Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ndiani aneni pano 2024 song inondikomborera hangu 😢😢😢😢
Oh yesss
Tiripo 2024 April
Tiripo pana May ipapo 2024
Tiripo pana June 2024
Mwari ndopaatisvitsa apa. Kutenda kukuru kuna Jesu kristu Ishe. Komborerwai hama!!
Reminds me muchingwamura uchinyatsobvira pisai mumuweya mushumiri
Amen .kuimba kwakanaka ndatenda hangu.kuimba kunodaidza ngirozi.kwete zviya zvekuti unoti i jiti here i rhumba here kana kuti ndezva Mwari . izvi ndoo zva Mwari zvevanamati zvinodaidza ngirozi ndatenga hangu kuimba kwakanaka rambai makadaro tichikomborerwawo
This is a prayer on its own.... very powerful... when ever I sing along and meditate on his word...I feel the presence of the holy spirit...
So touching Mufundisi wangu, what anointed voice. Mwari vakushandisei kusvikira tasvika panzvimbo tsvene tsvene
Hey hey glory be unto God,ndakomborerwa zvangu
My favorite artist of all time. Ps Matende you are talented Munhuwashe keep up the good work!!
Pastor Matende komborerwai voice renyu pakuimba unoyerekana wapinda mumweya Komborerwai muranda waMwari nehushumiri hwakanaka kudai
Amen
Hallelujah 🔥🔥 What a powerful song 🔥🔥🔥🔥🔥
glory be God amen man of God listening you from zambia
Ndinonzwa kuitirwa zvakanaka ,chokwadi tinorida Simba tivanamate mwari
Heavy
Hie Bee. Haaa Ngoma munobata baba
Ndonzwa kukomborerwa nesong dzenyu Ps Matende
Tinotenda munhu wamwari munosimudza mweya yedu
Amen amen mwari ndipeiwo Simba rekunamata paye pandinenge ndaneta
Haa kuitirwa hanku zvakanaka ndiripabasa mweya mutsvene uchitungamirra. Thank you so much
Sometymz unotonzwa kupera simba asi moyo uchitoda kunamata pasina simba ramwari tinokundwa nerima keep up the gud wek my pastor
Its true
Very powerful my pastor thank you
Pano handibve everyday life yangu iripano 🙏 thank you
Weldone Pastor this is good 👍
Amen amen tinotenda nyaya iri MUZVOKWADI
It's very powerful song 🙏🙏
Mwari vawedzere Simba murambe muchiti pakurira zvakadai tinorasika hedu tichidzoka
Amen amen hama yangu...good music
PamaBV makamaster chigame chacho ❤❤
Hahera hahera Jehovah ishee
Sacred Melody
Ndonzwa kuzadzwa nemweya
Ndinoridao simba irori mambo wangu ndigone kunamata zvechokwadi
Ndinodwa kuitirwa zvakana nenziyo dzenyu
Amen iyoyo wonderful song
🎧🎧🎧 Tipeiwo tikunamatei nemuchokwadi
Amen, Amen!
Keep up the good work
Rwiyo rwengoni Amen
Amen💥💥💥💥💥💥💥
Powerful
Ameeeeeeeeen
Baba vanoimba ava heard nziyo dzavo mubus and I had to follow him😭
Ndinotenda hama dzirikurira here muma busy umo ndatenda zvangu
Good song
Apostolic rhythm 🪘
Glory Glory
😭😭😭😭😭😭
Amen tipeiwo simba 🙏
Thank you so much baba 😭😭😭😭🔥🙏
Kuimba kunokomborera
Yess Amen
Fambai baba matende
Docas akapuhwa simba ndiridawo
Amen 🙏
Powerful message from my pastor tinodawo simba chokwadi mumbouyawo kuno kuNamibia
Hallelujah
🔥
Powerful. Amen
Ngaanamatwe Jehova muzvokwadi
Mz.,
A
Makuseri baba
Kuimba kunobva kudenga.kana naiye Ishe uchatips masimba
Amen 🙏 Amen nesuwo tinodawo simba rekunamata kwete kungonamata asi kunamata (MUZVOKWADI) kwete kwekunyengera
Ámen tipeiwo simba

Hallelujah 🔥🔥
What a powerful song 🔥🔥🔥🔥🔥

Mz
.,