🤯Seems Tuku Opedza Ega Nyaya Inzwai Zvotaurwa NaDaisy Panyaya YaSelmor Mtukudzi

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 133

  • @AssaNgara
    @AssaNgara 6 днів тому +21

    Mai Daisy hamusi munhu akanaka you managed kuti vana vavengena nababa vavo so that maizosara nenhaka .Makaipa Moyo mai imi denga hamupindi zvachose .Everyone is blaming you for the messy yose iyiyi.Zvinhu zvose izvo ndezvevana Ivovo.-Mwari haadhakwi watch the soace

  • @WondershineChihwerera
    @WondershineChihwerera 7 днів тому +52

    Vanhu vanotatidza kusanzwisisa zvlrikutaurwa naSelma mwana haana kuti Ari kuda nhaka asi Ari kuti hasi kudaidzwa pahurongwa hwemhuri daisy Ari kuronga pasina vana Selma vanhu muri kutaura pfungwa dzamuri kuda imimi Selma pachokwadi haakokwe asi kuti ndiye aito koka vanhu zvichireva kuti daisy Ari kutadza hutungamiri

    • @streetgist247
      @streetgist247 6 днів тому +6

      Dai aiziva kuti mwana zvisina kusvika pazvasvika nhasi.Aitorwira shanje dzamai vake ende baba vake vakamutsiura kuti azvirege but she is stubborn and she shld stop with all those fake tears achida sympathy

    • @chrisnyambo5835
      @chrisnyambo5835 5 днів тому

      ​@@streetgist247 makuma mambo. Ndochokwadi chaicho ichi. Mwana ngaamboite zvekwaManatsa. Ndiwo matare aakupinda aiwawo. Kwete kuda mu behaver like a return soldier.

    • @JosephMatende-fh2ip
      @JosephMatende-fh2ip 2 дні тому +1

      @@streetgist247 kana ma stepmother aya ahabativana zvakanaka

    • @kanisiyogachange5760
      @kanisiyogachange5760 День тому +1

      Saka arikudeyi. Those problems akadii kuudza baba vake. Anonetsereyi step mother ivo mai vake varipi. Vana vanorerwa nababa namai kwete nababa vacho

    • @EngulaChiwara-z6m
      @EngulaChiwara-z6m День тому

      Hapana shanje apa zvinongorwadza zvinoita daisy vana ava akava shungurudza kubvira vari vadiki.so mamemories Aya anodzoka zvakare.makambogara nastep mother here imi

  • @Jahlady
    @Jahlady 4 дні тому +5

    Get away mese nafungisai wako including Daisy nyoka yemunhu. Akabudirira kuparadzanisa tuku nevana vake. Yet iye Daisy ndiye akauya pamurume wemunhu. Murikuda kuti Selmor akumbire ruregerero rwei. Daisy she Devil. Iye Daisy ngaakumbire ruregerero kuna Selmor

  • @EverngelistaBanda
    @EverngelistaBanda 7 днів тому +30

    Daisy dei kurikuno Capa wakaiswa pfuti mumusoro kuchema kwemwana pastage kana tichishanda toshandira vana vedu pfuma yenhaka inogovanwa kuti urarame long life waibata kunzi pakata azvina kunzi ridza yes wakanzi uri incharge buh azvisi zvako

    • @streetgist247
      @streetgist247 6 днів тому

      Ichapfura iwe pfuti iyoyo.back to sender

    • @siphomkwananzi2130
      @siphomkwananzi2130 6 днів тому +1

      Achiri mwana here uyu ? Mhunu anemhuri yake ngagare pasi

    • @Her_Self..
      @Her_Self.. 6 днів тому

      Feel sorry for your kids​@@siphomkwananzi2130

    • @Getrudengandini
      @Getrudengandini 6 днів тому

      Mwana Mwana iwe Tora imba stage rega Vana vashandise chipo chababa vavo uzive Tuku atarisa vana cake kwaari uye unoita utsinye Mwana haunyari nhaiwe

    • @MaiVeraMrs-pt9qv
      @MaiVeraMrs-pt9qv 4 дні тому

      Vaneutsinye mai avo

  • @PelagiaMadamombe
    @PelagiaMadamombe 6 днів тому +14

    Selma haasi kuchemera hupfumi hwababa vake coz iye anotori netwunhu twake zviripo mwana wese ngaangobatwa semwana hazvina basa kuti uri wemusango or not as long uchiziva kuti mwana wemurume wangu chete

