Mkoma Nashy wat is the meaning of confasing maybe vanhu havachaziva meaning yechirongwa,why vanhu varikuuyq vachitozvikudza nekuromba and vamwe varikutoda kutityisidzira sekunge varikutogona chiiko chinoshamisira pakuromba.
Who knows you are next kuurawa saka usavhaire zvako une hutsinye wena dai waita moyo wakanaka mwari achakuregerera zuva reperero richasvika muchazvidemba
1st one as long uchichengeta vana vako the rest is drama.How i wish i can get someone wekuita hangu naye umwe mwana anochengeta mwana wake asingade zvekuendeswa kumantainance
Last confession, ichokwadi chamataura Mukoma Nashe. Apana anovamanikidza kunyora ma confessions avo. Kana vauya ku channel iyoyi, they should expect kuti vachawana vanovashoropodza nemabasa e rima avanenge vachiita. Saka kana voda kukavhira guilt yavo, voda kutukana nevedare. Hapana anovamanikidza kuuya pano. Kana voouya nema confessions avo ngavatozvininipisa chokwadi. Ndinodzwao vanokumbira rubatsiro ne vanozvirova matundundu ne mabasa e rima. Does she help family yake sezvo achiita kuti vasaite mari? Zvekuromba azvigare zvakadaro. Uchanzwa wakunzi zvakuda ropa zhinji. Usatituka. Se zvataurwa na Mukoma Nashe, ahuzive kunobva rubatsiro zvinozoita kuti denga usaite reku gugula 😮😮. Kana usinga tarisire kushoropodzwa nesu vedare, rega kunyora. Garanazvo mu myoyo ka. Usatiudze.
Ungaitira mhiko hama dzako nokuda kwemari yourombwa hari yawakaona next time ropa rako ndiro richapinda imomo uri mumiririri waSatan Iwe pasvichapanduka ndipo uchaona kuti hamuna kungwara Satan wemunhu .
This is why Africa is not going anywhere because of man who thinks kuti kuita vakadzi vakawanda nekuhura ndozvakanaka. White men they start a small business nemari shoma havana pfungwa dzekuita vakadzi hobho. Zvino murume wechitema kunyange akaita business rinoparara nenyaya yevakadzi.
1st confession udzai ana Sisi venyu kuti ana tete muchazvirega henyu kana ana tsano vazonyengawo. How can you support such things when you are a woman as well. Muchazozvinzwisisa gare gare
2nd Confession please note that You and your husband have offered your souls to the devil. Hell is eternal and very unbearable compared to money that you just enjoy for 20 to 50 years and stay in hell for a million years. Repent before it is too late my sister. Imagine you die first only for your husband to repent after your death. Woenda wega kuHell. My sister, kuGehena unoenda wega not with that husband. You have been fooled by demons
Kudega kure uku rombai henyu mudye mari dzenyu. We have the wright to comment . What you and your husband doing is very evil. It's because you are a gold digger that's why you are supporting your husband. Uchapedza dzinza rese yehurombwa.
#1 clever woman nhumbu haibvise bro dzinza ratokura be happy
Second confession munonzwawo sei kana hama dzenyu dzichitambura vasikana asi zvirinani kana musingauraye hama dzenyu zvakaoma
Mkoma Nashy wat is the meaning of confasing maybe vanhu havachaziva meaning yechirongwa,why vanhu varikuuyq vachitozvikudza nekuromba and vamwe varikutoda kutityisidzira sekunge varikutogona chiiko chinoshamisira pakuromba.
Mamukasei mukoma Nashe ❤❤
Mrng mukoma
Ayikaka makatozoita umwe mwana wechipiri varume makaoma
Zvimwe takutya kucommenter
Hindava
Hayas
chengetai Mwana bro midzimu yenyu ikuda mwana iyeye ndiye achasimudza fmly
Kkkk pakaipa shuwa
Kuromba makaromba henyu mese musati murume wangu cz mavemowo.
