We thank God for using you as a constant reminder that we are all sinners and mortals and passers bye in this world and that we need not boast with material things..they will indeed remain behind..😢Servant of God be blessed
Mudzimai makandiita so strong akaita henyu mama nyangwe zvikamuka aingoti iyemanje Mwari vanotigonesa uye vaiti vandashumira ndinoda mushumire kudarika vanditi kuita but you God will stand with us mama continue to rest in power
Unozodeyi munogona muzodzwa wa Mwari. Waripo wakato pona pa nhamo ipapo vazhinji taona video iyi taropa fadzwa. Kufa kwe mutendi kuno komborera wedu wee. thank you Pastor Phiri.
Amai ava vanowanikwa kupiiko ku Zim vano ndikomborera zvikuri ndiri kutsvaga Mafundisi echikadzi akadai, Mafundi echirume voromba kuda mari tumachi the holy spirit is gone.
This woman preaches the real WORD not zvevamwe vanoda tivaone kuti ndivo ma Pastor. She preaches the truth, with practical examples! Unodzokera kumba waakuziva kuti kuverenga Bible hakusiiko kuti uri mutsvene!! Mabasa ako ndiwo anotendeutsa vanhu...isn't that the absolute truth!?
Mharidzo dzenyu dzinokomborera Chaplain svitswai kure naJehova
Kuregawo kupona apa dzangova nharo, this is the livjng word, l wish kukuona live Chaplin Phiri
We thank God for using you as a constant reminder that we are all sinners and mortals and passers bye in this world and that we need not boast with material things..they will indeed remain behind..😢Servant of God be blessed
Amen , ini handidi chigaro or kufitwa nezvepano pasi,Mwari ndoda kuwana nzvimbo kwamuri ku denga ikoko 🙏
Magumo kune zvokwadi
Kumagumo kune nyaya zvokwadi
Powerful Amai munondigonera 😍
Mudzimai makandiita so strong akaita henyu mama nyangwe zvikamuka aingoti iyemanje Mwari vanotigonesa uye vaiti vandashumira ndinoda mushumire kudarika vanditi kuita but you God will stand with us mama continue to rest in power
When I.hear this kind of preaching ndonzwa munyavirii bless you mama
She is the best of the best.
This is so touching and powerful keep it up Chaplin
Chaplin mwari vakuitirei zvakanaka I like your gospel mweya wangu unonzwa kusumudzirwa neshoko renyu
yyyyyyyyyyy
@@deliamotsi2730 yyýy
Pane akapedza nyaya a calvary. Victory is certain amen
Amen Powerful Revolution kumagumo Kune nyaya ukoo
Glory itirwai zvakanaka sister l know this woman long back
Ameeeeen go deeper mama mwari ngavakuropafadzei
Ndakomborerwa ini 🙏🙏🙏🙏😭😭😭😭😭Mazvita zvenyu Mwari Mom Phiri muitirwe zvakanaka naMwari
Ameñ i like the word and energy also.... God bless you women of God
Chaplain Phiri God bless you, your sermons are incredible powerful.
Makarapa pamoyo pangu nemharidzo dzenyu after l lost my husband in a horrific accident . Makaita henyu Aimennnnn
Whenever I listen to your preaching I feel blessed. Mwari vakuitirei zvakanaka
Haaaa..... ndicho chokwadi kune nyaya kumberi kwatiri kuenda uko. Dai tagona kugadzirisa tichiri pano pasi. Mazvita Chaplin kuti yeuchidza isu wapenyu wafa wapedza pake.🙏🙏🙏🙏🙏
Mama Phiri mondigonera hangu ini you lifting my spirit always, kumagumo kune nyaya uko amen
Iyi mharidzo yanditendeutsa inobata bata God bless you Mrs phiri
Chaplain Phiri mharidzo dzenyu dzakandibvisa michivanhu dzikandipinza mu church.Munondigonera chose❤❤❤❤
Amen and amen you touched my heart God bless you
You are a blessing many will go to heaven. Through you
Amen Amen woman of God. Holy Spirit is suing you Munondi gonera munondi simbisa munondi koshera mudikani. Thank you
Holy spirit is USING you ,- point of correction on my previous comment woman of God there was a spelling error. You are my best teacher.
Munogonesa mum ve blessed rambai muchikura pafazza mwari navanhu
Munondiitira mama God bless you
Mharidzo yenyu mama inondisumudzira I love you mama Mwari ndavarambe vachikushandisai
Mhamha ndinokudai. Mharidzo yenyu inondisvitsa padiscipline nekuenda kuzivo yenyasha dzaMwari pahupenyu hwangu. God bless you
After she passed away but I am still strong mama may you continue rest in power
My God haaà mharidzo yakadai inondipinzisa nechando this is powerful
Powerful word hey God continue bless you
Powerful ndinoidawo zodzo yekuparidza vhangeri yezvokwadi
Amen 🙏 mum tinokanganwa kt tichafaa
Amen mweya yemadzidzi isvotwe,amai makatumwa kusimudzira mweya yevazhinji Mwari ngaakuitirei zvinodikanwa nemwoyo,uye adzorere zvese zvamakadyirwa newakaipa
Love the teachings, i love the energy futi, i love you miss phiri. I had a privilege to meet her in person
Tank yuh mai Phiri ..ishoko
Chaplin Phiri be blessed your preaching always uplift my soul
I always feel blessed when listening to your preachings.God bless you
Thank you mhamha💕💕💖💖💖
Be blessed chaplain
I feel blessed when listening to all sermons
Shoko rakanaka ramwari 🙏🙏
Even kana uri muroyi unofa zizi rako richikandira. Kkkkkk. May God continue to enlarge your Territory Mighty Woman of God in Jesus name.