  • @nicodemusmutsvairo1682
    @nicodemusmutsvairo1682 3 дні тому +2

    Oliver took Daisy arimusikana ayitamba ku band black spirit, mishonga twisted him and took his first family hostage

  • @KithumKwaramba
    @KithumKwaramba 6 днів тому +8

    Kana usina moyo wakafanana nemunhu akafa zvake selma asada chinhu kumba uko asi aiti ini ndinonzi Selma Mutukudzi ndipeiwo chigaro changu ndigare nyangwe makanditi ndisataura hazvina basa ....chaaida kt sevana vavamutukudzi vaiswe vose panzvimbo imwe cht kwt kt iwe enda nekoko nooo

  • @patriciagunubwe591
    @patriciagunubwe591 6 днів тому +11

    Selma akakura asina baba padhuze nayenmoti akumbire ruregerero like srsly musajairira vamwe vanhu imi vanoti akumbire ruregerero

  • @BlessedChinguwo
    @BlessedChinguwo 4 дні тому +3

    Fungisai anofarisa iye anotadza kuita life iite order oita busy nezvevamwe

  • @shadreckchishiri6770
    @shadreckchishiri6770 3 дні тому +2

    Iwe unonyepa the trip ya Sandra was not funded by Daisy. Please correct your statement

  • @WondershineChihwerera
    @WondershineChihwerera 7 днів тому +24

    Nhaka yakagovewa kare Selma is working on herself so I think chave kungodiwa naAmai kuronga nemwana wese waanoziva kuti ndewe murume wake

  • @mailizzie1691
    @mailizzie1691 7 днів тому +29

    Honestly pfuma yenhaka should be distributed properly kumukadzi asara and even to the children. Zvinhu zvepasi pano izvi Daisy should be the bigger person and not to be too greedy 🤷‍♀️🤷‍♀️

    • @DadiraiNemasonzi
      @DadiraiNemasonzi 7 днів тому +2

      Law said zvinhu only distrubuted when both partners diseased. As long one still exists he or she is entitled to everything.

    • @GodwillChabvuta
      @GodwillChabvuta 5 днів тому

      Tuku ndoakaresva akasiya asina kugova nhaka kwazvo

  • @leonardochishaia3100
    @leonardochishaia3100 2 дні тому +1

    Let's go to basics, muchivanhu chedu murikuti kurorwa imhosva here? Pane ma memorial services anoitika mumhuri murikuti Selmar shouldn't attend nekuti akaroorwa. Why was she not invited in the first place. Daisy is a greedy person, there could be something she is hiding from Tuku's children. I know Daisy personally from Highfield,she is wicked.. For Tuku not to leave a WILL it is the act of Daisy. In my opinion, I think Tuku would have loved his children to enjoy his legacy

  • @pelagiampesa9532
    @pelagiampesa9532 6 днів тому +5

    Daisy is not that type inokumbirwa ruregero irutambira from my own perspective and another thing l don’t think kt selmor akatadza ini haisi mhosva kt Daisy ahasi mai vaselmor Saka ngaakumbire chete ruregerero akambotadzei alright
    This woman is bitter
    We support selmor coz we are seeing her achikura in this industry neshungu dzake and ahana kuwaniswa mukana wakapiwa some of tukus students dzaaiteacher kupakare paye kuya
    We will support her kusvika zvaita chete

  • @A_JM585
    @A_JM585 День тому +1

    Matha mhamha musaita sezunguzurwa kunge zungairwa.
    Igaroziva kuti kana muine chekuita mumhuri yemushakabvu chakaipa chamakaita hamusati matanga zvenyu ,tinoti pamberi nekubvondora munhu Dr Oli umburudzai munhu murimo muguva imomo bvondoooo kusvika taona DNA ya samatha

  • @esterykanjike6929
    @esterykanjike6929 3 дні тому +1

    Hama dzaDaisy musamupembedze Mwari vari kuvona muchanzarwovo unless kana musina varume zvenyu

