Mukoma Nemunin'ina Varikuchinjana Mukadzi Mumwe Chete

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 316

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Рік тому +26

    Baba imi mwana wenyu ihure sure,munhu akakwana anochinjanwa achiziva.Torai pfambi yenyu pamwe kune vamwe varume.

    • @SophieMorese
      @SophieMorese 3 дні тому

      Ijoki iro remukadzi kusanyara sure aaa

  • @richardmunakira609
    @richardmunakira609 Рік тому +11

    There is a secret within the family.
    Why the brother was not married till they discussed to give him that lady

    • @sibongilemupinda1211
      @sibongilemupinda1211 Рік тому

      Itai law baba...kana kuita mambo chimambo ichi is always wrong..ende chinoshandisa simba kutsikirira nyaya dziri pachena.

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Рік тому +13

    Mambo vanotaura zvinyadzisi ngavarerutse rurimi munevanhu ❤

    • @dorothyharrison9303
      @dorothyharrison9303 Рік тому +1

      Sure ndinotovanyarirwa. Please tsiurayi mambo pa language apo

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Рік тому +1

      Mudare hamuna zvinyadzi 🤣🤣🤣,mambo vakanyanya ava 🤣🤣🤣

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Рік тому +2

      @@dorothyharrison9303 nyaya dzakadai hadziitwe mune vanyarikani cz mambo vanotaura zvakaitika chaizvo 🤣🤣🤣

    • @DelseM-22
      @DelseM-22 Рік тому +3

      Ndokuti kudare hakuna chosara dia

    • @annanekate6547
      @annanekate6547 Рік тому +2

      ​@@dorothyharrison9303 ndodare dear. Enda chero kuMargistrate's court. Same order. Hakuende vanyarikani

  • @dorothymunemo7398
    @dorothymunemo7398 Рік тому +6

    Iye muridzi we nhumbu seems to be a nice guy and he is handsome zvake. Ngaasiyane nekanzenza ako neka kepisi 😂

  • @mushongawinnie8582
    @mushongawinnie8582 Рік тому +10

    Baba ava vanoziva zvavakaita mwana uyu anechidiwa diwa or iye mwana pane kwaakanogadzirwa hazvisi normal anouraisa vanhu tarisai confusion yaanoitisa vanhu vakuru nekazera kake aka,HAPANA KWATIRI KUENDA SENYIKA 🤗🤗

  • @elishakz-if1py
    @elishakz-if1py Рік тому +7

    😂😂😂😂😂😂tezvara kwanai torai hure renyu. Munodyairira vanhu😂😂😂😂😂😂😂

  • @godfreyzwidza1543
    @godfreyzwidza1543 Рік тому +4

    As usual, Mambo Makoni does not disappoint he is very wise.

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 9 місяців тому

      In this particular case he failed miserably to give the right judgement.

  • @maimore4126
    @maimore4126 Рік тому +6

    Kamwana aka kahure kanokurudzirwa nababa. Vane hudyire baba ava. Ngavanyare memwana wavo ngavagariswe kunze kweraini. Changamire matadza kutonga

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu Рік тому +4

    Run. Run fast. From this woman

  • @tinashegeorgechikadaya1470
    @tinashegeorgechikadaya1470 Рік тому +5

    Nhanganyaya inongokutaridza kuti mabiribobi chaiwo kkkk

  • @taperatapera669
    @taperatapera669 Рік тому +13

    Pamimba apo panoda DNA pamwe mimba iyoyo haisi yemukomana uyo coz kmukadzi ako kahure wakasara worara hako naye pamwe ange ambovata neumweo munhu

  • @mercysibangani201
    @mercysibangani201 Рік тому +5

    Vakadzi tinombotemesa vanhu misoro zvinhu zvinonyadzisa kudaro 🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️🤦‍♀️

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Рік тому +17

    Kana ivo baba vacho havana kukwana,vanepfungwa dzakasunama😂

    • @spokaz-ki3eb
      @spokaz-ki3eb Рік тому

      Bba avo vanoto kuridxira chihure chemwana wavo 😊

    • @spokaz-ki3eb
      @spokaz-ki3eb Рік тому

      Bviswa sari rechi hure

  • @taperatapera669
    @taperatapera669 Рік тому +7

    Tezvara ava auh 😂😂 mwana wacho pfungwa dzake dziri normal hr.iye aibvumirei kuitiswa

