Unopenga chete iwe Franco needs to grow up and be a man band ra Macheso haazorisiire vana vake funga semurume majara kungoshandiiswa makufunga kuti ndozviri normal aka gona uyu in life u need to work yes under someone but that time comes to be a man be your own boss
Bass Guiter👌👌👌❤️❤️
I miss mandevhu😊
this guy needs support
Ukugona
Keep going chibaba kuseri kwemukwidza kune materu
❤❤❤❤❤❤
I see improvement yes yes go vangu
Inyika chete wangu, ungadai wasimuka but keep going
Haugoni chawakabvira kunabba shero chii urikutipedzera ngu inda uvate
Ramba wakadaro zvoita
Base man anorova wire
Munhu wangu iyeye unondigonera wangu
Lokilo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Eish data rangu ranyura
Pakaipa
hoyoooooo
Zvausikuda kudzokera kwababa Shero tochitoti wasted talent funga Bagdad uchirowa sherebu wakaleader madancers
Endaka unotamba iwewe... Hauna makumbo here... Rako Talent ndereyi uda kuona revamwe....
Kunoitei nhai kwababa Shero?
Unopenga chete iwe Franco needs to grow up and be a man band ra Macheso haazorisiire vana vake funga semurume majara kungoshandiiswa makufunga kuti ndozviri normal aka gona uyu in life u need to work yes under someone but that time comes to be a man be your own boss
Kkkkk wakanyanya
Chii chirikuitika apo
Mahumbwe chaiwo
Ibvapa iwe... Waonereyi
Arikuzama wani
Srry zvako Franco ukagodzoka kuMacheso ndinodelita music dzako mufone mangu forever
Inga arikugonawo wani chose haaa vanhu munodeiko imagine from where he started now akutoridzawo out of Zim iwe wakangoti Macheso aaaa kkkkkkk
Dzidza kutendawo zvaitwa nevana wevamwe