  • @Julie-c8l
    @Julie-c8l 7 днів тому +28

    @Hazvineikambamuri, the girl is not after inheritance. The girl wants to be acknowledged & recognised , she is the daughter of Murukudzi too

  • @portiamabusa9422
    @portiamabusa9422 3 дні тому +2

    Im unfollowing Fungisai from today

  • @takudzwagideon9327
    @takudzwagideon9327 3 дні тому +2

    Ana baba vakaroora mumwe mukadzi,,,kashoma kuti vana udiwe nemukadzi iyeye ,these women want to compete the love yavaona iripo between vana nababa,theyl be jealous

  • @johnmutsengilesgonexmusica7958
    @johnmutsengilesgonexmusica7958 3 дні тому +2

    Selmor was overwhelmed by emotions, it's not her fault. To me she's innocent

  • @starngwenya2982
    @starngwenya2982 5 днів тому +3

    Selmor must organise her own events because na stepmother hazvibude they will never love each other

  • @patlinks
    @patlinks 2 дні тому +1

    Kudyira sadza mupoto yembwa, sad

  • @TichaonaMutenaunga
    @TichaonaMutenaunga 7 днів тому +15

    You daisy you excluded mwana why iwewe fungisai mind your own business ibvapo

  • @esthermujawo4278
    @esthermujawo4278 4 дні тому +1

    Daisy is not being the elder person kuchembera kwese uko wotadza kuona pauri kukanganisa

  • @oswellmuranda4721
    @oswellmuranda4721 2 дні тому

    Bob Marley was a legend way beyond Tuku, obviously he was loved by many women...Thus what happens pavaimbi..I respect Rita she managed to unite Bob's blood from different women....

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 6 днів тому +9

    Daisy uyu ndiye akakonzeresa kt amai vana Selmer vabve uye akapa Mutukudzi mafoshoro akavhiringika brain
    Daisy ngaapewo vana ava nhaka yababa vavo.

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 3 дні тому +1

    But you agree kuti vakumbire ruregerero for what nhaiwe? I believe ishungu kwete hasha dzakamutadzisa kupefoma.

  • @rajokes
    @rajokes 3 дні тому +1

    Mwari vaida kt hunhu hwaDaisy Mutukudzi huonekwe nenyika it's not easy kubatwa rough apa uri mwana wecelebrity like Tuku hazviko mhuru inobatanidzwa namai but avo vakatozvitadza sei vasiri kuda kuita munhu mukuru vana ava vane life yavo why kuramba vakaoma moyo ngavachinje hunhu hwavo mhani zvonyadzisa

  • @amossithole3402
    @amossithole3402 День тому

    Imi ko mai ava chivindi chekuputsa imba yeMutukudzi na mai Selmor ndechemunhu rdzii

  • @louwsaviour6475
    @louwsaviour6475 День тому

    It seems there are more serious issues behind the scenes than what the public knows.
    Amai Daisy is fighting for supremacy. supremacy here, she wants the attention.
    It's so clear that vanasikana ava havadiwe nastep mother.

  • @turiamtrko1999
    @turiamtrko1999 День тому

    Daisy haana chaanoronga pamusoro pa tuku but family ndiyo inoronga so kana family isikudaidza vana vatuku its family not kuti daisy so i think vanhu tinoresva chihwanhu or chihwanhu chedu chinosiyana isu kwedu pakutoita dombo ramudhara tete was the one to say about her brother

  • @amossithole3402
    @amossithole3402 День тому

    Ko daisy akamborambirwei nemurume wake wekutanga akauya nemwsna wake KwaMutukudzi

  • @jujun6465
    @jujun6465 7 днів тому +6

    Dhezi is a home wrecker

  • @catherinegatsi3669
    @catherinegatsi3669 2 дні тому

    Shingirira kusvika riniko nhayi aah makambotsika moto wonzi ramba uchishingirira here

  • @ruvimbomukondwa1149
    @ruvimbomukondwa1149 4 дні тому +1

    Daisy imboko yemunhu zimwana rake iro Samantha haana kna kufanana nevamwe vana ava vaitokuti mamha asi une moyo wakaipa

  • @KithumKwaramba
    @KithumKwaramba 6 днів тому +2

    Zviri kuitika kwamutukudzi zvakaimwa kare naZhakata pakati rangu pfumo ndokanda kumhandu iwe rako woposhera kuneni saka ava mandu yangu ndiyani soo Daisy akanda pfumo kuna Selma paanga asina kumudeedza kt auye kuzomira panzvimbo yake ndosaka Selma akazobvunza kt saka mandu yangu yave ani

  • @qc1807
    @qc1807 8 годин тому

    Daisy akati haana mari yekuti Sandra auye,saka akafunder papi kuti Sandra auye

  • @shillamasarakufa4021
    @shillamasarakufa4021 7 днів тому +10

    Daisy ngaavape vana zvinhu zvavo.

