That's a fact, kana SA irikuzvitadza,. Our artists really give out their best in live performances, with instruments, and notes the are always on ponit.
Calling them 2 goats is kinda oxymoronic somehow. If G.O.A.T still means what we all think it means then one has to be and another isn't. But for the sake of avoiding noise from MaGaffa we will tolerate the goats mantra.
Dear iso and lee ❤ mukaona this comment 2050 ndini mai venyu ndati muzive kuti ava ndivo sekuru venyu Daddy vangu . Panguva yangu hapana aigona sa sekuru venyu ava MWENDAMBERI 🔥🔥🔥🔥🔥❤🎉🎉🎉🎉.
That africanism taste Jah Prayzer brings makes him outstand, the constant effort, and his music is the kind he can still deliver mumazuva ekupera simba
This gent has taken zim traditional music to unreachable levels Hats off to JP I watched the whole perfomance, but ddnt hear the song Ticheneke. Mnoisaiza anditi song iya 🤔🤔
Zim tinazvo zvose guys chatisina hutungamiriri simple apfanha awa iWorkd Class zvekutodero jus sanctions anotsikirira zvakawanda cz exposure iri limited in every sector asi chisingapere chinoshura Zim icharemekedzwa vnhu vachakoromoka from ALL WALKS of LIFE kuzoona tasimuka,nyorayi zvandataura
Gema and friends could not finish their slots due to small catalogs so Waka zonzi on your 1hour toper 30 plaz he was the most paid local act on the show I had that for the extra 30 min he had to be given 5000 so pakashandwa
Ini zvangu ndinoti sevanhu varimuma genre akasiyana umwe nemumwe ndiGOAT kuGenre rake.Maoko nemhururu kuna ose.Asi kuridziro ndeyemaSound Engineer on sound output management (kukwenenzvera all sounds please invest for the Best)
Anotenderena neni kuti Jp anotomirira nyika panyaya dzengoma huyai nawo malikes tiite meeting shout out to wagwizi famo isa mnja titekaire🎉🎉🎉
Variko kunze uku vasati vazukamwa @Darlington Mhofela Darlington
Keep up Jah
@@darlingtontonderaitanganyi8476 hoo havasati vazikanwa naani tikuti music ya jp pane achaimirira hre kovarikunze tovadii ngavatange vapinda mukati tivaone
wagwizi number 1 mu zim
Not only ngoma but atotakura nyika yese on his sholders
Zimbabwe is good when it comes to live performances. Most artists from other countries vanoridza maflash. We should applaud our artists
That's a fact, kana SA irikuzvitadza,. Our artists really give out their best in live performances, with instruments, and notes the are always on ponit.
I’ve come to a realization…. You can’t compare the 2 goats, they are unique in their own way. You know exactly what I’m talking about!!
Yhaa taura hako mumwe ndi midfielder mumwe ndistriker they all contribute to the team
Messi vs Cristiano 😃
Ndaiti ndini ndega, both these guys are greats in their own way, kusanganisira nemudhara wesungura
Clear !!!
Calling them 2 goats is kinda oxymoronic somehow. If G.O.A.T still means what we all think it means then one has to be and another isn't. But for the sake of avoiding noise from MaGaffa we will tolerate the goats mantra.
Guys, let's listen to JP carefully. This man is a real goat. Let's give him his flowers. This is a blessing having him
ma fans a Honorable Wagwizi lets gather here
Zvekutodaro
Dear iso and lee ❤ mukaona this comment 2050 ndini mai venyu ndati muzive kuti ava ndivo sekuru venyu Daddy vangu .
Panguva yangu hapana aigona sa sekuru venyu ava MWENDAMBERI 🔥🔥🔥🔥🔥❤🎉🎉🎉🎉.
to us who like first before watching wedu Jah
Tichitemba kuti mukomana haatirasise zvedu
Finally after the long wait. Thank you team Odyssey
next time ngambotanga na Wagwizi
@@mwanawekutangaAgreement had to be done jp sells his content baba that is why he always moves around with his filming team
Mbira lovers button !
That africanism taste Jah Prayzer brings makes him outstand, the constant effort, and his music is the kind he can still deliver mumazuva ekupera simba
I will tell my grandchildren about this man we had in our generation ❤
I love me some original Zim sound. My favorite and also the best artist ever❤
this dude can represent Zimbabwe well internationally
You are wrong. Internationaly, Mokoomba are representing well.