  • @Nkomazi
    @Nkomazi Рік тому +15

    Musikana uyo akadzungaira 🤣🤣🤣 and was being supported by her father for no reason 🤣🤣🤣🤣

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Рік тому +1

      Baba vacho vanenge vatoriwo nedzungu chairo kudzungaira or chipurazi purazi cz haungapindire panyaya dzemwana sikana kudaro

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 Рік тому +6

    Musikana uyuu ari kunyepa 2 ihure the Father needs to admit kuti mwana wavo ihure . Hakuna munhu akakwana anoita zvakadaro . Mhepo dzako saBaba vako varikuratidza kuda pfuma too much.

  • @dorcassithole4952
    @dorcassithole4952 Рік тому +3

    Haa mukadzi uyo muchero wemugwanzi😊😊😊😊

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha Рік тому

    Highly intelligent Chief ,abva angoona chihure

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Рік тому +3

    Mambo Mambo 🤣🤣🤣 vanotaura straight kuti akasv----- ,aaaah Mambo 🤣🤣🤣

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Рік тому

      @@abigailcharakupa8490 right kkkk nemo nemo havaite zvemadimikira zviya 🤣🤣🤣🤣

  • @RonaldTumbare
    @RonaldTumbare 3 місяці тому

    Just love the ability of tracking the shoe 😂😂😂😂😂

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 Рік тому +5

    Torai joki renyu baba😂😂😂 hakuna mukadzi akadai

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Рік тому

    Mombe yekusvirwa😂 Makoni is special👏🏽👏🏽

  • @machuma9192
    @machuma9192 Рік тому +11

    U belong to the streets girl 😂😂😂

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Рік тому +1

    Kumwe kuzvara hunya ndove aaaaaa 🙌 kamukadzi aka uuum kakangwarapusa

  • @memomasauso8784
    @memomasauso8784 Рік тому +2

    Apa paita madzungairwa baba nemwana uye havasi kuona kuti ayo matsotsi kutsvakira mhosva kuti arambwe

    • @zvazvazva1270
      @zvazvazva1270 Рік тому

      You have missed the point.
      Kana dare Iro rakonewa.
      Nyaya yemwana sikana uyo iri plausible. Ataura zvinhu zviri kunzi kwa zvakanaka. Mwanasikana uyo akashandiswa.
      Vamwe ne Vakaita hunzenza kuitira muroora ashorwe uye atize. Akabatwa rough sekunzwa kwataita tose.
      Mambo vakonewa kutonga ava.
      Hautongerwi nyaya nemapurisa nyaya yechivanhu. Mhuri iyo yemukoma haina kumira mushe.
      Sekuona kwangu vanotoshandisa mushonga avo.
      Sad.
      Baba vemwana had a lot of points dzaraswa.

  • @rosemarymachingauta9320
    @rosemarymachingauta9320 Рік тому +1

    Brains dzababa nedzemwana iproblem vose vanoda kutoongororwa

  • @chengewacho
    @chengewacho Рік тому +4

    I used to think dhuku chena ndo ma wife material ka ini. Better kurega kusunga havo 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @tafadzwamadzima4010
    @tafadzwamadzima4010 Рік тому +1

    Chief makoni havagone kutonga nyaya, plus vanoda mombe stereki sei vachiti munhu arikufanira kuripwa mombe ivo mombe ne mbudzi pavatong pese vanoda mombe yedare plus mari

  • @angelmarima5355
    @angelmarima5355 Рік тому +1

    Kkkk hkunawo her anetsono atisonerewo chiburi chakajaidzwa icho kkk

  • @prosperchiringa2229
    @prosperchiringa2229 Рік тому +3

    Dare iri rinogara richingo dyira vanhu mari vanhu vabhadara yedare voripwa futi ivo vedare apa vari greedy zvekuti vanotoda kuti ivo vatange kubhadharwa muridzi wenyaya kumashure asi avabhadhara futi ndiye mambo arikubirira pamadzimambo ese atinoona

  • @roslindhliwayo7789
    @roslindhliwayo7789 Рік тому +1

    Tarisai kuita kazevezeve achifurira baba nyaya dzeunzenza, pakashata. Zvinhu zvareruka chokwadi. Vapedza masports ndivo vataura kuti 'mwana wenyu inzenza, ibhora rongokaviwa newada.' 😮

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Рік тому

    Mambo vane wisdom. Munin'ina ane problem. Akarambwa nemusikana akandoitiswa nhumbu wodzoka futi woti unomuda apa worara nemukoma weuyo futi.

