Problem ndeyekuti ana sekuru ava vanenge vapihwa information kare. Munhu anomanikidzwa here kubvuma kuti anoroya. Ko kana uchiziva hantie unongotaura kuti muroi ndiani.
Umm kana neni ndakamboroorako dande kubhinya chimururi hamadzakapera kudyiwa zviya zvekuti mukadzi haarambirwe kurova unenge isati wana army yemakore kudhoma nemaziso live rinenge drama kana zvisiri kwako
Haaa nyaya dzacho munotanga vanhu vambotsanangura nyaya dzavo
Masekuru aya hanty vakanzwa nyaya yose pa interview
Kana mazogara kana muchinda kun,anga kana maporofita zivai KT nyaya dzenyu dzinonobuda zvisinei KT mambodzotaira paradio hazvitariswe mhepo kudzitaura kutenda kwenyu chete chinongodiwa izambuko hama yangu
Mukoma Robert dayimuchimboedesa vanhu kunevamwe matateguru kwetezvana Tasvu hatichaone zvaukuita
Sekuru Tasvu vapera ,kut pepeleeeee ,haasiye Tasvu watinoziva uyu.Sajamkwane Aishanda ,pamazuva ake.2)Tasvu akuita kufungidzira zvaakanzwa glazz harichashande APa ,gyz kana mapera endai kurr neCamera please,we trusted you sekuru Tasvu,but mazuvano you are failing us,tese tinoziva kut hapana chisingapere,mapera chiendai.byeeee😊
He has always been FAKE
Mudzimu wakambopera here
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Plus kuzvikudza pride yavawandira
Mudzimu wakatiza kare apa
W Robert wagona wazadzikisa shuwiro yevanhu vakawanda
Chokwadi panehasha ndipo panonakidza hot❤❤❤❤❤❤❤
Sekuru havana chavanoziva avo. Basa rekufosa vanhu 😤. Kuti vatende. Kuti vanoroya ne kuvamwise mudzepete😂😂😂
True 😂
Ehh havana dare aTasvu avo fokoro
True nyaya yekunwisa vanhu mudzepete yakaipa zvekuti
Kkkkk chokwadi 😂😂😂😂 mudzepete unongozovhumuka
Problem ndeyekuti ana sekuru ava vanenge vapihwa information kare. Munhu anomanikidzwa here kubvuma kuti anoroya. Ko kana uchiziva hantie unongotaura kuti muroi ndiani.
Makatanga ku follower nezuro im sure
Neni zvangu handibvumi kuti vanotaura chokwadi vanasekuru ava
Mukurevesa imi havana dare vanhu ava Kani imiwee
Zvavanenge vaona pasocial media ndozvavanoporofita izvozvo haiwawo
Ndiyo problem cus vanoshanda ne media
Tasvu uyu itsotsi akubira vanhu mari uyu
Maiguru havana mudzimu avo chikwambo. Inzwa language yacho pamunhu akasvikirwa 😂
I was waiting for this day 😂😂😂. Thank you zimbeat tv
Vanhu vanombodzorwa dzorwa sei Ivo vambotaura information yavo.aaaaaa hazvisi izvo izvi
Tikuda kuona kupora kwamai ava isu Tasvu apera basa uyu
Sei muchiti vanhu varaure nyaya dzavo panekuti Tasvu adzitaure mudare ipapo murikuudzira na,nga zvekuita siyani izvi toda kunzwa Tasvu wacho achitaura kwete kuitisa vanhu drama
Haaaa Tasvuu amburuvara uyu
Mukoma Robert makutoita bsa ratasvu
Musamanikidze munhu kubvuma taurai kut muroyi ndian
VESE Varoyi Ambuya ne Mukuwasha wavo YOHWEEE Aaah zvakaoma kutsanangura
Waiting for part 3 mkwasha achatinyadzisa uyu uuuum pane nyaya apa Tasvu 1 .
Maiguru hapana mudzimu wabuda apo
Number 4 tapinda pakapakapakapaka joni rapindira rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi kwasekuru Tasvu ❤❤❤❤❤❤❤ Tasvurai vanhu
Maiguru ava varikunyepera kubudirwa vanenge varikuziva zviri kurwarisa hakuna mudzimu wakadaro nanga dzamazuvano vari kungotora mari dzevanhu ende nziyo dzacho dzinoimba kuti mwana ndipe dollar store😂😂😂
Musamanikidza vanhu makaona kare nyaya iyi
Tasvu havhazivi zvakuita akungotaurisa zvisingazwisisiki
Nyaya dzacho so apererwa apa vanenge vazviona iva tasvu vacho pa tv voita sevarikuona musadaro imi
Tasvudzangova nharo apana chichazikanwa
❤❤❤ zvandirangaridza mai muporofita ne mwana muporofita vakazobatwa na Tateguru Tasvu mai vachiita bonde ne mwana
Madzimai magadaline.
