1st confession.. some women don't understand how hard life can be for men and as a man listening its hard to sympathize with u.. if u not ready to commit to one person pliz don't marry..pamwe pacho hadzisi mushonga or witchcrft maybe murume wako anonamata and he's an annointed one so God fights his battles and now you're feeling his wrath.. in my opinion you should repent,confess and pray your husband forgives you..
1st confession moti number mungadzipihwa here nezvaaitaura kuti ahatodi nemurume wake nyangwe akatotorerawo friend yake. Anotofunga maakutoda kumutorera futi
First confession kukubatai kwakaita murume uyu aka mbo kusiyayi pane chinhu chakato uya chikarara newe first then iye ozo tevera zvinhu zvake zvambo Tanga mudumbu menyu mune chinhu chiri kuto kudyayi.kana mune zva muri kuda ku vhunza mukadzi aka uya nenyaya yake Kuna mukoma Nash just ask mukoma Nash what ever you want to ask mukadzi iyeye from mukoma Nash to ask the lady that's why vanhu vachiuya nenyaya dzavo vari vana hidey vasingadi kuzikanwa.
Mmm tichapedzwa kuchekereswa mwari tibatsirei
Siyai chihure vakadzi vevanhu full stop aah 😢 nhai
Vanhukadzi kukara mari ..hurai mufe
1st ❤❤❤
Yee l'm the first one to view and like.
Chihure chanyanya iii
The price of sin
Maswerawo sei mkoma Nash nevedare
Hey heey runner vane hushingi, hanzi ndakaona pakanzi brotherhood lol..hokoyo kuma boutique
Chero zvayipa seyi usaroora mukadzi wemuJoni especially Capetown...thank me later
I think 🤔 makashandiswa Pama Rituals 🤔
Maswerasei pano 🎉🎉
1st confession.. some women don't understand how hard life can be for men and as a man listening its hard to sympathize with u.. if u not ready to commit to one person pliz don't marry..pamwe pacho hadzisi mushonga or witchcrft maybe murume wako anonamata and he's an annointed one so God fights his battles and now you're feeling his wrath.. in my opinion you should repent,confess and pray your husband forgives you..
Saka munoto nzwa moyo wenyu uchi fara here nekuchekeresa mwana we muningina wenyu asi hapana chakavanzikana pasi pe zuva.
Saka ndivo here baba vacho kkkk zvakaoma apa uri pamurume
Kanandimiwo vachinyanya kuhura
Zvirikufanana neimwe confession. I think kuti ndivo ini
1st confession moti number mungadzipihwa here nezvaaitaura kuti ahatodi nemurume wake nyangwe akatotorerawo friend yake. Anotofunga maakutoda kumutorera futi
Koshesai hope vanhu wee ndiMwari anenge achitionesa pa first confession apo
Third confession vari kutaura chi game chekuti vakarara ne n'nga 🤣🤣🤣
First. Ma one
Vari kunzwa mudumbu avo it's obvious vakashandiswa for rituals
Hurai henyu muchazvionera we are tired of telling people kuti siyai hujoki you’re married why would you cheat chijoki chemukadzi chinosemesa mhani 😮
First confession kukubatai kwakaita murume uyu aka mbo kusiyayi pane chinhu chakato uya chikarara newe first then iye ozo tevera zvinhu zvake zvambo Tanga mudumbu menyu mune chinhu chiri kuto kudyayi.kana mune zva muri kuda ku vhunza mukadzi aka uya nenyaya yake Kuna mukoma Nash just ask mukoma Nash what ever you want to ask mukadzi iyeye from mukoma Nash to ask the lady that's why vanhu vachiuya nenyaya dzavo vari vana hidey vasingadi kuzikanwa.
Hanti nganga munhu anotodawo ma game😅
Mukoma nash musavape nmbr avo vekunzwa mudumbu nekuda kwechihure regai ashandiswe muma rituals mangwana ndopavanoziva kuti chihure hachibhadhare
Ndinotenda varume vanogadzirisa mahure dai akakuchekeresa now wakurwara nemudumbu nekuda kwechihure
Last nyaya sisi get a life😢
Last confession ko imi hamuna ku mover on here because you seem very desperate or kwamayi funga kuti kurinani makawana masango Ari matema ?