Finalpart:💥😱Mukomana Wekuwanikwa Ari Musvo Obuda Pachena Anwa Muteyo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 58

  • @maggiechigerwe
    @maggiechigerwe 13 годин тому +4

    Mambo musatarisa divi rimwe chete ,endesai mukomana uyo for physiaciatric assessment ,musangomhanya kuripisa munhu

  • @RobertMagamura
    @RobertMagamura 16 годин тому +3

    Mapositori ayo vanonyepera vanhu ,mudzepete uyo wavanonwisa vanhu

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva 7 годин тому +1

    Haaaa mambo ava vanotopengawo zvavo. Vachiri kuvhuma zvekumwiswa kwevanhu muzepete. Am disappointed namambo. Ngavatsvage vanhu vanozvigona zvisina kumwisana mizepete iyi. Tasvu akatiparira ndiye akatanga nenyaya yemuzepete

  • @ChipoMaruve
    @ChipoMaruve 8 годин тому +1

    Mambo endai pa Glendale monoshevedza N'anga inonzi Sekuru Nyangatiyani inobata varoyi nemukombe ayo maporofita vanogona kuonaasi havana simba rekupedza huroyi

  • @blessingmurozvi6059
    @blessingmurozvi6059 2 години тому

    Ndezvenhema izvo

  • @memorychirikure3470
    @memorychirikure3470 6 годин тому +1

    Mambo mungadai musina kutendera amai avo kuputa fodya yavo vanga vachitotsipika mhepo dzavo ndoosaka vanga vodzvova zvekunyepa huni’nga hwemashavi ekuroya ayo

  • @simonmutambi16
    @simonmutambi16 16 годин тому +1

    Zvino zviporofita zvinongotaura same time here

  • @ClemenceChadzinya
    @ClemenceChadzinya 51 хвилина тому

    Muteyo ndewekunyepa

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm 12 годин тому +1

    Nyaya iyi haina kutongwa mushe. Kuripisa munhu wamuri kutaura kuti pawakafamba usina kupfeka waisava iwe asi pane zvaive zvakakugara

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 15 годин тому

    But why mapotofita aine imwe mvura mukachigubhu????? Hausiwo here mudzepete watinongonzwa. Skiri nderekuti masiri matargets vanongoita sevadirirwa kubva mukachigubhu including muprofita ivo vasina or vaisa a very small quantity.

  • @cathymakoni7114
    @cathymakoni7114 18 годин тому +1

    Chief ka kkkkk wrong place uripapatrol yekuroya😂

  • @ChipoMaruve
    @ChipoMaruve 8 годин тому

    Maporofita ayo haana zvaanogona vatadza apo zviri pa chena pamberi pa mambo

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 7 годин тому

    Mambo munoda mombe yeyi asi ndimi makaroyiwa hre,ndozvandinovengera madzimambo kusecha vanhu ma pocket.

  • @maxwellnyakudya8812
    @maxwellnyakudya8812 5 годин тому

    Poor sound quality

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 16 годин тому +1

    Hakuna muroyi hafe abvuma padare

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 6 годин тому +1

    Sound gadzirisai baba.. itirai sound plan

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  6 годин тому

      We.ordered new sound equipment

    • @ArnoldMusarurwa
      @ArnoldMusarurwa 23 хвилини тому

      nyika yoparara nekushaya zivo vatadzei vanhu ava chokwadi

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm 12 годин тому

    Mambo vanotaura accent yekuMatabeleland ivo vari kuMashonaland.

  • @SarrendarZhou
    @SarrendarZhou 17 годин тому

    Mambo chikafu munodya here Chishoma wedzererai

  • @Gloria-jh4pi
    @Gloria-jh4pi 8 годин тому

    Mambo ngaaendese vanhu ava kwa Tasvu kwete zvatiri kuitirwa izvi

  • @albanmuzanenhamo3518
    @albanmuzanenhamo3518 5 годин тому

    Plz do away with maprofita. Warikunyepa . Mambo muchauuraisa vanhu ngwarai imi.

