Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Big muhombe kuzvida kana kusazvida 🔥🔥
Pakati pe #1 &2 pane musiyano winky igombwe remangoma Ngoma jp anotsvaga Simba Kuma gafa
What a choir 💯 Hate but this guy is something else ❤
No jealous muface anonzi winky uyu anongorira naturally 😂😂😂
Even Jah Prayzah loves Winky D
Winky D and Zimbabwe Orchestra Choir kkkkk
Gaffa igaffa 💯💯👍🤫
Svikoro haringagone chirungu chakadai
Winky Anorema uyo
Gaffe 2the fullest
Haaaa MaGafffa imwe mbeu😂
As Zim ngatipei Gafa maruva ake achirikufema
Winkdee❤❤
Why comparing dancehall music ne traditional music?? Vese vanogona
Airemera HICC kwete JP. JP hatina zera naye
Mdhara wanku akandiudza kuti Gaffer ndibaba vedu ...makuseni ndamuka ndichivati mukoma mamuka sei
😂😂😂😂😂😂
Kusanoimba here
Winky ane diko chero mukawawata kupedza zvikati
Aremerwa nei mhata yakomunyori
Baba Abhurahama
Siyanai naye wagwizi
I cant compare Jp, immmm musadaro so, he is thé only one I have
I don't know why we're not allowed to sand voice record 😂 i have much to say right now
😂😂😂😂😂😂😂😂
@@bernardmuringayi1045 🤣🤣🤣 muromo wangu ukutodedera
Winky aratidza kuti makomborero anobva kunamwari .chero vanhu vakakurwisa kana Mwari vachida haupere unotokwira.Mwari havambofe vakatadza kukukomborera nekuti kunevanoshuwira kuti udonhe
Amen 🙏 this guy is naturally blessed chaiko but some people don't see that
Hyoo gafa kusvika tafa 🔥 🔥
Hapanaa kana kuremerwa kwaiitaa jp apaa
Winky muhombe
Haa uyu mukuru kana usingaone izvozvo unekakunonoka
Wagwizi mudhara 🎉
Charema chii apa musaise politics pamusic. Kutaura hakusiko kuimba
You know the truth JP all the way
Winky makuruwani
Winky Chibaba❤
Imagine kty dai asina kubuda zvaizoitika apa😂
Muface wemaoko hanzi akuita kunge ndiye Winky😂
Gaffa to the people he's always killing it🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
gafa chete chete
Haaa vanhu ava musavaite comparison vanogona vese
Apana zvekumboti kuremera apo ingori peer pressure kuti musatukwa nema surpoters a chamisa .Jah chibaba
Ava kungopedza kutaura kwese Pana winky ndopanotangira music ichiperera ipapo
Kuremera pakudiiko nhai tsaga
Kasi hauone kuti vaWinky D ndibaba vako mese naJP
Wazvimba ka 😂😂😂zvimba
Caption bhoo here
Makungomamawo imi
JP mwana mudikisa kune GafferGaffer i gaffee zvavaronga zvafa
And based on what did u reach that conclusion? Windy and Jah each sing totally different genres of music, it's like comparing Shaba Ranks na Oliver Mutukudzi. Windy is Great and so is Jah
Hanzi mface wako ngaabvise maoko ake apo
Varemera seiko handisisi kunyatsoona.
I love winky bgtym but caption iyi yakadhakwa
Kkkkk nhai hako
Jp power
Handiteereri ma songs avana vacheche.
Zvino pano urikuitei 😂😂
Tanzwaka paChitaurwa WaGwizi wedu saka tauya
Mlambo yepi paita hama yangu apa
@@petermutivi9601 Hove chaiyo
Gaffa chete🔥🔥🔥
Gaffa chibaba chezimbabwe
hwani munhu anoyimbirwa asati asvika
Kumuremera pachiiii.?
Mhutter yemunhu anyora
Bigggieeeee
Gaaffaaa
I politics idzi kuda kuratidzana kuti pf haina vanhu chigunwe chine vanhu
Gafa
Gaffa igaffa 🔥🔥🔥
Hauna nyaya
😂😂😂😂😂 muhombe uyo
JP anotoziva madhara ake
He's overrated That's why Killer T is streaming 4 times better than himHis handful fans wants to impose him to us
Very true
Ska uri kuti killer t arikumberi kwaGafa nekuda kwe 1 song . Pfungwa dzako dzinorwadza iwe
@@alfreddamson7086 yesHe's trending world wide
But you are here on a winky D post😂😂😂😂anomakwa ndiye aneBhora
Which world is that asi land of the dead kani @@timothymujinga3241
I don't know why you post so much rubbish I'm unsubscribing nowJah is bigger than wink x 4Winky is smaller than killer T
Chokwadi charwadza ka muchadonha neshungu😂😂😂😂😂
Noise yaitwa nevanhu inokuratidza kuti mkuru ndian apa❤❤ Gaffa motoooo
Jp akangoiitirwawo wani noise iyoyo kusvika mafans aimba ega kuty siyanai naye Wagwizi. Hzpana chinomboshamisira panoise. Worse isisna order seiyo. Kuty uti zvinoinda nepi zvichibva nepi unotozvishaya
@@VioletMagutakurima-sw4xc Yaiva shoma...clean em ears!