  • @memoriegomana5850
    @memoriegomana5850 7 днів тому +13

    Aaaaaah imika zvinogwadza daisy haanzwisisi uya

    • @shillamasarakufa4021
      @shillamasarakufa4021 7 днів тому +1

      Daisy akanhongwa mubhawa na Tuke ku kwekwe.
      Aitori garinya rataiziva tese my Kwe Kwe..
      Ipa vana zvinhu zvavo.

    • @patiencerizzie6887
      @patiencerizzie6887 7 днів тому

      Ane hutsinye plus she’s greedy nyabuno Daisy nxaah

    • @RingMagama
      @RingMagama 3 дні тому

      Mhuka inonzi step -mother haina kumira mushe kuno serious l went through all this painful experience step -mother bodoo🙌

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 2 дні тому

    Iwe mwana wa Stella chiweshe ukwane dai uri iwe urikuitwa zvri kuitwa vna Sandra waida hr

  • @joechingwaro5326
    @joechingwaro5326 4 дні тому +1

    Apa vana vakabatwa rough should apologise for what ?

  • @SheillaMarodza-n8z
    @SheillaMarodza-n8z 4 дні тому +1

    Mbuya yakabata vana vemurume ruf Tuku aive akafuratidzwa zvakaoma

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 10 годин тому

    Haaa imi mbuya dhezi sharap..ziroyi😊

  • @wellingtonkasepa8435
    @wellingtonkasepa8435 4 дні тому +1

    Some issues are solely for families, we need to handle these matters with wisdom

  • @CeaserZW
    @CeaserZW 7 днів тому +2

    Asi makamboshandira ZBC Here baba..Aiwa nyaya yana Selmor haisi kunakidza seXvirikuita comment tactic and reporting skill🎉

  • @tova4700
    @tova4700 День тому

    What else does this ashawo have to say. Nonsense.

  • @gracemurimi6569
    @gracemurimi6569 День тому

    Depending on ur definition ye drama

  • @gracemurimi6569
    @gracemurimi6569 День тому

    But kana zvabata vana venyu maakuti madzitete

  • @petrenesiamashumba6241
    @petrenesiamashumba6241 День тому

    The 1st error caused all this drama

  • @eastherchiposi4899
    @eastherchiposi4899 День тому

    Fungisai ihure hombe imbwa iyo

  • @JudithJonas-t6f
    @JudithJonas-t6f 7 годин тому

    Kuwanza munamato mxm

  • @borkandemwendaz5360
    @borkandemwendaz5360 14 годин тому

    To hell fungisai

  • @CharleMutandwa
    @CharleMutandwa 2 дні тому

    Hamugone kutonga haaa

  • @timothymonera
    @timothymonera 2 години тому

    pakaipa

  • @maviskaseni
    @maviskaseni День тому

    Am new here

  • @tsitsidzumbunu7968
    @tsitsidzumbunu7968 4 дні тому

    Selmor ane shungu dzakawanda ndosaka akazotadza kuzvidzora bcz chinonzi regedza ndechiri muruoko chiri mumoyo unofa nacho chichingokudya

  • @TalentKatsundira
    @TalentKatsundira 4 дні тому

    Mashoko angu Kuna Daisy munoda kukudzwa mahingi hausi mwari wanzwa Dai urimwari mweya waOliva usina kutorwa hakuna chisingapere wazvinzwa

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja 5 днів тому

    Fungisai haana nyaya akataura zvekumama. Daisy akamaka vamwe vana va Oliver Mtukudzi. Why akarega kuronga naye zve program ye family.

