwawo zvàkawanda
Pamberi nedare raHeadman chigodora❤❤❤
Well done varume for listening to constructive criticism. Iko zvino rafu is toned down, muri kutonga with dignity.
Shuwa there should be an atmosphere of respect and dignity. Tiriwatadzi tese tinongotadze zvakasiyana
Death by “ndasungwa! Handinyarare kana ndakasungwa! Tsunhura!”😂😂😂😂
Kkkkkk ndasungwa saka inini handinyarare kana ndasungwa mapanzwawo here
Kkkkkkkk😅😅 aenda kochaiwa kumakwenzi ukoooo abva ati mwiii
@@TadiwaCheya kkkkk haaa team racho haritane rinokurova zveshuwa
Taura hako Esther 😮
He was complaining that mandisunga zvinigwadza. who puts hand cuffs zvinosunga ropa. these guys are dangerous criminals. and the state if it sanctioned these courts it has to provide them with trained people to help the community leader to administer justice. As of late, iri dare mahumbgwe aya mainly because the people around the Headman are not just incompetent but criminal in nature. The headman is drifting fast further away from wisdom. In simple terms tiri kuti Mambo Chigodora lacks the spirit of excellence in his discharge of justice, He literally needs help to save his people not this cheerleading that he is enjoying. It's sad
Jehova ndiye mufudzi wangu
Thumbs up to Gucci nhasi he was full of respect to the mbuyas. Ngatitendeiwo chakanaka chakanaka 😂😂😂
kkkk arikuverenga ma comments maybe
Koanzi tokurova hauna kumuona
Nokuti vakaita zvokumama tovharisa chipage chavo very fast.
@@mzee5533 chagara choda kuvhariswa hamuna kuona munhu aiswa handcuffs achirohwa
Anga anyanya dzungu ...anga akutosvota.munhu ngaateererewo zvinotaura vanhu
As of today welldone Magirazi and Gucci for good hosting and presentation. Nhasi wisdom yese maiburitsa no ukasha kupa machembere nguva yekutaurawo side ravo. Well done keep on keeping on.
What a humble young man,urambe wakadaro mupurisa waHeadman
Very humble indeed ❤
Mupurisa anongodika so very humble .❤keep it up.
One munhu Ari humble pateam yese
I doubt it his tone does not sound humble at all. it sounds disrespectful to the least, to me at least
I think Headman should bring Tasvu to his village so that every house will be freed
Magada's voice order mudare
Ndakaona video nezuro yakanzi Tasvu oshanya kwaChigodora
Akaendako neSunday 21/01/24
@@rowayimaunganidze873 haaaaa can’t wait kuona
𝑎𝑘𝑎𝑢𝑦𝑎 𝑇𝑎𝑠𝑣𝑢 𝑡𝑖𝑐ℎ𝑎𝑖𝑜𝑛𝑎
I'm now addicted to this dare my God
makes two of us. Well coordinated court and Headman knows his role very well
Girl - me too!! whenever they upload i watch.
Me too kkkkk
Neni wena
Me too😂
Karanganda you have got a good equipment good quality of pictures and good sound quality keep it up
kemagirazi ako kanonyepera kuziya ako
Mowaneyi pabasa renyu varume vanorombera mari varinani
The devil shall be put to shame.... May God protect you from all evil Headman Chigodora
Nonsense. Can you not see he is abusing and bullying those poor ladies kuti wabvume kuzi waroi. All those people gathering kuteerera matakanyanya iwawa. Chigodora is actually promoting which hunting which was long abolished. Anozi muroyi ndimai wanhingi kwete wake iye. Wese warikuti hawaziwi but pressured kuti wabvume. How very silly kuti mwana akafa adyiwa namai wake. Very insensitive of this Chigodora and his henchmen. Kusvipusa dunhu rese nenyaya dzake dzehuroyi. All he is doing kupromoter n,anga dzinopa wanhu mushonga then dzozi chibvisai futi.
@@t.m1222ko vakadzi avo varikuti amai muri muroyi varikuvanyepera here, hanzi makadya hanzvadzi yedu veduwe zvakaoma, kana ariwo mazuva acho ekupedzisira ummm
@@fortunatemuchekadzese1939 chewasi kuziwa kuti mangwana wanenge waakuziwo waroi. Pana Mai angauraya mwana wake nekudya ere. Mapenzi!!!
