zvakaiimbiwa na chopa zvose izvi kudhara, pamwe achirikumunda hake hahasati atanga ku creator . sulu you must be very creative and consistant. vanhu vanokutevera vanga vajaira ku spoiliwa na mdara wako , album after album , up your game or this is the end of dendera as we know it .
Old song mukupera kwegore infact simon en naison where still tgthr when it was 1st released
Sulumani Heya Heya chibaba
mhofi bassist makanyanya one bassist ane chills yake ega thumbs up Mhoffi dimba rendera bass
heya heya
misleading title...that song is from Sold Gold album
The Master Of Songs - Shaura tirarame
Unonyepereyi iwe munhu old song
Yes ndeya 1984
Ndiratidzeiwo kuti sulumani wacho ari papi handizi kumuona
Kkkkk aripo tarisa far left ndokuna sulu ane white
White uyo
Ma song manyowan kupi akaenda ne chopper akusisina dendera
old song during Doctor Nero
The chap without a tuck in akarasisa taem
Anyone to help m with the name of that song. Want t download it via vidmate
Mukupera kwegore
Kunyeperwa kunosvota wapedza data rangu mahara
Mukatamba muchidayi muchatadzisa baba kuzorora zvakanaka vakoma be careful
That is an old song. Infact they are all old songs
Sorry wats the name of that song want t download it via vidmate
zvakaiimbiwa na chopa zvose izvi kudhara, pamwe achirikumunda hake hahasati atanga ku creator . sulu you must be very creative and consistant. vanhu vanokutevera vanga vajaira ku spoiliwa na mdara wako , album after album , up your game or this is the end of dendera as we know it .
Backing vocalist chibaba vanogona avo
Taura isimbi
Chimbetu achauraya vana mavocal codes kuimba nepahuro kunorwadza bvunzai Prophet Freddy
Heeeeyaaa sooo
Zvaida Chopper izvi
Vanhu vari kuti old song asi Bvumakusara haisi kunzwika
Old song
Nothing new. Old Simon songs