Sulu ane mari yake unofunga kuti anga shaya mari yepetrol ko kana aida kuzadzisa tank zvimwe zvinyaya zvamoreport so zvobhowa kuma subscriber. Toda content iri worth for subscribing
It's not true brother,those cars gets a full tank from the garage you bot it any vehicles unless it's only supported here in SA If he uses that everyday he is so stupid u drive out those cars occasionally not when you are going for shows NO
Vangu vanotaure kwaacna kuswera kokana achiwedzere ririmo kare
Uye haana nyaya anongoti zvimagirazi
Hauna nyaya shaaa kubva, I'm trying kuku follower bt uuuuum apana apana
Hapana nyaya yamunotaura kubva pamakatanga izvi cde. Munotipedzera data netunyaya tusina basa
You Tube account is difficult to handle. People dont have content. Such content inoda madzimai emumaraini vanoswerera makuhwa
Kuti igare isina fuel isabiwa kaaa🤣🤣🤣
Sulu ane mari yake unofunga kuti anga shaya mari yepetrol ko kana aida kuzadzisa tank zvimwe zvinyaya zvamoreport so zvobhowa kuma subscriber. Toda content iri worth for subscribing
Kana usina nyaya nyarara
Ya captain ndeye grey
Ndonhema chaidzo yaSulu haina kudaro mota musanyepe
Benzi. Hauna nyaya
Sulu aitotsvaga change kwete kutaura zvamusina kuona muchatisembura tibvirei kumhepo atadzei sulu
Haaa iwe taura dzekwawaswera mhan
Zvine basa reyi kana akaisa yeDollar chairo usade kutsvaga following nezvisina basa
Zvirege zvichakuurayisa ukaramba uchidai
Tsvaka net worth yaSulu uwone kuti imarii 1 million us dollars
Washayawo iwe kutsvaga ma views here
That's irelavent.
Sulu ane vanhu vaanobhadhara vanomushandira vanopfuura 50 otadza kuzadza tank hazviko google richest musician in Zim uwone panaSulu
Nonsense usarwadziwe na Sulu agara ane mota dzaanofamba nadzo dzinodhura iwe ndiwe usina kana cent zvimagirazi
Muchamama chete nezvechikwambo
Mhata yako iwe
Zvimwe zvaunotipedzera nazvo hazvina musoro
, unegodo dzikama kambwa
Wasiya nyoka yako chenjera kupenga
Aaaaaa😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkkk
It's not true brother,those cars gets a full tank from the garage you bot it any vehicles unless it's only supported here in SA
If he uses that everyday he is so stupid u drive out those cars occasionally not when you are going for shows NO
Secondly those guys who got those big cars they must downgrade to Benz C-Class