LV yacheaper here kana kuti kwazvose ine mari yekutengera band rese Louis Vitton kana or ndini murombo chete, Tshirt ye philipp plein yacheaper here kana Franco ane mari?
@@donaldbanya2614 sorry hama yangu ndanga ndichingobvunzawo zvangu kuti zvazochipawo zvekudaro bcos last time I checked Franco mari yekutenga nyama angaasina akatizwa ne mkadzi
@@johnmurira2207 it's not about PA system it's about singing talent. We have many artists in the entertainment industry which comprises of (1) Leading vocalists (2) Backing vocalists (3) Dancers (4) Actors (5) Guitarists PaLeading Franco Slomo is not there but it doesn't mean is not a good artist because to me in Zim can be the best dancer if not Africa
Chii chaka ipa akurewo aku raramisa mhuri ngani une phungwa dzaka iwe duzvibiwe i hurt mhata dzakaita sewe dzongo famba dzichi nhuhwa. Learn to appreciate art futseki
@@ashleychamboko8729 iwe unotori ne persinari na Franco so your decision is biased so not counting. Zve mukadzi wake zvino pinda papi baba shero ya Tafadzwa sex pornos so does it affect his performance unongo dhomoka iwe. He is good and ari kupisa thats it
FRONCO ,, THE BOSS,, SILOMO...AAAAAH....THE BEST DANCER EVER....I'm WATCHING 4RM . SA....🇿🇦
Best dancer in Africa 👌👌👌🤞Franco Slomo 👌👌👌🔥🔥🔥✊❤️
He remains the best in dancing, Franco👌👌👌👌👌❤️
mhuru hairambe iri mhuru inozoitawo dhoza ikarima vanhu wachikohwa zvirimwa wani . shungu dzinoisa upfu mumba thanks chibaba
Shoma iyo inokwana pane kushandiswa naMacheso,Muvengi Muvengi agara akadaro nyangwe ukagona sei anogoshora
Chingirirai wena urikwenda mberi.
Ummmm haaperi uyo franco
Bassman vaka rova high grade lovely good music keep the fire burning
Usadzoke shure fambaaaaaa
Iweka achiriko shuwa
So the upper body yaObert remains static as if hapana zvaarikuita....apa mutsindo wacho unemge uchibuda...Real Talent
It's Obert Gomba for me🤲🤲🤲
aaaaaaa haafi akadzoka cz macheso chivandira chiya
Yesaya haaa takanakirwa day iri paSlovo apo
Best of the best
Famba famba
Backwards never. You will make it to the top. Stay focused.
Kwamacheso aitoitaa upenyu hwake hwushamisire
Zvaida kungomedza pride wodzokera kwa baba Sharo
Kuimba voice ma1
Anogonaaa uyuy
Famba famba famba famba 💃💃💃💃💃💃💃
Chipo chako chirimumakumbo Slomo chepamuromo ipa vamwe vakuimbire iwe uchitsika pasi chete
Franco is good but I feel like voice rake cant be the lead voice
unoziiva iwe
True he is good at dancing
Usadzore tsvimbo
Ramba wakadzvanya Franco
Drummer uyo I think he is my second best from we vijana sounds aka rova nhaimi vabereki sure muno darireiko. He is good pa rolls ake ano zivaari kuita
Ummmm obert Gomba hapana ano mukunda Africa yose
@@nelsonmashura4826 noo i play a guitar go and listen to vigana sounds listen to drums
Its Obert Gomba playing those drums
Zvekuimba hauna ruzivo nazvo zvako ndezvekutamba chete
Franco hauchadi kutamba jive yako chaiyo
Gomba chibaba 💯
Anogona wani team ko mukuda voice one kusungura here mavoice anofanira kusiyana kuti pave nemusiyano
Chipo chekuimba hachipo mukuru
Kkkkkkk chibuku
Azvisikuzika
Kutamba jakuridzwe bhururu wangu
kuzamazama hazvina kuipa mmmmm
LV yacheaper here kana kuti kwazvose ine mari yekutengera band rese Louis Vitton kana or ndini murombo chete, Tshirt ye philipp plein yacheaper here kana Franco ane mari?
