Mashura💥 Amai Vaye vemkomana Vodya Ndove Vabatwa Uroyi Vanwa Muteyo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 37

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva 4 дні тому +7

    My advice to mambo is zven'anga dzinomwisa vanhu zvinhu siyai

  • @leninstixbuffalo6356
    @leninstixbuffalo6356 4 дні тому +3

    Musape machembere mudzepete imi hamunyare😊

  • @pascaliamugwagwa8428
    @pascaliamugwagwa8428 4 дні тому +5

    mbuya vane zvavapihwa ava i don't think kuti vanoroya ini

  • @DavidPaul-p5p
    @DavidPaul-p5p 4 дні тому +2

    Kkkk Zimbabwe ma1 chaiwo kuti nzara kuti huroyi zvese dai Jesu atiwanira nyasha

  • @RosemaryMagaisa
    @RosemaryMagaisa 3 дні тому +1

    Ko zvikudyiwa zvabvepi

  • @silentngoshi3121
    @silentngoshi3121 День тому

    Nhayi akataura wani mukomana uyo pavaimubvunza wani imi musatambe nevaroyi ava....kutopika vaiti havabatwe vauya vamhedza zvava medza.

  • @farichisunga7120
    @farichisunga7120 4 дні тому +3

    Vana vevaroyi hava believer nezvekuti huroyi huriko Mambo,imbovadidzire N'anga yepa Mukumbura kuborder uko iyo inoteya necup ye tea varoyi vaite vashoma mudunhu Changamire.

    • @MaryMutekede
      @MaryMutekede 3 дні тому

      Ndokumbirawo kubatsirwa ndatambudzwa nevaroyi hakuna here number yevano batsira vari kumukumbura

    • @LeahChinyere
      @LeahChinyere 3 дні тому

      😂😂😂😂😂😂😂ichokwadi ichocho waribaya nechigunwe

  • @lynnmadon-lt1xu
    @lynnmadon-lt1xu Годину тому

    Havaroyi mudzepete hamusi kuziya imi

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva 4 дні тому +4

    I hope Mai avo Havana kumwiswa muzepete. Trik yekupa vanhu muzepete yanetsa munhu anotaura and act sekuti akupenga

  • @meviachiroodza2453
    @meviachiroodza2453 3 дні тому +2

    Apa ndandakava beliver sei pakutanga

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 3 дні тому +1

    Amai ava havaroyi mishonga yamavapa ndiyo yavadai chete

  • @ChiheraChihera-hf5eu
    @ChiheraChihera-hf5eu День тому +1

    Mudzepete ndewekunyepa unoita kuti vanhu varoyomoke suka

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 4 дні тому +2

    Vanoroya mbuya ava mwana uyo akazwitawura pavayimubvunza paye nyaya isati yawuya padare mwana akati ngatitawureyi chokwadi mai avo vakati nani chokwadi chacho ndecheyi zvirikureva kuti ini ndinoroyaka mwana akati kwete akatya kutawura asi ndakazviwona ini kuti mbuya iyi inoroya asi yayida kugezera mai vemukomana uyo

  • @janechibvongodze6488
    @janechibvongodze6488 4 дні тому +1

    Amai ava havasi muroi veduwe vanwiawa mudzepete

  • @LAMECKBAUTI
    @LAMECKBAUTI 21 годину тому

    Nzepete or mvura

  • @VimbaiHore
    @VimbaiHore 4 дні тому +1

    Iye munhu akamboita zvemudzimu asinga royi anopenga ava now makudya nyama dzevanhu haa manyadzisa mbuya ko zvanga muchiramba chii seiko varoyi musinga bvume huroyi hwenyu basa kupedza vanhu muchiramba

  • @hazelkasinamunda-sb1zl
    @hazelkasinamunda-sb1zl 4 дні тому

    I don't believe this mai avo ngavaendeswe kun'anga dzisingamwise muteyo

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 3 дні тому

    Mudxepete ahuna kunaka chaizvo

  • @TinoMuzen
    @TinoMuzen 4 дні тому +2

    Uuuummmm pamwe mudzepete unorotomoka kutodhomoka

    • @enitatrust6933
      @enitatrust6933 4 дні тому

      😂😂😂😂 haa inenge unotovhiringa pfungwa

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 4 дні тому +2

    Ummm ummm hamenoo

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 дні тому

    Bvamwiswa mudzepete indai kwa mukotsanjera

  • @prosperchirwa1029
    @prosperchirwa1029 3 дні тому

    Ini vanhu vanotanga vanwisa vanhu zvunhu handivadi iye atanga anwawo here zvinhu zvake chenjerai zvinhu zvamomwisana izvo kana une simba kungotendeka munhu chaito anotanga kupenga oga

  • @NdunaNong
    @NdunaNong 4 дні тому

    Mudzepete uyo

  • @ThlokomelaMubu-ti9vd
    @ThlokomelaMubu-ti9vd 4 дні тому

    Pachokwadi mai avo ivo vanoti handiroyi munhu akavaitisa zvemudzimu ndiye akavapa zvose izvozvo

  • @MaryMutekede
    @MaryMutekede 3 дні тому

    Havasi muroyi mai ava vanwiswa mudzepete endai navo kwasekuru Tasvu

  • @MaryMutekede
    @MaryMutekede 3 дні тому

    Mambo amai ava ngava ende kunana sekuru vano ronda dare zvemu dzepete izvi hazviite uno pengesa

  • @NdunaNong
    @NdunaNong 4 дні тому

    Bcz hatizozivi kut zvava kuvapenza zvabva mune zvavamwisiwa here bcz mushonga unogona kuzviita futi so zvongoda munhu anobudisa shavi racho straight pasina kunzi imbotanga wanwa izvi bcz mushonga unorevererwaka kut ndoda uite so so

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 4 дні тому

    Ngavafambe kumwe futi

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 4 дні тому

    Nhaimi haa kanyika kedu bodo

  • @SandraMuzonda-kh7ux
    @SandraMuzonda-kh7ux 4 дні тому

    Chovhundutsira icho chimuroi chimbuya icho kupika nhema uko muroi chimbuya icho