Mark Ngwazi & Donald Gogo Solo Bass, Lead & Rhythm Guitars Ma1 Aya 🔥🎸🎸

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 100

  • @iTV_ZW
    @iTV_ZW  2 роки тому +2

    *❤PRESS SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS*

  • @fultonfrancismupupu4546
    @fultonfrancismupupu4546 2 роки тому +13

    Ndiani anoziva somg yamavheso inonzi nguva yekutenda

  • @christophermututa9589
    @christophermututa9589 2 роки тому +6

    Haaa varume mazogara Macheso mukurusa no favour no wat.

  • @samuelchakavanda9805
    @samuelchakavanda9805 2 роки тому +12

    Ndakuenda hangu kwe mwana WA tedious matsito kwete izvi

  • @Paradzaimurwisi.
    @Paradzaimurwisi. 2 роки тому +9

    Live pachine basa but keep on fighting hazvisati zvanyatso buda hazvo

  • @savikazimbabwe116
    @savikazimbabwe116 Рік тому +1

    boss dahwa was cool

  • @kudakwashemuzivi8117
    @kudakwashemuzivi8117 2 роки тому +5

    chunai magitare , munyatsove composed for the live show kwete zvese zvese zvamukuridza apa....ndosaka tisiri kukucompeyai nababa shero muchirir nhanhanhanha

  • @g.karodza
    @g.karodza 2 роки тому +4

    Haaa kusanganisa magitare kunonetsa boyz umm😂

  • @nassirismail1313
    @nassirismail1313 2 роки тому +9

    Gogo ridza zvekwenyu ndiwe urikuenda nemaBeats aMacheso kwaMark still magitare haasikunyatsoenderana

  • @tinotendamadzikwa3596
    @tinotendamadzikwa3596 2 роки тому +5

    Mark can play guitar ndaona ma comment aripano akazara ruvengo

  • @victorgovo177
    @victorgovo177 2 роки тому +1

    Magitare acho imhuti puti. Chunai zviite good sound

  • @munyaradzitembo6170
    @munyaradzitembo6170 2 роки тому +1

    Gogo.siya. Kuridza zvekwamacheso

  • @shepherdmoyo592
    @shepherdmoyo592 2 роки тому +3

    Zvimwe musiye kana zvisingabude

  • @tinasheshunje5269
    @tinasheshunje5269 Рік тому

    Good work were is father ten years

  • @princemakumbirofa1376
    @princemakumbirofa1376 2 роки тому +4

    Gitare raDonald Gogo rakarasa tune

  • @darlingtonmachona2010
    @darlingtonmachona2010 2 роки тому +5

    Muchagona, pari zvino mofanira kuanyatso batanidza wire zvakanaka

    • @andersongatsi1574
      @andersongatsi1574 2 роки тому

      Taura hako, manyawi achakawandisa haasati adzikama

  • @pedrorunesu3645
    @pedrorunesu3645 2 роки тому +1

    Donald gogo rubber stopper

  • @talenthuchu6547
    @talenthuchu6547 2 роки тому +1

    Nguva yokutenda dambudziko ma rehearsal hapana apa

  • @niconkola9314
    @niconkola9314 2 роки тому +2

    Mashona ma jealous munota inngwi mega muchiridza

  • @jeincjames
    @jeincjames 9 місяців тому

    Mark must invest more time in rehearsals so that their presentation brings out a flawless act.

  • @alfoncegwatidzo916
    @alfoncegwatidzo916 2 роки тому +6

    Floyd "Money" Mayweather was made the most grossing and richest athlete by both his fans and haters too. There is no problem in loving another artist and acknowledging another good artist at the same time

    • @Tshisa619
      @Tshisa619 2 роки тому

      🇿🇦A profound remark indeed, this is the Era of social and video platforms where there more an artist is spoken about or their content being used it's the more they rise. I saw "taurai madzoka" being utilized by online TV owners here & local social media giants when they didn't even know Mark Ngwazi but they connected with his lyrical content.

    • @freddymanyuwa8187
      @freddymanyuwa8187 Рік тому

      Taura hako

  • @timoteochiripo5961
    @timoteochiripo5961 2 роки тому +1

    Mobvira mese

  • @innocentkomati8732
    @innocentkomati8732 2 роки тому

    Mutambe chaiwo kkkk

  • @thedony2862
    @thedony2862 2 роки тому +2

    Zvino ukaridza zvamayiridza muri kwamacheso

  • @EmmaculateMakwenje
    @EmmaculateMakwenje 7 місяців тому

    Live ichiri kukunetsa Mark you have to do more rehearsals so that masounds anobuda zvine kathar, not mapopcorn amaiita apa aya

