DOMBOSHAVA DAY 3 - SEKURU VORATIDZA RUZHINJI MAITIRO AVO NEZVIDHOMA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 16 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 445

  • @ZedMatsvetu
    @ZedMatsvetu Рік тому +13

    This is beyond imagination
    Many many thanks to the Drewmas Team . Kudzidza hakuperi chokwadi , more importantly vanhu varikubatsirika .

    • @Amarie077
      @Amarie077 Рік тому

      Unopera mate mukanwa chokwadi. Haaa nda surrender.

  • @munashemapiravana2684
    @munashemapiravana2684 Рік тому +45

    thank you for the good job Drewmas Media....ndine chikumbiro microphone yenyu ikuita feedback ye sound inombokanganisa kunzwa zvakanaka

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika Рік тому +10

    Thank you Shumba pamwechete na gogo .gogo avo vanoziva kuita zvinhu negwara zvinhu zvakadai chokwadi hazvidi kumhanya mhanya.gogo vanoziva ava ndatenda zvangu

    • @KelinaKhumalo
      @KelinaKhumalo 8 місяців тому

      No comment ngatidzidzei tisabate mishonga please ndatenda hangu.

  • @prospermashava8815
    @prospermashava8815 Рік тому +4

    Thanks Drewmas media,mationesa zvizhinji kwazvo ,sunungurai nyika mbuya munogona zvenyu ,slow bt sure nebsa renyu

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Рік тому +3

    Drewmas Andrew may God bless you if l come to Zimbabwe l will call you totaura

  • @cathrinekwarambamajore4276
    @cathrinekwarambamajore4276 Рік тому +1

    Thank u gogo muri kumberi masunungura mhuri iyi...toenda zvakare ve Drewmas media

  • @leemoto7471
    @leemoto7471 Рік тому +1

    Baba Ava vapinzwa busy vashanda zvikuru he should be given generouse tokens of apreciation for all The work he has done

  • @diedrechitenga2280
    @diedrechitenga2280 Рік тому +1

    Thank you Drewmas. Tirikurarama takavarairwa. Handaiziya kuti nyika yakatakura Kurema. Dzidziso dzacho.

  • @wellingtonmugasho3060
    @wellingtonmugasho3060 Рік тому +18

    haa andrea tsvaga wo mic isina mhepo inofilter background noise

    • @WokeDetection
      @WokeDetection 6 місяців тому

      imagine wena. such an embarrassing thing. people need to take their craft serious. not spending on songs and logos. picture quality and sound quality trumps everything

  • @tova4700
    @tova4700 Рік тому +5

    Well done gogo. Vari kumberi gogo ava. Zvaana tasvu na kanengo zero. Manyasarandi aya ndiwo ari kuraya nyika yedu. Vari kuti gogo vati kutaura zvakabuda kare zero. Ngavaone mavideo edrewmas 2 different ones ekwa mrewa.

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 Рік тому

      Taura zvako hapana zvemapipi pana gogo varikuita basa nemazvo vanoda mapipi vanhu kkk

  • @sebruzvidzo9852
    @sebruzvidzo9852 Рік тому +7

    Pamberi ne Drewmas media .Vanodzifambira nyaya dzacho kusvika kumapena 👏

  • @primrosemarimirashiry8460
    @primrosemarimirashiry8460 Рік тому +37

    Gogo vakanyanya ava thanks drewmas media for taking this family to another level

  • @teresinamadzvamuse1363
    @teresinamadzvamuse1363 Рік тому +3

    Thank you Drewmas Media nekuenda Na gogo,I think ndivo vachaita kt Jestina abatiwe

  • @elvissalakata9074
    @elvissalakata9074 Рік тому +3

    Voice ragogo ndarifarira ini vanenge vanoita ndipeiwo namba dzavo variMarried here

  • @brendaziyenge9182
    @brendaziyenge9182 Рік тому +3

    Vanhu vanoda zvinhu zviri quick ndosaka vazhinji vapera kubirwa mari plus vane vavanenge vachida but Shumba vakataura wani kuti vamwe vakavhara matare and havasikuda kuuya sekuru vakuda kubvisa nyoka iyo pasina rufu
    Gogo avo vanogona zvavo