  • @MunyaradziChingoka
    @MunyaradziChingoka 15 годин тому

    Chief ndewekumama

  • @CleopasMagodhi
    @CleopasMagodhi 40 хвилин тому

    Munhu ari kushandiswa ari kuitiswa nekusaziva saka anoripiswa sei Dai matomubatsirawo

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 18 годин тому

    🎉🎉

  • @LondiaMaisiri
    @LondiaMaisiri 7 годин тому

    Uuuùm dare iri shuwa musazodaro daro madiii matsvaka vechivanhu nemaporifita sezvamakmboita rimwe dare renyu riye cz munyika menyu makatakura kurema

  • @ESTHER-d9t
    @ESTHER-d9t 15 годин тому

    Aaa nix mhani wy kutaura same time ndezwekupenga zwakamboitika kupi

  • @Tari2378
    @Tari2378 13 годин тому

    Muzepete
    Mandakisa vanhu imi hapana chiporofita

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 9 годин тому

    Very Poor Sound Quality

  • @TendayiBopoto-kk8bm
    @TendayiBopoto-kk8bm 12 годин тому

    Zviiko zviri kuitika nemaporofita acho? Chii chiri kunzwika ipapa?

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 13 годин тому

    Mambo musaripise murwere uyu anotoshanduswao nemweya yakaipa uyu

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 13 годин тому

    Ummmm mkomana uyu hanzi aitamba zvigure nhaii aaaa

  • @SophieMorese
    @SophieMorese 3 години тому

    Musanyepere vanhu kut ndivo vanokonesaxmvura mvura kunaya muri imi vazuvanhu ezanu mwari ndovakatsamwa ndezvamukuita izvi ibvai apo tongai nyaya zvakanaka kwete kupomera vanhu nezve mvura ibvai apo

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 16 годин тому

    Ummmm chief ava vanopenga avazivi kuti munhu anemudzimu anodzova handzi imhosva iyoyo vanopenga avazivi zvavanotonga ava kungoda kubhadharisa zvisina bsa

  • @YonathaMakanda
    @YonathaMakanda 18 годин тому

    Inga Zvakaoma 😂😂😂

  • @BrightonMafa
    @BrightonMafa 18 годин тому

    Evening everyone

  • @rosemuzenda3714
    @rosemuzenda3714 18 годин тому

    Mai avovakuda kunzwenga nyaya yavo muroyi

  • @hazelnyanhongo6139
    @hazelnyanhongo6139 13 годин тому

    Veduwe vanhu vari kushunguridzirwri avo

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 16 годин тому

    Apa apana chiporofita apa kunyeba uku akuna zwavarikuyita kungoda mari chete hupenzi hwega uhu ungati wasimuka kumba kwako uchiti urikuzoporofita wosvika woti awuna zvawapuwa inzwakwakuti akuna akawanikwa asina kupfeka apana chiporofita apa

  • @langtonchikunda4574
    @langtonchikunda4574 15 годин тому

    You must buy s23 ultra not itel

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 4 години тому

    Ko mutemo zvaunomboti hakuna chinonzi huroyi wani

  • @slauschannel
    @slauschannel 17 годин тому

    Ko uya ainzi namambo ndiye mhondoro yavo aidhomoka akazoendepi

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 16 годин тому

    Vanhu musadaro so kana musina zvipo musamanikidzire muporofita

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 16 годин тому

    Dare racho Arina oder iri ivo vaporofita vacho ungati avana kukwana kuti vaporofita zvechokwadi hre ivva vangatawura vese pamwechete azvicha nzwike kuti varikutawura nezweyi nokuti umwe neumwe arikutawura zvaanoda zvisingafanani asi varikutawura pamwechete azvina oder samambo vacho avana oder futi

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 18 годин тому +1

    Poor sound pliz fix

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 17 годин тому

    Komuporofita akuita zvemuteyo futi hre

  • @TendaiMwale-p4r
    @TendaiMwale-p4r 17 годин тому +1

    Mudzepete

    • @maggiechigerwe
      @maggiechigerwe 13 годин тому

      Mukomana uyo wekufamba akashama anogona kunge accidentally- mental instability ,muendesei ku Hospital for assessment .

  • @SandraMandaza-j1u
    @SandraMandaza-j1u 18 годин тому

    Panobasa pano

  • @NomakhaNcube
    @NomakhaNcube 13 годин тому

    Muzepete nxxxa
    Sicela iNduna idinge Abantu abasebenza ngesintu abanjengabo Sekuru Mukosanjera

  • @GladysNdlovu-ru4cu
    @GladysNdlovu-ru4cu Годину тому

    Mambo fake iyo

  • @GladysNdlovu-ru4cu
    @GladysNdlovu-ru4cu Годину тому

    Fake mapositori wapha wanhu muzepete

  • @GladysNdlovu-ru4cu
    @GladysNdlovu-ru4cu Годину тому

    Mudzepete fake

  • @rupiyaamos
    @rupiyaamos 16 годин тому

    Madirei kushungurudza vanhu vachireurura kuvaroiwo hakuna mambo asina makona