Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
MaMhondorians let's gather here tionesane zvikutika mumusha medu
nhaimi chii chirikudaro isu takadzidza nyika ichanaka veduwe ,vana vedu vachazovei
Nyika yedu yoparandzwa nerima
Mhondoro yangu nhandi
Ko chief vemhondoro varikuti kudii nedunhu ravo
Nzvimbo yedu yashata zvakuda vanasekuru kuti vambotishanyira tibatsirei VaNeshamba
Vabereki ngavadaidze Sekuru Mukotsanjera. Vanobatsirika chivanhu chirikuitika pa chikoro apo.Kuvana vechikoro.😮😮😢😢😮😮
Aaaaa Mhondoro kumusha kwangu kwanyanya
Nhai veduwe chiiko chirikuitika kumusha kwedu
Watching from Cape Town
uripapi😆tisangane tionesane
Watching from Mubaira
Haa, kuZim huroyi, satanism, hurombwa zvazara mhani. Vanhu ngatimamatei nguvavdzose. Yava nguva yekunamata. Deputy Head ivavo ndivo vanogona kunge vanechekuita. Kuvhunduka chati kwatara hunge unekaturuka!
Ndakadzidza pachikoro ichocho
Iiii nhaimi hanziiko kumusha uko,lsu takadzidza pasina zvese izvo zvakaoma sure
Kuti chingave chirwere chepfari here.Tsviyo pachivanhu but chirikundishamisa ndechekuti chero tikafunga kuti ipfari. But pfari hadzingabate vana vchidonha vakawandisa kudaro. Question mark ngaa.I think chivanhu chaicho icho?😢😢😢😢😢😮
PAKAIPA NDAKAPADZIDZA APA
❤❤❤❤❤
Nyika yayipa
Vana varikuwana zvekudya zvakakwana here. Because inogona iri inzara. My own opinion?😮😮😮😮😮😢
1992 kwakaita nzara Zimbabwe yese hapana kana akadonha zvakadaro imi hamusikunzwa zviri kutaurwa nevarikudonherwa nevana imimuneche kuitawo maererano nekudonha kwevana something fish pamuono wenyu