THE CLOSURE DNA SHOW: S10 EP 8(MUKADZI AIRARA AKAPFEKA HEMBE UYU)
Вставка
- Опубліковано 26 вер 2023
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #8 BINDURA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
Maiguru never disappoints😂😂😂😂😂pidugu dhiii ah ndiani neni vanga vachifunga kuti maiguru is innocent huyai tinyare zvedu pano😂😂😂😂😂
That’s me 💯
Baba ava vanobara here? I now suspect a 4-0, the Kariba style. Tinashe kindly assist with free DNA for the other 2 kids.
I think even the one from mainini side
Umm handione sekudaro dai vese vaitwa ma test
Hanzi naTinashe, manga mazvipira kuenda kunoita vairi saka makazosara maamega sei
even vekwamainini ngavatestwe
Tinashe help vana wese watestwe.zviri serious izvi
Part yandirwadza ndeyanzi imi Mai ibvai apa dzokerai muende kure uko munogara pasi ibva 😭😭😭😢 How i loved my Mom kaaa and she is no more haaa that did not go well with me. May God Bless Gogo avo vanyorovese moyo weMwana wavo
Eish ndarwadziwa mufunge 😢
Mom was gonna testify against him and he knew
Kuda zvake kuonerera nevanhu,achifadza mainini,
Zvakaoma
Ndofunga vanozivana na mai vake kuroys team racho rinokuwanzawo iri
Vanzwa izvi huyai tisekere wo pano 😂😂
Alleged father... bota handidye
DNA man... Ko sei?
Alleged father... ndakangogara ndisingarifarire"
DNA man... Ko maita sei vana
Alleged father... Shona yange yatiza
The convo killed me, ndaseka yandifadza hangu😂😂
😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣
😅😅
😂😂😂😂 he doesn't sound Shona though
😂😂
Mr Mugabe pliz test vana vese both nevamainini
I agree with you, there is a 50% chance murume uyu haakwanisi kuita vana.most probably if the first 2 kids results is 0%
I agree mainini pane nyaya as well. It's high time murandarume amuke. Mainini wakabva paneumwe murume. Shiri inemuririro wayo haichinji.😮
Camera man never disappoint maziso amaiguru shows all the guiltyness
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣ziso tinotaura riya
I encourage this gentleman to test all his children
True, I thought as much
True
nevaMainini kikkkk
Then boom 0 pesenti kkk
Ash this is a very sad story 😢 really it pains me just the fact that she kept on insisting his the father she please pray for her she really needs help cause that was really not ok I could see how broken she is she very broken not because she lied but cause this way deep its spiritual its not normal
Dedication ya Secretary 👏🏾 , writing his notes throughout.
😅😅😅in the dark
Ma results arikutyisa kunge e O-level😂😂
😂😂😂 Yaa chokwadi
Words &/or phrases I learnt from The DNA show.
1. Bota 🥣
2. Kamukono keTsambarafuta🐜
3. Murudo-murudo💕
4. Gedhe to gedhe⚽️🥅
5. That's not it mhani🙅♀️
6. Ndokuvhara mpama🖐🏽
7. Jerenyenje👹
8. Forogonya 💉
9. Tsano makaudza ani?🤣
10. Hana inenge yedafi🐸
11. How come to you so?🤷🏽♂️
12. Murandarume
Which 1 u lyk most?
