Imhondoro dzine cheku ita ne akatanga kudziona. Ivo Sekuru Mangwende avo should be acknowledged by Makoni and be given a piece of land Uye should be mhondoro yeMatare aMakoni.
Mubvunzo ivo vai driver mota nyakutanga kuona shumba havana smart 4n here dai vakangotitorerawo mapictures .hatichazivi kuti zvaiva mumaziso here kana kuti this is real.
Such stupid beliefs ndidzo dzakakonzera maIndians kunamata mombe apa vachifa ne Protein malnutrition. Let those poor lions be. Mhondoro hadzingooenekwa nevanhuwo njeee
Yh ndazviona wakadzungaira shuwa , akakuudza kuti vanhu vekare vaimamata mhuka mdiyani, ndichiri kuenda kuchikoro pamount pleasant apo ndiri head boy , iwe waka torwa pfungwa nevanhu vachena kudzungaira vana veafurica
Shut up and study for your upcoming O level exams young man. You don't seem to know anything about the history of religion. In the meantime concentrate on upgrading those "U's" that you got last term into passes. You are a disgrace to your school and your generation
Handei tione Gwenyambira 💃🏾💃🏾💃🏾👏🏽👏🏽👏🏽 ndatenda zvangu ini mwana wekumawungwe. Musazvi tuka vanhu vatemawee.
Uri mumaungwe chaiye
❤❤❤ powerful songs…
Ndatomboita ma repeat👏🏿👏🏿👏🏿
Sabhuku rambayi muchichengeta chivanhu chedu.Tinotenda
It's on repeat for me too had goosebumps when he sang the second song
Ok
Sabhuku vanoimba ava zvechivanhu zvitori maviri rambai muchiimba sabhuku
Baba ake isvikiro rambuya nehanda
Sabhuku must record his songs. Vanoimba zvinomwisa mvura
Nyaya yaigara taura 🎉🎉🎉🎉 sobhuku manyama
He is so talented ❤❤ taking us to another level 18:47
Totenda shumba keep it up
Sabhuku ane talent uyo anoridza ngoma nembira nekuimba zvekuti mwana wesvikoro rachief makoni rinonzi mazikana
❤Sabuku avo vanogona
Fantan Levels Ribhe pure talent
Tavepo shumba makadiiko pano👏👏👏
Kkkkk haaah munezvivindi mungatounganira shumba
Imi Baba varikutaura bute mosvuta Mune shavi Rei Uye Gwenzi maida kudzura hamuna kudzura nekuti Shumba dzaivepo Shumba dzevadzimu.Hono yakatsinatira why, Uye gwenzi maida kuriitisei Uye makazodzura here gwenzi manga makachena here, Mhondoro
Dzinoonekwa kana zvinoitika zvisina kumatare mushe,Bikai Bira kutenda Mudzimu yenyu yenharaunda semaziviro enyu Dorothy rimbikwe nechemvere dzisingateveri
Sabhuku munoimba . Mai sabhuku munin'ina uchiri kugona kuimba hama yangu
I doubt it,,,these days everyone is quick.to draw out their cameras and record....no evidence Mangwende and crew are seeking recognition.
Kusvikira rini tichinzvega mimvuri yeduu singing zvangu RIP Tuku
Hadzisi Shumba IMhondoro
Exactly
Shumba dzemudzimu Mhondoro, svikiro nemadzitateguru kana vasati vagara pahomwe inenge yakasarudzwa kana kuti mugarwi akabata hushereketwa hurombwa kudeura ropa mhepo iyoyo yemudzimu inotiza yonopotera nekugara pashumba ichiraramira mumasango ndopainenge yavakudeedzwa zita rekuti Mhondoro kusvika yazosarudza munhu wainoda kupotera or yagadziriswa uye nekutambirwa or kudzoswa mumusha ndipomunozoona yakusvika pamunhu. Hadzivhiringe vanhu dzinenge dzauya nemessage vakuru venzvimbo vanotoziva zvekuita kana zvadai.
Yh tapanzwa , asi nyaya yakazotaurwa mumatare ndeye ushereketwa wenzvimbo nekuti mhondoro yemo haisati yaparuka asi hushereketwa uri kuititwa munzvimbo ndowaka mutsa varidzi venzvimbo
Sabhuku muimbi mukuru thanks va Neshamba
Chingaira and Kamba are back 😂😂😂 tichaonerera gore
Mvura haisi kunaya , midzimu yakatsamwa
Iwe iwe. B I leap year. Inonkinotoita drought uda kuzama kuitasei
Drought is a natural phenomenon all over the world
Kune El N'ino gore rino. A lot of countries in the Southern Hemisphere have EL N'ino
Nice music❤❤
Sabhuku Mazikana ....kuimba ndekwedu wana waDembamuromo.