The way Odyssey Ent handled the media pa this event was nothing short of international...sound, stage works and videography✅
Izwi akapihwa mwana wevanhu tinotenda❤❤❤❤❤
Bassist please ngaachengetwe panodzìya haiboo he something else ❤❤❤
Haa bassman vakabata band
@@ksamzw taura hako
@Ku-Kays❤ bassman anoita basa mfes mrefu uyo..apa aneng akachila hake
@@amazingchoreographerszim iwewe ndezvekuvhaira it's like nothing hard
Anogonesa yuuu. Ko zvandange ndatorawo gitare ndaoona sezviri easy wanike hapana chabuda
Jp haagoni kukonewa guys ❤❤
Very natural and talented, haa uyu anodika mhani uyu, JP wanku mhai kani 😊🎉🎉
stimelaaaa me and 99 others love you
Kudzi bass ndikurinzwa mai kani❤❤,ukuita rekuita cy mwana iwe
Jah praizah haapere zvekudaro❤
Order ine band iri haaa ma1, JP is leadership 😂🤣🥰😍, uyu anogona uyu!❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
From Malawi-living in Germany I didn't know this Man is perfect with live band😢 BIG UP😊
Thank you for this, dont forget Feli Nandi
Apa akarova pachigandanga chaipo, well done Jah keep the fire 🔥 burning
Much love to Jah prayzah ,I don't understand his songs but I love it so much,especially that of jerusalema
Bassman akufanira kupihwa ma green 🤑 💰 💸
This band is organized eish💥💥💥💥👌
Baba vanhu vachoo vakarongekaa zvinodadisaa
Very ❤❤❤❤
Mwendamberi....GOAT 🐐 renyika
Chipo chaJah akazvarwa nacho mumaoko and hakuna uchachitora , thank you ve Odyseey I felt as iam there in Kadoma , tichiona hedu tiri kuno Capetown
Ava vanoitwa Wagwizi vanopedza ava🔥🔥🔥 chibaba ichi musanyeperwe
Anyone who enjoyed the part yekuti "'Hauzvichinje''
That was soo deep
Which part was that
U the best broo keep up good work watching from s.a (Durban
They can never make me hate this guy 😍😍😍😍🥰🥰🥰🥰👌🏼👌🏼👌🏼💃🏽💯
Kwasara Kurai Makore anenge arikuuya nazvo representing Chimurenga music
I had so
Mwana wa Mukanya ka that guy
Anotoimba mostly songs of Thomas Mukanya Mapfumo🐐
That guy is good zvekutodero
Lisa, the dancer, is now backing vocals..nyc
Chiremerera accapela iyo mmmmm
UYU paVoice siyanayi naye
Ndomufarira manje murume uyu nayo ngoma you are the best
❤❤❤Haa Mwendamberi ma one .This is very very nice❤Good performance for sure World Class.
I like culture your culture vibes. You are the best
this guy is the real deal big up Zimbos talent
Honestly I feel like jah prayzah live shows are more deep than the audio songs ,
Same here!
Especially kana akupinda Acapella haa asekuru vanenge vasvika
me too ..live yake ka moto chaiwo
Thank you Odyssey 😩
His Excellency Ambassador Dr Jah Prayzah
Ummm JP period...🐐
This gent has taken zim traditional music to unreachable levels
Hats off to JP
I watched the whole perfomance, but ddnt hear the song Ticheneke. Mnoisaiza anditi song iya 🤔🤔
Wagwizi ndimdara pamangoma , kwandiri ini zvangu hameno vamwe ❤
Finally VaWaGwizi vaisiwa pamhepo
Havangoiswe they had to agree first cause Jp studios they have their filming team so he makes sure he sells the content haana mari yekurasa
This is the best performance in zim music Histrory
Not really the best in Zim music History. However, yes it was a good set.. Goto was nailed
Hmm Guys siyai vaMtukudzi vazorore zvavo
That girl anotamba tjo!! Jah P got himself maJuicey wake😀😀🩷🩷
Stimelaaaaaaaaaaaaaa
1:15 - 1:19 vakapopota Mwendamberi👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿🔥🔥🔥❤️❤️
So emotional😢Amen..Manake Chakangamire Mhofu❤🎉
Zim tinazvo zvose guys chatisina hutungamiriri simple apfanha awa iWorkd Class zvekutodero jus sanctions anotsikirira zvakawanda cz exposure iri limited in every sector asi chisingapere chinoshura Zim icharemekedzwa vnhu vachakoromoka from ALL WALKS of LIFE kuzoona tasimuka,nyorayi zvandataura
The sound and the music, perfecto
I was home lol aaita seari kuridzira pa window pangu😂😂 i regret not going
Jp muhombe❤😊
i am in love with those 3guys at the back😆😆😆😆😆😆😆
Bassman haana kumira fine uyo
haa ndamunzwawo baba😅
Marinzwa papi i wanna feel it
@@lloydtakundachidyamapuka1062 The entire show. He stood out...anonzi Kudzai Mudzimu I think
Haana ku cheaper mufesi uyo
Hamunyepi
I am here for HAKATA and GOTO
My heart is JP huya hako unditore mudiwa I'm yours
Jah hw many times l call u Kkkk this man is vry proud nevakuru vake l love that isai ma speaker panze love the song
Jah is a star🔥🔥🔥
This is classic 😍😍😍
1:08:25 stole the show that lady she is hot, l had to replay that part.....JP makapenga henyu 🤟🤟🤟❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
Say that again that lady is fire ❤ her energy is unmatched throughout
Was JP the headlining artist i see he had the longest set
Gema and friends could not finish their slots due to small catalogs so Waka zonzi on your 1hour toper 30 plaz he was the most paid local act on the show I had that for the extra 30 min he had to be given 5000 so pakashandwa
He represents the local community
No.jar anidhura so kana vachudakuti adzikise mari a bit they giv him more time .