  • @normanpositani2232
    @normanpositani2232 Рік тому +1

    Barika unorigona iwe,mbanje dzoga dzoga

  • @lovemorencube5182
    @lovemorencube5182 9 місяців тому

    its unfair on the accused the older brother is the one who poached and is not vindicated or convicted why chief

  • @rangy1222
    @rangy1222 Рік тому +1

    Baba mune error imi muri ku supporter chihure chemwana.

  • @AnesuKhumalo
    @AnesuKhumalo Рік тому

    Komukomana uyuu arikubhadhariswa Mombe yekuitasei apaa andina kunzwa mhosvaa yaarikubhadharira Mombe ini yekuti akadarei Mukadzi akambotizira umwe murume

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Рік тому +1

    My crush 😍 chief

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 Рік тому

    I Salute yu Mambo

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 Рік тому +1

    Musikana handifungi kuti dzakakwana

  • @barendbs8471
    @barendbs8471 Рік тому +1

    Baba vakapfeka green imi muri bhoo hre mupfungwa umu mungafambire chihure chemwana makatadza kuraira mwana wenyu kare ungamiririre chipfambi chemwana ndakutyai.

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Рік тому

      Ndovakafana mwana kudzungaira.Ndirini baba vemuskina ndaitsvaga bake ndohwanda kwete kufambira dzakdai

  • @MrKingsleyK
    @MrKingsleyK Рік тому

    It's the first time I hear a bip censorship

  • @shillahzunga6923
    @shillahzunga6923 Рік тому

    Background yacho ine noise shame,may SM tv improve on that

  • @magretjonasi1097
    @magretjonasi1097 Рік тому +2

    Language bhooo here regweta Ra mambo veduwee 😅😅😅😅

  • @tinashekandemiri6491
    @tinashekandemiri6491 Рік тому +1

    Kahure

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 Рік тому +1

    Sisi ava mune mumwe mwana Ari kuda support imi speed kunochinjaniswa nemukoma nemu nin'ina

  • @nomsasitsha7779
    @nomsasitsha7779 Рік тому

    Maonero akasiyana...mukomana uyu akangwara anogona kunzveñga nyaya haadi mukadzi and kuenda nababamukuru aitevedzera zvaaiudzwa mumusha maauya

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Рік тому +3

    Atezvara mwana wenyu ndiro joki

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Рік тому

    ko baba weMwana wekutanga aripi ??
    akabhadharawo here something uye akamuwana sei mwana iyeye, through unzenza !!

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 9 місяців тому

    How can this Chief impose a fine (damages) on a woman who has already given birth and is also pregnant again? Damages were originally meant for virgins only and later extended to one who had impregnated a woman. Did the father get damages from the 1st guy who had made her pregnant? How then can one woman be eligible for damages more than once? Chief Makoni erred in his judgement. The woman's father is a gold digger. In fact he is the one who is supposed to pay for not having brought up his child correctly. In any case why is the young man being punished yet he wants to marry this loose woman? The father-in-law must be grateful to this decent but naive young man!!!
    The woman could have stayed as the brother's "wife" if the brother was a good performer!! The woman only left when she realised that if she stayed with the brother she would be sex starved all her life. He was no match to the younger brother as he managed to have sex with her only once the whole night. The woman adds that they had only one time because it was late!! If she had been raped she could have walked back to the in-laws instead of waiting for more!!