Our own king Solomon of today Headman Chigodora I salute you Mr man munotonga henyu
Mupurisa waHeadman he is always outstanding in dressing style 😂😂😂😂😂🎉🎉
😂😂😂😂mupurisa weDrip
Aaaaaah zvenyengo izvo. Kuda kutaimira tusikana nemvana dzinouya padareeeee😂😂😂
Vanotadza nei kuchena vachinanikidzira vanhu kubhadhara mari yedare kuti vavamanikidze kubvuma kuti vanoroya
@@innocentkunyangura1487😂😂😂
Bonnet padare 😂😂 ana wasu vanobvirode chingezi
Headman Chigodora to the world vanofanirwa kupinzwa mudare reSenetor pasina kuvoterwa basa ravarikuita ihombe uye rinoshamisa ❤❤❤❤❤❤
Order order order in Allan's voice
😂😂😂😂inoita kunzi order order mudare ...akomamna here
In voice rakazhangandira 😂😂😂
Kkkkkk
Mr order
Haaa iye anoidaidzira apa ndiye anenge achitoita noise hombe nekuti order ikoko
As much as we’re getting our daily fix from Headman Chigodora, it important that we objectively and critically analyse with open minds. Anambuya 2 avo vaunzwa mudare becoz of zvakataurwa nemunhu akange anwiswa mudzepete na Tasvu. Everything that she said pavakange vakadhakiswa is now being viewed as true facts. Vataura vega kuti ndakange ndakadhakiswa, now she cant take what she said back from an induced confession. Headman Chigodora’s over reliance on Tasvu will end up damaging his reputation in future becoz Tasvu is confirming what people want to hear. The other two gogos should have been sent to a different n’anga for a second opinion and then conclude. Ukaona dare rine same view on such an issue pasina ane different view then munouraisa nevasina mhosva. All the questions asked by the panel were meant to confirm their biases to achieve result irikudiwa.
Thanks for saying that, I saw a video of that granny kwaTasvu vachinzi gomerai kwakuzonzi nyoka iyi yabuda mamuri ,she was clearly scammed. Kuroya kwaari kubvuma ndekwekuita zvekuudzwa kuti munoroya. This is abuse going on while the whole community is cheering ,sad 😢
Thank you so much. Also there is an element of dementia on gogo vekutanga vaakungobvuma apa vakadhakiswa. Vanhu let us be open minded.
Kuziva Mwari kwakanaka...nekut shuwa kumamisha uku vanhu vakuru vashaiwa mufaro nekunzi varoi...shuwa dziri nyasha dzekudenga dzavachengeta
Tidzokorodze munhu akachembera hazvirewi anoroya, muchachemberavo rimwe gore
Inga mumwe abvuma wani.nzwira tsitsi varikuroiwa..morwadziwa nei kuti uri hibviswe.
Havabvumi kuti ndoroya.une vangani vakanyeperwa kuti vanoroya vasingaroyi
Watching from Australia and can,t wait for more episodes of this dare ra headman Chigodora.BaTaps and team thank you for uploading these videos
I like the way head man does dare ravo vane imbwa dzavo mbiri dzinotanga dzabvurungudza munhu nemubvunzo ivo vakanyarara zvavo kunge vasipo ,Boyz mbiri idzo dzinogona avo ndomachinda amambo chaiwo, well done Head man and yr two boyz
Ndovanhu vakujanganisa dare raheadman.vanongotyisidzira vanhu
I'm one of people addicted to this Dare I can't go bed without watching an episode 😅😅 .va Chigodora DARE iri is so interesting and I'm learning more about life in general
Same here😅 Netflix is now on pause.
Haaa thot l was alone kkkk
yes lm very excited nd more stories
Aroyi ese aya ariatatu anezvimhuka zviya zvinoti siungwindi, zvichiti vhiza vhiza😂😂😂😂 i love this language
Makonzo, zvinongoda wemakonzo chete, 50c satchet.