Winky dee fans you are the most confused fan base on earth next to ronaldo fans
Big muhombe kuzvida kana kusazvida 🔥🔥
Pakati pe #1 &2 pane musiyano winky igombwe remangoma Ngoma jp anotsvaga Simba Kuma gafa
What a choir 💯
Hate but this guy is something else ❤
No jealous muface anonzi winky uyu anongorira naturally 😂😂😂
Even Jah Prayzah loves Winky D
Winky D and Zimbabwe Orchestra Choir kkkkk
Gaffa igaffa 💯💯👍🤫
Svikoro haringagone chirungu chakadai
Winky Anorema uyo
Gaffe 2the fullest
Haaaa MaGafffa imwe mbeu😂
As Zim ngatipei Gafa maruva ake achirikufema
Winkdee❤❤
Why comparing dancehall music ne traditional music?? Vese vanogona
Airemera HICC kwete JP. JP hatina zera naye
Mdhara wanku akandiudza kuti Gaffer ndibaba vedu ...makuseni ndamuka ndichivati mukoma mamuka sei
😂😂😂😂😂😂
Kusanoimba here
Winky ane diko chero mukawawata kupedza zvikati
Aremerwa nei mhata yakomunyori
Baba Abhurahama
Siyanai naye wagwizi
I cant compare Jp, immmm musadaro so, he is thé only one I have
I don't know why we're not allowed to sand voice record 😂 i have much to say right now
😂😂😂😂😂😂😂😂
@@bernardmuringayi1045 🤣🤣🤣 muromo wangu ukutodedera
Winky aratidza kuti makomborero anobva kunamwari .chero vanhu vakakurwisa kana Mwari vachida haupere unotokwira.Mwari havambofe vakatadza kukukomborera nekuti kunevanoshuwira kuti udonhe
Amen 🙏 this guy is naturally blessed chaiko but some people don't see that
Hyoo gafa kusvika tafa 🔥 🔥
Hapanaa kana kuremerwa kwaiitaa jp apaa
Winky muhombe
Haa uyu mukuru kana usingaone izvozvo unekakunonoka
Wagwizi mudhara 🎉
Charema chii apa musaise politics pamusic. Kutaura hakusiko kuimba
You know the truth JP all the way
Winky makuruwani
Winky Chibaba❤
Imagine kty dai asina kubuda zvaizoitika apa😂
Muface wemaoko hanzi akuita kunge ndiye Winky😂
Gaffa to the people he's always killing it🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
gafa chete chete
Haaa vanhu ava musavaite comparison vanogona vese
Apana zvekumboti kuremera apo ingori peer pressure kuti musatukwa nema surpoters a chamisa .
Jah chibaba
Ava kungopedza kutaura kwese Pana winky ndopanotangira music ichiperera ipapo
Kuremera pakudiiko nhai tsaga
Kasi hauone kuti vaWinky D ndibaba vako mese naJP
Wazvimba ka 😂😂😂zvimba
Caption bhoo here
Makungomamawo imi
JP mwana mudikisa kune Gaffer
Gaffer i gaffee zvavaronga zvafa
And based on what did u reach that conclusion? Windy and Jah each sing totally different genres of music, it's like comparing Shaba Ranks na Oliver Mutukudzi. Windy is Great and so is Jah
Hanzi mface wako ngaabvise maoko ake apo
Varemera seiko handisisi kunyatsoona.
I love winky bgtym but caption iyi yakadhakwa
Kkkkk nhai hako
Jp power
Handiteereri ma songs avana vacheche.
Zvino pano urikuitei 😂😂
Tanzwaka paChitaurwa WaGwizi wedu saka tauya
Mlambo yepi paita hama yangu apa
@@petermutivi9601 Hove chaiyo
Gaffa chete🔥🔥🔥
Gaffa chibaba chezimbabwe
hwani munhu anoyimbirwa asati asvika
Kumuremera pachiiii.?
Mhutter yemunhu anyora
Bigggieeeee
Gaaffaaa
I politics idzi kuda kuratidzana kuti pf haina vanhu chigunwe chine vanhu
Gafa
Gaffa igaffa 🔥🔥🔥
Hauna nyaya
😂😂😂😂😂 muhombe uyo
JP anotoziva madhara ake
He's overrated
That's why
Killer T is streaming 4 times better than him
His handful fans wants to impose him to us
Very true
Ska uri kuti killer t arikumberi kwaGafa nekuda kwe 1 song . Pfungwa dzako dzinorwadza iwe
@@alfreddamson7086 yes
He's trending world wide
But you are here on a winky D post😂😂😂😂anomakwa ndiye aneBhora
Which world is that asi land of the dead kani @@timothymujinga3241
I don't know why you post so much rubbish
I'm unsubscribing now
Jah is bigger than wink x 4
Winky is smaller than killer T