  • @ThapeloNjovo
    @ThapeloNjovo Рік тому +1

    Hapana zvemukadzi apa but namambo uyu haagoni kutonga nyaya anokurudzira chihure munyika

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Рік тому +1

    My chelf🎉❤❤❤

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Рік тому

    Haiwa transport yei vaiendep vari ishwa kudaro kufambira zvisina basa nxaa

  • @minjified
    @minjified Рік тому

    Nyathi Makoni nyaya wanodziziva🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @peterjayanduna789
    @peterjayanduna789 Рік тому

    Sheam. Kamaney link kamdhara

  • @mirriamsalanji3559
    @mirriamsalanji3559 Рік тому

    Ndarwadziva nemukomana unoripiswa mhosva baba musada pfuma zvakadaro mangwana ndimivo

  • @fungaishoko237
    @fungaishoko237 Рік тому +1

    Baba siyanai nemwanakomana uyo mwana ihure guru

  • @ntokozondlovu528
    @ntokozondlovu528 Рік тому +1

    Apa nzenza yake ari kutoida

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Рік тому

    Baba avo ndibaba chaivo here kana musarapavana vakungoda kudya hazviitwe nemurume chaiye kufambira mahumbwe ayo...mwana ave webiznes...kahure

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 Рік тому

    Hakana kukwana..newewo chikomana madirwi rmuhu anowanikwa kawiri iwe wozotora...mukadzi one ange asina kukwanira .ingozi mukadzi uyu

  • @abigailmutemeri-bq7he
    @abigailmutemeri-bq7he Рік тому +1

    Kkkkkkk mambo vazopedzisira vonyatsoti dyo ...... Ngaabhadhare dare geli kkkk haaa baba avo kuda zvinhu inzenza iyoyo 😅😅

  • @TafadzwaMakoka
    @TafadzwaMakoka 4 місяці тому

    😮

  • @Lara-ks7hc
    @Lara-ks7hc Рік тому +1

    Mambo havagoni kutonga avo mkomana uyo akubhadhariswa mari dzakawanda kudai dzei nhy pahure iri

  • @pamelamatewe217
    @pamelamatewe217 Рік тому +2

    Baba nemwana havana kukwana. Ngaasunungure varume ava .

  • @BIGPEOPLE693
    @BIGPEOPLE693 Рік тому

    But why is the young brother being penalised when he is the the husband something is fishy with this case!!

  • @IvyNdlovu-zs9xe
    @IvyNdlovu-zs9xe Рік тому +1

    Eish dzinwe nyaya hadzidi tongwa munhu chengeta hure rako unyarare

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 Рік тому

    Mambo makapenga. Best judgement

  • @veem6547
    @veem6547 Рік тому +1

    Ummmm chief apa matadza kutonga, vanhu ava vava kushandisa mwana uyu. Varume ndosaka vari kumbunyika vakadzi .

  • @jonasChikweva
    @jonasChikweva Рік тому

    big up mambo on the issue of rape cases

  • @tineyidombodzvuku067
    @tineyidombodzvuku067 Рік тому

    Sly Media ko uri kuvharirei pekuti kusvirwa apo siya tinyatsa kunzwa

  • @takundasepe8949
    @takundasepe8949 Рік тому

    Okay

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu Рік тому

    This young man could have stopped this nonsense by avoiding this weakend woman

  • @PromiseChagwambare-fv5lw
    @PromiseChagwambare-fv5lw Рік тому

    Younger usazvisungirire kana kuzvipisa Mari ye fodya irikutorwa yese nema unnecessary cost maridzacho ummm dzirikudiwa dzakawanda pamunhu aripamusha

  • @rogerchanda
    @rogerchanda Рік тому

    Chinjai muti Plaintiff na Respondent apo. These are civil cases

  • @AnesuKhumalo
    @AnesuKhumalo Рік тому

    Mambo matogona mukati atichabvumiri kuti Mukadzi adzokere kkkkkkk kkkkkkk

  • @faithmotsi9493
    @faithmotsi9493 Рік тому +1

    Haiwaa kanjapisi kasikana aka ..baba vacho futi hadzimo#boychidmatters

    • @terrysikweza
      @terrysikweza Рік тому

      Lol Chii chinonzi Ka njapisi faith lol 😂

  • @taperatapera669
    @taperatapera669 Рік тому +1

    Baba endai munofambira mwana wenyu chihure chaarikuita hakuna mkadzi akakwana anobvuma kuitiswa kunzi vata nemurume wausingade.

  • @ceciliachishanu8681
    @ceciliachishanu8681 Рік тому

    Haaa noise iri kubackground iri kubowa

  • @bensonmubocha3393
    @bensonmubocha3393 Рік тому

    Family iyi yakashandisa mwana uyu coz mwana uyu handisikuona pfungwa dzake dzirimushe Saka vakuwasha vakangwara vakaziva kt tezvara havazive mutemo vakadya mombe yekurepa

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Рік тому

    Nzvimbo dzakawandisa mapositori aiwa nikisi!Zvekupenga zvega zvega.Musatukisa zvitendero .Hona tundebvu twamukoma kunge kakotora.Uuuuuuh ngaanoita test yemukondaz.The elder brother is mad!!!