  • @catherinemusiyiwa7023
    @catherinemusiyiwa7023 5 днів тому

    Dhezi ngaanyarare
    Kwedu kunotova nemwanakomana waTuku futi

  • @norestmudyiwa4317
    @norestmudyiwa4317 5 днів тому

    Unopenga unopedza half yenyaya uchingotaura nxaaa tsvee kutípinza munyaya

  • @SPARKYT_REDMAN_BLOTGRENADE2024

    😢

  • @munmagezi
    @munmagezi 5 днів тому

    Hakuna vakuru vakasara here kwaMutukudzi vanofanira kubatanidza mhuri

  • @melodramazhou
    @melodramazhou 6 днів тому

    You're behind time urikutiudza muradzwa wenyaya

  • @BongieMpofuDube
    @BongieMpofuDube 5 днів тому

    I dont think she wants to inherit any thing selmor.she just want to be recognized

  • @streetgist247
    @streetgist247 6 днів тому +1

    Always making everything about her,it was neither the time or place for Selma to pull such a stunt at a professional event what nonsense was that?Instead of marketing herself busy kuzhamba.iwe Selma kaa?your music is not even that good and it's not in you.imba nemurume wako and stop feeling entitled nxa

    • @Hazvineikambamuri
      @Hazvineikambamuri 6 днів тому +1

      @@streetgist247 nhaimi mwana chengeteka pavana wese why iye chete arikungo complain

    • @streetgist247
      @streetgist247 6 днів тому +2

      @@Hazvineikambamuri ah nhai.you can research Selma aisaonana nababa vake aitotaura nyobvo zviya zvamunomuona kunyebera kuita humble.mharapatsetse..stop it Selma

  • @MarvellousNjanji
    @MarvellousNjanji 6 днів тому

    Hamusi kumaziva mastep mother imi

  • @runyararomtandi2237
    @runyararomtandi2237 5 днів тому

    Ma side piece anonetsa

  • @BlessedChinguwo
    @BlessedChinguwo 4 дні тому

    Zvakaoma

  • @lindagurupira9471
    @lindagurupira9471 5 днів тому

    Why is it its always Selma kubva kare but she have other sisters wani hatimbonzwi vachitaura wani.

    • @Bosscn5884
      @Bosscn5884 3 дні тому

      Saka ouya kumba kwako kokuudza, kana usiri kuziva nyarara hure iwe

  • @memorymudzamiri1025
    @memorymudzamiri1025 6 днів тому +3

    Selmor needs attention but truely speaking mutukudzi akamutadza ko stepmom moda vaitesei Selmor anoda kutorova stepmom asi isu tinongoti ndimai.
    Tisada kungotuka vanamai vanoita sacrifice pahupenyu hwemhuri.

  • @ForbesKMuchenje
    @ForbesKMuchenje 6 днів тому +5

    pahurongwa hwemhuri Selmor haadaniwe namai anodanwa na baba vake (sarapavana) ndoshona that commemoration is a business idea it's not a voluntary thing, Selmor anongoita yake its a business concept yekuramba vachiita mari Selmor ngaaite yake, aiitewo mari! Isusu kumusha toziva kuti Selmor haarongi zvemusha medu ngaaronge zvekwatezvara vake manatse, maybe dai mai vake vaiva pamusha, yaaa, chiramba apa pekuti mai vakainda aaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaah. ita zvekum,urume wako selmor mwanangu

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 6 днів тому +4

    Plus imba nziyo dzako kwete kungoda dzaBaba

    • @westonmadziwanzira8481
      @westonmadziwanzira8481 6 днів тому +4

      My friend take care of your words whom do you think gona sing tuku music than his children your mind is upset

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 дні тому

      @@westonmadziwanzira8481her father said it vachiri vapenyu. Hanzi usage kutsvaga mbiri nezita rangu tsvaga zvako kana mari handikupe.

