THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 8 EPISODE 26 BABA VARIKURIRA KUBOTSWANA
Вставка
- Опубліковано 7 лют 2025
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 8 Episode # 26 MANHENGA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
I cant really blame this woman entirely. Dai zvainzi varume vanoita nhumbu baba ava vangadai vaine wavowo mwana
Zvokwadi
😂😂😂😂😂😂
Idama iroro
Haa better kudzivirira amana
This is bad
Varume hobho vanorara nevakadzi vasinga mitise wani
Akazonyanya wo mukadzi uyu kuita yeke yeke ere ne chikomba,,nezvirwere zvakadai soo kana kutyawo ere kuti angazope murume wake chirwere,,ini ndomupa blame mkadzi
"The man shoe size and his are not the same", sounds like a confession to me...Busted😂😂😂😂🤣
😂😂😂😂
serious vakaziya sei kkkkk
Imagine kuziva size yebhutsu yemurume we munhu
🤣🤣🤣Thts why the man told her to use her brain sometime
Long distance is very dangerous ,l lost my husband because of depression caused by long distance relationship
Mugabe's interview skills are excellent
Tinashe is a real expert in these issues now. He managed to extract the hidden underlying issues.
Gegegegegegege mai imi itai mushe kukwirwa June kwakubara September moti hamuna kugutsikana kwanai mai imi kkkkkkk 😂😂😂😂😂😂 makanyoporewa imi musatitambisire time huleee
Party iyi yandi jamba pekutanga kkkk haaa awa vanorwara qgowe miracle baby here ve gore riya
Someone had already eaten bota before she went to visit him😂😂😂😂
Vanyanya kunyeba 3months giving birth 😂
Pandangoona masocks kana kuti tight i doubted zvakawanda
Vanhu vakaroorana havafanire kugara vari kure ne kure kunguva refu. Miyedzo inozogona kukurira. Kuonana once a year zvakaoma.
Nzara yebonde... 💕😝. Husband is much older...wife way younger once a year hazvibude living together apart.
Ainyanyawo mdara uyu.Gore here,ah?
Yaa ndoimwewo problem iyoyo zvinonetsa manje APA unenge wakaroora mkadzi wechidiki futi
Ko kudzivirira
@@GlenVambe shuwa ndozvaparadza Misha ydu zvekugara mumwe ari uko izvi
Ko vanhu ngavangogara nemhuri dzavo
Ok, she had me fooled😂 I actually felt sorry for her when she walked off. But then again this man must have pushed her to the limit.
The man is equally to blame for what happened,he pushed her to do that,then chindururane icho is a result yekushungurudzwa nemdara uyo
You must feel pity for her. She was starved to death by that man. I don’t blame her for getting a little help from somewhere. The man is to blame.
They are both at wrong. He was doing stupidity ku Botswana and she retaliated unfortunately akabva Abata nhumbu
Professor Tinashe amai vadzoka sei kubva kuMota kkkkkkk
Tinashe kaaaa amai ava vadzoka sei
😂😂😂😂😂😂😂😂
I knew she was definitely hiding something when she saide size ye shangu dzemure wake is not same size ne the boyfriend alleged, how did she know this😅😅😅😅😅
i laughed soooooo hard at this statement shame
So you are saying you didn't suspect when you heard that the baby was born within 3 months?😂😂😂
@@rojamillerover oh yes definitely that too😂😂😂😂 vakadzi so
Very true
Even after counting 3 months, the mother is still unsatisfied 😂😂😂
It not easy to except defeat
Bota in June, mwana munaSeptember, ah! Mashura akakwatiswa. And she says anoda kuita rake DN 😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
🤣🤣🤣such audacity
This raises questions like, " Why do people get married?"
Where your ministry is, that's where your frustration is. The two have some bhishu behavior because of long distance.
That man he is too old for her that's why he is putting measures to control her. Imagine taking the whole machine home where there is no electricity. That man needs to stay home with his wife so that he won't feel insecure. The age gape is playing a big role, though.
