Good skit bt pakuzoita zvezvikomba asi muchiita advert ye company ndopamairasa apo munenge maisa dent pa image ye brand revanhu. Ini i was sugesting dai vamwene vapinda achitoita zvemasofa mfes uyo votanga kuvava ozovataridza kti anoshanda kuBruno Furnitures
It’s the jonso for me 😂😂..team mai vhayi let’s sign the register here❤️
This guy is working really hard..God bless your hustle
Aaaaaaiii no Mhosva puts in the hard work .
Hanzi ameno sei Mwari achidira sugar mu varume vevanhu 😆😆😆😆😆😆😆
Kkkkk musadaro varume vedu wee🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mai vhai vanopisa zvavo😂😂😂😂💥💥
Huku yacho inenge yakatrainer kuacter kkkkkk
Mhosva you are so creative ufunge
Mai vhayi unodarirei keep up to kill us with laughter
Kkkkkkk Bruno furniture.Jonso zvino baba Vhayi maintro akanganisa zvinhu🤣🤣🤣🤣
Statement rekuti Jonso abva kumusha nana mama killed me🤣🤣🤣🤣
Asika Mhosva😂😂😂😂hanzii abva na mhamha kumusha
I am in love with this show
Saka ve Bruno vanogona kubata basa zvose ne kuita zvikomba, kkkkkk Jonso
kkkkkkkkkkk mai vhai you are really talented
aah handsome gudooo bredda
I'm addicted to you mama vee well done
Mama vee moto wega wega keep it blazing
Aaaaah kkkkk😂😂😂😂😂😂 mai vhai
Kkkkkkkkkkk it happens all the time. Job well done👌
Hard work
Zvadhakwa manje🤣🤣🤣🤣murume asvika
Kkkkk hanzi Mira ndibvise bhurukwa
Kkkkkk from Bruno to jonso
Mai Vhai ko kusatambira mabag ana Amwene🤣🤣 bho hre
😂😂😂😂😂ndanakirwa nevechipinge
😂😂😂😂😂😂😂😂 mai vhai zvakaoma shuwa
Pazongotaurwa zvechipinge😂😂😂
Mai Vhayi makawoma chokwadi 😂😂
vano pisa mani 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤😂😂
Kkkkkk mama vee soo 😂😂hanzi auya na mama 😢😢
Maiweeee mai vhai ndanyara ini
Its the laugh for me
1st pano. Mhosva unogona hako
Kkkkk maihwekan mai Vhai kana kunyara
Ko mhosva wakuchinja ma statements hanziiko wakuzvibatisa manje
Kkkkkkkkkkk vabva namhamha kumusha riini zve
Mai vhayi hamutane kuchinja 🤣🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😅 ndazoseka mukoma abva namummy kumusha kkkkk ummm futi ka
1st degree rekunyepa kkkkkk
Maiweeer kkkkkll🤣🤣🤣🤣🤣and ndanyara
Lol hanzi mira ndibvise brugwa🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣😂
Jonso hoyoooooo 😂😂😂😂😂
Kkkkk mama vee makanyanya
Kkkk zvakaoma sure
Kkkkkk mai kaaa ummm
Kkkkkk mai vhai munozviwanza apa vamwene varipo🤣🤣
Mhosva kwana iwee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mai vhayolence munozozviwanzawo nepanavamwenewo hre
🔥🔥🔥🔥🔥
Dressing ya mai vhai inondinakidza
Kkkkkkkkkkk maihweeee
🙌🙌🙌🙌🤣
Zvakaoma Mai vee
mai vhayi kkkkk
Mai vhayi uchandiurayisa wewe 🤣🤣🤣🤣🤣
Mai Vhayi kokusatambira huku nema bagkkk. Keep it up
Anga arohwa nge confusion kkkk
Chakabikwaaaaa kkkkkk
Maiweeee ndafa kuno 🤣🤣🤣🤣mhosva unopedza masports
Unogona wangu bhora mberi
Mai vee hoyo kuseri weduwe
Mai Vhayi ndakushairai mupanda kkkkk 😂
Mai vhayii mukuzvivanza
Kkkkkkkk statement rachinja futi
😂😂😂😂😂😂steleto ka kkkkkkkkl
Kalaugh kamama vee umm
Kkkkkk zvakaoma
😀😀😀😀😀😀💃💃💃💃
Mai vhayi ka lough lafuta badxi haaa ndapera
😂😂😂 kureva kt icho chkomba
Endeswa mberi mhosva
Ava hooooo ava kkkkkkk
🤣🤣🤣sei Mwari vachidira shuga muvarume vevanhu🤣🤣
Chirega kutikwidza feelings edu zveiwe
@@godfreychitate748 haahahaa ngaakwire
Gegegege Mai vhai kaa wakakanyanya wena iko kuzonyaririra manje keep it up hako unogona wena
😀😀😀😀😀😀😀
Chaiii mai vhayi vakapenga
Kkkkkk
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkkkk
Mhosvaka kkkkkveduwee
tipei part 2 veduwe
🤣🤣🤣🤣🤣
kkkk
🤣
Jontso yuhwiii
😂😂😂😂
Episode 2
Munogona mese
Part 2 iripi nhai
KKK Avaaaa
Mai Vhayi mabah'wa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ummh kutapira kweupenyu. Varume vevanhu vakadirwa sugar nhai? Mai Vee munokunda vanhu mhani, munogonesa
Kkkkkkkkkķkkkkķlol
😢😢😢😢😂😂😂😂😂😂😂😂
i surrender
Thu jdjd
Good skit bt pakuzoita zvezvikomba asi muchiita advert ye company ndopamairasa apo munenge maisa dent pa image ye brand revanhu. Ini i was sugesting dai vamwene vapinda achitoita zvemasofa mfes uyo votanga kuvava ozovataridza kti anoshanda kuBruno Furnitures
Ita yako ad iwewe
Makuda kutoita director kaa
Totonzwa ka nemivakuru ve ma ads
Imbomira
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
🤣
😂😂😂
🤣🤣🤣🤣