Amukurungai 😂
Kamkono for me❤
Jatiwero
Pakaipa ko kuzoti dzimwe dzisingabud pamhepo mwan wekwaMugabe nechikwat chake vanomboonesa type netype chaiko, imwe yakabva kuitwa manje manje yevakomana vano flyer nemumhepo
Number 2 little fat boy 😂😂😂
kudos to the camera man for zooming the notes from the secretary
Cheers to us who wants to know the results before seeing drama iro 😂
drama racho arizonakidze kana mukatanga manzwa maresults or kuverenga macomments kkkkk
Manje ukatanga nema rezoto drama harichanakidze kaa cz wava kuziva mharapatsetsetse kare
@@gregtorto6119kkkkkkkk ini ndopedzisira nema kometi
Maiguru aaaaaaaaaaaah
Ini ndotanga ndapedza nyaya yese kubva payatangira kusvika kumagumo ndozoenda Kuma comments,,
From the last episode ,I have learned a lot ,,as I’m a lady striving to get a better boyfriend.I pray Lord guide through I don’t want my kids to be affected in the future ,,my heart was touched ,,😢😢kushungurudza a full grown man ,saw him like my own dad,,mukadzy achingonyepera murume kuty mwana ndewake ,,vese vari mudzimba vari kususpecta any promiscious act ngavaende kumaDNA vana vachiri vadiki ,it really hurts kuzotsvagirwa baba wakura 🙏
Thank you again Mr Tinashe you are helping a lot 🙏🙏🙏
Well said, and say it again ❤❤
Haaaa zvakaoma. You cant fake genetics. Nharo dzanga dzichikakwa namai ava soo mmmm unototi vari kunyeperwa but after ma results face yanga yaita kunge ye chikotora chembudzi chafunidza weti. DNA should be compulsory bcz unofira mahara.
Ini ndinoda kutoendesa mumwe mwana wababa vekwnagu mukadzi akahura nemukoma wake iye asipo akadzok ndokungonzi ndine mimba ndakatoti hapaitwe birth pasina DNA
Mostly vanonyepera varume unotoona ma guilty eyes kuti haana chokwadi ndozvaari kupererwa mai ava varikutoratidza munyepa
Murume haana respect namai vake uyu
Mai wanotomutya kutyiwa namai wako pakaoma
Communication is the key... Any relationship isina communication Haina future . Let's try to communicate.. always. Be cheerful, loving and always
All those can be there but still cheated by this gender
The two remaining children should be tested as well. I do not trust this woman after the results came 0,0😮
True
Newekwamainini.Nekuti mai vaita hint kuti vanobereka handaitsvaka kuside.
Itai muchikurumidza kunyora macomments please...ndiri kupedza kuverenga ndotozoita zvekumirira😂😂
😂
😂😂😂
😂😂😂
DNA must be routine and mandatory before birth certificates are issues
Seconded
Itai imi kumba kwenyu. Not every relationship is full of distrust.
@@samanthakane9986ko unotyei kana uchiziva kuti urihonest🤔
@@samanthakane9986 kliklikli. Samantha kaaah ????????!!!
1000%
NDANYARA!!!!!!!!!!! yuwi zvangu... I had so much faith in this woman. Bamboozled!
Even the second wife is a big threat to that man's life.Kushinga kugara nemukadzi wawakatora Ari pane umwe murume.Murume uyo ifuza nekuti second wife will do worse!
Unongoona nekuitirwa vana 2 kuout. Pamwe vese havasi vake. Something is fishy here. Ngaatestise newe kumudiki futi. Shame mhani!
Nhema dzamaiguru idzo vanga vatorambana
Tinashe will never disappoint
Murandarume
Maiguru vanyadzisa chii chakadaro chihure chakapusa
Chero utano hwasiya kuna baba avo kutiza Jere uchienda kuchitokisi eshii
Zvaanoita kumeso makes me believe story yemurandarume paanoti. Mai ava naamwene vake pane pavanosangana😂
Ichokwadi ichocho ndinoona Kuti pane uroyi pakati pawamwene ne murora
Uuuu vanotyisa Mai awa.
The Chief 's Secretary must know his job is to record the proceedings not to give judgment
What judgement did he give?
Correct. Ane kaukasha kasina basa
@@tripodxxx1 rewatch it again its clear that he is very judgemental and also abusive
I dont think so though. At first l.was with her but mai ava eventually l.could see the lie on her face. Its always good to tell thw truth. I believe mainini vame between them but maiguru always tell the truth. I might be wrong.
haaa unopenga iwe apa judgement ipi apa..
Ini hangu pekuti "murandamurume" kumurume wako ka pandipedza simba and ndashaya mazwi. 🙌🙌🙌
the probability of witchcraft is 99.99%, ziso iro kuita mai Azuka chaivo. mumisha mune zvikukutu anhu woye.
kkkkkkkk 99.99 percentage here kkkkkkk
😂😂😂😂
The baby wamainini should be tested too
Heeey gulez ziso bhoo here amanaka
😂
True.Batai manzwi amaiguru.Kwanzi baba vanobereka.Vanga vakutoda kumwashuka kuti haabereki.
