Tezvara vanosunga pfuma kumukwambo-More details in the video

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 10

  • @mikefarm5352
    @mikefarm5352 4 місяці тому +2

    Gore renzara rino ndinongovapa mwana wava back mombe 11 plus mari

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому

      Gore renzara haisi excuse pakuroora mwana wavo anodzokepi iye agara mumusha menyu uchimuzvarisa vanhu ngavaroore zvinonakirawo mhuri dzenyu unoda kuzoramwirwa chitunha wakunzi tanga watipa pfuma yedu.

  • @emmanuellwendys-nk6xx
    @emmanuellwendys-nk6xx 4 місяці тому +1

    Mombe 11 mmmm

  • @TheChekas
    @TheChekas 4 місяці тому

    Tezvara indyire

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому

      Vadyira papi kkk nekuti vachanja mombe 11 here vakadii kuchema chema gore racho kuramba vakanyarara vaiziva danga ravo

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa 2 місяці тому

    Ngaiyende kuseri kwechuru ,kkkkkkkk,ndinonakidzwa nemdhara uyu assessor ,ndafunga ndoozvaachataura

  • @RayMarume
    @RayMarume 4 місяці тому

    Hezvo mombe 11 asi ane nhasingeni mbiri

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 4 місяці тому

    Haa no mhan nemaomere akaita zvimhu haisinguva yekubvunzara pfuma ino ndokudzorera mwana wako aa demet

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 4 місяці тому

      Kuoma kwehupenyu hakutadzise kubvisa pfuma kwana,unomudzosa kupi mwana wangu unomudzosa arisezvaakange ari pakutanga.
      Mombe yes dzawandisa ko vakadii kuchema chema Musi wavakapihwa list racho.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 4 місяці тому

    🐄 🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄🐄 🐐 💸