Majuzu dzikama
Mkuwasha voice sababa vaRona truckdriver
Chitatu ❤❤❤❤Wednesday ❤❤❤❤Waiting ❤❤❤❤❤ Tasvu 1 Tasvu 1 Tasvu 1 chimutasvu Zeroooooooooooo
First
Maiguru vakubuda mudzimu kamubudiro kwacho uuuum Kane bitterness
I waiting this yooo 😁😁💖
Ko unosvikirwa nevoice rako here or kana ririsvikiro rechirume unofanirwa kutaura nehorse voice
Ummm ko kana mudzimu wacho uine same voice nemutumbi
Varikudzokorora zvinhu zvavskaona painterview just say muroyi ndeuyu chete nekurapa murwere
Vanhu kana vasvika pananga nanga ndiyo inotaura zvamafambira nedambudziko renyu zvinomunotanga kutaura zvese saka tasvu hacharidza hakata dzese vanhu vasiye tsika yekunyera kubudirwa vachiita madrama mukadzi akanyepera kubudirwa
Andisati ndambobata mushonga kkkkkkkkkkkkkkkkkk uyu wawaibata weiremera gumbo koichichiiii waaaaaaaa Tasvu 1 Tasvu 1 Tasvu 1 Chimutasvu zeoooooooooo
Mai guru itsotsi avo apana mudzimu apo kuzviitisa
Tusekurru twe fake kumanikidza vanhu kubvuma huroyi
These days vakushanda ne information
Magona mukoma Robie mavaendesa kwa sekuru tasvu
Magona mkoma Robert Tatsvu 1
Ko mukadzi ane yellow anozviti anosvikirwa mubvunzo wangu unoti isvikiro rudzii risingaone dambudziko redzinza? Isvikiro chairo here or huroyi? Apa vati vanorapa? Chii chavanorapa mai ava zvekuti mukadzi anonzi aende kumapostori svikiro riripo?
Ndiri kutozvishaya huroyi
N'anga haizvirape
@@norestzivave19chokwadii
Mudzimu haurape munhu weropa kazhinji
Nhy nhy mudzimu unoona zvemumhuri zvisati zvaitirwa
Waiting for part 3
Tasvu watinoziva akaenda hameno kuti kupi uyu avakuita izvi haasisiri iye ngaaraoe mkdzi uyu apore
Murehwa mai avo majuzu dovarikuroya munigina wavo inema chaizvo kunyepa chaiko
Vanhu havafanire kutaura imi ndimi munoona
Miracle Paul anobvunza wan
@@talentmanyika852musatanist uya ngaauye anosangana natasvu vs miracle
Baba ava vanenge vatenga chikwambo akaisa pa mudzimai kuti vaite zvekurapa vaite mari
Mbuya yamedza nyimo iyo,makadzingirweyi kwaigara mwana wenyu achipwa,iye zvino kwaTasvu ukoo mbuya haisi kana kutaurwa kutii inoroya,take take nemukuwasha chet
Kuhwandirana taurai zvamaitaura on another platfom
Nonsense nonsense a million times nxaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa izvi ndezvenhema izvi
Aa Mukombwe asi ndeve ku Darwin kwaMatope here
Sekuru APa Basa makutadza shame
Pamangoti munobva ku dande ndabva ndatoziva kt umm pakaipa vanhu vekudande nemishonga
Umm kana neni ndakamboroorako dande kubhinya chimururi hamadzakapera kudyiwa zviya zvekuti mukadzi haarambirwe kurova unenge isati wana army yemakore kudhoma nemaziso live rinenge drama kana zvisiri kwako
Kana vachisvikirwa natete guru vakaregererei kuudza homwe kuti mwana unorwara
Nofunga musi uyu tateguru vakange vaneta,Robby ndakambokuudza kuti uchaendesa midzumu waSekuru hona manje vakunzi vapera kunge Kanengo,Kubva muimba yeuswa mawakanovatora kusvika pakufamba neconvoy now,unoti vachawanepi nguva yekunyatsoshandira varwere makuita bira after bira,madrama naKapfupi,ana Andy na Jah nekoko,kozotiwo team yebhora,wakuzvinyanya Robby wativhiringira svikiro redu ,ukaita zvekutamba ana gogo Mamoyo ayo manjuzi makuru vanotipengesera ateteguru vede ava.Stamp your foot wobvisa sekuru ku bad company now sorrounding him,mbira crew yodzokera pa original.matare oitwa sakare mumba kwete pachaunga icho,sekuru wovabvutira bhodhoro rehwahwa uye mbuya votambira kachana nekuti perfume yavenenge vakudzidziswawo netumanjuzi twakadzoka kumvura musi uno haina kumira mushe.Pleasee Robbie bring back our old sekuru back,zvekutamba ngoma semabrandaya taramba izvo.