  • @danainyakurerwa2433
    @danainyakurerwa2433 2 роки тому +1

    Ukarwadziwa haupo great job Mark

  • @rasweed2898
    @rasweed2898 Рік тому

    Matoto emheni aya

  • @leesencemhlanga2972
    @leesencemhlanga2972 2 роки тому +1

    rova vese vanoshora igodo mapenzi anoona mavideo amark evrytime asi wonzwa achituka

  • @tendaimazingaizo3098
    @tendaimazingaizo3098 Рік тому

    Donaldo Gogo ma1 ayoooo

  • @simonmutize7642
    @simonmutize7642 2 роки тому +1

    I like your messages brother rambawakadaro

  • @gibsontawabarira7394
    @gibsontawabarira7394 2 роки тому +6

    Regai Gogo anzi haagone ishiri abviswe kwamacheso. Mark ngwazi can play better guitars than Gogo. Pane wese varidza I just salute Ngwazi only.

    • @jahhardyofficials8626
      @jahhardyofficials8626 2 роки тому

      Yeah chokwadi ichocho

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Рік тому +1

      Anogona manje gogo kana mazogara bvunzai ma nextdoor enyu kana vachiziva nezvake

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Рік тому +1

      Maybe ndiwewo unonzwa nenzeve1 gogo anogonesa bvunza vanonzwa nenzeve 2 vanokuudza

    • @recallchannel3258
      @recallchannel3258 9 місяців тому

      Haagone sei ? Haasiri iye akaridza lead ya Sarah, amai varubi, kumuzi kwatu, pakutema munda , yahwe, babanamai, monalisa ,wemakonzo ,Shedia , tariro,nguva ,mundikbuke ,kusekana kwana kamba, raramiro , nguva, petunia, recently akadzokera akabata gungwa. ..... he only produced heats you know Mark today ibasa rakaitwa varipamwe ...hautaure lead ukasiya Gogo ruvengo nekushaya zivo zvikabatana idambudziko.... pakabva Gogo na Mugede kwakaitwei kwamacheso? .... these are the best guitarist of all time... give me one song yaakabata lead kwa macheso isina kuita heat? How many songs are now not even known arikuridzwa nevariko. Chii chakaridzwa Palast ulbum ramacheso ....

  • @samuelrushwaya4793
    @samuelrushwaya4793 2 роки тому +1

    Donald gogo ma1

  • @g.mmadharikeni2460
    @g.mmadharikeni2460 2 роки тому +1

    gogo paairidzira ku OMK asi aiudzwa zvekuridza coz eish zvnhu zvacho

  • @lalasworld4241
    @lalasworld4241 2 роки тому

    Macheso wanna be,it's going to take you sometime, do your own thing brother you have a talent!

  • @nashtv74
    @nashtv74 2 роки тому +1

    Kwangu kuda zvinhu here data rangu kuendera mahala

  • @munyaradziwasara5842
    @munyaradziwasara5842 2 роки тому +1

    Ndaona Katogo

  • @westonjinjika7422
    @westonjinjika7422 2 роки тому

    Chakanaka chakanaka guys, keep it up bro. Welldone

  • @fungaidube4785
    @fungaidube4785 2 роки тому

    Arikungoridza zvamacheso Wani haana zvimwe zvirinani here?

  • @owengunda8495
    @owengunda8495 Рік тому

    Phenomenal 😊

  • @tinashegeorgesimango4141
    @tinashegeorgesimango4141 2 роки тому

    Zvichaita!!! Press on

  • @fungaidube4785
    @fungaidube4785 2 роки тому

    Regai wambodzidza wanosvika nerimwe zuva

  • @brightmatsvimbo7107
    @brightmatsvimbo7107 2 роки тому +4

    Hokoyo nevavengi Ngwazi.they always follow you to insult your works.bhora mberi

  • @talenthuchu6547
    @talenthuchu6547 2 роки тому +1

    Gogo negitare ramachesp

  • @agrippanyakauru6853
    @agrippanyakauru6853 2 роки тому +3

    Hapana hapana...live irikukunetsai boys

  • @jaynejaylin
    @jaynejaylin Рік тому

    Mark 🔥🔥🔥🔥

  • @reasondaudi811
    @reasondaudi811 2 роки тому +3

    Haaaa chimuti makabata guyz kip it up kusvika vegodo vati ziii

  • @signchiraya1040
    @signchiraya1040 2 роки тому +1

    Aya ndomarara

  • @zexmangenamangena8124
    @zexmangenamangena8124 2 роки тому +2

    zvaunorova gitare ngwazi

  • @KMUGUTA
    @KMUGUTA 2 роки тому +1

    Seka hurema wafa ini ziii 🤐

  • @sazimreportsupdates9314
    @sazimreportsupdates9314 2 роки тому +1

    Like you mark

  • @joshuanyama6565
    @joshuanyama6565 2 роки тому

    Chipo makapiwa mukoma wangu

  • @shamblomusic
    @shamblomusic 2 роки тому +9

    No disrespect but magitare ngaachuniwe vanokwanisa kusangana navo chimwe chiri kudzikirisa Sungura kuita malive shows nemagitare ari off tune.