1st bamnini mohwa semunosvotwa kuudzwa kuti ndine nhumbu makagara na madam.
Muchaurega mjolo.
Mangwanani mukoma nashe
First confession chengetai mwana ini chero ndikapihwa nhumbu nemukomana wangu akandiramba nhumbu handibvisi hazviiti izvozvo zviri nani ndisekwe hangu kunzi ndakamitiswa
Who knows you are next kuurawa saka usavhaire zvako une hutsinye wena dai waita moyo wakanaka mwari achakuregerera zuva reperero richasvika muchazvidemba
1st one as long uchichengeta vana vako the rest is drama.How i wish i can get someone wekuita hangu naye umwe mwana anochengeta mwana wake asingade zvekuendeswa kumantainance
Mai kuromba yr case is between you and your God hatina nyaya newe
Above mukadzi wenyu mukoma endai munoroora mukadzi wepiri nekuti mane2 vana
1st cofession , bro no one will judge you. Just look after your families there is nothing wrong with that.some of us we are in the same situation
Ve secret wife avo one day zvichabuda so be prepared fo disaster like volcano or eathquake something similar to these asi arr munhu reacting
Last confession, ichokwadi chamataura Mukoma Nashe. Apana anovamanikidza kunyora ma confessions avo. Kana vauya ku channel iyoyi, they should expect kuti vachawana vanovashoropodza nemabasa e rima avanenge vachiita. Saka kana voda kukavhira guilt yavo, voda kutukana nevedare. Hapana anovamanikidza kuuya pano. Kana voouya nema confessions avo ngavatozvininipisa chokwadi. Ndinodzwao vanokumbira rubatsiro ne vanozvirova matundundu ne mabasa e rima. Does she help family yake sezvo achiita kuti vasaite mari? Zvekuromba azvigare zvakadaro. Uchanzwa wakunzi zvakuda ropa zhinji. Usatituka. Se zvataurwa na Mukoma Nashe, ahuzive kunobva rubatsiro zvinozoita kuti denga usaite reku gugula 😮😮. Kana usinga tarisire kushoropodzwa nesu vedare, rega kunyora. Garanazvo mu myoyo ka. Usatiudze.
Iwe first confession. Handiti wakarara nemunhu usina kudzivirira chengeta mhuri yako wakanyarara. Ukadyara unokohwa, kohwa mabasa ako awakaita iwayo
2nd confession ausiriwe uri kutaura Asi I blame chijira chawakapukutiswa kumeso , no normal person angaitira family yake zvakadaro.
Ungaitira mhiko hama dzako nokuda kwemari yourombwa hari yawakaona next time ropa rako ndiro richapinda imomo uri mumiririri waSatan Iwe pasvichapanduka ndipo uchaona kuti hamuna kungwara Satan wemunhu .
Kumupurwa uko itai order. Moda kutyisa aniko nhaimi, ari kupedza dzinza ndimi.
This is why Africa is not going anywhere because of man who thinks kuti kuita vakadzi vakawanda nekuhura ndozvakanaka. White men they start a small business nemari shoma havana pfungwa dzekuita vakadzi hobho. Zvino murume wechitema kunyange akaita business rinoparara nenyaya yevakadzi.
1st confession udzai ana Sisi venyu kuti ana tete muchazvirega henyu kana ana tsano vazonyengawo. How can you support such things when you are a woman as well. Muchazozvinzwisisa gare gare
2nd Confession please note that You and your husband have offered your souls to the devil. Hell is eternal and very unbearable compared to money that you just enjoy for 20 to 50 years and stay in hell for a million years. Repent before it is too late my sister. Imagine you die first only for your husband to repent after your death. Woenda wega kuHell. My sister, kuGehena unoenda wega not with that husband. You have been fooled by demons
Buda pachena nhai iwe unosvikepi uchihwanda zvakaipa vaifanira kutaura mazuva ekutanga