Wisdom at its best....thank you senior bushu and junior chief bushu. Blessed house of chieftancy ...I love all the ruling . Well-done dare. Muzkuru hausi kuraswa asi chidzikama chakabereka ropa iropa words from a Wiseman. ❤❤❤
Mnangagwa will go down in history as the worst man to ever hold public office. Zita rake rinongoshandiswa pachimbavha, chikorokoza kana Corruption. Mugabe aisajairika kudai.. 😢😢
Wisdom at its best....thank you senior bushu and junior chief bushu. Blessed house of chieftancy ...I love all the ruling . Well-done dare. Muzkuru hausi kuraswa asi chidzikama chakabereka ropa iropa words from a Wiseman. ❤❤❤
Muzukuru kumusha kwake vana veva kuwasha vanotonga
Mzukuru ngaabve aende kumusha kwake kana anetsa
Ndochokwadi
Muzukuru dayi wapfavira ngoma husiku hurefu. Teerera mambo vane rudo avo nehuchenjeri❤❤
Ndokuti mambo, kwete zvimwe zvatinosiona😊
Muzukuru uyu ngaaende kumusha kwake ngaabve aenda kumusha kwake
Mmmmm tsvagaiwo munhu anogona kuverenga purizi
Muzukuru getaway iwe enda kumusha kwako munangagwa unomuziva iwe
Chief vanhu vanoshatisa zita remukuru wenyika vachinzi vanehuori ,..ngaadzingwe mukomana uyu n ngaasungwe asatamba nezita remukuru
Haiwawo mukuru venyu ivavo is corrupt
Mnangagwa will go down in history as the worst man to ever hold public office. Zita rake rinongoshandiswa pachimbavha, chikorokoza kana Corruption. Mugabe aisajairika kudai.. 😢😢
Shuwa
Isu tichikura taisaridana dana Zita raVaMugabe
Raityisa...
Ngaayende kwa baba vake anotonga ikoko
Vana vevakwasha havachengetwe, period.
Uyo muzukuru ngaaende kumusha kwake idofo achiti zidumbu rakazara svina
Ngaabve muzukuru
Muzukuru uyu ngabaye now
owww baba vangu vaMarange
Ane Jersey reMan U uyo ndiye ari wrong
Mu,ukuru anenharo mambo
Toshiba kuita kuburitswa ziya nekuverenga Shona hre? Tsvagai umwe mabharani mambo.
Kkkkkk ndaseka hangu
Handwriting yemadhara amusikuiziva😂
Ndorarama nekuverenga makomend,nekuti anonakidza kudarika hyaya yacho irimudariro
Madzimai ane vana ndoshaya kuti vanenge vachinodeyi kumaCourts chaizvo.
Aruverenga uyo ngaadzoke kugrade 1
MUZUKURU NGAABAYE KWA BABA VAKE
Uyo idofo zvekuti dhuu kuverenga shona zvinonyadzisa kudai
Ahhh zidumbu rake mzukuru. Sekuru muchapondwa nezimzukuru renyu iro.
Mdara Marange mfesi wangu uyo anosunga mota futi
Arikutooneka kuti ibinya sekuru vachaurawa zvesure 😢
Next time mirai kuverenga henyu
Tsvagai umwe anowerenga pliz
Kupinza Ed uku akazviona makutorerwa Minda iyo inezvicherwa
Haaa handifunge kuti maguts ekudaro anasekuru vangu ndinombomawana yooo.hanzvadzi dzamai vako ndivo vanamai vacho ka.
Uyu arikutemba kuti amai vake vakafa ,dai varivapenyu zuva ravaifa ndoopaaibata idi rekuti hama dzaamai vako hadzisi hama dzako,unochiona nekuripiswa.
Zvimadhara izvo zvikungorwadziwa kuti muzukuru arikuita mari munzvimbo yavo dumbu harisi repondo iro nderemadollars
Kkkk
Vana Mnangangwa vana Pablo Escobar vekuZimbabwe. Why is their name only associeted with bad things?
Zvivana zvangu back kumusha kwenyu. Kutadzisa anasekuru kugara mumusha mavo. Vazukuru vanonetsa akomana 😂
Ko imi predent ndimai venyu here
Muchi chengeterei vana wevanhu pane zvamunenge muchi kushandisa zvakukukupandurikirai
Mwana wemukwasha kumba kwake
Thank you
Mambo....nekungwara kwenyu uko itai munhu musvinu anogona kuverenga
Vana vevakuwasha garai madzosa kumusha kwawo guys
Dai vakango chera vakanyarara . Manje parikutorwa manje manje
Mambo bushu munogona kutonga
Never take threats lightly, ignorance of law has no defence, ngaasungiswe mzukuru uyo. He's a rebel.
Manhu akanyora anofanira kuverenga ma minutes ake
Sekuru vachafira matombo iwayo, some people will take advantage social media iyi
Ari kuverenga seiko
Reading in instalments
😂😂😂😂
Zvoita here munditongerewo nyaya yangu ndiri weMasvingo
KuMasvingo kwako asi hakuna vanotonga kanhi 😊
Huya tikutonge tiripo isu vana mambo vemasvingo
@@TerressaVictoria he’s doomed if he allows your kind
Yes vanokutonga but unouya netransfer
😂😂😂😂😂
Potai muchitsvaga mumwe anoveranga mambo mupurisa wenyu uyo zvekuverenga shona zvinomunetsawo.
MaC10 ekudiiko iwe uchitaura twutema hanzi watarnisher zita raPresident haaa vanhu vatema vakaoma zvavo kuda kunyudzisa vamwe maitabasa mambo mabva makasika kuzvivharisa.
Tellmore urimboko ukutotadza kuchengeta mwana wako..iwee ukurwira zvamai vako apa mwana wako arikupedza nhaka yevana vedu ...
Kkk mutsvagei hanzi akatenga mota and claim maintanance kuna tellmore
Pachokwadi mambo matadza kutonga garden rakapuhwa Amai vevakomana awo nhasi nekuti mane gold makuti nderekwamarange kudai dziri mombe dzakapuhwa Amai vevakomana awo Amai wofa maidzoka here muchiri mombe dzedu pane kakunzvanyirira bcz mugarden mune gold asi Dai Musina chinhu zvaisataurika Kuti garden nderekwamarange
Garden harina kugovewa ba vazukuru vakangosara vachirima chete not kuti rava ravo dai arimumwe adzikama zvake nekuti hapana chake ipapo else vangotoenda kumusha kwababa vavo.iwewe ungade kudyirwa nhaka yamai vako nevana vevakuwasha here.
Very true, plus pachivanhu chaicho chinhu chese chinezita raamai musi wavanofa chinotorwa nehama dzavo ,even dzingave mombe chaidzo
Muzukuru munhu vane sekuru kukaa goridhr
Haana kumusha here anodirei kutonga kusiri kurudzi rwake
Chief sometimes you're too soft, that's a criminal case. Involve police uyo must be arrested.
Toshiba ndewe ku Korea no wonder dude cant read Shona
Zita ravo president riri kunyanya kutambwa naro nekuda kwechikonzero chekuti muridzi entertain such nonsense
Toshiba verenga zvakanaka shona kuita kukakama kudaro
He can't even read Shona, Toshiba you're an embarrassment.
Chiii chaicherwa apa
Goridhe
Gold.