Passion Java interview on the streets of London with Lance Guma
Вставка
- Опубліковано 1 сер 2023
- After a 30 minute interview inside a posh hotel in central London, Nehanda TV Managing Editor Lance Guma continues his chat with the controversial and flamboyant Prophet Passion Java on the streets of London. His "Personal Assistant" DJ Towers joins the chat towards the end.
The "interview after the interview" centres on a variety of topics that sees Java claim sensationally claim that Zimbabweans in the Diaspora are struggling financially and must come back to Zimbabwe. This is despite his own family being based in the United States of America.
#passionjavalatest
#passionjava
#zimbabwe
Thanks Lance u were able to expose these hypocrites who think Zimbabwe is better than UK but fly all the way kuti vazoskwanda. pashoniJava akadini kuenda Kuno vaka Nyika pane kuita extravagant travel to extravagantly espend?
Lance If u discuss with fools, no one might make the difference
"this gonna end in tears"...
❤
Guys Passion Java is smart. I had never listened to him but its no wonder why ndiri kutambura iye asiri. He is smart. Zvekuti munhu wa Mwari handizivi asi, akangwara.
Java kumhatso kwako everyday na7 makuseni
Waste of time debating these guys
Haaa mataurire anyu it has to stop . Chimbo nyarara java xaaz uri kuti mamira xaaz this is 2023 .
Hello
Saka kutambura kwavanhu kunosekesa here
Mazimoyo akashata, kufarira nhamo yevanhu vemuZimbabwe
chaizvo, because muhusimbe
Usanyepera vanhu passion Biti arimo muCCC
How long prophet will stay in London
Which side are you in London
Stupid
I live in Manchester side. I think I missed your comment/message
@@ZohaibFrancisOfficial No problem bro
@@blessmoreconstruction1128 sir is he coming back soon?
Ichiri church yaMwari here iyoyo nayi Java iriselective kudero?🤔
Vachauya kana time yavo yaita
Usaite kunge vanhu havazive zvavari kuita.
Kindly don't mention killer t again
Imi vana lance munoita mboko idzi news ndimi munovapembedza.... these are not news....
Zvine basa rei chero urimo mudenga unosvika same time nawo hapana anenge asvina kusvika here???
Taura hako.....tese tongosvikirana same time.
Java usadaro shaa mwari ndewedu tese
Tawas ita mari yako not kuitiswa uchisweroti shefu kuna Java
Ndokupenga kwako java
Java na uyo dj muchafa muchitambura vapfanha imi musaganze zvamukuita izvi
Makamira muroad kuvharira vachena, ko munotsvakei kuvarungu headquarters yechechi ngaiyende kuZim kaa garai kuzimba kungovhaira chete hapana zvinemusoro zvirikutaurwa unga compare uk nezvinhu zvisina basa iro ndiro rinonzi potholes emuzim anonzi mazikomba matsime
Tawaz urihwindi
Garo rako mwari upi waanoziva javha nhemha dzoga nevanomuteverera vakamama
😂😂😂😂😂
Bvuma kt uri pfungwa hadzisi kushanda chete urimbabva
Akabira ani
kkkkkkkkkkkkkkkkkk
Hakuna asingadi kuenda London..... Zimbabwe haigariki
Kusanyara kwenyu muchinyepa to hell
Muchiba goridhe uri mboko java kurawo pakutaura
hakuna gold mafia. mbavha ya ed
Ko kuzopfeka jacket rine nyoka idzo hanzi zviite sei
Kana muhuro muneimwe nyoka
@@ladygee6457 maionawoka ,the whole body snakes (jacket of snakes pythons) pple must discern....This is very bad to deceive people -yet munhu anenge achiziva chaanonamata.
Hona chemuno chiri kungizhinya hapan chinozikanwa ..apa chanzi hachigezi chikungonyinura
ava anopenga
ko iwe uriikoko kukuUK wani
Very very sick these Man coming from Zimbabwe set by the zanu pf .
Asi munoti varungu vakashata
Panganai Java uyu it's a hypocrite
Java uri kuti ma zimba ari kutambura seyi kkkkk haa java
Waste of time mabharanzi aya,umwe kutadza kuita zvinhu zvine musoro kwavaka berekwa.....Ibotso iri hona now tawaz vatsvetwa kusviba kunge munhu weku Senegal
To peg a mine you are not asked about your political nature you just do the required paperwork
Regai java adye bag rake saka oregakupfeka Gucci yake nokuti vanhu varikutambura here , ko iwe wakaiteyi nhayi Gumha
Musatanyoko
@@moseschapaninewe dzinza Renyu Rose...typical vanhu vasina ma facts who can't argue ..vanongoita zvitswinyo..baba vanomenya dhodhi😂
Kkkkkkk ko ndozvazvinoitwa here it shows you are empty ma boss lol
@@moseschapani wandispaka ISU hatituki vanhu lol
Mhata yako everyday na7 manheru najava wako chimukungurutsa zvidu