I wonder also ayiiii we are suffering all in the name of marriage
The wife is far younger than the husband omusiay munzara futi. That young age kuona in December only. Baba wane chihure saka kusada kutora mukadzi
Zvonyadxisa after yu cheated n hv a child outside wotoganza yuuuu women of nowadays ibasa,of course baba ava kana vachipedzawo gore rese vachizoenda once a yr thats bad but theres no justification for cheating ksna zvirikuitika zvisingangokuitire ko kusiya unoitasei
You can blame man saizvozvo but being abroad it's not by choice hure ihure ukagara usina mari unohurirwa ukanoshanda kutsvaga mari unohurirwa chero ukagara naye kubasa ikoko unohurirwa haaaa makutibhowa nechihure vanhu kadzi dzorai speed yamakufamba nayo iyi kusvika pakuitiswa mwana really 😓
Munhu ndagare nemukadzi wake padhuze ndoska vakadzi vachizoita gumbo Mumba gumbo panze anenge achishota bota 😊
This episode takes the prize as one with the most obvious result.
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂imagine i knew the result from word go hakuna premature we 5 months
Ahhh pandanzwa kuti mwana akabuda after 3months ndopandaziva kuti patoipa😂😂
Ka instant porridge(Bota) baby 3 mnths🙆♂️🤔🤭🤣🤣🤣
Guilty was written everywhere b4 the results kkkk mother makadyisa munda henyu
@@NasheM-uo2wt ndiye adini once a year ivo baba vari busy ku Botswana
@@chiyenyumba7135 ko kungotaurirana worega kuzvinyadzika panhepfenyuro hako
@@NasheM-uo2wt idama iroro
Kkkk miracle baby
I just love the fact that Mr Mugabe is willing to go extra miles so that people get their peace of mind . Kudos Mr Mugabe 🎉👏👏
Weldone Mr Mugabe we are with u
Thank Mr Mugabe by bringing peace of mind in our families.
Apo ndakanga ndatoona kuti mwana haasi wababa awo.
Wana baba ngatisapedzawo gore tisati tasangana nemadzimai edu hawana kuurira wana or kuchengeta musha>
but ndanzwa sevati pavaisauya amai ndivo vaimboendako wani🤷misha yakawanda ndoozvavanongoita kuti mkadzi ndiye anopota achimboenda achidzoka pamba...hameno kuda ndini ndiri kurasika
Bota June
Mwana Sep
Clinic 7 mnths
Calculater yamai 5 months
Calculater yangu 3 months
That's magic
Ndavanyarira mufunge
Shuwa haaa pakaipa
sevakadzi amai ava vatinyadzisa yoo vanoti havana kugutsikana ne 3 months idzodzo 🤭🙌
😂😂😂ndava nyarira shame amai ava
😂😂😂 Mwana we 3 months
Mugabe❤ am Xhosa so hooked...thank you for subtitles
I'm 99,99% in love with this DNA show,,,,,Bota family be blessed 🤞
😂😂😂i dont blame the wife she deserve to be loved aalway she is too young to be alone for a year ,for me the mama varibhoo aidii mwana wevanhu iye asina murume waakagarira😊
True that aah gore rese no bota yowe akuripira ngozi yei aiwa mwana mudiki uyu vaifanira kugara naye
Chakaipa chakaipa hamaweee,uka supporter chakaipa mangwana chiri pako
Kana muri baba namai.nhamo ngaikuwanei muri pamwe.izvi zvekuti umwe uko umwe uko miyedzo chaiwo.😢.shandai pamwe for the good of the family
So true.
Ikuwanei muripamwe ko munodya izvozvo here hapana mai ihure iro simple
Kudos to our father bota our professor,how did you manage to bring her back to the show.she knew it very well that's why ange atiza😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ahhh guyzini l love this show, whenever l get depressed l come here 😅😅😅
Thank you 🤞🧬❤️💖
Me too, so addicted😂😂😂
Kuda kunyebera kuzungaira
3 months yakambozvarwa rinhi nxaaa tikwanirei Mai imi, bishu remunhu 😂😂
Kkkkk iwe dont bring that one kkk hanzi ndi bhishu ndakazoiya kamarriage kenhema
Kkkkkkk bishu
She is clever she knew she was pregnant that is why she wanted to go to Batswana with her husband. Manje so kkkkkk I wish them well though.
Its only ataura zvine musoro
😂😂😂Mai moziva size yemurume asiri wenyu here, haupe munhu hembe yemurume isiri hama yemurume, nhumbu haibarwe ne 3 months
Haaa vanopenga ava unoziva sei size yemurume asiri wako plas vamboti brother yavo
I was not ready for this result i honestly thought mai vakunyeperwa😂
Tinashe Mugabe continue to bring peace of mind
When she said 'munhu wacho haapfekerane navo worksuit and shoes' ndabva ndatoziva kuti 0%
Vane drama plus attitude apa uchidyisa muriwo kuside. Ende futi soo🤦♀️
😂😂😅😅aitoedza bhutsu akatadza kukwana
😂😂😂😂
Chiiko chinopa kuti vanhu vari kucheater vaite yeke futi! Unprotected inobuditsa mimba. Period.