Ameen chaplain Phiri Mwari vakupei mazuva akawanda ekurarama panyika ino muchiripakurira shoko seizvi... Mumbouyawo kuno kwedu kuzaka
Munondikomborera.......kurarama kwako kunotendeutsa umwe munhu mai Phiri mune shoko
Luv u mhai munondisimudzira spirit yangu
Jesu ngavatibatsire. Bless you mama
Oh my God I run short of words. You are just a blessing mhamha.
Love everything abt you mama, shoko, ne energy zviri kufambirana kuzoti ka dance, may God continue using you # muroyi anofa zizi richikandira
Taurai taurai Jeso
Munhu waMwari matauriswa
Zvinopera nekunamata 👏👏
Amen woman of God!!!!
Tabatsirikana maita bassa munhu wamwari
Ndinonzwa kuropafadzwa nemharidzo dzenyu amai ropafadzwai.
What a powerful, energetic evangelist!
God bless you mother yu are such a blessing chokwadi kumagumo kune nyaya 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Amen.. ChiKristu ihondo... vakakomborerwa vanofira muna Kristu kwete vanofira muchurch.. powerful. Good to see u mum.
Thank you mama I feel relieved through this sermon
Unozodeyi munogona muzodzwa wa Mwari. Waripo wakato pona pa nhamo ipapo vazhinji taona video iyi taropa fadzwa. Kufa kwe mutendi kuno komborera wedu wee. thank you Pastor Phiri.
Amen zvigaro hazviendes kudenga..ribatsirei Jesu
Ameen shoko mhenyu
Eish Mwari wangu ndigoneseiwo ndinorida denga iri huuu mama madzikisa gejo apa Mwari ivai mubatsiri wedu tikwane pahutsvene chaipo
Amai ava vanowanikwa kupiiko ku Zim vano ndikomborera zvikuri ndiri kutsvaga Mafundisi echikadzi akadai, Mafundi echirume voromba kuda mari tumachi the holy spirit is gone.
Chaplin Phiri munondiitira zvakanaka powerful word!!!!!!!!!!!!!!!!!!!
Powerful sermon. Continue to rest in peace mama Chiweshe
Munhu wamwari mwari ndavakupei mazuva akawanda ekutishumira mazvita mwari ndavandibatsire ndigone kumura zvakanaka
Kumagumo kunenyaya,Rest in Eternal Peace Gogo Chiweshe
What matters is the end
Powerful words amai.May the Lord continue using you as you are His vessel
Mwari tibatsirei tinzwisise mharidzo iyi. May you be blessed amai🙏🏼
U miss home with such powerful preaching being followed with a song.God continue to bless you chaplin more grace mama
God bless you mama l really appreciate the way you are teaching us ❤❤
Powerful message Chaplain Phiri Mwari vakuitirei zvakanaka🙏
Life changing sermons thank yu mama mwari ngavarambe vachikushandisai
Powerful Message 🙏🏻May God bless you mom🙏🏻
Amen, powerful message, amai mharidzo dzenyu dzinondiitira
Rangarirweyi nedenga nama♥
Thanks mama l feel blessed.
Ndinosimbiswa chaizvo nemharidzo dzenyu amai mubasa raMWARI nemuupenyu,wish to meet you one day one on one chaiyo
Chaplin Phiri vanopedza ma sports
powerful gospel indeed,,chigaro muchurch chii kana Mwari vacho usinavo
This is so so powerful Chaplin Phiri.
Amen powerfull
Spirit lifter, thank you amai
Ndakomborerwa kusumudzirwa nemharidzo iyi
I love Ur energetic 😄 preach amai
Ndinoitirwa zvakanaka nemi mufundisi, shoko rinobaya semunondo
Amen AMEN ndinokomborerwa zvangu🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏❤❤❤❤❤
Ndoda kufira muna Kritsu handidi kufira muchechi
Yaykaya mhamha amen
Unobva wanzwa mweya kusimudzirwa kani ne preaching yakadai. Thank you mhamha
This message inotiendesa kudenga chokwadi kkk
So blessed, ndabarsirwa hondo dzopera nekunamata
Mufundisi ndinokutendai.munondigonera ndozwa.kufara kna muchparidza.ndinoshuva.kuparidza semo
God is powerfully
Powerful powerful mai vangu chihera.
Love your teaching its deep each and every word yu can understand perfect be blessed Mama makakosha
Uuuuuh mama makanyanya ndokomborerwa hanky ini shoko renyu
You inspire me Chaplain Phiri -- God bless you all the way
Ndomerera shame .... I luv you
Amen thank you Chaplin with powerful sermon
Mnokomborera chaplin mwari vakuropafadzei
Powerful Mighty Woman of God. Munondiitira zvakanaka ini
Bless you Chaplain Phiri
Feeling Blessed with your sermons mhamha
Amen kufarirwa kana kusafarirwa usabva panaMwari
I like the way you sing whilst preaching
This woman preaches the real WORD not zvevamwe vanoda tivaone kuti ndivo ma Pastor. She preaches the truth, with practical examples! Unodzokera kumba waakuziva kuti kuverenga Bible hakusiiko kuti uri mutsvene!! Mabasa ako ndiwo anotendeutsa vanhu...isn't that the absolute truth!?
Chokwadi
@@kudzanayichirume9551 i8i88uik77nb Nikki up kjì9i8liikkjkm4j
Immigration.hn6m just 2nd tg
Chokwadi ichocho
I love this woman God bless you
True