    • @georgekarumazondo6414
      @georgekarumazondo6414 2 роки тому +3

      Shambll chimwe chiri kudzikisira sungura ndimi vacho mamusicians munotsiurana pavanhu. Isu zve off tune tanga tisina kutozviziva but iwe as a professional musician you don't expose your brother pavanhu like this. This comment should be kugroup rema musicians kwatisiri isu. Be united and moudzana mamistakes enyu privately l am sure they will appreciate.
      I respect you as a good and talented musician but apa gadzirisai mukoma musafumurane hapwa

    • @musashoko1389
      @musashoko1389 2 роки тому +1

      magitare ari mu tune but they are failing to create enjoyable melodies...iri idambe kungokwenya kwenya but zvikuridzwa hazvina direction hazvo...wani Ngwazi unogona sei uchidai so

    • @shamblomusic
      @shamblomusic 2 роки тому +1

      @@georgekarumazondo6414 mazvitora henyu nemaonero enyu which is fine and I thank you for expressing your views in a polite manner thank you

  • @chantelncubez8068
    @chantelncubez8068 2 роки тому +1

    Nyange zvikanzi mahara kupinda endai mega hapana zviripo apa

  • @desperado6039
    @desperado6039 Рік тому +2

    Zimbabwe is a backward nation not coz of leaders but by hatred of Zimbabweans towards each other these guys Ngwazi en crew didnt even mention Macheso's name but some pple just hate and insult demoralise them coz in Zim ther is a witchcraft tendency of not wanting to see anyone doing something

    • @hackerPrie96
      @hackerPrie96 6 місяців тому

      Mark Ngwazi started it all for your own information he failed to humble himself as a new comer, rather he just came from in and said he is better than macheso, started a beef for nothing, thank God bab Shero so kuti imhepo iyi and kept quiet!

  • @enockmutenha5426
    @enockmutenha5426 2 роки тому +1

    Sound system hapana hapana

  • @emmanuelmusimbe2904
    @emmanuelmusimbe2904 2 роки тому +2

    Among all the guitarist he is the one who played discord

  • @givemoremachokoto9122
    @givemoremachokoto9122 Рік тому

    Ma guitar 🎸 munogona bt ma engineer ngaaite basa cz magiutar sound yaari kubudisa haisiyo

  • @fungaidube4785
    @fungaidube4785 2 роки тому +1

    Bass man uyo anoda kudzidziswa kuti bass rinoridzwa sei, nekuti magitare awo haasikusangana

  • @awakeawake8244
    @awakeawake8244 2 роки тому

    Ndozvinhu zvamunoenzanisa naMacheso izvi kkkkkkk

  • @lalasworld4241
    @lalasworld4241 2 роки тому

    Oh Donald gogo, uyu ndiye WTF

  • @panashembada6069
    @panashembada6069 2 роки тому

    Take your time to practice chibaba,haa muchiri Kuma shure,your guitars 🎸 haana order

  • @pydpyd7388
    @pydpyd7388 2 роки тому +3

    you nee to work on your live perfomance, zvichabuda hazvo .Take your time and learn from seniors like macheso and nicholas zacharia .

  • @emmanuelmusimbe2904
    @emmanuelmusimbe2904 2 роки тому +6

    Donald Gogo is a senior member but is failing himself

  • @edwardmironga2011
    @edwardmironga2011 2 роки тому +2

    U need more time to practice team rangu munosvika chete

  • @Khoselexavierjumbe9004
    @Khoselexavierjumbe9004 2 роки тому +1

    Seems like hawas ku practice

  • @richmanzvinokona7284
    @richmanzvinokona7284 2 роки тому +1

    NDABVA KUONA MFANHA UYA MWANA WAMATSITO ITS A PITY THAT HE IS WAY MORE BETTER THAN THIS

  • @emelymandaza7313
    @emelymandaza7313 2 роки тому

    Mark impove to perform live shows

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 2 роки тому

    Bhoraa mberri

  • @tichcruz5
    @tichcruz5 Рік тому +5

    matsito junior is better on live shows than Mark ngwazi

  • @arnoldchitabura6199
    @arnoldchitabura6199 2 роки тому +1

    magitare anogona mfana uyu bt kuimba yoooh anoimba nyambo ,nonsense

  • @andrewkanda6092
    @andrewkanda6092 2 роки тому +1

    Wat a boring live session

  • @fungaidube4785
    @fungaidube4785 2 роки тому

    Bass man uyo anoda kudzidziswa kuti bass rinoridzwa sei, nekuti magitare awo haasikusangana