Imhondoro dzine cheku ita ne akatanga kudziona. Ivo Sekuru Mangwende avo should be acknowledged by Makoni and be given a piece of land Uye should be mhondoro yeMatare aMakoni.
Well done Andrew
Uuuuuu sambuku vanoimba shuwa......
Riririri riririri mhururu
Fodya bhoo here mudhara uyo ari kuda kunyepedzera kuti isvikiro😂😂😂
Also wondering 😂😂😂
Kkkkkk😂😂😂😂
dai asina kuidyaira arikuhotsira zvakaipa
Nyarara iwe
Mdara havasi kunyatsoidhonza chaizvo
Zvamunoimba sabhuku na madam
Sabhuku murichibaba😊😊😊😊
Aiwa iri isvikiro chairo iro
Mambo Makoni ngaagadzirise nzvimbo ndapota .hokoyo chiwoniso icho .Munoziwa zvamakatadza kugadzirisa
Yeah Zimbabwe yamira kurema
Ok
Mkoma Neshamba ndapota batai Mono Mkundu Sabhuku avo vamborecodwa
Pane imwe prophecy yainzi pane Shumba dzichashungurudza vanhu muZimbabwe 😔😔😔. Let´s hope mudzimu hadzizouraye vanhu
mudzimu haudeuri ropa zvawo
Hadzina kana kumbishungurudza vanhu
Song 🎶😅🎶 🎶🎶🎶🎶
Waiona mhuka inemavara
Waiona seyiko zvimwe imbada
Waiona seikooo waiona mhuka ine mavara zvimwe imbadaaa
Sabhuku ne mhuru yenyu munogona kuimba
Mhondoro dzedunhu iro dzakatsamwa nemaitiro arikuitwa mudumbu ravo
Taurai zvenyu
Connected
KO sabhuku tiri kutoda song iyoyo tsikisai takanoimirira
Mhondoro dzasvika
Mubvunzo ivo vai driver mota nyakutanga kuona shumba havana smart 4n here dai vakangotitorerawo mapictures .hatichazivi kuti zvaiva mumaziso here kana kuti this is real.
Makadiyi Shumba
Hakuna akakwanisa kutora video here?
Uku hakuzikufemba bute kufuridza uku musadherere bute imi kungoti fu fu kudaro haaaa no mhani
Vadzimi ne mhondoro munatiregerera nekurasa chivanhu chirangarirai nyika yeZimbabwe 😭😭
Achangoba masong edu ayo baba Charamba vakatiratidza gwara tirikukuziva 🤣🤣🤣🤣🤣🤣😜
Nexttime mukadziona futi mutore ma pics
Dzakatorwa mapik nema video dzichidzvowa
Africa is wild, the parks need to get rid before they start hunting men. These are lions moving into human territory.
Sabhuku mathias muzukuru
Zvimbo iyoyo i heroes acre ndopaziva vanhu havachazi kupakoshesa kwakato pihwa vanhu MA stands saka pakuonekwa mhondoro
Yaaah tirimo marusape taiwepo
Our lovely song ❤❤ not tonderai akatora hari. Hee kubika doro inobhowa iya😂😂😂
Pakashaysawo here akatora maphoto
Kkk ingano idzi
Maitangira pamusoro mapic nemavideo akazara
Drewmas yakutoita follow up
Hakuna mapictures eshumba
Batsirai sabhuku asumudzirike pa art production as an art as well vanechipo chekuimba
Mukaona varidzi vema sango voonekwa vakatswamwa huroyi hurombwa hwawanda kutoudzwa kuti chsara kubvarura bvarura vanhu Siyai zvakaita please
Kwamambo Makoni ndiko kumusha kwangu
Wakuda kuzviita kunge nyusa
Kkkkkkk ha Bute rakungo svutwa nechero munhu sure
Asi rakanzi hari putwe nechero munhu kani ?
Nehanda,Chaminuka and Kaguvi midzimu yenyika
Imwee iri kuseri kwako Andrew yewhite
Sabhuku murimuimbi.
