Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Munobat basa baba rambai makadaro mfundis wangu
Vamwe vari kupfeka mvere dzehwai ivo vari mapere mufundisi, asi Jesu wedu haangarambi anyerere achauya hake azozviburitsa pachena.fambai naro
Ngachisevenze munhu wamwari shandirai mwari nemuviri uyu achiri maskati nekuti usiku huchasvika husingachibviri kubata nahwo
Haaaaaaa ma1 aya , thank you Pastor Matende
Hokoyo uripapi nguva ngaisakusiya mwaka wafamba.🤣
Nhai Jehovah munhu uyu momuitireiko Amen and amen
Ndakomborerwa ne comment iyo kkkkk amen hama Tenzi weeee
Ndokuti manyanga ✅
chokwadi Mwari wakanaka Mwari, munoimba vaMatende
Mweya mutsvene vakakugara hama yangu..... 👏👏👏👏
Yaaaa nharo hapana apa ngazviende mberi zvirikuenderana zvakanyanya
This is a hero that voice, 💓💖💖
My favourite song
Shoko ngarifambe mambo , kubasa makatumwa kushumira
Amen amen mwari vakuitirei zvidhafu dhafu munondigonera hangu kudwa kuti ndina mwari mubasa ndichiterera hangu
Well done Pastor Matende,regai zvikurirane zvichaonekwa pakukohwa
Ariparidzwi nevazhinji iri baba thank you so much you are preaching to our souls Mwari verugare vakuisei panekumwe kubwinya
Powerful song ..my Pastor ... nyika ngaizive kuti kunaishe mambo wechokwadi kudenga uko
Wooooooooooooow 💥 🇿🇼🌍 Ma comments enyu hama anopisa manyuku nyuku mubasa iri itirwai zvikuru tirikumaona ma comments ngaauye hawo atisimudzire mubasa iri ndatenda zvangu nerudo rwenyu 🙏🙏🙏🙏🏄
ramba makadzvanya
Mr Matende this is nice .God bless you my brother
Always follow your songs
Amen Pastor;itirwai zvakanaka pakutidzora munzira yakanaka nemusic yentu
Voice renyu hayiiiiiiiiooiiiiii makumberiisaa
Yes tinotenda kukomborerwa nesongs enyu munhu washe rambai makazvininipisa mwari vakusvitsei kure
Mufundisi mukandipawo colabo moyo wangu ungafare ❤❤❤
Huya hama yangu
waal waal, great song
Amen 🙏 munondikombrera . pastor nyasha ngatsiwanzwe
Amen munhu waMwari...keep the fire burning
Shoko ratenzi ngaeiyende mberi hama yangu àaaa fambai nebasa vanhu vatendevuke
Pastor Matende is a genius when it comes to music.
Oh God 🙏🙏🙏🇿🇼
Vhangeri ngariende nyika dxose 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏 Thank you MOG
Ameen Pastor ngazviende mberi maiguru vanzwa mweya mutsvene🙏
Ngariparidzwe shoko nyika ipone Chokwadi chamazvokwadi Amen
ooogh God ndoti in my kind of relationships ndoti Rega zvikurirane said nezviyo hama chaidzo will stay in my life dzisidzo by the end they will leave
Power full message man of God🙏🙏.Asi pakupedzisira vachanzi havo endai munoita kwamaiitira mabasa enyu.
Ramabi makadzvanya ipapo bba vedu ndirikukombererwa ini ❤❤
Supper star
Amen.
Izvi ndozvipupura ndakazviona mukukura kt chipo unacho murume shumira vhangeri varirambe wareva zvichaonekwa pakukohwa chokwadi 🙏🙏🙏
Good music Pastor
Well done man of God
This is too much , tinotenda neshoko rezvokwadi nyika ngaizive kristu neivhangeri inoponesa iri . Thank you my father
mufundisi wangu
Glory 👏👏👏👏👏👏
Vanogara vachipisa zvavo ava🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndanzwa amen
The is great song . rambai muchitiswededza pamweya
Denga ririko sure ngatinamate ..you are blessed pastor
Baba Matende munondiitira zvakanaka pakushumira nenziyo.
Always on point pastor what a masterpiece great and powerful 🙏🙏🙏
Amen and amen shokoooo
For His Glory continue with the good ministration
Deep meaningful lyrics there. Masterpiece.Thank you. Shalom
Another masterpiece!!! Thank you, Pastor Matende. May God give more years to produce more inspiring music.
sure generations yavako iyi unotoona kuti izvi zvamwari ndezvemakona
Grace upon Grace 🙏 🙏🙏🙏
Thank you pastor be blessed
Nzimbo dzenyu dzinondikomborwra
Talented ❤
My long distance song kunze koyedza Capetown to Zim
Powerful message Pastor 🙏
Nice work indeed endai mberi nebasa iri 🔥🔥🙏🙏🙏
Amen
Kuseri song iyo 🎉
🙏🏼 amen
Powerful song Pastor ❤
kutogara vakazara havo naMweya mutsvene
This is a masterpiece
Thats true
Thanks munhu waMwari
Best
Nice work indeed endai mberi nebasa iri 🔥🙏🙏
Munobat basa baba rambai makadaro mfundis wangu
Vamwe vari kupfeka mvere dzehwai ivo vari mapere mufundisi, asi Jesu wedu haangarambi anyerere achauya hake azozviburitsa pachena
.fambai naro
Ngachisevenze munhu wamwari shandirai mwari nemuviri uyu achiri maskati nekuti usiku huchasvika husingachibviri kubata nahwo
Haaaaaaa ma1 aya , thank you Pastor Matende
Hokoyo uripapi nguva ngaisakusiya mwaka wafamba.
🤣