Irikutorovawo hana
Havana mubvunzo naye saka hapana need asi iwe kana uchida hako enda unovatestisa
I was so convinced she was telling the truth. My word!😭
they lie through their nose and look for sympathy and act as if man are monsters. she pushed her husband away nekuhura denying him sex till he looked for girlfriend. ucharinzwa here brigade
me too 😭😭😭
Me too. I did not expect the results to turn out this way.
Me too💔
Damn I was so wrong as well.
It's the look coming from the hoodie for me😂😂😂😂
Pachigandanga style 😂
😂😂😂😂😂 ummm mai ava shuwa....haaaiiibo
Hahaha vanotyisaaaa
I like the red skirt 😂😂
Madhara aya vaotyisidzira vanhu its not fair We must ban these useless traditional courts
Amwene nemuroora vanobikirana nyama😂😂😂muchishona ndiri kuti vese havabvarure magumbeze🤣🤣
Kkkkkkkkk hamuone chero chero pavanzi dzokai mogara pasi havana kuita nharo
@@user-zd9tb9sv3e 😂😂😂ya
1st wife is beautiful inhamo chete
Kutsvuka hakuzivkunaka iwe plus hona DNA yaburitsa riri bhichocho😂
Murume uyu should get all his children tested newa mainini ndiwo mashoko angu
# Go fund a new book for the secretary general lol 😂
Vamwe 2 vasara should be tested as well. Wamainini should also be tested. If Global can do it fr free, that would be very helpful.
Maiguru ndanga ndiri kukuthembai😢😢secretary na mainini vanga vachitondimara
varwadzisa ava mainini vanenge vanotonga murume
Haa even me ,Yoo Mai vane hushingi zvavo ndatenda hangu
Vaiziva chokwadi kaa imi vagari venzwimbo vanenge vane data rose kani vakachi master chigame chacho
She looks confident though I dnt know if she was taking chances😂😂😂
I honestly think she was taking chances
He says he's known her since 2000, if she was born in 1991, that would make her to be 10 at that time! Their first child is 15, meaning she was 17/18 maybe even 16 ,when she conceived. She says that she had 2 children before who had died as well! The result was shocking, but the math was not mathing as well. If it's true, he married a minor.
Yes which means they dated wen the wife was 9yrs old 😢
Tinashe ,jinda ramambo harisi kufanira kupinza mai avo busy hakusi kudare kwasabhuku uko
life is so unfair,by just looking at the face of that women,one can tell how wicked she is.
Tine nhamo vanhurume.
mainini looks and sounds like a sensible/reasoning woman.
Good job from the camera man . Zoom zoom pana mama vachivhura maziso zvekudaro😂😂😂😂
I'd get the first two tested as well.
Newa mainini
Why wasting your money. The mother should do that to prove that the kids are mine.
Even wamainini must be tested as well
This life, no balance, no loyalty, no guarantees, no nothing. I rest my case.
This episode shook me mentally and physically
Ndapera simba ndanga ndrikuside kwamai awa sei eish
Pandaona maikuru vachiuya vakapfeka hoody mumusoro ndabva ndazive kuti hapana kwatiri kuenda 😢😢😢😢😢😢
Kkkkkkkkk kuchena here
Main issues in most cases are
1 Older men marry young girls and then fail to be like young men would be to them
2 People think living separately is sustainable.
Ndimi mune comment ine chokwadi and it's true. Baba Ava ngavaite zvevezera ravo. Kubatira munhu ari mudiki kuri dangerous, paunoda kuti akure that person is childish
Main issue is hupombwe zvimwe zvese izvi ratova drama
Aiwaah it’s a fact in general bt in this case chikomba looks older than the alleged father so is a fact bt it’s not applicable to this case.
Secretary vedare... Loves his job... Dna presentation he wrote the munites and results without changing the face.. Ayas
They should test those other 2 kids. The probability yokuti havasi vana vababa avo yakakurisa.