Ko at her age omirira once a year.... Zvinhu zvacho soo kikkkkk
This case iri complex, element ye negligence leading to mistrust and bitterness family breakdown. Murume uyo agara imenemene ndiye akasetera mai mwana trap, apa ave kuseka sebere manje. Mai mwana vakatadza kuzvibata vakakundwa nenyamawo. Kamwana katove additional problem
My gender has been caught out. Baba vaipakura vari Botswana. Mai vakapKurawo vari pa Zimbabwe. Zvinozongonetsa chete kuti one ndiye anzvimbirwa the other one gets away with it. 😂😂😂
My point exactly😂😂😂 the man is not innocent himself
Lkkkkk lol
Baba vakuita sevari nani because hapana ma 11.
Vanamai not to clever 😅
True, mai vakakanya nokuzoita mwana, otherwise it could have been fair game😅😅
Saka tit for tat haishande chinhu, dzidzai kuzvikoro vanakadzi musamirire kuda kuchengetwa ne varume kuti kana wabatwa rough ne murume unosiya imba yacho woenda unoita chihure chako wave kwako nekuti dambudziko nderekuti iwe mukadzi ndiwe unotakura nhumbu. Zvinonkana usina Chikoro wotodyosa bota racho wakadzivirira, kuti usazonyare mangwana
With all earnesty, if possible abi angu zviri nani mhuri igare pamwe kwamunenge muchishanda muri..zvekuti one onzi ngaachengete musha ndezve kumama zviya. A relationship thrives on intimacy, we can't have a life yekuti munenge muchingoti l wish you were here daily..what is a marriage kana tisingagari tese..shuwa kuonana pakisimusi badzi..some situations are self inflicted
Ndokumba kwangu ikoko pa growth point ipapo see you soon Manhenga see you soon😏😏
Addicts gather here..we love everything about the sure including adverts😂😂..lets like and share bota family❤
To be honest this man deserves it ari toxic ko kuda kumuita benzi kudzoka ka one pagore😂😂😂😂 munozviparira
men will leave you in the desert without water🤣
Premature ye3months kkkkkk only paBota family. Mai ava vanonyepera kudzungaira.
Mine was 4 months premature and is 17 years now
Mai yeukai that means he was born when you were 5 months pregnant right? Uyu the mother is claiming the child was born when she was 3 months pregnant. That’s impossible for a human fetus to survive especially in Zimbabwe with limited neonatal care.
Yaaa zvakaoma weduwee Tinashe hanzvadzi une basa😢
Spectacular view, tinotenda Mr Mugabe by also advertising the beauty of Mother Zimbabwe. Munotidadisa from UK🇿🇼
Hoyooooooo hanzi hapana chandoziva😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂MA ashawo Kunyepera kusagutsikana
He pushed her to this. And she just had to say its his baby even though she's just been pregnant for 3 months ..tops.. she knew from the start havo sister... anyways thanx for another great episode. More please 🙏🏾
Hakuna zvakadaro kana imba isasanakidze mwana anobva kunevanhu anodzokera Kumba kwavo otanga humwe hupenyu panekuitira nhumbu chikomba
Kunyeba hakuna zvakadaro...imbwende iyi...sei muchi defender hunhubu hwakadai
Do not justify zvisina basa mhani. Nxaa
@@nelsonmanicaland2391wapedza. Imagine justifying chihure.
@SKunetsa matsamweiko... 1yr ago shuwa kkkk
This woman makes me appreciate my wife more
❤ love you closer
Amai mune pamuromo ndosaka musina mazino mumuromo
Why
Ko aitasei kk, baba avo vanobhowa wo besides the result being negative.