Area irikutaurwa nezvayo iyo yagara inoera. Zvakangotsikwa tsikwa chete paitowaka vamwe dzimba dzawo vaisangana nemapfupa evanhu asi vakazviignore hazviperi mushe uko
Sabhuku vane chipo
Dai dzaingove shumbs zvipguvo zvingadai zvapera
Bute 😂😂😂 kuseri
Rusape kumusha kwangu
Homie❤
Ok
Aiva sabhuku vanoimba
Sabhuku record song matonemafanzi
Wana Shumba itai chivanhu
Sabhuku vanogona
Mono batsira nengo iyo. Iye padeze iwe pane rimwe
Dremas media muri cy
Zvagara chivanhu nevapositori azvitoonani bt mbiya dzacho vanoshandisawo wani
Rusape papi pacho .tocha kujiwa cz ndokwandobva
Volume bvunzai futizvee
Kuzimart farm
Kwavhudzi kuRidgemont taiwepo
Tipeika maV11 eshumba dzacho sei pasina akarecorder munhu wese ane phone mazuvano; besides mhondoro dzenyu dzaitiza tsoko😂😂😂
Phone haishandi pakadaro inokwanisa kutodzima zvachose
Nhema idzo ungamirire shumba
Washaya
Hanzi akasvika 15m
@@MillicentMunetsiingano idzi same same naKomichi kuverenga 60 thausendi vanhu kuGwanzura
Sabhuku munoda shamhu imi nezera renyu makutoyita zvisina basa panekutsvaga basa
Washaya mwana asina kurwerwa
Haaa dzadzabuda ku game Park
Kikikiki
Manner neshumba unodyiwa uchenjere kudyiwa nomutupo wako
Game park ripi manje kwaRusape. Takuakura tichiudzwa nyaya ye shumba dzemhondoroidzodzo nevakuru vedu kwaRusape kwaMakoni.
Game park ipi. Tiudzei geographical map inotii
@@EmidaMutenurevhunzawo kkkkkkkkk 😅
Rusape kumusha kwedu
Ok
Neshamba wava kunyepa manje; Shumba musa wanza kunyepa pliz. Makavona SHATO dzichidya mupoto yateacher imwi (not even mapoto emaTeacher)? Musataura muchidaro varume.
Sure zvakaitika 2017 at Rukweza primary school and I was book 3 pa Rukweza high school iri maRusape tikatodzionawo
I hope these lions don’t become like the Tsano-Man Eaters in Kenya 1898
Munoyera veganda dema
I Mhondoro dzedunhu renyu dzakatsamwa nezviri kuitwa mudunhu renyu haaa zvakaoma sure vadzimu vatsamwa
Aikakka makamboshaanda kuzbc ndaisatoziva😂
Dai dzabuda kwese nokuti kune vamwe vakuzviita mhondoro dzenyikaino idzo dziripo dzirere hadzo budai muninga idzo muratidze vanhu kuti muriko
That's manicaland for you
Plus ishe makoni vanoura zvemubhurugwa nenazita azvo mudare ndoozvimwe zvafambura mhondoro. Ndakambomunzwa achivhunza kuti wakasv*rwa kangani mudare makazara vanhu 😂😂
Monamata shumba here shuwa shuwa
Shumba yerudzi rwaJuda
Fodya murikuwanza mukuru
Ko bute rarei nhai vanhu and futi kkkkkk ndaseka zwangu
Sabhuku vanezodzo ava asi vachenjere copyright vakomana vanonamura ava 😂😂😂😂😂
Fodya irikundibhowa iri ibenzi iri
Handiti ndo Sekuru Mangwende here. Saka vanofamba nefembo ka
Saka wabhowa nei pafodya yausiri kuputa
Aunakukwana ndochete zvandingakuudze 🤔
Fucken, benzi rako, fodya iyoyo yataura newe
@@CHIEDZAAPOSTOLICCHURCH 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣watsamwa shuwa
Hakuna zvakadaro chandinoziva ini chivanhu chaicho shuma dzemudzimu hadzingoenekwa panyama kunze kwekuti munhu iyeye ane mudzimu, sekuru avo havasi vakutsvagawo mbiri hre kupfurikidza nemushonga yavanenge vakatora kunze kwenyu ndopanotangira kukura Simba ravo ipapo hakuna zvakadaro kumadzinza uku titoriwo nemasvikiro nenzvimbo dzinoera
Such stupid beliefs ndidzo dzakakonzera maIndians kunamata mombe apa vachifa ne Protein malnutrition. Let those poor lions be. Mhondoro hadzingooenekwa nevanhuwo njeee
Benzi remunhu
vabereki vako ndivo mapenzi vasina kukuendesa kuchikoro kuti uitewo independent thought uswere uchifunga kunamata mhuka yemusango yawakanzi you should have dominion over.
Yh ndazviona wakadzungaira shuwa , akakuudza kuti vanhu vekare vaimamata mhuka mdiyani, ndichiri kuenda kuchikoro pamount pleasant apo ndiri head boy , iwe waka torwa pfungwa nevanhu vachena kudzungaira vana veafurica
Shut up and study for your upcoming O level exams young man. You don't seem to know anything about the history of religion. In the meantime concentrate on upgrading those "U's" that you got last term into passes. You are a disgrace to your school and your generation
@@CHIEDZAAPOSTOLICCHURCHbenzi ndimbuya vako vakaswera vachifundisa zvemashave uchitadza kuenda kuchikoro
Chingaira and Kamba are back 😂😂😂 tichaonerera gore