Mambo vanowanza hasha,havape munhu mukana wekutaura kuti vanzwe from both sides and nyika ndeyedu tese musabvamaita senge vanababa venyu vakairwira vega.Garegare hee ndokudzinga munyika mangu aah We're all Zimbabweans.Must learn from chief Mutasa how to solve issues intellectualy bcoz nyaya dzemunotonga dzinenge dzakaitika musipo so you must hear from both parties and there must be witnesses and evidence/proof
This woman is at huge fault but blames the man for her own foolishness. If a man already has a wife, leave him alone. The rest is not necessary to listen to.
But nyaya irikutaurwa na Mambo avaa hakusikuyenzanisa nyayaaa yevana iyiii Mambo vanhu vanoda kuyenzaniswa nemi kwete kuti mungoharasa munhu haaaaaaaa fuck off Mambo munotongera chi Zanu Zanu chekudzvinyirira imi mukanzwa nyayaa 1 side you have to take both sides sa Mambo moyenzanisa kwete kuti vanhu vabve pamuri vakonana ndosaka pachizobuda mavara ekuti kana wavekuda Bonde endaunopiwa na Mambo Bonde aritirwe kumanikidzwa kaa Mambo imi
Murume uyo hausikumuziva inhubu even ukatsamwa sei ziva mashoko ekutaura,zvekuzoti kana uchida bonde enda Kuna mambo wako hazviite dai vari mambo Mutasa vanokuripisa mbudzi nemashoko iwayo.dzimwe ndururani dzinoda hasha ndokuti vadzikame.
Ukaona dzimambo idzi dzichitanga kutaura unoti munhu kwaye. Asi paataura mambo kuti munhu wese anenguva yekupenga agona because iye mudare ndomaanopengera always😅😅.
Akoma eish such a beautiful woman kuitwa khaki nemhondi. EDiot's fault.
Respect inodiwa hatifanirwe kumuka vatungamiriri vedu
Mash central Pa barika yah ndabvuma zvangu
Vakadzi 2 ava vakadzi chaivo vakarongeka maini vane rudo uye vane respect yakawanda
I agree with you
Mambo musasevenzeswa nevakadzi kutonga dzimba dzavo, uye haungaite bonde nemunhu wawakagumburisana naye coz tese tiri vanhu venyama, imimi mungarara here nyange navachide venyu makagumburisana nehasha dzenyu idzi
Apa uone vahosi vane respect nemurume wavo.....murume wacho ndiro boorangoma racho
😅😅mambo vacho ndivo chamangwiro hanzi chihure chirikuwanda especially gore rino kunenzara kkkk
❤❤❤ Igweeeeee
😢yaaah chihure chawanda kuside kwenyu chief vaudzei
😂😂😂😂Zimbabwe nikisi bodo 🙌🙌🙌🙌
❤❤❤❤❤
Ziso remrume uyo nderemhondi ummmm. Achakuvadzwa mkadz uyo a
As long ari mumarriage hant😂hant society inoti vanhu ivava vatori nani than munhu ari single😂regai arohwe ariko
Million rtgs how much is it in US dollars?
Problem ina chief one, haatendere kunzwa nyaya both sides, matsotsi varume variko matsotsi vakadzi variko, ukaona nyaya dzewanano dzakuendwa nadzo kudare zvadhaqwa munhu wese anotanga rudo vari 2 so zvakanetsa tauriranai muri 2 kana matadza kunzwanana siya musha, mapera taste haachada haachada
My favorite Chief ❤️❤️❤️❤️
Barika harina kuipa asi munogona here kuchengeta vakadzi vacho vose nhai turume imi
Matarisiro arikuita murume wacho ummm bho here kuriva chaiko
It seems mukadzi ane zvaakataura direct na mambo , potse potse mambo vaka tokumbira
Baba ava havasi ryt zvachose
Hanzi mumwe nemumwe ane nguva dzake dzokupenga asi pengera kumba kwako haa chief vanondispaka nemastetimendi esp shatapu
Uyu haagone kutonga uyu hasha hakusi kutonga hutsinye çhete ndohwaanahwo😢😢😢
Mambo vanopinduka pakuvata basi
Dzingai munhu mambo
Kkk aah kune vanhu vari rough zveshuwa anzi enda kuna chief
Mambo hamugone kutonga nyaya
Chief venyu ava vanokudzosai kumashure pama views enyu
Chief ava hukasha
6vana kuberekerwa hama dzako wakumubata khaki,chiita mwana neuyu waunoti unoda Wacho,hure harikuiitire mwana
Million point five RTGS imariiko nhai
Zimgold ndiyo currency yeZimbabwe yakanyorwa paFlyer. Barter trading in Zimbabwe
Haaa iti dare iri noise zvakaoma.nenoise
Murume uyu anotyisa zvake umm achauraya mkadzi
Ziso bhoo here rababa avo
Pamwe ndire kuti uri kundinyepera
@@nancysimbi6704 kkkk kana kuti uchandiona tave kumba 😁😁
Turume twacho twukaita barika vanenge vakukaurisa vahosi sei havazive kuti vahosi vane power zvekutodaro
Baba dzikamai kana mada barika itai zvakanaka
Ummmmmm murume uyo itsotsi ye murume plus anoratidza kuti anenge anoshusha mukadzi maonero anguwo?😮😮😮😮
Anoto oneka kuti i ginda goriya ndosaka varume vakadayi vachifa kushusha nokuti aane mumwe mkadzi sorry to say this anoda kupisirwa mumba dhemeti
Kkkkkkkk ummmmmm.