  • @Dragon-cw6yz
    @Dragon-cw6yz 6 місяців тому

    Can we define rape? Mambo can not just say hayizi rape .

  • @tobs7968
    @tobs7968 Рік тому +2

    Uyu akasvirwa 🤔🤔🤔🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @gracejaravaza7521
    @gracejaravaza7521 Рік тому

    Ko mwana sikana ane dzakakwana here shuwa.Vose dzidza rose both side pane Kurashika njere kuripo

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому

    Kamukadzi aka so ka kamboko kemunhu Ku sis mujolo

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Рік тому

    Mukadzi uyu haana kugarisika apa anenge anotumwa nababa vacho kuita unzenza kuti vawane mombe. Baba vakakwana vanonyaravo nehunhu hwemwana wavo hino ava mmmm.

  • @julianakasema765
    @julianakasema765 Рік тому +1

    Mukomana uyu anofanira kuita ma Dna test kana mwana azvarwa becoz sisi vanenge vasingazvikoshese

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 Рік тому

    IDrama chairo but mukadzi uyo tsandi nyama zhiwaba iyo

  • @marianyika8237
    @marianyika8237 Рік тому

    Iwe mukomana newewo hakusi kuona here kuti hapana zvemukadzi apa Imi baba zvemukadzi hamusi kuona here kuti zviri kuiitwa nemwana wenyu hazvisi zvega

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Рік тому

    Haa mukomana uyu ngaa siyane nemkadzi uyu haambofi aka siya chihure huye acha uraisa vanhu mumusha.baba avo ngava tore benzi ravo hariite

  • @LizzieChijena-rl3bj
    @LizzieChijena-rl3bj Рік тому

    Vanasikana chiiko kudaro chihure chinosemesa veduwe
    Ava baba vanotopenga pafair vanojairira vanhu zvekuti 🤞🤞🤞

  • @nesterchishanu7642
    @nesterchishanu7642 Рік тому +3

    Kakadzi ako kanzenza kakasvuta muto wembor* baba vekakadzi ngavagare nako 😂😂😂😂😂😂

  • @richardmachayambama-ku7wm
    @richardmachayambama-ku7wm Рік тому +1

    Musikana uyo ihure jealousy Down 🤞

  • @NyashaShunje
    @NyashaShunje 3 місяці тому

    Mukoma wakapusa musikana ungamitiswe noumwe woti unomuda apa iwe wane mukadzi wako kuzvikanganisira imba yako.Ezvino worara nomukoma aaa i nzenza uyo

  • @AnesuKhumalo
    @AnesuKhumalo Рік тому

    Camera 📷 man musoro wakoo urikutiratidza vanhu variku Court tinei navooo

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 Рік тому

    Chidzoyi chemukadzi . Choda kuurayisa mukoma nemunin'ina

  • @MelodyLongwe-p6k
    @MelodyLongwe-p6k Рік тому

    Mwana wenyu mmmm ibhishu ngadzikame

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors Рік тому

    Mombe yakabviswa ngaidzorwe nekuti rap I I mhosva isingaripwe nemombe asi kuti police ndo ino investigata kana munhu abatwa nemhosva obhadhariswa fine kana kuendeswa ku jeri? Munhu wotadzirwa woripiswa futi? Hapana kungogwa kuri fair apo. Maybe we mombe otono claim mombe yake kuti idzorwe. Paita varume vatatu mumwe akatoitisa mwana mukadzi wemunhu? Husband endai munobviswa rushabwa nekusiyana nemukadzi uyo anenge akaripirwa ngozi.

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha Рік тому

    Tezvara i rubish yemunhu ,mwana anga akamitiswa kare ane mwana wake kudhara achazadza vanhu chirwere.

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Рік тому +1

    Mkadzi benzii

  • @ashleysongore1120
    @ashleysongore1120 Рік тому +1

    Asina kutokwana mukomana ayiramba achida pfambi iyi

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Рік тому

    Mambo Ava vanowanza mutoriro vanenge vakangodhakwa everytime 😂😂