THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 6 Promo (VIOLENCE YANGA YAWANDISA)
Вставка
- Опубліковано 27 лис 2023
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 11 Episode # 6 BULAWAYO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
Ndiri munhu wevanhu 😂😂😂, can't wait
Can't wait oooo mijolo muchazvirega henyu🤣🤣🤣
Kungonzwa guhwa yatova hondo. Can't wait
Waiting hedu isu
Waiting for this one
Waiting 🎉
Bring it on
Waiting
Zvinhu zvacho 👐👐👐
Waiting😅😅😅😅
It's heated
No comment but still waiting
ma beauty anotaurisawo zvine violence mukati. the man's face looks bitter
😂😂😂 rinohi bota😅😅
Musoro wenyaya hatisati hedu taubata, asi in general mukadzi akaona kunge ane kaUpper Hand than murume anonetsa, everything must be done in her way. Murume akaramba she takes time to believe it then wozoita violence yakawandisa sezvirikutsanangurwa mune ino Episode. Maoona.
Tamirira
Kana musati maroorana murudo hamudi noise uye pinda ne rudo not nemoyo coz magumo acho inozova vhayorenzi yega yega 😂😂
Pinda nerudo kwete nemoyo true
Mucha joina kumbanje nemjolo iyi😂😂
handei tinenge tiripo
Violence kana silence kuf kaf
Ehooi
Vhayorenci ndoyanetsa apa😅
Zverudo zvagara zvinonetsa😂😂
The lady looks older than the man. We are waiting for theresults
Kune vamwe vakadzi vanonetsa zvekuti iwe unosvika pakuneta chaiko ... unenge wongoti chauya chauya
Kuchengera rudo
Ndoo zvazviri mukadzi mwana wako cz anoda kutsiurwa zvee
Kusvika maziva kty rudo izita remnhu muchazvirega chte
Spoon and bowel ready😅
Mabva matoti bowel here😂😅(bowl)
@@dmroruu my fon..my data ..my keyboard ..my comment....nyorai yenyu iri correct zvinobvumidzwa futi lol
Ukangonzwa musikana akuti akanditi bvisa, haaaa nyaya yacho yatopera, unoda kuti ani azvizive imi maiva vaviri? Kuda kuisa weight panyaya kkkkkk
Waiting 🎉
Waiting
Waiting
Waiting