manje kana makutora one side motoita conclusion inozogadzirika here nhau yacho. kkkkk
Endai munosvirwa na Nyamaropa
Kkkkkkkkkkkkk kutaura chitutsi .zvatsamwisa mambo
Chipari ndecheiko veduvee vanhu vazere panze apa mhani
Ndipe mukadzi uyo iwe bhinya
Zvekurorwa izvii ummmm zvine Chipo ini murume akangoita umwe mkadzi zvato dhakwa
Aiwaba munenge magara musingade imba
Uye agara atomboripo hrre@@kudakwashekadzinga7504
Mambo is very harsh
Ziso manyama remurume 😂😂😂
Saka dzimambo idzi dzinongoterera anenge atanga kutaura chete complainant dzakutobomber defendant..Zvekuti hanzi anopenga here saka anopenga ndiani?
Noise mudare mamovements kana kuti Mabook ari kuvhurwa here takwana nayo
Mambo vanowanza hasha,havape munhu mukana wekutaura kuti vanzwe from both sides and nyika ndeyedu tese musabvamaita senge vanababa venyu vakairwira vega.Garegare hee ndokudzinga munyika mangu aah We're all Zimbabweans.Must learn from chief Mutasa how to solve issues intellectualy bcoz nyaya dzemunotonga dzinenge dzakaitika musipo so you must hear from both parties and there must be witnesses and evidence/proof
😅😅😅😅 pakuzoti enda unoita bonde nachief😅😅😅😅
Kkkkkkk Mari yekuZimbabwe soooo ka hanzi minion point 5 each
6 vana zvikonzero wakatadza kuzviona achine 1 nei
This woman is at huge fault but blames the man for her own foolishness. If a man already has a wife, leave him alone. The rest is not necessary to listen to.
Part 2
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dzimwe marriage kungovavarira asi uchitoona kuti hapana
What is mabiya
Umwe wako
Mumwe wako
3 million RTGS heyiiiiiii kkkk kutozoitawo million kani apa haitengu kana mbudzi ye $40 haaaaaaa Nyika yedu ma 1
Ha they need mumwe nemumwe bed yake woisa double muspare
Ma1
Chief vanoriwanepi simba rekudzinga munhu basa. Musada kudherera imi. Most of these chiefs have become so corrupt. Kubira vanhu mari
Simba vanaro wena even masoja vanokwanisa kuadaidza anytime mambo simba vanaro
Kubirwa mari ipi 😂😂😂
@@maiyeukai9346 Idzo mari dzongonzi isa $50 paTable😂
@@lameckladman6656 Hakuna zvakadaro. Musoja does not report to Mambo.
@@addie3809saka kudyirwa here
3 mollion ndomarii Kuma USD kkkk
Murume uyu atsamwirwa na mambo nokuda kwemashoko aakataura okuti endai mundorara namambo
How do you know kuti akazvitaura.hapana proof plus mambo didn't gave him a chance to speak his side of the story
😂😂😂😂
😂😂😂😂 2 minutes dzokupenga
Problem yenyu kudambura kani kudambura
Vagona nekuti munhu anoda kutarisira vamwe pasi
Ziso remhondi
kANA MUKANGOONA MAENDESANA KUMATARE CHETE HAPANA CHINOZOFADZA KUMBA KWACHO
Very rude. Bhangu uyooo
But nyaya irikutaurwa na Mambo avaa hakusikuyenzanisa nyayaaa yevana iyiii Mambo vanhu vanoda kuyenzaniswa nemi kwete kuti mungoharasa munhu haaaaaaaa fuck off Mambo munotongera chi Zanu Zanu chekudzvinyirira imi mukanzwa nyayaa 1 side you have to take both sides sa Mambo moyenzanisa kwete kuti vanhu vabve pamuri vakonana ndosaka pachizobuda mavara ekuti kana wavekuda Bonde endaunopiwa na Mambo Bonde aritirwe kumanikidzwa kaa Mambo imi
Murume uyo hausikumuziva inhubu even ukatsamwa sei ziva mashoko ekutaura,zvekuzoti kana uchida bonde enda Kuna mambo wako hazviite dai vari mambo Mutasa vanokuripisa mbudzi nemashoko iwayo.dzimwe ndururani dzinoda hasha ndokuti vadzikame.
Can this Man in red gown jus shut up and listen for once. Ikodzero yake murume uyo yekutsanangura his side of the case. Pasi neZanu!
Sex is a basic need varume....imi monodya saka moda kuty mai vaiteseiko......haaa life no balance
Humambo hwekupiwa nekuti uri first born hwakangooma hahwo😂..This Chief hapana hapo.
Rukudzo pavanhu chero varipasi pake haana dai vana Mutasa nana Chireya madzimambo vagara naye pasi kutonga hakude ne pfumo