June😅 boom September mwana atovepo wee Maria maa
At least Gilbert controlled his emotions which is so wise asiwo kazhinji imwe i guilty conscience he knows kuti he pushed this lady into doing this
Anzi Gift kwete Gilbert...kkkkk
Munhu haapushwe kuita chibishu isarudzo yake
We are moving right around the country tichigadzirisa nyika
These two deserve each other please stay together and contain this madness don’t spread it
It's the car key for me😅😅bota to the people
😀😀😀😀😀kuratidza kurira
Usadherere Gift Hanzi kumolepule arikurira hake😂😂😂
I was about to say the same kuti ko ma keys emota how far
This woman is 99.9 % CRAZY 😜
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Ma DA anetsa aya yooooooh. Who agree with me kti momz ava mutwin wa mai vaye vekti nonsenseeeee😀😀😀😀🤞
😂😂😂😂😂
@@tanakagarwe7780 ndanyeba here🤣🤣
@@ellenmashava215 ukurevesa wangu ende warova nemo nemo
Kkkkkkk taura hako nonsense
@@josephchenjerai1075 zvakaoma kani dear
I was rooting for the woman so bad🙌🙌🙌
Ava mai ava...imi nyarara ndiri kutaura ....ava baba ava haaa DNA show is my favorite 😂😂😂
Mother avasoooka. Ndosaka vange vasimuka kkkkkkkkkk she knew it sarenda😂😂😂😂😂😂
Vaizviziva. Hure iri.
Maybe I was slow to pick up on things, but I had believed her innocence up until she said, "Nyararai, ndirikutaura." For me, that was as rude as it could get and I knew she didn't respect that man. If she can do that openly, then surely she enjoyed some bota outside of the regular pot.
Eish uyabona ke laba abathi age is nothing but a number, ubala lolo! Age matters. 49 versus and 31 year old wife. Lapho ke you leave your wife for 11 months then eat porridge once a month. Kusani ke lokho? Wumsangano ke lowo. I dont blame the wife, and if I were his wife, I would tell it as it is! The old man just destroyed his home.
That was my thinking as well bro! Coming home once a year is just a recipe for disaster. The woman is young; and she will roam the streets to quench her sexual desire.
Uyabheda vele ubaba lowu
Kunogara ikoko wada mukadzi abikire bota here pant rake😅
Uqinisile uyaz
True, umnyaka wonke🙌🙌😅uyahlanya laye ubaba lo, umfazi uyabe esahlaleleni kambe
Miracle baby indeed!. Mai vemusha vakapoya mumhindo, vakarega zvoushe zvichikasviwa nembwa dzine gwembe. Chinu chamafuta chakagudubudzwa zvise nezifa!.
Hakuna mukadzi akadai so, hakunaaa noooo
Muporofita Mukuru Tinashe the DNA man😊
🎉fashion manyama momz❤
Kkkkk kuri kuno ku south vanobatwa. Nepolice kuti muzimba
The probability of siblingship between this lady and “thats not it “ lady is 99.9%
Kkkkk "thats not it ,mandigonera chii ipapa?"
😂😂😂😂 ma siblings zveshuwa😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
‘Aves of identical plumage perambulate in close proximity ‘ Paul Matavire 😂😂😂
True 😂😂😂😂
Unongoona munhu nokuita tuhasha utoziva kuti arikuziva kuti 0% zvakaoma thank you Mr Mugabe
Baba namhamha muri mabhishu mese,asi mhamha dzidzai kuzvininipisa,mudzidze zvakare kusefa mashoko amuno budisa mumuromo menyu.Muri mwana mudiki,tsiurikai.
DNA tests should be done for the other two.
wabaya dede nemukanwa!
😂😂😂😂 mainini june to September here moti pamuromo futi
Kkkkkk pamuromo vanapo
Patiently waiting.
It's so easy to blame the woman but who visits his wife once a year, hardly sends her money and sleeps with his ex-wife to the knowledge of his current wife and expect loyalty? Kurumwa nechekuchera
It's better kubuda mumarriage macho moonesana than cheating ini hangu ldnt support cheating nomatter the reasons are...we can't justify cheating akadii kuti haazvigone then oita move on
The lady did not cheat. She told the husband to come home to service her needs but the man was being serviced in Botswana. He knows it’s his fault and I hope he truly is committed to keep the marriage .
@@beaullarmtanga98 yes but do we agree that the man created his own problems here?