Aroi😂😂😂
Ndoda kutotsvaka mari nditame ndiende kotsvaka stand kwaChigodora 🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Nenio language yondiitira iti
Order mudare well-done Allan I'm sure kumba kwako makarongeka ,,,,Dare rose muri manyama pakutongo ngazviende mberiiiiiii❤
I like the way he is shouting ouderrrrr mudare
Headman Chigoro forever.Avo vakomana havasi normal ndokutoroiwa kwavakaita naamai vavo , ukavatarisisa unotoona kuti hapana anehupenyu hwakanaka kutogara zvakanaka
Ehe
@@rebeccamandaza2554 waonawo zvandaona
Nyika inorema
@@RachielMupandira Taura hako kuremesesa vakuru
Kurarama zvinorwadza
Dare rave kuzara iri vediweee, Chigodora to the world 💪💪💪💪
Vanhu vakuenda kunobvisa stress😂
Im Ndebele but im now addicted to this dare
Who asked you about your tribe?
@@zviregedzeizvozvo6507kkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣 aaaaa zvakaoma
@@zviregedzeizvozvo6507mheno zvataurirwei mufunge, ndatozvishayawo. Ana Samutoko nemabhurandaya aripo pano.....zvekuti ndebele izvo ndikoko aaah nhy
Zvekwaunobva tinei nako iwe dzikama ndebele Chii ichocho
@@PriscaRazerera-tb9ttAaaaaaa! Vasikana tambai mushe! 🤣🤣🤣🤣
Tongai loving iam now addicted to these programs
😂😂😂kagurabadza akazodii baba taps
Headman Chigodora woye good work ne team yenyu
It's unfair to treat old women in our society like that. These people are very abusive to our grandma's and this will bring stress to them
Tinyararire iwe imbwa kana kwenyu zvisiko munoona kunge zvirikuita vamwe hazviite dzikama
Taura zvako iwe I think naye anoroyawo
Paucharoyiwa uchadzidza
Madii kumboita zvechurch coz hapana zvekuti unfair apa why vachiroya hapana kuve abusive
Thank you
Headman Chigodora the best. He deserves recognition by the government
Karanganda,headman chigodora ini nemhuri yangu tofarira dare renyu
From bocha kwamarange
Tibvirepo
@@jayagurunyati6236 ndakutadzirei?uri mhuri yangu here?
It's concerning kuti headman ne dare ravo are sold onto one n'anga.
Zuro ndizuro, vanaMuponda nana tsika mutanda vaka believisa vanhu. Heno🙌🏾
2030 ndiri kuona hurombwa neuroyi zvapera munyika medu ,😊
Jesu hana kumbo bhadharisa kurapa....n'anga idzi dzikuda mari yakawanda kudai....musamanikidze kuti vanhu varoyi...dare racho riri rough kuvanhu.....zvinoputsanisa izvi...Namatai musiye zve nweya ye tsvina....LORD HAVE MERCY ON US!!
une nýaya yakanaka but jesu nevanhu vavarewa tottally different. chakunetsa these days machurch acho akutodhura kudarika masangoma acho
Headman munondigonera hangu ndoisira imi data paphone yangu🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Mai ndimai nyangwe wakaroya sei. Mai ndi Mai. She is still redeemable.
Team Gucci marara sei
Kkkkk tarara hedu
Gucci ndeupiko😂😂😂
@@LilianGwezuva nhai neni andimuziyi
Tarara hedu
Headman chigodora zvinoita here mumbotongawo kwedu kkkkkkkkk haaaa excellent
Ndaiyepo.....iwe woshora
Watching from Maputo
Headman Chigodora boe ere apo
Allan naGucci murisei
Parisei pa costa do sol takaenda 24 Julho lol
Kuri right
Aiwa machulasto 🔥Thank you Ba Taps and company we're enjoying, we're learning...