  • @constancedube8009
    @constancedube8009 Рік тому +8

    Thank you.... You are taking us to another level

  • @ALPHAMALE09
    @ALPHAMALE09 Рік тому +1

    Thank you mkoma Neshamba , #Sekemutema wacho ndini

  • @lizziecoolbring9969
    @lizziecoolbring9969 Рік тому +1

    Thanks team Drewmas Media
    Well done gogo munoziva zvamunoita imi
    Haaaa matendwa imi

  • @lovedaledengu6338
    @lovedaledengu6338 Рік тому

    Thank you drewmas

  • @yvonnechiwaka6874
    @yvonnechiwaka6874 Рік тому

    Gogo you're amazing.thank you drawmas media.

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 Рік тому +7

    Ndowana sei number dza gogo vari kubatsira

    • @blessinggwiranenzara872
      @blessinggwiranenzara872 Рік тому +2

      Taura hako neni ndovada kwedu kune nhaurwa dzakadai😢

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 Рік тому

      Me too please,,Bra Andrew may l please have your WhatsApp nmber pleaseeee

    • @cdechirume2979
      @cdechirume2979 Рік тому +2

      It's mai titi can u not hear the voice

    • @sifelanizata4606
      @sifelanizata4606 Рік тому

      @@cdechirume2979 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @edithmakombe1435
      @edithmakombe1435 Рік тому

      Vabatsira Ani musapusiswe imi

  • @ratidzomuza515
    @ratidzomuza515 Рік тому +7

    Mbuya mogarepi ndimbokudaidzai kumsha kwedu

  • @ruemubvumbi5700
    @ruemubvumbi5700 Рік тому

    Thanks Drewmas Media for the update

  • @jamesmuzvimwe9015
    @jamesmuzvimwe9015 Рік тому +7

    Thank drew media and Gogo
    Ndokumbirawo # dzaGogo

  • @everquitekudzaishematare6220
    @everquitekudzaishematare6220 Рік тому +3

    Haaa gogo ...munebasa chairo....Dai maramba makadaro Mabatsira nyika yedu

  • @maritamarko3784
    @maritamarko3784 Рік тому

    Murikubata basa thank you Drewmas media.

  • @ranganaigeraldchirova4586
    @ranganaigeraldchirova4586 Рік тому +1

    Big up to gogo you are very humble rambai makadaro

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 Рік тому +2

    Drewmas media thank you so much

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 Рік тому +1

    Thanks Druwmas media

  • @getrudejonasi3250
    @getrudejonasi3250 Рік тому +3

    Zvakaoma chokwadi baba awa muroyi mukuru cha iye apa wakaita kusakara nenhamo hawana kana chinhu huroyi hwacho haubhadhare

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 Рік тому +8

    Varoyi havana brain. Basa kuroya vana vavo vachitadza kuroya idhi atiyawurisa nembiti dzake dzeZanu

  • @shamisowilson2001
    @shamisowilson2001 Рік тому +3

    Vanowanika seyi gogo ava ...tanzwa nenhamo vane macontact details avo veduwee

  • @tabethzareta45
    @tabethzareta45 Рік тому +6

    Ndokumbirawo number dzagogo Ava vanogona Basa ravo

  • @zimbolifestylekuraramakwem7983

    Gogo vkanyanya ava salute ,ukaona vasvika pamusha pko wasunungurwa

  • @marshallspears2636
    @marshallspears2636 Рік тому +3

    Sound systems please please please
    Soud engineer mukumbo tembei ndo mashoko angu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +2

    Zvimwe zvunhu techizvitaura rinenge jee mmmmmm But is real on another level I salute you 👏 BigBoy Shambs and Sitina