I love the coolness of the guy
Haaa eish😮😮😮🙆veduwee .ndanga ndakutembai maiguru..huuuu after God fear women .it's true .hai aah🙌
Inga murandarume anga ari pa taiti ne first wife. Mu hardy mukadzi uyu. Tangoona nekutaurisa kani murandakadzi. 😂
Ziso rapihwa Tinashe namaiguru ava so ka, VaMugabe maita semuchadyiwa murimupenyu🥱🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌
Let’s not ignore the fact that Maiguru now 33 married for 20years means she was married at 13 at least… NO to child marriages, murandarume akapara mhosva
Kkkkkkkk murandarume haya vakadzi tichafa rinhi varume vazorore 😅😅😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂murandakadzi ahoyi
Shiri yakabvuta rekeni😂😂 vanombohurao varume ava
Handitembe kana one word till I hear the results...gender rangu is dangerous 💀💀💀💀
Tru vakadzi vaku shooter ma firimu mazuva ano
😂😂😂😂😂😂
Haa tinedrama shem
Thank you mr Tinashe Mugabe nebasa renyu, muri kuyananisa mhuri dziri kunetsana mudzimba
Im shaking afta the results...😢 hana yangu ikurova ingati ndini maiguru😢 im shaking right now...cz truly speaking i was convinced she was telling the truth
Mainini nemiwo kumaDNA itwaiwo
Fear and respect this gender. I got fooled for 2 weeks in a row
Sorry Ticha😂😂😂
@@dominiquemdawini9796 kkkkkkkkkk hayas its true….. just trust your mother that’s all.
Ma reactions a mainini and ex hubby + 👀 ra maiguru took me out 😂😂. Maiguru vanotadza havo kukanda chibhakera but vanga vachiotda😂
Anyway paangotanga kunyepa kuti 33 it went downhill from there 😅
Sidebar: I didn’t like how the man spoke to his mother. Why talk to your mom or any elder 👆🏿. That was wrong. Hazvina kana hunhu, chasara kudzokera kwa Mambo wopumha mai uroyi
Atova pumha huroyi hanzi vane hushwari hwadzika dzika nemukadzi waaka ramba handidi kuhutaura panapa link ravo ndori ziva
I think agara achitovapumha huroyi hence friendship yanga ichataurwa iya
BT pa33 yrs manyepa amai
Maiguru vanonyepa zvavo BT ninez kamusekero kenyu ako zvichakuwanayi shiri ine muriro wayo hairegi musatembe mwana waamwene uyo
Aisafanira kudaro mai vake
Murandarume indirectly said mai vake and ex wife vanoroya 😕
As for the result.... shocking
Ukati rega ndivataurire zvavanga vachida kutaura kkklol
For me that was the highlight of the show zvemaresults zvazouya ndadumbirwa😂
@@shamillartsahwa909
Right, in case ya'll didn't understand the Shona 🤣
Ah Madhuve wandinyadzisa😂ah apa ndanga ndichimutemba sei😢
Chief's Secretary is way too emotional for his job .he was literally thereatening the poor woman .no wonder they force people to vote for zanu pf .
I don't think so because vanhu ava vari pa farm mafayera ese anoitika vanhu vanenge vachiona. I think vadaro because vanga vari 100% sure kuti maiguru varikunyepa. Hameno kana ndiri wrong correct me
Tingati mai Bishu but l see a frustrated woman honestly. True the chief secretary is too emotional for his job Nyangwe vachida kutaura how does she when she is being stoned. lts very telling if amwene is in support of muroora because . If this man was not taking care of his children especially during COVID, inyaya ngani dzechipfambi panguva yeCOVID nenzara. I feel for her because l feel she was pushed into it nekurambwa kwacakaitwa nenguva ye COVID yavakarambwa
Covid or not vakadzi musahura.
I hear you saying varume vanohura wani. I don't condone that either, but they don't get pregnant and also it's been like that throughout the generations and therefore not as disapproved. Women have more to lose and therefore have to be wiser. At least avoid pregnancy as men may forgive cheating, but not when there's a child 😊
You are now justifying chipfambi my sister. Dambudziko renyu madzimai munoda kushandirwa muvete uye kusagutsikana. Amai avo vakatosarudza kuhurira murume kusvika kuitira chikomba mwana.