Ba taps only heavens will see, but thanks for bringingsuch reality to our lives witchcraft is real
Gucci longlive unobata panorema wangu wakatumwa chokwadi kusunungura nyika
Watching from Durban.........waiyepo ere😂
Ndayepo ndayepo usasoshora🤣🤣
The best content on UA-cam
Aiwaba mwanasikana usarambe maiba ngekuti aroya usavaendese kumusha kwawoba unosimudze pfukwa mwananguweee❤
Mai havarambwe nekuti anoroya
Iih chero zviite sei nditambure zvinengei chero ndifambe ndibate mai chero baba handife ndakavacheapisa pajekerere zvakadaro aaah mwanasikana anodaro zvichamuwanawo handiti ndokutochembera kwaari kuita uchazviitwawo nevana vake
Welldone headman chenesayi dunhu renyu
❤❤❤😂😂😂muroyi anotya kufa asi achiuraya ❤❤❤😂😂😂
Just can't be number one to comment here in karanganda UA-cam channel
Karangandawoye ❤❤❤❤
Apa headman vabatisa vana moto. Mai chero vachiroya hazvitaurwe nemwana paruzhinji. Nekuroya kwavo ikoko vakafa vanopfukira mwana kuti wakandinanga uroyi
This dare is the reason why i buy data instead of land to built my own house 😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 you made my day
😂😂😂😂😂😂 finish
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Finish 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 unode kuvakira pano
Yes, you guys are good.Basa muri kurova.Anhu ngaapiwe nguwa yekutsanangura.Sunungurai mhuri dziri kutambudzwa.Munogona Sabhuku nedare
Live long Chigodora cleaner nyika ichene big up headman
Pliz pliz kana karanganda ichitanga kamai Kaye ngakatange kudaidzira veduwe baba taps mauya nemoto 2024
😂😂😂😂 hanzi imi nyararai munoroyiwa
Looking good ma sadare a Headman Chigodora.
Headman Chigodora also building bridges like Sly sly😀
Weldone head man Chigodora and your Crew ...u are doing a great job kwa Chigodora 😊😊❤❤
Hoyooo headman Chigodora to the 🌎
Watching from Pretoria hammanskraal
Dare raHeadman Chigodora it's becoming more & more powerful. I'm addicted to this Dare but mapurisa edare they must try to put more order on the audience it's now confusing the good Court.
VaChigodora ,pane murume anonzi Murahwa akangwara kuenda kwaTasvu ega kuti azonzi haana mhosva kugara atenga murapi thanks kuvaendesa kumwe,
Witchcraft is bad but i feel imwe mivhunzo yamuri kupa varoyi ava haaaa ma1. nyaya yewakazvimba ruoko anogona akatadza kubhalanza... Mamozambican spitting cobra s are more common in Manicaland saka musangobatanidza
ladies in Chigodora lets empower you so you don"t spend time, going nowhere slowly. lets talk poultry, village tourism goat keeping.
Order Order Order in Allan’s voice 😊
😂😂😂😂😂😂
Headman chigodora, vari ku cleaner Guta,Thank you Baba
Mwari vakuchengetei, vafambe vakakuvhumbamirai❤❤🎤🎤🎤🎤
May you live long headman chigodora❤
Chigodora team makachena here imi?
Kwachigodora kunofaya chief zimunya cant he just hand over to reigns to chigodora 😂
Blessed is Chigodora under the headman Misha yakucheneswa .mwari achengete murume uyo varoi vasamuuraye
Hapana kana muroyi apa
Mai ndimai chero vakaroya ndimai
Ehe ndimai asi ngavarege kusunga vana zve
@@sharontangirai1262 kkkk asi Mai havarambiwa,Mai ingozi nekut hatina ukama navo
Isai vanhu pafast track Chigodora .....varoyi rwendo rwuno munochiiona naTateguru Tasvu bayaaaaaa
Chief Chigodora to the world, the witch, wizard goblin buster. May Jehovah God through Jesus Christ protect him as ever before. The true man of great justice. Today's Wise King Solomon 🔥
Imbwa yemunhu chigodora wako iyeye. Arikudyira vanhu mari achiparadza mhuri nekupumha huroyi zvegore ragochanhembe.
He’s just a headman not chief 🤴
Kuti chuuuuuuuuuuu ndakabaya chibhera saka chikangoti ngendengende ndotoziva kuti karanganda yaposhera zvitva..ba taps pamberi nemi❤
Headman i wish you to be our Zim President coz the way you love your people is unmediated or measured ❤❤❤ may god bless u
Chigodora to the world,,,,Baba Tapi makapenga toda nyaya idzi everyday
Dai muchiisa ma days and times anobuda ma new release so that tizajambwe nema new ones
Sure
Press notification bell
Mbuya Maombedze must be a comedian.she makes everyone laughs 😂😂
BaTaps makanonoka kuposter ndinonzwa headache coz lm addicted😅😅
Kkkkkkk ko kusandidana nhai veduwe
Aiwa makachena..it's giving Zimbabwe shuya well done
Hakuna munhu anobvuma kuti anoroya
My boyfriend introduced me to this and l am learning a lot.