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 Рік тому +6

    Neshamba plz find out was Soko safe neBobodzing yasekuru

  • @tessandlovu1451
    @tessandlovu1451 Рік тому

    Drewmas good job gogo is a 🌟

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 Рік тому

    Thank you so much muchembere Gogo vevanhu

  • @magazo135
    @magazo135 Рік тому +1

    Kamudhara kakaoma ako thanks drewmas Media zvakaoma hazvo

  • @beatricemlambo7658
    @beatricemlambo7658 Рік тому +5

    This is genuinely kwete zvatinositaridzwa nana nhingi ,Sando Kuna mbuya

    • @AMARKEDCHANGE
      @AMARKEDCHANGE Рік тому

      vapi tizive tese

    • @kudzai1684
      @kudzai1684 Рік тому

      Taura zvako vanhu vanoda mapipi ana nhingi asina zambuko

  • @wildershoko9303
    @wildershoko9303 Рік тому +6

    Aaa gogo vakanyanya ava tokumbirawo # dzavo vaneshambaka

  • @plaquegimomanuel6257
    @plaquegimomanuel6257 Рік тому +1

    Dai zvaibvira waimbouyawo kudzinza ramai vangu vavabatsire mhuri yatambura iyoyo

  • @luckmoremazhambe7894
    @luckmoremazhambe7894 Рік тому +2

    Mbuya vanoziva zvavanoita ava thank you Gogo

  • @calvinchinyere2118
    @calvinchinyere2118 Рік тому

    Thank you drewmas nezvirongwa zvenyu but vamwe vamunoitisa zvirongwa vasatamba nesu

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 Рік тому +2

    Microphone yenyu yakanganisa mutambo wese iri kuita noise yekuti pamwe hapana chiri kunzwika

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому

    Noise irikubvepi, irikut gudu gudu iyo. Gogo munofanirwa kuenda wo kumaraini kwedu

  • @ChipoManhando
    @ChipoManhando 11 місяців тому

    Zvino unoroya mhuri yese kusvika kurusvava zvozodi

  • @TsitsiMatsatsa-zy3qq
    @TsitsiMatsatsa-zy3qq Рік тому

    We are learning a lot

  • @willchimms1591
    @willchimms1591 Рік тому

    Ndaifunga kuti hakuchisina another level inodarika Musami but this one ndatenda hangu. Gogo vavakuseri kweanother level. Ndatenda hangu.

  • @venanciakamhuka6301
    @venanciakamhuka6301 Рік тому +2

    Gogo vanogona zvavo avo stage ne stage ndokumbirawo number dzavo

  • @werowerohamutyi6461
    @werowerohamutyi6461 Рік тому +9

    Aikaka amai ava zvavari kufamba nebhora zvakashooreka asi zvichienzanisa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Рік тому +1

      But vane karough amai avo

    • @werowerohamutyi6461
      @werowerohamutyi6461 Рік тому

      @@neliarubacha4056 yaaah ipapo ndapaona but kna vakava nekutaura kwakanaka haaa basa ravo riri nani sekut haas munhu anoda mbiri zvizhinji sekut chakakosha kuroyonorwa nemunhu akakuroya izvozvo ndipo pandatanga kufarira uye kujekesa chigumbu chababa kut chibude pachena

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Рік тому +1

      @@werowerohamutyi6461 yaaa ipapo mataura chokwade chero ikava rough muchibatsirwa zvirinane pane kurega chandafarira fut havade mari

    • @progresstasangana9158
      @progresstasangana9158 Рік тому

      @@neliarubacha4056 yaaa mbuya wakawagara ndiwo wane rough

    • @edithmakombe1435
      @edithmakombe1435 Рік тому

      Vanoita mucheka dzafa ava kwagogo musami rariridondo zvaro kuita mucheka dzafa basa rakapedzwa kare

  • @Mundauanokudhaura
    @Mundauanokudhaura Рік тому +3

    Saka vanhu vedomboshawa vachirikuenda kumabasa here zvavakangoungana

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Рік тому +2

    Uuuum pakaipa Vana ngavasunungurwe shuwa 🙌🙌 Neshamba ka nyoka ikazotadza kuuya nematauriro enyu kkkkkkk totenda nebsa renyu ramukuita