Kuvhotera zanu pf kunongoitwa nemadofo chero ukapihwa chicken inn unovhota wega saka mapenzi akapusa
The secretary is actually taking minutes 😂
😂😂😂😂😂
Writing nonstop I wonder what’s there to write dramatic old man
@@ntatesebatataura hako kunyora kusvika apindirudza paper kkkkkk ma notes acho too much zvakaoma eish feel sorry for gulez ku court fut nhasi achipiwa mutongo wake ma1
ehe since its a court case kwa mambo they need a record
@@ntatesebatakunyora kaa kuti nhasi vakuramba futi chokwadi chavakambobvuma paya
This is sad. Hupenyu husadai. Hudofo husadai. Ndanzwa tsitsi namai ava. Kupembedza mainini here. Apo ndanga ndichitova on her poor side. OMG. She looked so innocent. Lord have mercy.
Me too I was waiting for her to be cleared and wipe off that smirk on sister wife's face but yohh
Uuummm so sad. But I encourage baba avo Kuti vaite ma tests again kune vamwe 2 vakuru vacho even newa mainini coz it seems like he's infertile ????
Dai mwana wamainini ambotestwawo futi, this is a family of cheaters.
Probably maiguru vakatotsvaga kunze nekutorerwa murume namainini avo. I hope baba ava will not regret marrying mainini ava i Suspect and too strong for that soft man.
The other children shld be tested as well.Abantu bagcina ingane zamanye amadoda phandle lapha,kunzima.
Abafazi balezibindi ezilethambo lina
When you are addicted to masowe you call your husband MURANDARUME😂😂😂😂😂
😮😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂say that again
😂
😂😂ndivava vanoti tirivatsvene varima bhishu
Kkkkk
I love you vamwene Chero madzingwa
Bindura has done it again 😂
Aaaah this man must respect his mother aaah chii chakadero vamwe tikutoti dai vedu vari vapenyu
Nyaya yekuti mukadzi wekutanga pamurume is always right ichakanganisa vanhu
Waiting hnguuu pachanakidza panoo nhasi zisooo iroooo😊😊😂
Kkkkk
Thanks mr Mugabe for the great work.
Ko ziso ramaiguru nhy veduwee m starting to believe panzi vane bond naamwene bond yehusiku 😂😂😂😂
Chief Secretary is on point i don't see any problem pa approach yavo inini😞🤗
😂😂😂haaa camera man huchii
Momz vanotyisa ava
MaKuhwa ka anoparadza musha, nema Chief e Zanu ayaka ma 1, Ava vanotyisidzira vanhu nehudyire dyire tòo much. Either way this woman needs help vaite life yavo nevana eish
Saka murikuti Zanu ya rigger DNA here hama yangu. Zviri mudzimba zvakaoma kani hama yangu.
I love maiguru s language she shows respect to her husband, shame it is well
She is 33 years ,yet she says they have been living together for over 20 years 😂😂😂
He says he's known her since 2000, if she was born in 1991, that would make her to be 10 at that time! Their first child is 15, meaning she was 17/18 maybe even 16 ,when she conceived. She says that she had 2 children before who had died as well! The result was shocking, but the math was not mathing as well. If it's true, He married a minor.