Mapfumo..kurai..winky..jp zvibaba zve stage
This Man is something else let's give him 👏 this is very good
Madadisa vana vevhu🎉🎉🎉🎉
good sound quality thanx team odssey
Glad you like it!
haaaa 😢😢😢 mbira iyo ka
JP anondisimudza zvekutodaro 😢😢 🔥 🔥 🔥
Jah prayzah is my favorite
Person
Ichooooooo 🔥 🔥 🔥 keep the fire burning our goat Wagwiziii yeeeeeee
Key yakazoimbwa nayo pekupedzisira ndibikireyi doro mmmmmm ava ma level ayoo Wagwizi
undisputed natural talent
Massive love Mwendamberi
I knew it Goto was here I was skipping skipping looking for the Goat the Goto.
Mwendamberi 👏🏻👏🏻👏🏻aiwa JP mudhara mukuru..
Ndomufarira hangu uyu ❤️❤️❤️
Ndabva kuona show yeuya uya....now I can boldly say uyu muhombe guys
The Greatest there is and ever was
Wagwizi 🐐🐐🐐🔥💯💯 Legend..... Ava ndimukoma
this guy is a classic. His band is just best
Exactly if come to Mapfumo road then we're safe
😂😂😂😂😂❤❤❤Huh he is not pregnant buh he always deliver great like king ditshala🎉🎉🎉🎉❤
I am forever a JP fan ❤
This live was fire 🔥
I don’t even know kuti why this performance isina kukurumidza kuPostwa apa iriyo yakatanga kuitwa anyways isu tinoti pamberi naWagwizi JP anema1👏👏🔥
Agreement had to be done Jp sells his content Havana mari yekurasa that's why he moves around with his filming team
Wagwizi❤❤
Ini zvangu ndinoti sevanhu varimuma genre akasiyana umwe nemumwe ndiGOAT kuGenre rake.Maoko nemhururu kuna ose.Asi kuridziro ndeyemaSound Engineer on sound output management (kukwenenzvera all sounds please invest for the Best)
This is one of the Best sound engineering work unombofunga kuti iOriginal band Mberikwazvo
ua-cam.com/video/uSvGg0dWz7Q/v-deo.htmlsi=ihxgQ8Q1ZhhTmElQ
Jah Prayzer ❤❤❤❤
My favorite Artist of All Time
Goto hits differently now.Haa Jp unotipasa manyemwe
Kays is deadly on bass..🔥
My favourite seke mutema uyu anogona uyu
Mwendamberi🙏🏾❤️
Siyanai naye wagwizi!!!!❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥
Ma1 aya mwari vanoziva kuri uyu ndinomuda❤
uyu muhombe 🔥🔥🔥
International staff wagwiizii 🐐
Uyu achazoguma kurira mamukwidibira kumakuva
Vanongoramba kubuda pachena asi vanobvuma muchipfuva
pane here anzwawo patanga Jerusarema apo, intro ye mbira-bhosvo-nezvazoitwa nebass iro, mwendaz chibaba, regerai vakomana
JP the real Elder, 3G the Band 🔥🔥🇿🇼
Team JP
dont compare JP nezvisina basa, this is a world class artist