I think there is a genuine bias against older folks in our societies - if you are old, either wakaromba, une chikwambo, unoroya, you murdered someone, une ngozi or all of the above. Sad!
Its not bias but truth revealed
@@shupikaicharlesmwashusha6471 uchazvionawo kana wakura hama
@@ROGUE406 ndakutofanira kuchena now before i get old. Wanzwa awo watobvuma wega kuti wanoroya iwe woti warikushungurudzwa
@@shupikaicharlesmwashusha6471 dzimwe its mental illness yevanhu vari accused - its not easy being paraded in front of such a huge crowd. Unoita panic, otobvuma mhosva kuti zvipere - these are rural people. Even ma voting patterns avo are different from urbanites for a reason
Did you miss something hapana apumhiwa apo vakutaura vega and one of them akanobatwa uyo ndoazvitaurira ega so am not sure kuti bias here you mean what exactly?
I'm very happy about this dare raHeadmam Chigodora,those who talk about elderly who use witchcraft shame to you all of you what about those people they killed
No wonder why it’s packed up!People are getting addicted to dare raHeadman Chigodora!
This guy wemma glasses is wisdom gifted
Vanakomana awa wane kakuzungaira kekudyiswa chaiko😢
Chigodora huchibaba🔥🔥🔥
Headmen chigodora to the world
My pain killer
Headman chigodora the best
Vanhu ava vangati hatina maproblems here ava kkkk
Headman Chigodora to the people,varoyi ngavafumurwe hurombwa pasi nahwo,l wish kuti dai zvichiitikawo kwedu.
Hapana muroyi abvuma apo, vamanikidzwa kubvuma , huroyi hwekuitwa zvekumanikidzwa muridzi wacho asingazive. Why the intimidation , headman ndiye atopamberi kudairira kuti anoroya. Even avo vakaenda kwaTasvu vakatoitwa zvekuudzwa kuti munoroya, its not like vakatsvaga uroyi or vanoroya vari 3 zvavanotoziva but n'anga ndiyo yakadaro. I watched a video mbuya avo vari kwaTasvu chikwambo ichi chabuda muskirt menyu it was clearly fake. Hongu huroyi huriko but kupomera munhu uroyi nenzira dzakadai hazvisi fair padare. Chief Zimunya havasi kuonawo here zviri kuitwa naHeadman wavo , this is so wrong. This court has been turned into a drama center thats why pakuzara kudai, its now more of drama than justice. Sad😢
Zvichakakunakira uchazviona kana wadyirwa mwana varoyi variko uroyi is more like fake but real
@@PeterChikwanda-zz3xrbut ka ngazvibatwe zvineumbowo , not zvekungopomera vanhu zvakapusa kudaro. Such strong allegations needs sufficient evidence. Newewo uchanzwa kurwadza kwazvo wanyeperwa Mai vako kunzi muroyi vachinzi mairoya musingazive
Sei kwa skru Tasvu kuriko kwega kurikuendwa ummm zvakaoma
Shaaa ukabata mbavha yaba mombe itorine mombe yacho ukabvunza kuti wasungirwei inokuti ndirikunzi ndaba mombe saka yatadza here kungori ndaba mombe pasina kuti ndirikunzi ndaba mombe
Hakuna munhu anopumwa uroyi akachena team iri haribvume hapana Kana drama apa
😂😂Oder mudare gather here
Big up Headman Chigodora. Chenesai dunhu muri kugona
Watching from UK I'm enjoying dare
Headman you are a star. Ndinoda kuuyawo nenyaya yangu
Dare rachigodora ndo the best of the best ririkupisa kunge pauya muimbi kudayi
Watching from SA ndoda darë renyu
Headman munogona asi vakomana avo respect ngaiwande kwavari