@@dorothydongo5493 True
Saka vogara vakarinda munhu hre vodyei...mumota mavari kutizira vaizogaramo hre vari pamwe veduwe....mukadzi anobva kunaMwari anomirira murume wake
At first tinashe vanhu vakutaura vava 2 gara wavaudza kt now muri kupindurana muri 2 coz kuvati aiwa dairanai muri 2 vachzama kuvaudza its seems like rough tinashe bt unogona zvako ❤❤😂
Malong distance anonetsa varume zvese nevakadzi kuvimbika kushoma...vanhu garai mese
Don't give excuses for promiscuous behavior please
If you have chihure you always have excuses
@Anotida Muza thank you excuses some cheat living with their wives or husbands ..fear God thus it
Guys inini am in Sa ..varume nevakadzi weather vachigara vese chihure chiripo..asi kana kana partner imwe isitoripo hayo ma1..vamwe vacho vanenge vachitozviti vanonamata. Especially varume...Varume nyasha ngadziwande
@miss dee I think u are a war vet in relationships kikkk anyway my point is cheating doesn't matter whether together or not it's your values that matter..how you value life in general
Mwana wechi cerevita, kungoisa mvura mune June , 28 September obva azvarwa imika imi😂😂😂
Bota family chenjerai kutenga Nani yevana vasiri venyu
😂😂
Kkkkk instant
😂😂😂😂😂 haaaa munotaura
Mother vatora record lol pama DNA stories ese aiwa Ava vane yese ava
Kkkkkkkkk Kkkkkkkkk Kkkkkkkkk asika vanhu ityai mwari hqnzi chi instant Kkkkkkkkk haaaaaaa nda ryt ne comment section
Zvakange zvasangana zvipa vhurire baba nokuku mai nokuku asi Mai vazokundwa asi aka sangana ma bishu 😅😅
THANK YOU MR TINASHE MUGABE 🙏
3:00 thats a real fan he deserves to be a porridge ambassador
haa dzakafaraa kkkkk
Vamugabe munoonerera
That mother is something else😂😂😂🙌
Mai vakahura ava zviri pamhene vakadzi soo
@@kimberlygamanya-oi7qq @a4e
Q r qwerty pa oil
That lady in grey or white dress with slits anenge achipopota before the no nonsense advert ,I episode ipi.
I need to see in it vaMugabe or anoziva please tell me.
@@TrishManhenga check It yakaitwa last month
😂😂😂
This woman has been extremely hostile and defensive on this issue, making it too obvious that the child doesn't belong to this old man, way before the results were issued.
Maida kuti aitesei murume anouya ka1 pagore
Mahure ese ari rough
the man's smile is something else
Kkkkkk haisi smile kunyenama
@@charlenepaulinemunyayi7485 kkkkkkkkk
Was waiting to see nyadzi dzababa, handina kumbovafungira mai awa. Ndanga ndatoona panzi 99.9%
Umm baba imi makadii kugara nemukadzi kubotswana pamba maitsvaga vanosara pamwe saka mai vaizosarawo vachiita lula lula kuzim maresults azviringidza mai hanzi handisikumboona kuti papaper pakanzii maziso akutoda magirazi kkk .baba ava vanezvavowo ungagara wega kunze mikadzi ari kwake hapana rudo apo .age yacho yakanyanya kutodanana neage yababa vako.mai ava mukanwa havana havo kutaura havagone
I would rather stay a bachelor than marrying a woman like this!
LoL 😂😂😂😂😂
Saka tozoroorwa nani😂😂😂😂😂😂😂
Mai ava havagarike navo , vane kakudheerera and kahunhu kavo kakangodhakwa Soo..hai miracle baby waPapa
Havadheereri. Vane nzara yebota chete. Baba vakaita basa ravo, amai vanoita mushe. She is just starved and bitter.
Mwana anonzi Mira to miracle
@@dorothydongo5493 yeah l understand but Havana filtration yemaWords ekuremekedzawo murume wavo pane vanhu.Ngavazviite vari Vega not kuruzhinji rwenyika and she is not remorseful nezvaakaita even though baba varivo vakakonzeresa
The husband is starving the woman she is young 😮
Young yekutiii kuzviregerera uko aaah
I like patience dzina VaMugabe rambai makadaro shuwa zvimwe zvacho zvakaoma😂😂😂
“Ava amai ava”🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣is that how a husband and wife address each other. Agh DNA show inonaka hey🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi hawapfekerane 😂😂😂😂 aaaaaa ayas. I died.
Hure zvaro. Nxaaa
Deno ndirini amai ndangoti ndakatsvagawo bota cz vaiuya ka one pagore.
