Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I❤ u tete Tilder munogonesa
hanzvazdzi yaMavis imboko yekupedzisira
Umm ndazvitya ini, imagine your own sister
Sei brother yacho isina kusungwa iye aiziva kuti vanhu varikuponda sister yake iye ari zii........not fair
Vanhu havakwanise kureporta these cases nekutimunhu anosungwa nhasi mangwana atobuda sevanhu vekwaishmaeri
KoWhere is the video 😞💔
Yemazita inonetsa iyi siyai vataure mazita 😅😅😅😅
True first caller
Mazita akataurwa kare Tete Tilda mondi dzinemazita
A sad story😢
Mai Mavy dai matodzidza kuroya ini wangu ndotoroya vanhu I swear.
Zvakaoma mufunge ndafarira kuti uri ZCC seni kungorova mwana asiri vako zvinorwadza
Zvinorwadza kani 😢😢😢
Hanzvadzi ya Mavis ndo hama mboko. Vanhu vanoroya shuwa
Ko sei vasina kusungwa😮
Guess what,they've been given years in jail
Frets kuvanhu anogona ndatenda hanku
Mhondi idzo ngadzifire mujeri attempted murder
Hello tete
Maswera cy tete
Zvakaoma veduwee
Zvorwadza
Murisei tete
Tete murisei
I think Mavis was a problem mu nharaunda because there is no reason why 5 people including her brother would just attack her but that is no reason to do it though.

Ko
Where is the video 😞💔