Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Kana zvadai munonzwa sei?
Unotonzwe kudakuenda kumasowe 🙏👌
Kuti ndomasowe chaiyo kwete zvakuitwa nevamwe
I love this song
Unzwa kuda ku yenda kudenga ikoko
I❤Masowe I l❤ my lord
Abraham panekutaur abraham, ndrimudare amen amen 🙏🙏 aleluja kuimba kunotendwa nengirozi
❤ I love Masowe very much all blessings all life
Kuimba kunotendwa nengirozi
😅
Makaimba vatendi àah mwari akuwedzerei makore🤝🤝🤝
amen kuimba kwakanaka ndabva ndafunga ndiri parenje zvangu zuva rejestenzi
Ariruya...🙏🙏🙏Rufarooo kwamuri...Tendwai nedena vakomana...
Abrama pane kutaura Abrama kugere mudare Abrama amen kuimba kwakanaka tigere kumasowe ndatenda hangu varume komborerwai 🙏🙏🙏
Ndobva ndanzwa kufara ndichiona nguwo chena iyo🙌🙏 🙏
Amen kumba kwakanaka panguva yakaoma yatiri tinongochema tichiti Abraham
Amen panekutaura kurimudare
Abraham panenge kutaura kuyeresiwa mudye Amen and Amen Translate to English
ndafunga kurenje ndiri kunyika yechizvarwa
Tinotenda zvikuru, nekutideedza padare 🙏🙏🙏🙏🙏
Kuimba kungova ngoni 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿.
Amen taurai neNyika ipone
Amen kuimba kwekumabuda zuva
Kwatakabva atikukanganwe 🙏🙏🙏☺️
Vakakomborerwa havo vagere mumbiri yemudzimu unoyera vachitevera zvitsividzo zvezwii vanorarama mudenga rechinomwe
Ngatinamatei hama nguwayapera
Kooba kwa kanaka
Amen munotendwa nedenga
Chokwadi chigere mukuimba kwakanaka chinoda kuyera
Abraham pane kutaura kuyeresiwa mudare Amen and Amen Translate to English 😅😅
Amen 🙏🙏 baba abraham
Amen amen and Amen
fantastic!
verse rinondifungisa kure
Tendwai varume nekuimba kunongova Denga ndatenda hangu
So touching
Amen and Amen
Handizivi kt sei hangu asi chokwadi ndechekuti Nziyo dzeMapostori ese dzinondiswededza pedo naMwari ..asi handigoni kunamata ikoko.ndikatoindako ku church ndinobva ndisina kutonamata.handizvinzwisise manamatiro avo..bt Nziyo chete..ndinokomborerwa hangu
Zvakakosha kungononzwa kuimba chete?
Amen! Ichokwadi
amen vanonzi baba ani vari pa picture ye video?
Tinotenda
Amen
Tinotenda vanamadzibaba nekuimba kwakanaka
nice songs
Amen and Amen 🙏 Hallelujah
Kana zvadai munonzwa sei?
Unotonzwe kudakuenda kumasowe 🙏👌
Kuti ndomasowe chaiyo kwete zvakuitwa nevamwe
I love this song
Unzwa kuda ku yenda kudenga ikoko
I❤Masowe I l❤ my lord
Abraham panekutaur abraham, ndrimudare amen amen 🙏🙏 aleluja kuimba kunotendwa nengirozi
❤ I love Masowe very much all blessings all life
Kuimba kunotendwa nengirozi
😅
Makaimba vatendi àah mwari akuwedzerei makore🤝🤝🤝
amen kuimba kwakanaka ndabva ndafunga ndiri parenje zvangu zuva rejestenzi
Ariruya...🙏🙏🙏Rufarooo kwamuri...Tendwai nedena vakomana...
Abrama pane kutaura Abrama kugere mudare Abrama amen kuimba kwakanaka tigere kumasowe ndatenda hangu varume komborerwai 🙏🙏🙏
Ndobva ndanzwa kufara ndichiona nguwo chena iyo🙌🙏 🙏
Amen kumba kwakanaka panguva yakaoma yatiri tinongochema tichiti Abraham
Amen panekutaura kurimudare
Abraham panenge kutaura kuyeresiwa mudye
Amen and Amen Translate to English
ndafunga kurenje ndiri kunyika yechizvarwa
Tinotenda zvikuru, nekutideedza padare 🙏🙏🙏🙏🙏
Kuimba kungova ngoni 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿.
Amen taurai neNyika ipone
Amen kuimba kwekumabuda zuva
Kwatakabva atikukanganwe 🙏🙏🙏☺️
Vakakomborerwa havo vagere mumbiri yemudzimu unoyera vachitevera zvitsividzo zvezwii vanorarama mudenga rechinomwe
Ngatinamatei hama nguwayapera
Kooba kwa kanaka
Amen munotendwa nedenga
Chokwadi chigere mukuimba kwakanaka chinoda kuyera
Abraham pane kutaura kuyeresiwa mudare
Amen and Amen Translate to English 😅😅