Dare ra Chief Mutasa Tichkach mtv

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 17 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 11

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya 2 години тому +6

    Tiripo first to comment ndipeiwo malyks

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 2 години тому +3

    Mambo matonga zvandifadza,munhu akatengesa atengesa.

  • @munetsichitsungo1224
    @munetsichitsungo1224 Годину тому

    Ngatisapembedze n'anga inobata mai. Nyakutengesa mundane uyo ange ave kuita zvaafunga zvisina vadare vemusha, vanove vamudzorere mugwara rekugara kwanaka. Muzukuru pane chirevo chinoti, "Risiri idi rinoripwa" pakugara kusina kukanana nana sekuru. Piwa mari nana sekuru ubve panzvimbo apo mumusha mana sekuru. Iwe tsvaga kwako kusineyi nana sekuru kana vekwababa vako vasina kugona kukuchengetera nhaka zvoitirwa vana sekuru vako nedare ravo remusha, kwete nouyo wokutengesa nhaka yababa vavo wega.

  • @munetsichitsungo1224
    @munetsichitsungo1224 Годину тому +1

    Hongu, kana vadare vemhuri yasekuru vakapa mutongo watanzwa murudo neremangwana rakanakira munhu. Muzukuru haasati avaka, anga achirima kwemakore gumi. Vemhuri yasekuru ngavaunganidze mari vodzorera muzukuru, kuti ave neukama hwakanaka nana sekuru. Dare ringadayi raumbiridza hukama hwune upenyu hwekugokerana moto kwete kukanana nana sekuru vangangove vari vekwanamai vemuzukuru uyo, patinoti paye ane musha wekwababa vake ngaaende ikoko.

  • @Washie-by7bh
    @Washie-by7bh Годину тому

    Vakadzi havadiwe mudare , thanks mamboo

  • @emmanuelkumalo5110
    @emmanuelkumalo5110 2 години тому +1

    Maita basa Mambo Mutasa.After 10 years ndichibhadhara mutero nadha

  • @NoahMlambo-wu4bz
    @NoahMlambo-wu4bz 2 години тому +1

    im on top 5 2day nw

  • @OwensM.T
    @OwensM.T Годину тому

    Mamuka sei Zimbambwe mose komborerwai nhasi

  • @blessingmadi
    @blessingmadi 2 години тому

    Haa akunyepera kuzungaira itsotsi iro

  • @OlindaDziike-ck6xx
    @OlindaDziike-ck6xx 23 хвилини тому

    400 x10 yrs = 4000 ngaavape

  • @RememberNyamus
    @RememberNyamus 2 години тому

    Tongai tinzwe tawepo