*"HONOURABLE MR. TINASHE MUGABE"* 👍👍👍 *EACH AND EVERY EPISODE HAS AN EDUCATIONAL CONTENT PURPOSE!!*
Mainini ndiyo Doti doti yemunhu
Heyi ini ndine mubvunzo wekuti mudzimba umu mune vana vangani vasiri vemo
DNA MUMBA YEGA YEGA VAMUGABE, YOOOH THIS I SURRENDER
As much as women defend each other. Haa ndirimukadzi hangu asi maiguru vanonyepa avo.And ini hangu no matter vanhu matadzirana sei zvekupomera munhu vana vasiri vake kuroya chaiko . The worst part is kushungurudzisa mwana wako ari innocent uchimuratidza baba vasiri ivo . Then mangwana wozomutii. No wonder why we are raising broken kids. Zvimwe vakadzi ngatityei Mwari nothing justifies zvaitwa na amai avo
Mabharani ada kutsvaga mari from maiguru kusanyara, even vaka hura hazvinei naye
No mabharani ari korect mai avo vanoda kutipedzera data ivo vachiziva chokwadi ko kana vachitaura chokwadi mabharani ndiye aizovabhadhara ko varambirei kuita bheji yacho
Aneudyire
Unoseka kuti wapusa musha wemunhu magwana ndiwe mwari hazipedzi mainini One is one yikuba farai henyu But one day mushashema imi
😂😂😂😂😂😂😂
Vakazviputsira musha maiguru
Mainini havana mhosva
Murandarume vari calm asi vanekarough so nekakushaya respect, katauriro kavaita namai vavo nekutora mapaper maresults ayo
After God fear women. Mukadzi mukuru kunyepa zvinonyadzisa kudaro.
Vamwe vana avo ngavaiwe wo DNA test
Mainini handina mazwi navo hangu asi ndinoti muroyi royera kure, ndapedza hangu
Trophy 🎉🎉🎉goes to the camera man akomana ziso ragulez kkkkk kana tagara gara kkkkk tozovhunduka.... Haaa secretary munavo vange vachingonyora chete😂😂😂😂
Apa muranda rume akajamba weti akadonhera pagodzva .panamainini apana zviripo apo and acharohwq muranda rume .he looks very weak kuna mainini
The moment this woman said she is 33 years old I knew straight away that the father is excluded. These are the women that continue to give Shadaya relevance.
Kkkkkkkk😅😅😅😅😅
saka blaz ava vakamuroora aine 10 to 12yrs here mukadzi uyo cz pataurwa zvekuroorana around 2000 then murume oti ane 43yrs meaning by then he was 20
Maiguru vanofanira kuenda Ku Nigeria kuno actor ma movies vopihwa part yemuroyi because ziso ravo rinotyisa zvisingaite. Maiguru vanyadzisa vamwe vana vanofanira kuenda Ku DNA testing futi
Shadaya is going to be relevant for a long time until we all learn some simple life habits and honesty to ourselves
Kkkkkkk 😂😂😂😂😂
Mafans come lets buy secretary a diary 😂😂😂
Iyi nyaya iyi inoda munhu anonyatsoziva zvechivanhu uyu murume uyu Tinashe handimushoori zvangu asi Chivanhu chinombo mjrasawo. Haazive zvizhinji zvechivanhu
Good show mr mugabe keep doing this great work
Thank you, I will
Please do the ather 2 child for free please help this Man
Ndinotenda ne Basa renyu Mukuru muri ku batsira zvikur kunyanya kwatir varume tin motor yatino sengedzwa ne Vanhu Kadzi .Ndirim munzir ndichasvikak ndizive chokwad
❤❤❤Thank you for the show Mr Mugabe
Camera man never disappoint 👌
🙄ziso ramai GURU kunyanya
Ziso nemuromo wamaiguru😅😂😂😂
@@user-tb4lg1hw8b 😂😂😂😂
Zvinoita kunge zvinopa peace of mind. Imagine baba ava vonzi the other 2 kids are not his again, kusazvara kune stress yakawanda mostly if it's broadcasted out there. Mamwe ma peace of mind anotsvakwa ari kuuraya varume vakawanda.
Haaaa murume akaipa uyu kudzinga mai vake panyaya iyi yet he brings his second wife whom I think is irrelevant panhau iyi. He’s full of bs and he lies a lot
Yes honestly umainini ungenza ngaphi
@@samukelisiwenedra yes, some men like to rub it in 🤣🤣🤣
Yes mainini vaipinda papi
its Murandarume for me 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂 I did find it funny too.
Kkkkk varandakadzi ma holier than thou
The first is a fearsome wild animal.Vakadzi nhai varume tinombovatora kupi?I surrender zvangu.Pasi rapinduka!
Mugabe Mugabe Mugabe Mugabe Mugabe how many times did l call your name .....uri Huchi wangu naka dhula dhaka chaiyo 😅😅😅😅