❤❤❤❤ Ndichakwereta muhama nevatorwa kkkkkkkk kuti ndibhadhare waaaaaaa we are on penalty shootout waaaaaaaaaa❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Sekuru taurai kuti muroi ndiyani btwn ambuya nemukwasha nekuti vanhu ava vari kurwa so vakambodzokera vasingazive panozojeka hre apoo
Azvinopere mushe shuwa
Kutyisidzira vanhu varikuda rubatsiro ndokudii ko kungotaura kuti muroyi ndouyu pakuti wakabata mushonga wei
❤
Amrehwa wacho kkkkkk ma horror chaiwo
Do it tasvu ,help the lady
Kkkkkk ❤❤❤ 🔥 hot 🔥 hot 🔥 karikupisa aka mmmmmmmm nyuchi dzegonera❤❤❤❤❤
eeeeeeeeedeee mudzimu wamaikuru uyo makwikwi😂😂😂😂 itai mega zviro zvenyu
Nonsense mai havasvikirwi
Magona mukoma Robie,Tasvu chiororo
Tirikuda tasvu vs miracle profet coz nyaya zhinji unonzwa vanhu vachiti zvinoda miracle iye miracle ndakambopinda musevhisi yake anonyomba tasvu kazhinji
Mudzimu ndouziva vakadirwa gwati vanopamhanya avoo kkk
Writing for part 3
Kunwisa vanhu mudzepete sekuru Tasvu zerooo kkk
Kkkkkkkkkk
Nyaya yakaoma iyi.
I commented before that they are both wicked
Zvinganidaro apandinobvuma ❤❤❤❤❤❤ Tateguru ngavatasvure tinzwe kuti nyoka ingani apa❤❤❤❤
*Uuuum wauya wega rega kurira😂*
Mukuwasha arikutonakirwa hake
Sekuru tasvu wig yenyu yakanaka.
😂😂😂😂😂
Hapana chamboitwa apo sekuru varikutaura zvekunzwa ava
Ngavaende vanotora huroyi hwacho muhuisa apa kwete kunyepera vanhu
Ndozviziwa kuti nyaya dzakawandisa ndosaka ndabvunza zvoenderana
Shuva vanenge vasiri kuzivawo
Mahumbwe aya atoona pa UA-cam Tatsvu uyu…. Apera hake uyu
Tasvu zero dzokera unoromba basa rekubata nyoka yakafanana kkkkkk
Maiguru vari kuvhara matare
Ko sei musina kuporesa sekuru wenyu
Mudzimu rudzii uyo
Fake yega yega
Why kukwasha cc not Kuma
Rapai munhu sekuru apore
Sekuru shumba vanogona havo
tateguru vakoshiwa ku sheka
Danya 😂😂
Nonsense
Ndo zvamudeinga pano here
Ko avo veku Mozambique vapinda papi nhai Sekuru? Data , data purizi get to the point tidzidze.😢
*But why twuchembere twusafi mara why*
Fake makambomuonepi munhu anobvunza
Miracle Paul anobvunza wani zvas
Zvakawoma kani maiguru havana mudzimu ava
Aaaaaa fake dzega dzega idzi maiguru hapana mudzimu wakadaro uyu gateaway maiguru hapana mudzimu apa haaaa Robie unomboonerera
Tavapo vana chihoro
Kkkkkkkkk
Chotapira ichi
I don't trust Tasvu. Kanengo anondigonera hangu pana Tasvu
Vese vanonyepa
Tasvurai vanhu sekuru Tasvu ,,mukwasha u yu mmm denga randirambira mmm ????
Tamirira chokwandi
SO FAKE. Its becoming so embarassing
😂😂😂😂