    • @gracemurimi6569
      @gracemurimi6569 День тому

      After all she have 10 albums in her name remember copyright also plus dzadaddy ndodzavaitambisa pada saka can sing them anywhere anytime

    • @gracemurimi6569
      @gracemurimi6569 День тому

      ​like now who is giving them lets be real

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 7 днів тому +4

    Kana tuku akasvika pakufa amutadza what more step mother zvagara mwana asiri vako anonetsa kuchengeta pavagona nepavatadza unotoshaya

    • @bc9153
      @bc9153 7 днів тому +3

      Unozviziva sei? Shut up..mune hutsinye imi..nonsense

    • @TalentMugari
      @TalentMugari 6 днів тому

      Totonzwa newe wayironga na tuku wacho

    • @pelagiampesa9532
      @pelagiampesa9532 6 днів тому

      😂😂😂

    • @kundaichitiga7052
      @kundaichitiga7052 3 дні тому

      😂😂😂😂😂😂😂​@@TalentMugari

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 6 днів тому +3

    Akura selmor ndasangoda kurecogniziwa akuda kuonekwa aiwawo Daisy ignore her

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 7 днів тому +2

    Daisy haana kutadza kusaisa Selma pa post she was avoiding drama iroro vanoziva hunhu hwake

    • @pelagiampesa9532
      @pelagiampesa9532 6 днів тому

      Saka vakazomuisirei kana vaiziva drama rake

    • @streetgist247
      @streetgist247 6 днів тому +1

      @@pelagiampesa9532 hanti makange makuvanyaudza.manje ndofirst and last ngaatotanga kuita serious nahubby wake vaimbe zvavo.

    • @pelagiampesa9532
      @pelagiampesa9532 6 днів тому

      How many shows do selmor do ari ega without you guys?
      God will tek her to another level in life
      Pray to God so that you can have wisdom to know the bad and the good 🤷🏽‍♀️

    • @streetgist247
      @streetgist247 6 днів тому +2

      @@pelagiampesa9532 haupenge iwe!!hapasikudiwa philosophy apa but maturity,common sense and logic.with people like you supporting her for her childish behaviours thts y her music is a flop.Mashows ake are on small stages and a few are interesting enough to remember

    • @EdmoreMasekesa-y2c
      @EdmoreMasekesa-y2c 4 дні тому

      You related to Daisy I think!

  • @aquillinapamberi884
    @aquillinapamberi884 4 дні тому

    She definitely failed to deliver & if you listen well you will notice kuti voice rake chairo rairamba - out of embarrassment she resorted to being emotional & picked on a scapegoat!!!
    Well if she had been safeguarding the legacy it wouldn't have taken Daisy to organise for a Gig .......Selmor ochizotanga kuita put herself togather to rehearse - asi she isnt a musician???

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 дні тому

      Her father said it vachiri vapenyu. Hanzi if I tolerate you doesn’t mean unogona kuimba. Ha dzaitaura but people did listen. Tuku wacho ane zvaakaitirana nevana vake vanhu voda kungopindira zvavasingazive.

  • @faithtiengane5618
    @faithtiengane5618 6 днів тому +1

    Mwana uyu ane madrama ngaaite zvekwaakaroorwa
    Ngaagadzire zita rake not kuchema pa stage chii chakadaro
    Buzy kunetsa shirikadzi

    • @gracemurimi6569
      @gracemurimi6569 День тому

      She is well known i think u all know her rimwe zita ramukuda nderipi

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 7 днів тому +6

    Selma zvinhu zvaurikuchemera zvakashandwa na daisy na tuku not namai vako ,baba vako pavakasangana na daisy vanga vasina chinhu ,zvinhu zvakashandwa izvi not kunhongwa, every show yaitwa na tuku daisy aionekwa achitengesa zvinhu ku supporter ,age ya Selma woshungurudza shirikadzi ita zvekumba kwako sei kuda zvemahara

    • @bc9153
      @bc9153 7 днів тому +11

      Haiwawo how do u know kuti Tuku aiva asina chinhu? Uri hama yavo here? Did Selmor say ari kuda pfuma munhu anozvishandira? Munenge mabhishu mese na Dezi..munonetsa mahure

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 днів тому +6

      Mataururo emahure owaya

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 днів тому

      ​@@bc9153mahure anonetsa veduwee

    • @TalentMugari
      @TalentMugari 6 днів тому +3

      Unongovukura selmor achemera inheritence papi she just want to be recognised semwana watuku thats all dzidzai kuterera kana munhu achitaura mastepmother munonetsa

    • @WinnieChawarambwa
      @WinnieChawarambwa 6 днів тому +3

      Nzwisisai Nyaya Mwana haana KT anoda pfuma