Chete, kwete kuswera kutipedzera data 😂😂
Tinashe Mugabe now has another title: Muporofita mukuru
Hanzi namai muporofita wekuita sei kkkkkkk
Maya zvanzi DNA ndicho chiprofitta not Mr Mugabe.... 😂 If anything the scientists behind DNA profiling ndivo maprofitta. Va Mugabe is just the showman.
Hezvoooo ko mai ava ndatoti vari ryt 🙆🏽♀️🙆🏽♀️🙆🏽♀️🙆🏽♀️hey zvinhu zvacho. Baba wo imi you are to blame maigara gore rese musina kudzoka sei?
Saka munhu ohura?
aaaaaah tinashe yaaaah ari cool zvimwe zvekuty yaaaah❤ apa anenge achiziva chokwadi hake😂
DN iri harina kundigutsa 43:39 😂😂😂😂😂
"Nyararai ndimbotaura" for me😂😂😂
Mai ava vakabva vamanikidzira kuenda kuBotswana kuti nhumbu iite kunge yemurume 😂😂😂 vakati nonokei😂
Mukadzi uyo akadhakwa infact dzinenge dzisimo because nharo dzacho mm
Yaa ndozvavaida kuvhara izvozvo um dai isirinhamo yatiinayo vanhu kna varoorana ngavagare pamwechete
When you are not a mathematician 1+1=0😂😂😂😂😂😂😂😂.Chikoro chakakosha please
@@vongaishedziva1234 kkkkkk APA zvaanga achiti mwana akazvarwa ne5 months kusvika pakuzozvarwa mwana wacho kna 5 dzacho dzaramba 🤣🤣🤣🤣🤣 APA nharo dzavanga vachiita pekitanga ndatofunga KT haa murume haasryt kkkkvakaoma amai avo .dai murume atoita futi vamwe vana avo DN A futi coz ummmm
@@madamboss7216 my Thots exactly he needs to check the other 2 kids. Asi vakadzi chero tozogara ngatityei Mwari sometimes zvimwe munhu ngaangonzwa kunyara nazvo from Mid June September watova nemwana . Uku do they actually know kuti it's the kids that suffer in the long run. Ita hako msknzwa asi don't involve innocent souls.
Mr Mugabe excellent job
Unstoppable man Tinashe Mugabe
How does someone get caught like this and still be rude and unapologetic??? Vanoberekwa nevanhu vakaita sei vanhu vakadai veduwe😢😢😢
u can say that again
ini ndinotenda kuti mukadzi anodiwa anochengetwa haana chaanotsvaga kune mumwe
@@phillipagoredema7262 unopera power shame
@@nothandoharrison8250 then you don't know vanhu vane chihure kkk they will leave everything jus for another man. Not to say uyu ihure coz already paiva nedistance so definitely sexual starvation but tikuti chininipawo kana wabatwa like this ukauisa mwana mumusha mevanhu, chete chete
Am glad he is not the father he's so selfish and ignorant. He thinks he's wise treating women like nothing he got what he deserves. However our str kufunga kushoma kuita mwana outside of marriage aaaah drama racho they deserve each other rubbish dzevanhu.
My gender never disappoint 😅😅😅😅
The Great Prophet Tinashe Mugabe
Surrend tinasheee nyaya unombodzida hanziiu zviii zvaitaurwa nevanhu ndaona warohwa zvisina kupokana ikoko
June,July,August,September watova nemwana my gender😂😂😂😂😂😂😂
Kkkk hure pacharo
😂😂😂😂😂😂 'Tinashe mira ndikuudze' .....'nyararai ndichiri kutaura' 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂
Inga family planing iri kungoitirwa mahara Wani nhai Mai imi ,,,,ko amubhoyifyrendi vakashayawo here kana bepa rechingwa vakapfeka nxaaaaa munonyadzisa fani 😮
Stupid 👩
kkk she is rude
Hakuna mwana anozvarwa nethree months ah Mai avo ngavatozvipeta vataurirane nabhngu wavo vaite wy forward.mabishu ese they deserve each other but mom vane hunhu hwakasunama (from doctor Choga's voice).mapinduriro avo even Kuna Tinashe she was so rude like varikumanikidzwa kinda of😢
Miracle baby wekwa Makandiwa aive nemingani zviya?
Iyi yekwa Mutare Mutare l think yaifana kusabudiswa zvimwe like mukomana pasnge akutimai vako ihure uuuh kana dai raiva hure achada kunoriira mwana wake. Anozotangira papi cos hama dzamai dzose dzazvinzwa.
Mukadzi ane rough uyu🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