I am South African, I was in zimbabwe chipinge 4 days ago.i.was there for money ritual, but I ended up not taking anything as the stick I was given was going to request blood later and it's snake stick. To contact sekuru Tasvu during the day as he is stating no blood on his meds.
The living LEGEND! VaziTeteguru Tasvu! God keep you long enough for us! 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Ini ndovatemba vakabatsira mwana wangu
Aah better
Better vasikana ini ndiri Kuda kutombovasvikirawo
Hello hello Sekuru Tasvu much respect 👍👍
Ava ndinovadira havana nyena nemuroyi mhani
Amen mazviita sekuru vanhu vapanzwisise ipapoo pamaNjuzu yooooo vanhuu vakuzvinyanya zvamaNjuzu 😢
Big up Sekuru Tasvu🎉
Tateguru❤❤
Maita basa Mukoma Robert ndaitadza kuziva kuti vanobvakupi Sekuru Tasvu ava. Rurimi rwavo rwakarerekera kuMozambique .
Tateguru ....Tasvu ❤❤❤❤❤
Keep on living sekuru tasvu i like yr job❤
Tateguru 👏👏👏
Number ndidzo here dzirikubuda hanzi vawanda
❤love him sekuru
Big up to u tateguru Tasvu ❤ varoyi vatinetsa nevakaromba
Sekuru Tasvu to the world
Love him so much
I am coming there sekuru Tasvu
I have to sort mine out ndanzwa nekurwara ini
Varikurova basa sekuru Tasvu keep it up
Long live sekuru tasvu
Mishonga yemaluck haisiyo irikuzopanduka here kuita nyoka nezvidhoma
Ehe ndiyo inoita zvidhoma iyo hayina kuna
Iwoyo hauna kunaka
Velucky uuuuummmmm hazvizonetsi here
makadii mkoma Robert !okumbiravo number dzenyu kana dze Sly Media ndapota
Ndokumbiravo
Rega ndibate Tateguru iri ndimbonzwa
Sekuru vanorombesa here
Sekuru 🎉
Sekuru tasvu ndinovimba nemi .ndineshungu dzekuda kusvika kumatare kwenyu mundibatsirewo ndatambura ini.
Mkoma Robert ko silverster arip
Sekuru munogona henyu. Dambudziko pama price apa.
vanga vachiri sekuru Tasvi
Hie Guys
one Tasvu, ndovatemba ava
Kudhuuuuura 😂😂😂
One tasvu
Sekuru vano Tasvura ava
But mari dzavo hanzi 2000usd ishuwa here
Pakudii kwacho matare 250 zvichienda mberi but wotosimba homwe nekuti vanochaja
Live longer sekuru Tasvu
Vanonzi Sekuru Tasvu not Tasvi please
😂kwete mushonga weku fushira ne magaro 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk taurai henyu
Sekuru ndakauyako mukatadza kundibatsira dambudziko rank
Mwedzi wambudzi wpera here , cz sekuru vachasungwa soon
Matare vamwe vatovhura
Finque chiuta tete province
Tateguru Tasvu .
Vakatasvura Chimutasvu
sekuru Tasvu vakabva riini ku Melbourine 🤷🤷
Vakuitira kup
ndokwavari wani I video rekare iri asi makatanga kuvazivira ku Melbourine hre
Teteguru.Tasvu.batsirai.nyika yedu yatamburanemhuri
Ava ndivo anaSekuru vanerudo nevanhu ava
Nderarinhi ko vedio iri
Sly glass rakabvepi
Touch screen ye cellphone yakabvepi
@@Elpatron242 tsvimbo vataura nejira but glass rinayovo nhoroondo kwarakabva
Dzifambirei
Sekuru tasvu ahoyi
I am South African, I was in zimbabwe chipinge 4 days ago.i.was there for money ritual, but I ended up not taking anything as the stick I was given was going to request blood later and it's snake stick. To contact sekuru Tasvu during the day as he is stating no blood on his meds.
Pa smtv hatide vanhu vanonhepa urimuzimbabwen iwe .
Money ritual oooh dankie bro
He never helped bad people like you but he is there to destroy people like you
Achihoro ndovamwe vandakanzwa kut hanzi hapana hapana
Mbavha yaka plantiwa ne zanupf kuwedzera kukuruka vanotambura
Apa pane munhu wandakabatsira nemari but hachadi kudzoseds
Tasvu ini ndakauya ndikakupa marii hapan kna chawakaiita
Imbavha idzi shamwari neni ndakajirwa Mari yakawanda
Saka uri kutsvagei pa platform yavo duzvi ibvaka pambava motikanganisa imi
@@ChipoMponde ini ndakaenda kwa tasvu kudare ndikabvisa marii asi hapan chaakandibatsira
Unorevesa hre tiudze zvizere
Vanhu vakawanda varikudyirwa mari nen'anga idzi isu tongotarisa zvedu
Munogona sekuru basa ngarifambe
Basa vanobata asi hakuna yateguru vanoshandira pafoni
Ini na tasvu tinobva kumarai kumwe chete aakandiziva haana kuzokwanisa kundibatsira marii ndanga ndabvisa akangokuziva chete haachakubatsire itotori mbavha
Iwe unenge vakaromba chete ukuda kuvharira hama dzako dzaunoshandisa ne urombwa hwako kuti dzirege kubatsirwa
@@bravochanaka8623 kurombeiko hat ndikuuudza hre ini ndakaenda kwa tasvu
Bravochanaka
Ukaromba iweee pfutsek
Iwe wawaendereyi kumbavha hauna kukwana, isu takabetserwa hatina remuromo pa7 underson paya
Ko mariii yemubhadharo
Dai zvainzi munhu anobatsirwa kupfurikidza ne comment ndaidawo Ini sekuru tasvu vanopedza Basa
CHIBABA TASVU 1
Handina comment, munhu ne munhu ane chipo chake
Kwete hanz macharges anoenderana neproblem sekuru vari kubata basa rakakura
Tete sei imi murume
I like his noncompromising attitude towards the evil abathakathi/varoi
Achibvara naaTsuromudovi
Kkkkk uchiri kuvarangarira
Sekuru tasvu 1 vanotasvura
Sekuru vanoremera varoyi zvavo ava ndatenda hangu..sando dzenyu
Sekuru vanogona
Number 3 tapindaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
Sekuru tasvu vano tasvura munondiitira
Sekuru tasvu kuvanhu
Newewo uri kutobira vanhu
Haaaaa wakabatikana hama ndaona ma comments ako
But zvozonetsaka mangwan zvekupiwa malucky izvo kan yozopera Mari yacho ini hangu ndendichingoda kubvisirwa zvakaip cht
Iwe tasvu wakandibira
Chii
Wakabirwa neasiriye
Usanyepe iwe,kuda kusvibisa zita remunhu.Basa tiri kuriona ravari kubata
@@mesiMutepfa iwe ndakaenda kumba kwake
@@simongwarega-il8vm iwe ndakaenda kwa tasvu panoshandira
Tasuwa matare
Sekuru🎉