PART 2: PFUNGWE: Mudumbu Mairira Iye Akafa, Mudhara Oti Kana, Sekuru Kanengo Vobvisa Hurombwa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 29

  • @corbanmadzivanyika6859
    @corbanmadzivanyika6859 Місяць тому +2

    The real Kanengo aka Matakanure is back.This is real business!!!

  • @bombaa-cd5kj
    @bombaa-cd5kj Місяць тому +2

    Pakaipa!!! Rovai basa sekuri varoyi ngavabatwe

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Місяць тому +1

    Kuitisa vanhu ,sei zvinhu zvacho zvichingobatwa mumbatya

  • @makomborerotanhara
    @makomborerotanhara Місяць тому +1

    Huroyi hazvitaurike BUT it's like fashionable things to respect n recognition zvichitambudza VANHU vasina Mhosva

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Місяць тому +1

    Avagoni kubvuma sekuru avo munotochema mukazvipa BP henyu.

  • @MejuryMandishona
    @MejuryMandishona Місяць тому +3

    Izvi ireal mmm ini ndotori mazviri veduwe upenyu hwakaoma

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 Місяць тому

    This trick yekubata nyoka, makona ne zvikwambo mumbatya in confined spaces is as old as chadonha scam in town, it’s very effective. Haibude mu stayera because naturally vanhu tinobvuma nekuona chinhu. VanaMakumbi vapedza basa havo ukabwaira hauna chaunoona. Nyoka yacho yakatorara zvayo it’s been tempered with in advance.

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Місяць тому

    Paitwa basa rakanaka apa. maita henyu mkoma Robety nemi sekuru Kanengo nekusunungura mhuri. Avo vatopona avozvisinei kuti pane umwe akatofa

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Місяць тому

    Apa mudhara dzacho dzikusekerera zvadzo... Haaa kubarirwa nhamo chaiyo. Vanhu vakabata havabvume

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 Місяць тому +3

    Vanosara vakapinda busy nekuwacha

    • @FebieChari
      @FebieChari Місяць тому

      😂😂😂😂busy chaiyo iweee

  • @PeterMudenha
    @PeterMudenha Місяць тому +1

    Ndezvavo zvavanofamba nazvo hamufe makazviona Kana Musina kuzarururwa namwari munobvuma zvisiri zvenyu ,Kana vachiti mafuta anosanduka Saka zvavanopawo vanhu zvichasanduka futi BC's Ivo magodobori futi zvoreva Kuti zvose zvinobva Kuma godobori zvinosanduka Hama dzangu vimbai namwari izvo zvinosanduka zvanagodobori

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda Місяць тому

      Haunyepi kuti ndezvavo zvinhu , that's why vakusimbirira kunobviswa zvinhu not matare

    • @clotildatekere7572
      @clotildatekere7572 Місяць тому

      Vamwe kutaura kwenyu ndekwe vanhune vakaromba kana kuti ndimi munoroya vamwe

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Місяць тому

      ​@@clotildatekere7572munganetswe nevaroyi here nhai hama? Amai vari kumasowe zvakadii kupera. Chakaitwa nemushonga chinopedzwa nemushonga. Kwavari kuti Mwari Mwari ku church kupi ? Vakadii kuvati endai kwakati munobatsirwa?

    • @clotildatekere7572
      @clotildatekere7572 Місяць тому

      @@washingtonsandi4404 Ndochokwadi mushonga unobviswawo nemushonga uye mushonga urikubvisa umwe unofanirwa kuve uinesimba kudarika irikubviswa wacho .Manje zvekunamata munhuwo hake angaite simba rekubvisa mushonga kunyepa, zvakangofanana nemunhu anotsvairira marara pasi pecarpet kureva marara angoiswa pamwe panhu asi mumba haana kubudiswa hawo.

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Місяць тому +1

    Mumwe akazorumwa nenyoka yake yaaifamba nayo achinyepera kubvisa mumba mevanhu

  • @FebieChari
    @FebieChari Місяць тому

    Kamudhara Nhari pfutseke dhemeti unoda Shamu iweeee

  • @PeterMudenha
    @PeterMudenha Місяць тому

    Kanengo Inga ati zvapera Saka zvinhu zvabviswa hapana ma problem hapana chichaitika APA

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde Місяць тому

    Waroyi wakaoma ,kachiona hako Wana wachishupika kana kumbogaya hako

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde Місяць тому

    Sekuru wachiri kungodaidza Robert kt Sly 😂😂

  • @Mai2Mutambarika-f7l
    @Mai2Mutambarika-f7l Місяць тому

    Zvakaoma hazvo

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde Місяць тому

    Muface we hosho anondipedza manje

  • @TariroTaruona-vn6gu
    @TariroTaruona-vn6gu Місяць тому

    Ko cy varidzi vezvinhu vasingazvibate voga inhema idzi

    • @clotildatekere7572
      @clotildatekere7572 Місяць тому

      Vatinoziva vanowanzopikisa vanenge vakaromba kana kuti vanoroya

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Місяць тому

    Abadala Laba zimpisi Sirius

  • @AnesuisheTagarira
    @AnesuisheTagarira Місяць тому

    Why vabereki murikushaiwa moyo nemhuri yamunenge makatamburira kuraramisa hamufarewo kudyawo zvinobvawo kuvana venyu