    • @edsondzingayitembo619
      @edsondzingayitembo619 Рік тому

      Gogo vanoziva zvavonita vanofamba stage by stage havaparadzanise vanhu vanoita basa ravo vachivakiridza

  • @bonnynemabwe
    @bonnynemabwe Рік тому

    Drewmas media basa sebasa batai Chihera zvakanaka

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 Рік тому +3

    thanks team Drewmas nekutisvitsa pane chimwe chikamu

    • @sheillahchakanyuka1260
      @sheillahchakanyuka1260 Рік тому +1

      Shumba gombwe varikuonerera nekutiratidza zvinoitika muupenyu ndapa kutenda

  • @lisapeters5114
    @lisapeters5114 Рік тому +2

    Gogo vakanyanya nekuti vaona zvakawonekwa ne vazhinji. Fact is gogo has power to know the procedures to the solution which most failed.

  • @aquelinemungate889
    @aquelinemungate889 Рік тому +4

    Vaskana varipiko thanks Drewmas. Shuwa rinenge dambe kuromba regai kuromba vanhu

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Рік тому +4

    Nextime kunezvimwe zvirongwa tokumbira volume kumunhu wese

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 Рік тому +1

    ma views kuwanda awanda kuda kuona nyoka ndiko mberikwazvose🤣, thank you Drewmas Media you are doing great job. accept your mic noise its irritatating mazino hey.

  • @hurukurodzinovaka1693
    @hurukurodzinovaka1693 Рік тому

    Thanks Drewmas media

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 Рік тому +4

    Sando dzenyu gogo 👋👋👋ndadzidza kuti kudza vabereki vako nyangwe dai nehuipi hwavo hwavainahwo tinotenda ku Drewmas media

    • @BbBb-hw5pq
      @BbBb-hw5pq Рік тому

      I don't understand. Unengeichivakudza Ivo vakaipa kutizvidii

    • @matchmorekalizi7635
      @matchmorekalizi7635 Рік тому

      @@BbBb-hw5pq wapanzwa here apo pataurwa nagogo kuti sekuru vanoda kuripwa nenhau yekuti vakadimburwa chigunwe nevana , vana vakarwa nenyama hongu baba vakaromba asi vaifanirwa kuteedza nzira chaidzo dzekupedza hurombwa but vakasarudza kuvarova nhasi vazoripiswa ....mapabata here

  • @lesleyruswa6095
    @lesleyruswa6095 Рік тому +3

    Well done Guys , Gogo vanoziva ava

  • @shyleenkaswa2072
    @shyleenkaswa2072 Рік тому +2

    KO GOGO SEI TISIRIKUVAONA TODA KUVAONAWO

  • @memoestarr
    @memoestarr Рік тому

    Thank you amazing team for this eye opening episode . Heads up to Tt and Boss NoShamba

    • @tanatswa9458
      @tanatswa9458 Рік тому

      Drewmas medea makatishera, Sokolate namukoma Neshamba. Soko bae tinodada nemi.

  • @eyecamtechnicianscctvinsta4249

    Mbuya avo tovawanasei

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 Рік тому +2

    This madzimai chokwati l salute ngimethulela ingowane

  • @mutondonyamuzazi6280
    @mutondonyamuzazi6280 Рік тому

    Thanks drewmas media

  • @cuthrenematava2633
    @cuthrenematava2633 Рік тому +1

    Thank you Drewmas,makanyanya

  • @ferickmunyoro3957
    @ferickmunyoro3957 Рік тому

    Sound please ikunyanya noise ngadzirisai ipapo

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому +2

    Anodambudzi yei Muroyi iyo vana vachitadza kutenga magonyeti nekudakwake

  • @inworld.C
    @inworld.C Рік тому +10

    I feel like buying Drewmas another Vw bus for basa ravo iri ndirikuuyako

  • @phineaschauke4548
    @phineaschauke4548 Рік тому

    Gogo varema avo ko number dzavo todziwanawo sei?