😁😁😁😁😁une pamuromo
@@donaldbanya2614 sorry hama yangu ndanga ndichingobvunzawo zvangu kuti zvazochipawo zvekudaro bcos last time I checked Franco mari yekutenga nyama angaasina akatizwa ne mkadzi
Siyana nekuyimba tamba chtee
What is you Problem...aimbira iwewe here.
Padiki ipapo boe
Dzokai Kuna machesso
Franco une mangoromera ekutamba
Hapana zviripo makumbo enyoka distinguish, disorder and disorganized yega yega dai risiri Zita raMacheso ririkushanda apo. Wega wega hapana aimbokutarisa
Obert uyoo
Zvirinani izvozvo pane kuramba uchipa vamwe mbiri unogona zvekuti apo
No taking chances 👊
Never surrender
wakagona
Haaa vebass varikunakirwa naro
Lokilo tito
Lead rakaipa
Ndomatsvina aya
kkkkkkkkkkkkk keep trying but voice iro harisi rekuimba ndiri kutaura chete iwe ita zvekutamba chete usashungurudza muromo uyo
Zvingabude here kuzviimbira wozvitambira futi ?zvainakidza uchitamba chete kwete kuimba .tamba chete
Franco kuimba siyana nako, your band just play guitars and dance because if we come to dancing you lead and others follow. Hats off.
Chimwe chinhu chamunorasika...PA system yevakomana ava neyamacheso zvakasiyana....zvavarikuridza izvozvi ukazviisa paSystem yamacheso zvinobuda kudarika zvamacheso....
@@johnmurira2207 it's not about PA system it's about singing talent.
We have many artists in the entertainment industry which comprises of
(1) Leading vocalists
(2) Backing vocalists
(3) Dancers
(4) Actors
(5) Guitarists
PaLeading Franco Slomo is not there but it doesn't mean is not a good artist because to me in Zim can be the best dancer if not Africa
@@africaunite2488 if You font know the effect of PASystem ngatigumire pano.
Dai wanga usina kumbotamba na macheso hapana aikutarira
Is it always about Macheso here varume regai mwana aite zvakewo
Kkk uchiri Kure wena hmm
Bass iroo ipapo ipapo
Kkkkk pachinebasa guru zvainyatsotambika uchikwaMacheso manje wakutamba zvisingaenderane anyway bhora mberri azvisi nyore kkk
Kkkkkk
But ndoona sekuty voice rake rakanaka kunzwa Thelma...muvengi...kana kuchera makomba
Munofa murirombe saparadzai mesi zvinhu zvako ndezvekupenga izvo kwababa sharo waitoonekera not marara ako na gomba uyo wakapfekwa nemweya wajudasi unofanenhamo franko
Chii chaka ipa akurewo aku raramisa mhuri ngani une phungwa dzaka iwe duzvibiwe i hurt mhata dzakaita sewe dzongo famba dzichi nhuhwa. Learn to appreciate art futseki
@@Paradzaimurwisi. mhuriipi yararamisa achitadza kuchengeta mukadzi wake musatanyoko wako iwe na franko chanogona kurovamukadzi nekubikasadza nepoto dzakare mashow zvaavharwa muchaitasei iwena franko futseke mukosho wambuyako
@@ashleychamboko8729 iwe unotori ne persinari na Franco so your decision is biased so not counting. Zve mukadzi wake zvino pinda papi baba shero ya Tafadzwa sex pornos so does it affect his performance unongo dhomoka iwe. He is good and ari kupisa thats it
@@Paradzaimurwisi. hapana charikupisa uyo daiwatosiyana Nababa sharo hapana pono yavakaita asivanhu vanoda kukanganisa vachigadzira ma fake videos vachitindibaba shero basharo haiteizvozvo vavengi vanorwadziwana extra basoooo
True
Woti kuimba, kutamba nekuchanter zvese unopera panonaka chete kkkk
Wasted talent.. just dance! Many have made successful careers without singing. Ko kungoisa magitare utambe!
Uuu dzokera kwamdhara zvinebasa vanoinda vachidzoka wani