  • @tapiwachims3633
    @tapiwachims3633 Рік тому

    Gadzirisai machine yenyu imi

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 Рік тому +3

    Yooo unozorora, but wakatonaka bcz warikubvuma mhosva dzawo

  • @charitymareya255
    @charitymareya255 Рік тому +3

    Andew please buy aah microphone this has a feedback, hazvichanakidze.

  • @pedrogorosviba1271
    @pedrogorosviba1271 Рік тому

    Microphone how far?

  • @futbolgeeks1513
    @futbolgeeks1513 Рік тому +5

    murikubata basa varume...asi pamic matiregererawo

  • @memorynyakarombo14
    @memorynyakarombo14 Рік тому

    Thank you sekuru tikufamba tese kusvika sisi jestina

  • @Tee75653
    @Tee75653 Рік тому +4

    Drewmas media gadzirisai noise ikubuda kubackground

  • @theresansamba9148
    @theresansamba9148 Рік тому +5

    Gogo is full of wisdom

  • @takundamuwati3514
    @takundamuwati3514 Рік тому +2

    Nice work Mr neshamba

  • @yvonnesande9387
    @yvonnesande9387 Рік тому

    Mmmmm zvakaoma veduwe nyika yakatakura kurema

  • @herodmoyo7748
    @herodmoyo7748 Рік тому +2

    thank you for everything Drewmas Media
    may you check and correct your recording devices are making a disturbing sound

    • @crosbygovera8294
      @crosbygovera8294 Рік тому +1

      Zim yacho havakwanisi kutenga zvimwe nekuda kwekuomerwa .

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Рік тому

    Mbuya vanobata basa ava. kusabhadharisa vachirwisa hondo kuti dzifumuke kotaridza kuti shuwa vakatumwa kuzobata basa iri.

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 Рік тому

    Urombwa hwacho unoshanda chinyi ko amongst such abject poverty & strife …just wondering 💭!??

  • @vimbaimaponga7163
    @vimbaimaponga7163 Рік тому +2

    Tinokutendai gogo ndiri mwana wemudombosha vaneshamba nasoko fambai nebasa makatikoshera

  • @carolinemadzudzo7395
    @carolinemadzudzo7395 Рік тому

    Drewmas media tinokumbirawo gogo avo kwangu kumusha kwamurombedzi kwazvimba kwandakaberekwa

  • @tcpavingrobbie7867
    @tcpavingrobbie7867 Рік тому +8

    Gogo muri kugona basa ngazviende kure🙏

  • @ruecharidza589
    @ruecharidza589 Рік тому +1

    Zvinenge nhema idzi

  • @blessingmadondo9569
    @blessingmadondo9569 Рік тому

    Ndodawo ka song ako kamunogara muchiridza

  • @memoriegomana5341
    @memoriegomana5341 Рік тому +1

    Ndanzwa hasha dzisingaite sme nabamudiki vangu ndinofunga kuphonera vaneshamba vatorerwevo zvinhuvzvavo asi deno ndiripo nehasha dzangu ndavakava kava

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 Рік тому

    ndazobvuma bigman Andrew

  • @aishakambuma1258
    @aishakambuma1258 Рік тому +1

    Drewmas media sando dzenyu ndakazvitaura kuti sekuru ndivo nyoka yacho

  • @preciousmurambasvina3476
    @preciousmurambasvina3476 Рік тому +4

    Vana sekuru ava vakazviwomera zvavo

  • @edwellneshamba5382
    @edwellneshamba5382 Рік тому +1

    Shumba Nyamuzihwa Aiwa fambai ne basa

  • @lenso3757
    @lenso3757 6 місяців тому

    Vanhu vatambudzwa akomana

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 Рік тому +2

    Yha hupenyu hwakaoma zveshuwa
    And unokuvadzwa nehama

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 3 місяці тому

    Sekuru ava vanoroya hama d zavo eish

  • @castontigere5105
    @castontigere5105 Рік тому +6

    This level is beyond others